Ko nyoka yakauraiva ikazoonekwa mu drawer apana kunyatsojeka ipapo sekuru makavabvunza hre abt nyoka something is not adding up panyaya yenyoka why yakakutevera handisi hangu kuti ndiwe muridzi vayo but kuda kuziva kti sekuru vakavabvunza hre abt nyoka yavakaona pamumbhedha ukazoiona futi mu drawer
Previous owner ainge aka romba akangosiya imba iyi nezvinhu zvayo...eish
Tsvangai ma true man or woman of God moitwa deliverance chete.At the mention of the name of Jesus Christ every knee must bow
Nyaya iyi inotyisa aunty maMoyo ummmndazvitya
Zvakawoma 😢😢
Yiio yooo amanyasaranda dangerous
Zvakaoma ndizvo zvinonetsera kutenga imba yakawaka kare
Try prophet miracle chitungwiza unit L
Aigonzi aende Ku Mozambique kuti ndiye akaromba here. Nyaya iyi inekakunyepa mukati.
Well done aunty mamoo tiri ktodzidza zvkawandawo
Ummm iyi hayiite ndakatadza kurara pandakaiteerera
😅😅😅ndazoseka muporofita kuti anga otizei futi kana anga auya kuzobatsira munhu , vanhu vese kudoor apa mbiya uko kwakadaro uko haaaa maporofitika tipei maserious apa tinenge tichitembawo imimi
September mwedzi wezvipoko pachannel yavamamoyo 😂😂😂
Ndoda kuposter wo nyaya yangu yechiopoko chandakaona😂😂
@@Sthandwa-dk3xh aaaaaaa finish sifi sifi iwewe chaiyeee
@@ngoniegotore1492 ehe ini chaiye.yangu ndoda vaiverenge at night during loadshedding apa mvura ichinhaya ichitinhira zvisingaite🤣🤣🤣🤣
Iiii this one is a confession and mmmm iyi yotyisa hayii idzi adzide usiku
Hayi 🙆♂️ zahlupha izipoko
Yah neh 🤔
Yea ndapererwa sure umm zvakaoma
Go ad see prophet pual ku Harare kuchithungizwa L
Dai wakangotengeserawo mumwe munhu imba yacho
Zvakaoma paingoda munhu ane Simba ramwari chairo ayigona kupedza zvose
Chinjai zita tete mongoti Gost chanel 😅😅😅
So scary
Yowe ndamerera
Ya ma horror
Ko nyoka yakauraiva ikazoonekwa mu drawer apana kunyatsojeka ipapo sekuru makavabvunza hre abt nyoka something is not adding up panyaya yenyoka why yakakutevera handisi hangu kuti ndiwe muridzi vayo but kuda kuziva kti sekuru vakavabvunza hre abt nyoka yavakaona pamumbhedha ukazoiona futi mu drawer
Ummmm Dai wakango itengesawo tsanagurira mutengi kuti sei Waitengesa imba yacho
Usasiye imba yako yawakatenga unotora fodya yembanje woisa mumba imomo inodzinga mweya wemunhu arikunzi akafira mumba imomo pamwe nekutukirirawo uchiti enda kune akakuuraya ini handisini ndakakuuraya
Ko munamato unoda mbiya here? Ngatizive Mwari anonamatiwa veduwe 😢
😂😂😂😂
Dai usina imba kune vanobatsira pane kusiya imba wamboitenga .. tsvaga vanobatsira udzokere or kundipa kkk
Ini ndakatambura nechipoko pa formular 7 iri pa park station mu j burg.
Tell us more
Sisi mamoyo zvipoko mozviwanzavo imi
Ndipe hako imba yacho dear , namata kunaMwari cz hauna chawaiziva Mwari vanoclear maproblems ose
Umm kunze uku hakuna kumira zvakanaka chokwadi
Chikwambo chaseuruavaendaunobatssigwa nasekuru Tasvu