Mukadzi Arikudawo Kuripwa,Nemukadzi akabatwa akarara Nemurume wake Arikuda Mombe 5

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 янв 2025

Комментарии • 12

  • @ShondaOz86
    @ShondaOz86 17 дней назад

    Chief Nyamaropa vari naughty😂

  • @SophiaTsuro
    @SophiaTsuro 18 дней назад +1

    Uuuh manje nemahurire anoita varume 😂😂😂

  • @koeksistersamoosa6456
    @koeksistersamoosa6456 19 дней назад +2

    Ko chief ava why vachiconfuser vanhu dare iri vanodii kutevedzera Mambo mutasa

  • @andrewmaoneni4675
    @andrewmaoneni4675 18 дней назад +1

    Kana murume akakwanisa kuripisiswa chihure hapana chakamboipa pane zviri kutaurwa memkadzi uyo,mahure ngaaripirane simple,uyo achripira murume wemnhu,mkadzi achiripirwawo nemkadzi akahura nemrume wake.

  • @takudzwamasunda2344
    @takudzwamasunda2344 19 дней назад +1

    Ma Chief magrade 2 anonetsa zvoshamisa nekuti amukadzi akuda mombe

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 19 дней назад +2

      taura hako, he is making it difficult for the woman for no reason. This makes it difficult for women to sue girlfriend remurume. Basically she is suing, for emotional damage, conjucal rights etc.

    • @acs2443
      @acs2443 19 дней назад

      This time mambo vashandisa wisdom apa chokwadi chakanaka.Chikomba chakatemerwa kuti chibhadhare kurara mukadzi wemunhu.Vakaenda vakanoronga nemudzimai kuti chiti iwe unoda kuripwawo kuti zvikanzurane.Kana manga makateerera mukadzi ari kuda kuripwa anofanira iye angadai akatsamwira murume wake ndiye zvekare mumwe chete iyeye amukumbirira kuti awedzerwe mazuva ekutarisirwa kuva abhadhara muripo

    • @phillthedrill
      @phillthedrill 19 дней назад

      @ yes uri right but still
      it doest take away the right yemukadzi to sue aka kupipwa, basically its counter suing. The only thing is that mambo is taught between sticking to tradition were mukadzi ahurirwa rarely sue, then doing what is constitutionaly right ( mukadzi ahuriwa has the right to sue girlfriend yemurume). Remember kuti customary laws should not strip you of your constitutional rights. Hausi kuona kuti apa mambo
      vaita kupusa here, ndiani angaita witness kuti murume abatwa chihure haana kutunda ma sperms 🤔🤔🤔

  • @koeksistersamoosa6456
    @koeksistersamoosa6456 19 дней назад

    Mombe 5 inoda kubva kumukadzi nokuti vakarara nemurume wako

  • @annatinnapi9655
    @annatinnapi9655 18 дней назад

    Cheif hamugone kutonga asi murume akanyenga mkadzi wemunhu muno muripisa

  • @tafimuza7642
    @tafimuza7642 18 дней назад

    Iwe. Chief. Asingagone. Kutonga. PamaChief. Ese. Atinoterera nyaya. Dzemadzishe. Takaberekwa. Nemadzishe. From US 👎

    • @MuparidziNyama
      @MuparidziNyama 17 дней назад +1

      Kkkkkkkkkk unopenga here iwe
      Anditi Baba avaa Vauya kudare here kuzo Reporter nyaya yavo anditii inonzwikwa here na Mambo chero isina musorooo vanoinzwaaa Mambo chero imi musiri kuidaa anditi yabhadharirwa Mari ye Dare here