Ko mogotya kuudza vabereki sei mainini kana muchiziva kuti hamuna mhosva maoko enyu akachena, sekuona kwangu nyaya iyi, sisi venyu mean no harm to you anotoda help kuti mweya wake uzorere, endai moudza vabereki, plus sandimi mega murikukuona, paaari kutoonekwa ndopaspot paakaurayirwa
Sister yako is protecting you and arikuda kukuudza vakamuuraya waida aone vanaani iwe uriwe ukuziva kwaakafira anotouya kwauri nokut ndiwe uripa ground unondiudza kuti ungatadza kumusha nokut une urongwa unoziva here kuti mukoma wako achazo tsamwa akapedxisira akuitira zvakaioa enda kumusha chivanhu chiitwe anotaura zvaanoda and I think paarikuonekwa pa KFC ndopaakaurairwa saka mweya Wake uri pa area ipapo
Ndiwe wakauraisa sisi vako iwe apa wakuti vanhu vakawanda varikumuona uchinyepa zvako apo wokoshesa bsa uchisiya nyaya yakakura kudaii . Ndiwe mhondi iwe
Sisi vako varikuda kutaura newe havasi kuda kukurwisa. Munhu kana achimuka chipoko mweya wake unenge usina kuzorora chikonzero akafa nguva isati yakwana. Kuuya kwauri arikuda help from you hapana zvaanokuita. Problem vanhu vakawanda havana ruzivo rwe spiritual world and how it operates. Next time akadzoka be strong and talk to her. Chimwe chinoitisa spirit yake ive weak zvekutadza kutaura inyaya yekuiswa Ku mortuary kunopedza mamwe ma spiritual powers ekuti arwe nevakamuuraya. I will contact aunt vozotaura newe ubatsire sisi vako. Ukagona kumubatsira mhondi dzakamuponda will be exposed.
Gara pasi wega pakati zii mangwanani or zuva roda kuvira taura zvauda kuti sisy vako vakuudze kuhope do it with a clean heart tell her if u can't then show me the way u a my sister why kundishungurudza kudaro ask god again kuti vakubatsire ugonzwa kana otaura
Am sorry my sister nekufa kwasisi vako shame 😢it's very sad 😭 but usanyanyo vhunduka am sho SHS protecting u zvakare haana chaunokuita chakaipa please don't panic my sister zvakuda Kuti ufambe unzwe Kut zvakamira sei but haana kuzorora murugare shame, mweya wake urikutenderera shame
Hide don't be afraid, tell your parents about your present situation nekuti you are not the only one seeing her. Chingoita zvivindi nekuti uchashungurudzika
U nid to take heart, it's either she's now your Guidane Angel now. Pray fr her soul saw that her Spirit it won't be wondering. You nid to go where she was killed and she 'll be directing you

Am sorry Sisi , the thing is maybe ndopa akafira so u need to take her spirit bk home
Wakauraya munhu sei uvhida mweya wake uzorore.iweweka.ininndikatoona amuka ndotofara zveeee.wakamuurairei.ende dai ndiri inini iwewe ndaitodzifambira kuti adzorere akamuuraya
Yendai munowudza vabhereki kumusha vayita chivanhu chenyu thanks
Sister yako is protecting you and arikuda kukuudza vakamuuraya waida aone vanaani iwe uriwe ukuziva kwaakafira anotouya kwauri nokut ndiwe uripa ground unondiudza kuti ungatadza kumusha nokut une urongwa unoziva here kuti mukoma wako achazo tsamwa akapedxisira akuitira zvakaioa enda kumusha chivanhu chiitwe anotaura zvaanoda and I think paarikuonekwa pa KFC ndopaakaurairwa saka mweya Wake uri pa area ipapo
Udza vabereki munin’ina ita exactly zvawakaudzwa namadzibaba hapana chimwe chinokunda izvozvo vabereki vanofanirwa kuzoiita chivanhu ipapo paari kuonekwa ndopakafira
Sis vari kufamba ava. Havana kutomborara pasi zvachose. Enda unoudza vakuru vemusha mufambire nyaya dzacho.
