Baba vakauraya mwana wavo vakamanikidza vanhu kudya sadza vakatarisa chitunha

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 окт 2024
  • MVURWI : "Mwana wangu hake asi ngatongerwe rufu" Nyaya yemwana akauraiwa aita weti nababa vake

Комментарии • 544

  • @Salvation123..
    @Salvation123.. Год назад +39

    Tinechikumbirowoo kune vemedia vari kutiunzira nyaya dzakadaai kuti muite expose the faces of these criminals . I think thats how most crime real life documentaries work. Tinotenda hedu nedzidziso yamuri kutibatsira nayo iyi. Mwari kudai matibatsirawoo 🙏 🙏

  • @freegracesibanda690
    @freegracesibanda690 Год назад +3

    You're the best interviewer ever makutodarika Tilda kudhara my sister

  • @tawandamhandu642
    @tawandamhandu642 Год назад +17

    This was a cult iyo... imagine calling that monster daddy.... even this 4th wife is not ok

  • @lalliebuttonmusicjahrhyder9516
    @lalliebuttonmusicjahrhyder9516 Год назад +24

    Rest in peace my daughter ,wakafira kutambudzika 😢😢😢

  • @cleofay9346
    @cleofay9346 Год назад +15

    ndarwadziwa hangu zibaba iri ngarinofira mujeri dhemeti😭😭😭mwana akafa atambura veduwee

    • @kayceedate4527
      @kayceedate4527 Год назад

      Mudzimba mune mabasa ndabvuma hangu

    • @tatezms23
      @tatezms23 Год назад

      Ummmmm my heart is broken rest in peace Laina

  • @debsdebue1802
    @debsdebue1802 Год назад +9

    RIP little one hura hwangu hwasimka akafa atambura mwana kuponda nesimbi sure uchiti uri kurova pai chaizvo hakuna kuranga kwakadaro bba vake vaive nemweya chaiwo 😢😢😢

  • @fifitakapisa
    @fifitakapisa Год назад +26

    I can't help but think kuti mhondi iyi yaibata mwana chibaro pamwe nekumashure futi because it doesn't make sense kuti mwana ongoerekana akuzviitira tsvina. Matorero aakamuita futi kubva kuma grandparents kuita zvekumuba is also strange. I think vese vakadzi vacho also played a big part in this baby's demise, maybe wekutanga to a lesser extent as they say that she's mentally challenged. Any one of them could have alerted someone who could then inform the police thereby saving this angel's life. It really pains me to imagine the horror that poor soul must have suffered at the hands of someone who should have protected her. I agree nambuya vacho, a life for a life. Hapana mumwe mutongo wakakodzera kupfuura iwoyo pamhosva yakadai.

    • @abigailmachaka498
      @abigailmachaka498 Год назад +2

      Vakadzi vane problem shuwa 4 vose kugara nebenzi vachitadza kumhangara

    • @fifitakapisa
      @fifitakapisa Год назад +1

      @@abigailmachaka498 I think aitotsvaga vakapusa stereki or vasina kunyatso kwana because they are easy to control. Dai vakakwana chaizvo havaimbo tutirara 4 pamurume 1 asina chaainacho vachirarama nekuba kudaro, pumusoro pazvo vachirohwa zvavaiitwa.

  • @KundaiMuza-zu8dt
    @KundaiMuza-zu8dt Год назад +9

    I think murume uyu akamborara nemwama uyu ndosaka.anga akuzvitira zvese shame murume uyu iduzvi chairo😢😢😭

  • @elizabethmutoti4529
    @elizabethmutoti4529 Год назад +8

    Daddy kureva mhondi here eish ndarwadziwa mwana akafira nhamo uyu akarwadziwa hey😢😢

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад +7

    Thank u baba for standing up kumuzukuru , so sorry Gogo, this is sad 😔 even the mother u are so evil , Tinashe you are a monster, may God judge u, RIP baby girl.

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc Год назад +23

    The way she's referring to this monster as (daddy) is annoying ..rest in peace baby girl 💔💔💔😭😭😭

  • @FlorenceSithole-vn4xt
    @FlorenceSithole-vn4xt Год назад +11

    Very sad 7years is just a baby 😢😢how can u beat a 7year to death, he must rot in jail this evil. Rest in peace baby girl😢😢

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b Год назад +15

    Death sentence please ndapota zvangu Tinashe haana kusiyana nemhondi dza Tapiwa Makore

  • @lydiandhlovu7641
    @lydiandhlovu7641 Год назад +2

    haa vakadzi ava vese vakapusa orohwa kudaro otadza kutiza
    kana ivo amai vemwana otarisa mwana achipondwa ku saver marriage
    ndarwadziwa mhani
    vanopenga vakadzi ava

  • @tsitsimutombo2216
    @tsitsimutombo2216 Год назад +14

    Zvinorwadza,mwana akafa atambudzika uyu😭😭😭.Rest in peace angel.Mhondi ngaisadzoke,iye aive akabata yatova ngozi svinu chaiyo.

