Huyai Munzwe Zvakaitika Mushure Mekunge Ndakakwira Mota Ye Chipoko

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 16 ноя 2024

Комментарии •

  • @ngoniegotore1492
    @ngoniegotore1492 Год назад +14

    Mwana wamai vangu hapana kana chinokuwana or vhinokurwisa enda mweya iwoyo uchakutungamira GOOOOOOOOO

  • @ReasonChivhanga
    @ReasonChivhanga Год назад +3

    Kupera kwakaita hondo zvigutswa zvaitaura wani pachibuda izwi kuti ndakauraiwa nehondo mapfupa angu aripano enda unoudxa hama dzangu kwakati veritable rekuti mubhuku rasabhuku ngana wavawana wouya navo pano vatore mapfupa angu vanoviga zvakanaka. Ndiwane zororo ,zvinoitika zviya sister musatya zvenyu zviriko mukurarama zvakasikwa zvakadaro hapana kana dambudziko ipapo, mukatorega kuenda ndipo pamunoita dambudziko nokuti anoti ndakauudza ukaramba anenge otoda kupedzera shungu dzake pamuri saka imi itai zvamakaudzwa zvichida mwari vakatozvisika zvakadaro nokuti mweya uyo uri kuda kudzoserwa kumusha kwawo aneta kugara musango
    Hazvina kana dambudziko mwari vanokutungamirirai nokuti ndivo vakasika zvose zvamunoona nhasi kusanganisira nezvamakasangana nazvo izvozvo saka musatya zvenyu arikuda kubetserwa uyo mubetserei akwanise kusvika kudzidza rake kwaakaberekwa .

  • @carolynmashingaidze3365
    @carolynmashingaidze3365 Год назад +9

    Ko madii kungoita zvakataurwa. Udzai hama dzenyu first

  • @maudmutero5569
    @maudmutero5569 Год назад +4

    Matononoka maenda amanhanha. Simbi inorohwa ichapisa. Remember nyaya yamai Tino vakatozongopedzisira vaenda kumalawi wani.

  • @olindadziike
    @olindadziike 9 месяцев назад

    Gooooo goooo ipapa akauya muudze kuti ndoda kuripwa enda kwawakaudzwa

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Год назад +8

    Urikuto nonoka enda unovaudza zvotopera

  • @TraceyMakumbirofa
    @TraceyMakumbirofa 7 месяцев назад

    Very true aunt Mami. Hide just go and tell her family. If go tell her family iwewe pachezvako you will feel at peace. Inga iya nyaya yaRebbeca akaenda kumalawi akasvika wani. Don't be afraid it is well just go Hide I support you

  • @justmuvhuro8701
    @justmuvhuro8701 Год назад +3

    Haiwavo mukunyanya nhema

  • @vamediaproductions08
    @vamediaproductions08 Год назад +10

    Mainin, if you know what is good for you, enda kumusha uku…. Iwe ndiwe wakutopenga zvako nekuomesa musoro. Enda kwawakaidzwa simple

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 Год назад +12

    U must go so she can Rest In Peace ☮️ there’s nothing to fear here she’s not even threatening you

  • @wendychatsama4868
    @wendychatsama4868 Год назад +4

    Enda unotaura zvawakaudzwa hide. Hpna kana chinombonetsa, MaiTino vekwaTete Tilda vkaenda wani kuMalawi

  • @beautymangwiro4804
    @beautymangwiro4804 Год назад +1

    Kutoenda ndokusunungurwa munyama haungaperi sekutaurakwe Spirit.murikutononoka

  • @colpanda11
    @colpanda11 Год назад +3

    chii chikunetsa sis ingoendai zvipere

  • @Lizzy-mupati1575
    @Lizzy-mupati1575 Год назад +8

    Mainini munofanira kuenda kuti hupenyu hwenyu hureruke and hapana chinomboitika kwamuri munotozoripwa kana masvika mumusha umu musatambe nenguva mainini kuti muzodemba mangwana endai munosvitsa shoko kumusha kwake anf vekumusha kwake vanoziva zvekuita and iye achakubatsirai kuti vanhu vekumusha kwake vanzwisise ndiyo solution chete iyoyo

  • @tearsmusekiwa3768
    @tearsmusekiwa3768 Год назад +4

    There is no need yekuti urege kuenda kunovaudza
    The spirit will always haunt you
    And paunoenda that spirit inenge itori newe
    Inga mweya wati ndaona iwe wakakodzera i dont see any harm just go and tell them and you will have peace

