Ndiri Kuwona Chipoko Che Mwana Wangu Uyo Wandaka Bvisisa Pamuviri Ndokubva Vafa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 16 ноя 2024

Комментарии • 37

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 Год назад +3

    .akabvisirei mwana nhumbu dai mai venyu vakakubvisai dai muripo here. Mukadzi mukuru anonzi nherera here ndiye wega here anga atanga kuita nhumbu kuda kufadza murume ne vanhu vemu line. Chawagona hapana

  • @margaretnyarambi7066
    @margaretnyarambi7066 9 месяцев назад

    Haaa sando dzake mwana uyu dai atouya zvine power chaizvo .Zvekutoti zvekuti mupenge chaiko

  • @folitiavhovho621
    @folitiavhovho621 Год назад +1

    Thanks for coming back auntie

  • @vamediaproductions08
    @vamediaproductions08 Год назад +9

    But guys ka stop judging this woman. Yes of course she did wrong by the act of causing her daughter’s abortion. But why is the daughter’s ghost tormenting her, for what, hanti mwana akazviuraya ega, saka why should we blame this woman?
    Guys are you telling me that if you are wronged by someone (no matter the magnitude), you resort to killing yourself, then wozomukira munhu iyeye chipoko? That’s demonic and uncalled for. Akazviuraya ega and has no reason yekumukira mai vake, that’s very clear.
    Mai vacho did wrong by causing her daughter’s abortion, let’s leave that for God to judge her!
    Vanhu vese vari mugroup muno hamusati mambotadzirwa zvinorwadza here, did anyone of you resorted to killing yourself, NO! Mwana akazvigurira life yake ega, period.

    • @josephmugara2105
      @josephmugara2105 Год назад +1

      No. Mom is remote cause. She drove her to this that's why the vengeance. She should simply find a way to appease the wrathful daughter

  • @SiziweMacheza
    @SiziweMacheza 9 месяцев назад

    Sezvo iye airamba nenhumbu yake dai makamurega azvara mwana wake sezvo aimuda imwi chitswakai vanofuratidza mweya wake uzorore endai kwasekuru tasvu orkwasekuru kanengo

  • @susanmoyo-tn6nd
    @susanmoyo-tn6nd Год назад +1

    Welcome back aunty

  • @TariroMamina
    @TariroMamina 10 месяцев назад +1

    Haa makakoniwa Amai mistake yaitika yatoitika pakubvusa nhumbu yemwana uye makaudzwa inemuridzi wayo anotoida saka indomene haichemedzi yamakaita

  • @emmagaba9798
    @emmagaba9798 8 месяцев назад

    Now you are enjoying marriage ka wakauraya mwana nemuzukuru . Haufe wakawana pc hama yangu hant chawaida kufara pamurume .... saka gara ndowawakapondera mwana .

  • @johnmakoni6642
    @johnmakoni6642 Год назад

    Muka werenga Bible , David anoti ndinondo rara nemadzibbaba angu Airewei mweya wemunhu hau rowi hama , uye ano dzingwa ikoko kuti hatina nzvimbo yako Mwari ngawa batsire 😊

  • @christabelhakunavanhu
    @christabelhakunavanhu Год назад +1

    Reururai vakoma kuhama dzenyu nedzemurume wenyu mature chokwadi kuti ndini ndakamupa mapiritsi eabortion mufambe zvigadziriswe mweya wake uzorore

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Год назад +2

    Hi aunty welcome back nàzvo zvipoko😆😆😆

  • @Faustina-h9n
    @Faustina-h9n Год назад +1

    kubvisa mwana nhumbu makauraya mwqna mai imi.

  • @michaelmaziya2930
    @michaelmaziya2930 Год назад +1

    Ko ndimi makanga mamitisa mwana wenyu hre maizobvisa nhumbu yemwana makauraya vanhu two vese usachema ndiwe wakasvikanyira wega

  • @yvonnemzimba4257
    @yvonnemzimba4257 Год назад +1

    Murisei aunt mamoyo ndokumbirawo link rehembe

  • @emilymlambo6833
    @emilymlambo6833 Год назад +2

    Chokwadi ungaite mwana wekuti unotya kumutsiura??? Mai imi you could have send mwana iyeye kumuridzi wenhumbu kana maityira marriage yenyu chokwadi kubvisa mwana nhumbu

  • @bluelilly5995
    @bluelilly5995 Год назад +2

    Turn to God and ask for forgiveness for having the blood of 2 souls on your hands. You have to ask your daughter and her child for forgiveness too.

  • @rumbi6789
    @rumbi6789 Год назад +2

    Kuti mwana wenyu azorore munofanirwa kuudza murume wenyu zvamakaita

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl Год назад +2

    Manga marova aunt ..murisei sei

  • @LuciahMasiiwa
    @LuciahMasiiwa Месяц назад

    Makatadza kuurayisa Mwana wenyu nekuda kwenhumbu maifanirwa kungomusiya ozvara Mwana wake

  • @Virginiagurupira-iu7ih
    @Virginiagurupira-iu7ih Год назад

    imboenday kwa sekuru Tasvu

  • @Michaelmushamba274
    @Michaelmushamba274 Год назад +1

    Pkp yatova ngozi kuripa chte kugona ngozi

  • @alicybakeki9803
    @alicybakeki9803 Год назад +2

    How are you aunty Mamo❤

  • @mutsachokururama6187
    @mutsachokururama6187 Год назад +1

    Yes mukadzi uyu was wrong by causing the abortion but the daughter shouldn’t be turning for her from her grave cz she killed herself

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 Год назад

    Makakanganisa nebvisa mwana nhumbu regai apfuke nekuti akataura kuti haadi mungadai makateerera zvaakataura ndimai makakonzeresa kufa kufa kwake

  • @luciamakaya5948
    @luciamakaya5948 Год назад +1

    Amai ava was too soft from the begining. You're the one to blame amai mubereki hafanirwe kuudzirwa zvekuita nemwana wawaka bereka.. arikuita imwe soon wait and see

  • @Cacoon-o7s
    @Cacoon-o7s Год назад

    Maybe the father of the child was a ritualist or a spirit. Zvaitaura mwana wacho zvaityisa. Baba vachowo pane question mark, pamwe aiva mwana wemumba.

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 Год назад

    The things women do to save their marriages😮 but is it worth it???

  • @MemorySadowera
    @MemorySadowera Год назад

    Hi aunty Mamo you back again nedzezvipoko😂

  • @Ivom071
    @Ivom071 Год назад

    Enda kuchurch yemweya

  • @loycemazhindu8782
    @loycemazhindu8782 Год назад

    Muri cy aunt

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 Год назад +1

    Pliz go to church but u did wrong dicision

  • @pillyncube3544
    @pillyncube3544 Год назад +1

    Ndiwe wakauraya , ndiwe wakauraya hazvina mhosva pakukama , reurura muripe ngozi