Iwe munyori kasi ndiwe wakaurayisa sisi vako here endaunotaura kumusha kana maoko ako Ari cleaner
Ndiwe unenyaya taura chokwadi ubatsirike
Kazhinji ku SA mbavha hadziponde munhu dzisina kutumwa,kana wakachwn enda unoudza vanabana kumusha simple
Ndiwe wakamuuraya. Uchimuuraira chikoma. Otherways irikunyepa
😅😅😅😅
Iwe unotyei kuudza vabereki kana usiri munyaya dzacho
Udza hama dzako munhu haana kuzorora ane shungu, vabereki vanozodzifambira nyaya dzacho, pamwe ari kuda kuti vanhu vakamuuraya varipe
Tell your parents. It does not mean ukaona chipoko ndiwe wakauraya.
Proceedings are that mufi akafira on that spot paarikuonekwa
Aunty ndimi here muripafoto kana murimi muri danger sin
Iwewe wakutopenga wo futi wakusorotenderera kumhuri yeZim nekumapurofita usina kuudza vabereki seyi zvino zvauri kuita kuda kutsipika mukoma wako zvichakupandukira uchafa Udza vabereki vemunhu haasi mwana wako mukoma ukasadaro toziva kuti unechekuita nekufa kwemukoma wako unogotyeyi pasina chaunoziva
Unotyei kana wakachena hidey. Enda kumusha unotaura mweya wake zorore.
Mainini munofanirwa kufamba mubatsirwe kuchivanhu. Pakafa sisi venyu maifanirwa kutora ivhu pavakafira muchiisa mucoffin yake kuti mweya uyu uvingwe pamwechete nebody yake azorore. Udzayi vakuru vafambe vagadzure izvi nokuti ari kuda kuzorora.
Ko kana pasina ivhu muri mutara anoita sei
Panotsvairwa rinovanika
Anenge akauragiwa pa kfc ipapo...Itai zvekyti muende kumusha
Ndiwe wakauraisa sisi vako iwe apa wakuti vanhu vakawanda varikumuona uchinyepa zvako apo wokoshesa bsa uchisiya nyaya yakakura kudaii . Ndiwe mhondi iwe
Mufi haana kuzorora, ane mesaage yaanoda ku passer
Sisi vako varikuda kutaura newe havasi kuda kukurwisa. Munhu kana achimuka chipoko mweya wake unenge usina kuzorora chikonzero akafa nguva isati yakwana. Kuuya kwauri arikuda help from you hapana zvaanokuita. Problem vanhu vakawanda havana ruzivo rwe spiritual world and how it operates. Next time akadzoka be strong and talk to her. Chimwe chinoitisa spirit yake ive weak zvekutadza kutaura inyaya yekuiswa Ku mortuary kunopedza mamwe ma spiritual powers ekuti arwe nevakamuuraya. I will contact aunt vozotaura newe ubatsire sisi vako. Ukagona kumubatsira mhondi dzakamuponda will be exposed.
Muudze mushakabvu paunosangana naye kuti I know uneshungu taura zvaunoda zvripamoyo wako ndikuitire.
Hamuna khunomutora kwapararira tinechivahu chinoitwa or iwe wakhamuraisa
Maybe ane zvaarikuda ktaura kt muite anemashoko
Koiwe unotyirei kuudza vabereki vako kana usina kumuuraisa
Hantie iwe hr wakakonzera rufu rwake.
Azvityise str endai kumusha kuudza vabereki
Gara pasi wega pakati zii mangwanani or zuva roda kuvira taura zvauda kuti sisy vako vakuudze kuhope do it with a clean heart tell her if u can't then show me the way u a my sister why kundishungurudza kudaro ask god again kuti vakubatsire ugonzwa kana otaura
Uuumn zvinangwa my sister?Enda kumusha unotaura
Sorry zvako sister.nyaya yakaita seiyi sister yako ndopayakafira saka pakutakurwa kwechitunha maifanirwa kuenda pa spot nevanhu vakuru mongotakura ivhu repaakafira kana pakadeuka ropa rake potaurwa mzwi ekutakura mweya vake.kana riri Zita rake richitaurwa ningi tavakukutakura kuenda kumba kunokuchengeta.muchisvika kumsha muchitaura naye tasvika iyi ndoimba yako yatawa kuchengeta.kana Aiwa nechekurewa zvaitobuda panguwa inenge ichiitika ma process iwaya.my advice tell vanhu vakuru vanoziwa kuti zvinofambiswa sei.asi zvamuchaita kutora ivhu renzvimbo yaari kuvanikwa Oti sisi ndakukutakurai ivhu racho munoisa paguwa rake . Misodzi iri yaari kuchema zviri pairi either kuti mweya wake hauna kuzorodzwa kana kuti anoda kukuziwisai vakamuraya then oripirwa but zvese zvichabuda ukazvifambisa negwara .saka mangwana chaiye fona kumsha uti sisi vari kuonekwa mutown in ndakatovaonawo then motangira ipapo.usatye hako zviri very normal ndochivanhu chedu chaicho😅
