Mukoma vekuuraya,Haa hazviperi mushe ,ngozi ichasimuka and the sad part ndeyekuti vana nevazukuru nevana vavo. 😢 zvichanetsa and zvichsnetsa no 2 ways about it. Blessing hayo hapana ,zvakunazvo zvine muridzi anova Satan. I feel sorry for your wife ,zvakaoma kuroorwa nemunhu ane maoko nemoyo wakasviba.
Last confession 😢 Mari yacho inozonakidza here nemhiko dzakadaro ko chikwambo icho chirikushandisa mwana. It means hupenyu hwake hwatokanganisika The good thing is you are seeking help. What I know is God does not fail if you go kwavari but panoda kusimba ,even anobatsira wacho kana Mwari vapindira muchawana help . Adi munozvizuva here kuti pfuma yacho yehurombwa kana mave kuda kuita get rid of zvinhu zvenyu ruva iroro nemhiko pfuma yese ichaparara . Makazvipira here kumuka pfuma yaparara nekuti as long as murikuda mari yehurombwa hapana help yamunowana even Mwari havapinde ipapo .😢
Amai vekuda kuenda kuThree some ingobvayi pamurume wenyu mungoita zvemujolo pane kuzounzira munhu chirwere Vele kana munhu uine ex paine vana munototaura
Its shocking kunzwa mbavha ichiti im blessed.Nhaimi kubira munhu kuva blessed here
Ngozi irikuuya don't worry
Shuwa
First confession hapana ma blessings apa.
Just wait ..
Contract with the devil.
You have no rest
Ummm hanzi blessed iwe urimhondi zvako
Vana ndivo vachaona chisiwonekwi
Mira uone urikuti u are blessed une imba une business ,une motokari Mira uone chisi hachieri musi wacharima hokoyo nengozi .
Ngozi muchaiona henyu Mukoma ayewa dzidza richapera l hope machaita confession kumhuri musati mafa vagare vari prepared
2nd ukuda kungotinzwa, zvekuita unozviziva ita zvawafunga, zviri right izvozvo
Murisei mukoma
1. Hapana God blessed you apa waparira vana ngozi nevazukuru vako. Kuto dada zvako enda kuno ripa.
Mukoma vekuuraya,Haa hazviperi mushe ,ngozi ichasimuka and the sad part ndeyekuti vana nevazukuru nevana vavo.
😢 zvichanetsa and zvichsnetsa no 2 ways about it.
Blessing hayo hapana ,zvakunazvo zvine muridzi anova Satan.
I feel sorry for your wife ,zvakaoma kuroorwa nemunhu ane maoko nemoyo wakasviba.
Ummm zvakaoma hurombwa ma1 dai Mwari atibatsira
Happy New Year Mukoma Nash nevamwe dare
2nd confession endahakoo ndokwaunonofira wangu mbinga yakoo irikuda kuzadzisa mhiko dzake
Hurai mufe ...2nd conf
H🎉🎉🎉appy new year family
Endai munoripa mukoma ngoz hairove zvingatore makore hazvo asi zvinobata vana venyu ivavo endai munoripa henyu
Pachipamwe mkoma Nash nevedare ❤❤❤
blood blessings..who blessed u
Last confession 😢
Mari yacho inozonakidza here nemhiko dzakadaro ko chikwambo icho chirikushandisa mwana.
It means hupenyu hwake hwatokanganisika
The good thing is you are seeking help. What I know is God does not fail if you go kwavari but panoda kusimba ,even anobatsira wacho kana Mwari vapindira muchawana help .
Adi munozvizuva here kuti pfuma yacho yehurombwa kana mave kuda kuita get rid of zvinhu zvenyu ruva iroro nemhiko pfuma yese ichaparara .
Makazvipira here kumuka pfuma yaparara nekuti as long as murikuda mari yehurombwa hapana help yamunowana even Mwari havapinde ipapo .😢
Asi mapurisawo futi, vanhu awawa vanombozvinyanya. Asika ngozika iyi mukoma
2nd confession hauna nyaya iwe kkk
Chingo hura zvako
Chisi hachiyeri musi wacharimwa brother ingozi ngani nziri kunetsa vazukuru vazukuru imi gadzirisai zvamareva izvi muchiripo
1# Confession munyika mune mabhinya chokwadi ummmmm..This is too bad..Ko kuzoti God has blessed me imi mune mabasa a Satani
Pachipamwe pachipamwe
Amai vekuda kuenda kuThree some ingobvayi pamurume wenyu mungoita zvemujolo pane kuzounzira munhu chirwere Vele kana munhu uine ex paine vana munototaura
Uyo akauraya shamwari yake munhu anomuka ini tete vangu vakauraiwa asi vakazomuka after 30years dai uri mumwe waripa hako
Confession yekutanga iyo enda kuhama dzemunhu wamakarongera akafa uyo wovaudza zvakaitika kumwana wavo. Kana ukaripiswa ndizvozvo
1st confession iyo don't worry achamuka hake kana achingova muShona chete don't worry arikuuya.
Mapurisa anozomboita hutsinye but kuuraya makazonyanya mkoma
How can u be blessed after vaurayisa umwe munhu
Chisi hachieri musiwacharimwa ngozi ichauya hako you will feel it be prepared atingakufadze nenhema
20k yei imi muchatengeswa nekuda mari ikoko plus 3some iyoyo ahh zvakamboitikepi kunzi unopiwa 20k
Mukoma vogooridhe farai zvenyu asi ngozi iyo ichatsvairq kiti zvese ne huku endai munoripa
Munhu anomuka haarovi twte vangu vakauraiwa
Nhaiwe mukadzi iwre unopenga
Uyo wekupa mupirisa mari yakagadzirwa..Chaunodyara ndicho chamunokohwa saka mupirisa zvakamuwanawo neutsinye waakaita..
Ngozi hairasiki address
Inguva chete
Iiii kuuraya mwana wako. Imagine ...
Mukoma you are so evil.
Mari yacho ichirikunaka here
Inga makatadzavwani kubvisa mombe
Hamuna zororo imi
Waita Mari iwe wakauraya mwana uri mumiririri waSatan iwe .
Ikoko kutozvifumura ma1 atotanga
Ngozi inouya hama after so many years inogona kuzokuvadza vana vako or vazukuru
Driver enda pamweya mopiwa nzira yekuti muripe.
Panemupurisa akambotitambudza around 2011 kuruwa ainzi mhanduwee, whoever bewitched that man akatigonera that officer was evil n cruel
😂😂but akamuuraya zvichanetsa iye
Blessed by the devil
H🎉🎉🎉appy new year family