  • @charitysibanda7306
    @charitysibanda7306 Год назад +2

    Pliz my sister hudza family yakho ànd enda ikoko achakubatsira after that uchaona uchibudhirira chipoko icho chichakubetsera pa hamà dzacho enda kubridge kuuya ushedze chipoko chiya chikuperekedze

  • @Fellistus-ls9jf
    @Fellistus-ls9jf Год назад +3

    Kana Uchida kufa uchitambura rega unobvei kungobatsira mufi auya zvakanaka kwauri Kuti wanzi senga mutumbi here Enda zvakonndokuti zvifambe

  • @vongaimaupa1363
    @vongaimaupa1363 Год назад +4

    Just go sis and do exactly what you were instructed. This woman wants to rest in peace and i know and understand its scary, but just do it. If the spirit wanted to harm you ungadai wakakuvadzwa pabridge that night mumota woitawo accident woomerapo as well. Please just be obedient so this spirit finds rest and trust me, once you obey, zvinhu zvako zvichatanga kukufambira.

  • @tinashekennedyrabison9198
    @tinashekennedyrabison9198 Год назад +6

    Ngaaudze hama dzake awane 1or2 vanomuperekedza ayende kunoita zvaakaudzwa ndokutoti mweya uyo umurege

  • @JacobAustin-si5wc
    @JacobAustin-si5wc Год назад +1

    Main endai plz hapana kna chinonetsa mukaendako

  • @bigmama973
    @bigmama973 Год назад +5

    Ngaande havakupandukiri coz une unesprit iyi Ivo vanogona kutozokutenda nesomething pliz batsira mweya uyu ukamubatsira uchaona mablessings akawanda uchiuya

  • @TamareMakwavarara
    @TamareMakwavarara 8 месяцев назад +1

    Tell your family and go to free her spirit. You are the chosen one

  • @RsitholeRsithole
    @RsitholeRsithole Год назад +1

    Enda kwasekuru tasvu vanokubatsira hama

  • @RutendoChanzenza-fr8jv
    @RutendoChanzenza-fr8jv 3 месяца назад

    Wakazoenda here

  • @sibonilendlovu5463
    @sibonilendlovu5463 Год назад +14

    Remember nyaya Rebecca in Tete Tilda .mai Tino vakatumwa and she went and come back .mweya unokuchengeta zvese zvawuri kuchema unongona kusunhugurwa

    • @bigmama973
      @bigmama973 Год назад +1

      That's true endevakafamba zvakanakisa

    • @MarjorieMaruta
      @MarjorieMaruta Год назад +1

      Enda ukumusha kwemushakabvu uyu havambokufungira ita hupenyu hwako huvhurike

    • @linomsadube
      @linomsadube Год назад

      And unotozoita upenyu hwakanakisa

    • @beyoncesibanda3557
      @beyoncesibanda3557 Год назад

      Mainini endai munoita zvamakaudzwa nemufi

    • @agathachirisa7901
      @agathachirisa7901 Год назад

      Sure yaRerbeca

  • @idirasheali9743
    @idirasheali9743 10 месяцев назад

    Huya ndikuperekedze

  • @bigmama973
    @bigmama973 Год назад +9

    Spirit yake yakafarira iwe usatye hide enda zvako hausungwe coz akafa neaccident haana kupondwa

  • @obeydzafunwa4476
    @obeydzafunwa4476 Год назад +1

    Usatinyaudze iwe zvekuita wakaudzwa,,kana wanyatsorwadziwa uchaziva zvekuita unless kana paine zvaunoziva

  • @ChinaeMazara
    @ChinaeMazara Год назад +1

    Ndendai henyu musatya

  • @LivisonFusira
    @LivisonFusira Год назад

    Ko nhai sis WY are u taking time go and tell them. Hazvidi munamato u are a chosen angel goooo please

  • @AliceManomano
    @AliceManomano 18 дней назад

    Enda kuhama dzake,hapana kana problem,anoda kuti mweya wake uzorore,,you must go

  • @FaithMuwani-kb4ze
    @FaithMuwani-kb4ze Год назад +1

    Endai hamuna zvamunoitwa munotambura shuwa

  • @harrymalumisa
    @harrymalumisa Год назад +3

    Enda achakumiririra

  • @sukaimasvingise2051
    @sukaimasvingise2051 Год назад +1

    Uchazoinda hako kana watambura munoinda nekwa sabhuku ndovanokusvitsa inga unenge wakadzidza sei usingafungi

  • @sheilajohn1026
    @sheilajohn1026 Год назад +4

    Endai mainini munoudza hama dzake uye udzai vakuru mumusha menyu, pane mumwe akaenda kuMalawi wani endai mainini

  • @PlaxadesVuragu-pc4pb
    @PlaxadesVuragu-pc4pb Год назад +1

    Ini ndinovona sekuti zvirinani kuyenda sezvakataurwa hapana chinomboitika kwauri vanosvoko zvigamuchira nekuti munyama haukupereri

  • @darchibaldns9797
    @darchibaldns9797 Год назад +1

    don't think twice about it, pray for a safe tripn to wherever you have been sent, tell the spirit you are going and keep ur promise.allwill be well after waenda.It is a spiritual opening for you if you go.

