Munhukadzi anozoita ishe kana sabhuku sei uye anenge ari mwana wemumusha imomo here kana kuti muroora mungandibatsirawo ipapo ndava nenguva yakareba zvichindinetsa coz hushe kana usabhuku kana humambo chinhu chedzinza
Munhukadzi anoita ishe kana akazvarwa mumba yehumambo uye akaroorwa mudhuze nepaakazvarwa kana kuti achigara imomo mudhuze nemaakazvarwa asi asina kuroorwa
Mambo Mutasa muri "BHINYA" re Justice we love your ways may God Bless you
the wisdom of this man is a pleasure to listen to and very educative.
Tsikamutanda mbavha dziya magona mamboo❤❤❤❤❤❤sando dzenyu
Vana Tsikamutanda imbavha good decision Chief Mutasa
Mambo munogona vana tsikamutanda vanouraya musha
Tsikamutanda ari right anoranga varoyi
Hapana chaanogona tsikamutanda itori mbavha
My advice is gather masabhuku ese n give them a refresher course coz masabhuku awanda ari kutyora mutemo
Love you mambo mtasa from mashwest
Kamuroyi kambuya ako
Mbuya iyo muroi chaiyo tunyaya tisina basa mbuya muri dafi chaiyo imbwa satani zimhanza mu
But nyaya yekuti kana munhu akafira Mumba udzai mapurisa kuruzevha mapurisa Acho anenge arikure zvakanyanya. APA wafirwa awuna Mari musangopanicha Vangu plse tiri ma Zimbabweans tose madzimambo musaita like kutungamira Vanhu matova varidzi vevanhu nyika ndeya mwari iyi nwaaa. Tungamirai Vanhu Boe kwete kuzoita like ivhu IRI nderenyu
Ndarwadxiwa ungati havazive kuti nuzvipatara hamuna mushonga zvimwe kuda kuomesa
Apa mambo varasika mwana haana kufa before 12 saka akarara day 1 mumba
Mambo mutasa you are intelligent so much am here praying for you long life to you am a Zambian but am asking for your number please stay blessed .
Ndibatsireiwo nyaya iyi . Munhu ukashaikirwa nemwana unozivisa kunaSabhuku nemari hre. Ndiyani angandibatsirewo apa
Ehe unozivisa nemari
@@lukemunhumumwe7719zvinosiyana nenzvimbo, kwedu hazviko.
madzi Madzimambo anebasa ini ndoteera matare aya mambo Mutasa vanotonga nehuchenjeri uye havana hudzvinyiriri . ndobve gokwe mambo ndaakudawo kutamirako varipedyo ndisvitsireiwo
Sabhuku we chidzimai anomangara chero kanhu kadikidiki. All the time hanzi ndadhererwa 😅😅
Kude mbudzi ne huku dzevanhu
Muzvare ngaadzikame.kungorepota zvinyaya zvisina basa saka vamwe vachitsingwa mumaruzevha
Yaa
Kambuya ako hakagone kugara nevamwe zvakanaka
Rambai mambo. Vaya vanhu imbavha vabereki vanzwa navo anambavha ivava.
Nyaya dzisina kana basa dzavanomhangara mbuya iyo
Nhaimi vanopenga mbuya avo kuda kutonga mahara
Sabhuku mwaomesa zvisizvo mwadyira munyu
Americo machekanzombe waka,oita nangs rini
I use to school with this man pa Pafiwa kkk
Mhosva ndeyei apa sabhuku mamusipo mambo imbosva here kuti munhu anorara mumba
Pachivanhu hakutenderwi kt mwana arare mumba 2 days unless kana panezvikonzero zvirikuzikanwa kumapurisa kana kwamambo- munogona kutadza nekusaziva asi inenge irimhosva unongoripa zvakadaro
Zvakare vakaviga mwana vasina burial order
Zvakare vakaviga mwana vasina burial order
Mambo Mutasa munotonga justice endee hamuna hudyire
Kkkk mambo Mutasa mune dzidzo
Ma chief munebasa yoooo uye muri patient
Why people need lawyers hauzosiye mambo achiverenga kunge husiku husipo uho
👏👏👏
Sabhuku uyo nyini yake nxaaa
Haaa Mai ava kushaya basa here kumhangara izvozvo
Kuda kuripwa mbudzi idzo kukara
Naivo ishe vanoda zvinhu
@@user-ch6uj4fz4w😅😅😅😅
Zvakaoma yoh
Kambuya ako kanehuroi kutotya kutorwa uroi nxaa , Inga dzimwe n'anga dzinongoshopera wani ende padare ipapo , apakungoti haana kudyawo chete , let's be fair nyika ndeya Mwari iyi , zvimambo izvi zvajaira kurarama nefufuro nxaa
Asi mhuri kana yapindwa nedambudxiko vakashaya mari yekusuma munhu haatovigwi hre
Udyire
Ndapota musatidzokereraba takazviona kukaranganda please STOP IT. Don't steal from Karanganda
Uyu imbavha haana content yake
Madzishe nemaSabhuku vanofanira kuziva kuti rufu haruna formular mari moda dzei. Chimwe chivhanhu sooo.
Ko iwe uri kudzokorora nyaya 1 nemhaka yeiko.Tich kachi ita mushe iwe
haaaaa mukuchema 2 days kwedu mai vangu vakaita 5 days vanatezvara vakatsika chepakati 😂😂😂😂
Ambuya avoka ???
ignorance has defense mambo matare echivanhu aya,just correcting you
Kupi ikoko
Mapurisa haabatsiri, Honde Valley varikuvigisa munhu achekwa nemabhinya achinzi aribho😡.
Munhukadzi anozoita ishe kana sabhuku sei uye anenge ari mwana wemumusha imomo here kana kuti muroora mungandibatsirawo ipapo ndava nenguva yakareba zvichindinetsa coz hushe kana usabhuku kana humambo chinhu chedzinza
Munhukadzi anoita ishe kana akazvarwa mumba yehumambo uye akaroorwa mudhuze nepaakazvarwa kana kuti achigara imomo mudhuze nemaakazvarwa asi asina kuroorwa
Nyaya dzehusabhuku nehushe ndezvemudzinza hunotenderera mumba imomo ndakatozvidzidzawo mu family mang izvezvi brother yangu yakazvarwa 1991 ndiye sabhuku hwaiva hwasekuru vakafa hukauya kumadzibaba angu akabarwa na sekuru vedu ska hwakambotorwa neveimwe imba vakahudzosa mumba masekuru vangu but vakuru hamuchina hwakapihwa brother yangu
Husabhuku neumambo since huri hedzinza .unoenda chero pamwana sikana
Toda mukotsanjera
Ndinoramba ndichidzidza kuburikidza nemi mambo mutasa. CHIRANGO CHATIMBA ngachitedzerwe kumburai mvumo kuvaridzi venzwimbo kwete kuzviitira mazvake mazvake mudunhu rinevanhu. Ignorance has no defense ripa mhosva yako😂😂😂.
Asi Muzvare ane hunjire anoda kuripisa to much
Vana Muzvare ndozvavari. Kuda kutonga too much nepasina nenyaya yese
Maverengerwo acho emahours amana 3am ka izuva iroro atomambakwedza anyway mahours echivanhu
Ma hours haisi nyaya, kana manyatsoterera, ava vanhu havasi kuwirirana nahutongi hwemudunhu.
@@goldenjowa6087 ooh ok
Makuhwa mbuya iyi uku munhu wa sabhuku
Ko myaya iyi makudzokorora futi why nhi lai Tich