True
Torai mweya wamufi muuendese kumusha kwamakamuchengetera a kwanisekuzorora murugare
Endai kwaprophet miracle paul
😂😂😂😂imika zvimwe zvinhu musape mbiri zvisin basa. Uyu anotongoend nehama dzake paakafira vokwanisa kutaura naye
Kumwe kuda maporofita kwacho kunozonyaya vamwe vanhu vanenge vanotonamata vaporofita mudzimba umo😂😂😂😂@@helendhliwayo1261
No endai motora mweya wake kwaakabaiwa ippo
Panama muendesa kumusha makanotora mweya wake here
If u are clean why not telling your parents?pane nyaya apa
Am sorry my sister nekufa kwasisi vako shame 😢it's very sad 😭 but usanyanyo vhunduka am sho SHS protecting u zvakare haana chaunokuita chakaipa please don't panic my sister zvakuda Kuti ufambe unzwe Kut zvakamira sei but haana kuzorora murugare shame, mweya wake urikutenderera shame
Ndoona sekut ane shungu zvichida panzvimbo yaari kuonekwa maybe ndipo paaka ponderwa
Makaenda paakafira hre mukatora bvuri rake?...... Taurai ku vakuru vekumusha kwenyu vaite chivanhu....
Chingokwidza ma parents ako bus auye joni agozvionera
I think your sister she is protecting you guys from those people who killed her ,its not easy BT not that bad
Happy Christmas auntie mamoyo 🎉🎉🎉🎉
Kkkk thank you dear
I thnk amhuna kutora bvuri rke paakafira ....apna kuitwa chivanhu chaicho...mukaramba maka ignore zvozokunetsai mngwana
Exactly zvamdanga ndichidawo kurauraychaizvo
Sorry my sister but I think you should come back home and tell your family it's the only way don't think off the job jus go back home
Iwe. Akadzosewa. Nevakamuuraya. Udza. Vabereki
Udza vabereki nyaya iyi please sisi vako vawane kuzorora
Yo sad story auntie
Udza vana baba vako paphone usatakure mutoro wega
Natsodzikama ukamuona taura naye uone arikuda kutaurei
Hide don't be afraid, tell your parents about your present situation nekuti you are not the only one seeing her. Chingoita zvivindi nekuti uchashungurudzika
ITA zvauri kuudzwa achakuzarurira
U nid to take heart, it's either she's now your Guidane Angel now. Pray fr her soul saw that her Spirit it won't be wondering. You nid to go where she was killed and she 'll be directing you
Tipei number dzako tikubatsire
I think sisi vako mafiro avo pavanhu vamaishare navo paneakavatumira matsotsi ndosaka varikutenderera muchivaona vachichema
Uuu Tisarove imbwa takaviga mupinyi.. Iwewe 👉 ka uchataura zvako zvakanaka ,hausati vatanga. why your Sister asinga ende kunomukira Iwo vachona vakamubaya Mhondi dzacho.Varikutyei ??😮😮😮
Endapaakafira nejira Jena nefodya mutaure mumu tore haanakuzorora
Paakafa makatora ivhu her repaakabairwa aneshungu pane zvinofanira kuitwa kut moyo wake uzorore
Ane zvaanoda kuti uzive maererano nemafiro aaakaita uye anogona kunge ari kukunzvengesai pne zvakamuwira paKFC robbots ipapo
Enda kumusha nenyaya yako paitwe chivanhu ssta yako izorore
Mainini ko madii maita zvekuvafonera vabereki zvavachafunga azvichina basa kna kt bvunzai madzibaba kt mukaudza vabereki vachagamuchira hre
Kufona hakuite ngaadzoke kumusha ataure nyaya iyi haidi zvekufona
Why are you making it a secret to ur family 😮
Pakashaya bamunini vangu takaenda pavakapfurirwa nepfuti pavakapedzesera kufemera vakafira ipapo.. Vakuru vakataura taura vakataura kuti takuenda newe what what.. I think ndozvamaifanira kuita
You need to tell your family her soul is not settled she was murdered I think she's protecting you but it's also disturbing you pray 🙏