  • @joycechisamba286
    @joycechisamba286 Год назад +2

    Chokwadi enda kumusha kwake iye anewe

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 Год назад +7

    There's no harm about going to her family my sister vazhinji vakapindana nazvo hapana chawakasangana nacho

  • @kapunzapeace6094
    @kapunzapeace6094 Год назад +2

    U must go . Akasvikira pauri pane reason .. pane chipo chauinacho ucachiona waita zvakataurwa . Usatye

  • @nokueganya6258
    @nokueganya6258 Год назад +3

    Go my sister unotaura zvawasangana nazvo hapana zvazvinokukanganisa ,vanotozokuripa hama dzemufi uyu according chivanhu chedu,they suppose to pay you coz ndiwe watove sahwira wavo mhuri iyoyo

  • @beautyadaarewa638
    @beautyadaarewa638 Год назад +4

    I don't think so, iwe enda unoita zvawakaudzwa. She will protect you, hauna kutswa here yaRebecca, from Tete Tilda, star fm. Kupera kwazvo hunge waenda. Guguru tete Tilda zvinoera zvinotyisa Rebecca. Unozviorera wenga uchizvinzwira.

  • @gwanstylzing
    @gwanstylzing 5 месяцев назад

    Haaaa wangu baya nhai chii newe.

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад

    Mufi anotungamira hwambofungi zvakadaro

  • @LucksonSiakomichi
    @LucksonSiakomichi Год назад +1

    There no problem uneed to go sisi

  • @cathrinedzongodza
    @cathrinedzongodza Год назад +1

    Ini ndiri kuti enda unotaurira vabereki vake nekuti mweya uyu uchangoramba uchikunetsa batsira hapana chaunopomerwa mweya wacho unokutungamira

  • @madamdelicious3183
    @madamdelicious3183 Год назад +1

    Enda unoudza hama.dzake dea..nothing will harm.u...remember nyaya yaRebecca yekwa tete Tilder iya...akasvikira pana maiTino asi mutorwa wani...juss go

  • @lorettachogugudza-kn1vb
    @lorettachogugudza-kn1vb Год назад +1

    Kutoenda ndiko kupedza zvese hapana chinombonetsa iye anotoziva saka akakuudza zvekutaura plus vanofanira kuzotenda cause hausi hama yavo

  • @EdinaNatiaNhamburo-ej2zb
    @EdinaNatiaNhamburo-ej2zb Год назад +1

    Whats difficult ipapa nhai. You said wani arikutoti vanhu varikufamba kutotsvaga kuti vogadzirisa sei obvious kuenda kwako uchatonovayamura. Hona wakuzviomesera life yako

  • @WendyDlamini-yr6fk
    @WendyDlamini-yr6fk Год назад +4

    I don't see any harm yekuenda Kuhama dzemunhu uyu .hausati watanga kushupwa zvaoma chaiko uchakwira bus woenda kumusha kwomkadzi uyu .hazvina kana problem kunonoudza hama dzake

  • @LawrenceTawanda-dk8xb
    @LawrenceTawanda-dk8xb Год назад +1

    Une mushonga iwe lucky

  • @AliceMuringaniza
    @AliceMuringaniza 8 месяцев назад +1

    Hie mukadzi wekuti akasangana necgipoko ngaite zvaarikudzwa ne spiti iyo acharopafadzwa naye wekufa iteye

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Год назад +2

    Mainn please go kumusha kwamakaudzwa mukasaenda motogadzira problem mu life mako

  • @nomatterjonga92
    @nomatterjonga92 Год назад +1

    Hide put yourself in the situation iri spirit iyi toti ndeyako how do you feel wawa taura naye achiramba kuita unonzwasei, just go

  • @RsitholeRsithole
    @RsitholeRsithole Год назад +1

    Kana usingade vanoudza mweya iwowo uende wega ukusiye kana uchida iwe unomuperekedza chokwadi kana usina kumubatsira Pana chaunoita muhupenyu zviriko

  • @alphamangwiro6429
    @alphamangwiro6429 Год назад +3

    But hide enda nemweya wemufi hapana chinomboitika kwauri uye vanhu vanotoziva chivanhu or enda kwaTete Tilder unotaura nyaya yenyu hidey

  • @sibonilendlovu5463
    @sibonilendlovu5463 Год назад +6

    U need to go my sister ther is nothing wrong with that and she will reward after u do wht she says

    • @RebeccaManzinde
      @RebeccaManzinde Год назад

      Bvumiranai kuti changu kusvitsa shoko chete kuhama dzako nyaya yedu yobvayapera

  • @oliviakutsira356
    @oliviakutsira356 Год назад +2

    Mainini endai mungotosvitsa message, handifunge kuti pane any issue. Pane akamboita problem iyoyo wani and mhuri yakazvinzwisisa check nyaya yaRebecca. Akatozotraveller to Malawi and all was well.

  • @SarudzaiNcubee
    @SarudzaiNcubee 10 месяцев назад

    Just go she lead u

  • @patiencemudyiwa3711
    @patiencemudyiwa3711 Год назад +1

    Tete maMoyo encourage her to go also tell her family .Also anogona kukupai zita rearea yacho nebridge moisa pachannel ino maybe the family of the deceased if they follow your channel they can connect naye .What do you reckon?

  • @evermabiza8227
    @evermabiza8227 Год назад

    Taura Nate Tilda vanokubatsira padambudziko rako ndovakabatsira Mai Tino kt nyaya yemukadzi uya wekuMalawi saka vaphonere zvinhu zvako zvinovhurika nekuti achataura zvaanoda through you saka sununguka mwanasikana ndiMwari unemoyo wetsitsi

  • @FlorenceCount-nl1uc
    @FlorenceCount-nl1uc Год назад +1

    Endai hama dzake hadzina zvadzinoita. Vachato kuripa don't panic dear

  • @rachelbondera2955
    @rachelbondera2955 Год назад +2

    muudze auye hake kwandiri ndimubatsire

  • @KimyTembo-wx7tv
    @KimyTembo-wx7tv Год назад +3

    Handiti vanoziva kut hama yavo yakafa neaccident here so vanoti vakakonzeresa chirudziii

  • @choicendoro7937
    @choicendoro7937 Год назад +3

    Rebuke the spirit of the dead.
    Use the word of God not zvaunofunga iwe.

  • @PrivilegedNdebele
    @PrivilegedNdebele 8 месяцев назад

    Mmm mwana wamai vangu enda ikoko nokuti uchapenga ndiwe mweya mweya

  • @angelakwaramba9752
    @angelakwaramba9752 Год назад +3

    If it’s not a demon n why is it not in heaven. Go and get deliverance from a church. Munoti the spirit is not harming her iwo uchimukonzera munyama. If a spirit is roaming around it means it’s being tormented.

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 Год назад +3

    Like she said uchafa uchi tambura that’s a curse yaunenge watora so help her ngangwe mwari vanofara

    • @angelakwaramba9752
      @angelakwaramba9752 Год назад

      Anomuti uchafa uchitambura kuti ihama yake here. Musapembedze mweya yetsvina.

  • @LoiceMtisi
    @LoiceMtisi Месяц назад

    Kkk kutya zvinhu zvisin kn BSA ini ndakaenda Mozambique. Koudza hama dze mufi and mufi anomira newe ndakatopiwa 3 mombe nemari

  • @shuvaimuzvidziwa7655
    @shuvaimuzvidziwa7655 Год назад +1

    I agree with you that she must go the family and tell them please please.

  • @florencemutsikwa2411
    @florencemutsikwa2411 2 месяца назад

    Endaka nhai zvekuti vaku believer kana kuti Havana hazvineii newe iwe chero wasvitsa shoko racho kuitira kuti spirit iyi isiyane newe

  • @noreenmafoti60
    @noreenmafoti60 Год назад +1

    Endaka unoudza hama dzake chikowo newe iwe

  • @GraciousDube-q7s
    @GraciousDube-q7s 10 месяцев назад +1

    Endai kwamakanzi muende mainini

  • @BathelMuchenje
    @BathelMuchenje Год назад +2

    Ko why kana muchitaura chokwadi ndizvo zvakaitika ingoendai because zviriko saka ne hama dzake mukavaudza vanonzwisisa why mune mwoyo wakasindimira hapana kana harm because hazvina kutangira pauri ende hazviperere pauri mweya unoda kuzorora ubatsirewo

  • @juniornetty1031
    @juniornetty1031 11 месяцев назад +1

    Enda unosvika zvakanaka hide

  • @TamareMakwavarara
    @TamareMakwavarara 8 месяцев назад +1

    Endai please

  • @MiddieMtzwa
    @MiddieMtzwa Год назад +1

    Kana uchitya kuzonzi ndiwe wakaura go kupolice first wonopa report then wosimuka woenda nenyaya kuhama dzake

  • @VuyelwaDlamini-q4t
    @VuyelwaDlamini-q4t 11 месяцев назад

    Hy auntie mamoe

  • @TafadzwaLice
    @TafadzwaLice Год назад

    Aunt Mmamo,u nid to pray fr her spirit.

  • @deliahkarimakwenda4579
    @deliahkarimakwenda4579 11 месяцев назад

    Please baby go and help this dead person because you are the chosen one ,there is no harm to you help her it is happening to other people God is in you If you don’t do what she is asking you she will haunt you forever

  • @Gellynyambira-j8j
    @Gellynyambira-j8j Год назад +2

    Ko kungoenda nhai mainini

  • @cliffordwafawanaka377
    @cliffordwafawanaka377 9 месяцев назад

    Huya tiende tese ndikubatsire

  • @jerryngozo6219
    @jerryngozo6219 7 месяцев назад

    Endai sisi hapana kana chinonetsa Inga..mwiya vakati is not there to harm you

  • @rhodahmakusha2769
    @rhodahmakusha2769 20 дней назад

    Hide Enda unotaura usunungurwe chipoko chikusiye

  • @LuciaMhandu
    @LuciaMhandu 6 месяцев назад

    It's batter for to go she will lead you other wise your life will never rest

  • @rambochauke710
    @rambochauke710 Год назад

    Anokutungamirira umwe akaenda kuMalawi zvingafamba zvakanaka

  • @kelvinchiwazeni7346
    @kelvinchiwazeni7346 Год назад +1

    Solution unoiziva go to the family simple hapana help yaunowanayakapfuura ipapo

  • @noreenkureva1021
    @noreenkureva1021 Год назад +5

    Just do as the spirit asked you to do. There is no harm at all, you are wasting time.

  • @ElijahBozho
    @ElijahBozho 8 месяцев назад

    For all i know vakawaanda vakazopiwa mibairo mushure mukuva intermediater between the spirit and the living.
    There is a well known guy from Harare akazopiwa mombe 6 kana ndisinganyebi akwanisa kuita zvaakakumbiraa nemweya iwoyo uye paakasanganira nemweya uyu paitova pamastands ekuRiver side and that land aas given untò him till now akavaka akazoiza garden cz the land is too big

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 9 месяцев назад

    Enda zvake vanokuripa

  • @linazava4550
    @linazava4550 11 месяцев назад

    Enda

  • @KimyTembo-wx7tv
    @KimyTembo-wx7tv Год назад +3

    Batsirai amainini kut mukwanise kuenderera mberi nehupenyu

  • @WhisperDizamuhupe
    @WhisperDizamuhupe 2 месяца назад

    Chinoenda unosvitsa message hapana chinokuwana iwe.

  • @faustinechibvuri5193
    @faustinechibvuri5193 Год назад +1

    Enda after that unozotendwa

  • @monicaziumbwa
    @monicaziumbwa Год назад

    Munyoro enda kwa Tete Tildah ne nhau yako vanokubatsira asi chinodiwa kutongoenda ne nyaya yako Ku musha kwo mufo ndokutii zvitopera mushe

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад

    Mainini enda ndokt zvitopera uchatungamirirwa naye mufu uyu hapana chinombokuwana kusvika wakaenda nemauziro acho

  • @leticiandlovu3823
    @leticiandlovu3823 9 месяцев назад

    My sister there is no harm to pass the message, tell your family they will accompany you there,you will see blessing after they have managed to get her spirit

  • @SpiweMusungwa
    @SpiweMusungwa 11 месяцев назад

    Chingoenda kumusha kwake unongonotaura semaudziro awakaitwa

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 Год назад

    Ngaangoteedzera zvaakaudzwa coz anongonzi ane zvaakaita sei idzo hama dzacho dzichiziva kut akafa neAccident vakatomutora on the spot

  • @DouglasNyambanje
    @DouglasNyambanje 11 месяцев назад

    Enda unosvika shoko rawakatumwa unoona zvinhu zvichikufambira