    • @mellisaphiri5502
      @mellisaphiri5502 Год назад +1

      Haisi because God knows she was also a victim

    • @tsitsimutombo2216
      @tsitsimutombo2216 Год назад +1

      @@mellisaphiri5502 It is my dear,usatambe nemweya wemunhu akafa,asi dai ranga riri svosve or bete yaah.Chero vacho vaitoona achirohwa vasina kumu bata anotovavinga kuti maidii kundinunurawo.Hazvina basa kuti vanga vasina mazviitiro.

  • @eppahsinzamala6541
    @eppahsinzamala6541 Год назад +13

    Rest in peace my angel,baba nemkadzi wavo akabata mwana achirohwa vanofanirwa kusungwa vese cz akabatsira munhu kuuraya mwana.ungaroverana mwana kuitira weti mubhurugwa 💔

    • @MavisChifumuro-w3o
      @MavisChifumuro-w3o 10 месяцев назад +1

      Imajeni kurova mwana kusvika mwana pakutadza kuenda kuitoilet apa abva amupedzisa zvake

    • @josiemadziwa
      @josiemadziwa 10 месяцев назад

      Weti asikana 😢😢 umm ndarwadziwa

    • @wekwamazorodze8660
      @wekwamazorodze8660 9 месяцев назад

      The man was abusive to everyone in his household including the wives. This is sad

    • @nokuthulankomo6657
      @nokuthulankomo6657 9 месяцев назад

      Ichokwadi hama yangu , vese ngavaende . Amai rudzii vasinganzwe maura kufamba

    • @permanenttshuma7676
      @permanenttshuma7676 6 месяцев назад

      Murume Anga Ari abusive Mai avo vavasina choice guys

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb Год назад +21

    Ko imi vankadzi bacho munopeka here kana mwana awetha moudza BABA bacho here amugoni kugezesa mwana mankanyarara or kuudza mwana kuti ageze chete cz BABA hasiriye anogeza mwana neniwo Bankadzi bacho misoro yenyu ayitori mushe ko moudzirei BABA kuti mwana aweta anditi yibasa renyu Bankadzi rokudarisa vanha mankadzugaira imi mose pidai kuJere jere zwenyu azwina kumira mushe Why muchiudza BABA kuti mwana aweta why muneke muchiudzirei BABA izozo amugoni kugezesa mwana mankanyarara nxaaa moda shamu imi mese mofanirwa kuuraiwa imi mese nxaaa idoti ya vankadzi ivai imi ndimi mese mankauraya mwana munkanyarara Nyaya yakadai nyaya inorwadza kudai mhhhhh muri vanha devil's idoti ze vanhu mauraya mwana mauraisa mwana imi

  • @MunasheChantelMadziko-mo7zm
    @MunasheChantelMadziko-mo7zm Год назад +1

    Mmmm I'm speechless ungagara nemurume akadaro ....
    Vakadzi ava vakapusawo haiwa especially akabata makumbo uyoo zvaive nani akurove watiza iiiih zvakaoma mufunge

  • @TendyFrosty
    @TendyFrosty Год назад +5

    Uuuummm ndachema veduwee mwana akatambura uyu ndibaba rudziii vanemwoyo wakadai its only kuti mai vacho havasi normal otherwise ndiriseni handaisiya mwana wangu achiurayiwa ndakatarisa ndaifa nemwana wangu ,kune vanhu vakaoma mwoyo veduwe😭😭😭😭😭😭😭😭

    • @muchenashumirai6984
      @muchenashumirai6984 Год назад

      Paakarowa pekutanga vakaregererei kuendesa mwana kuchipa 😢😢

  • @josephined8931
    @josephined8931 Год назад +5

    😭😭😭😭😭😭😭😭😭 maiweee mwana akafira nhaimi uyo pedzezvo monzi idyai sadza makatarisa chitunha KO uye mukadzi number four akabatisiwa mwana achirohwa akasiirwa zvakaoma

  • @christinetakasungwa4375
    @christinetakasungwa4375 Год назад +9

    Rest in Peace mwana baba imhondi ngavafire mujere 😢😢😢

  • @lisamwapenya1865
    @lisamwapenya1865 Год назад +5

    Keep it up stella

  • @berthamadeu6633
    @berthamadeu6633 Год назад +11

    This story sounds like fiction but true, this man was evil, cruel to the bone. Tinashe imhondi he should be locked up indefinitely.He is a danger to society and humanity not to be let out again.

  • @ngonichiwara7507
    @ngonichiwara7507 Год назад +4

    Asika murume uyu anenge ayive ne mushonga chaiwo😢😢😢😢Mukadzi wacho mwana mudiki chokwadi I can't judge u hangu pamwe waitovawo parumana nzombe😢😢😢😢

  • @rufaromorosi8249
    @rufaromorosi8249 Год назад +1

    ndo anadaddy here vakadaro😢😢😢 zvakaoma hazvo rest in peace baby girl

  • @cassandraker
    @cassandraker Год назад +25

    Vese vaiba nemhondi ndavasungwe akabata mwana achirohwa ndaasungwe hakuna anosara mai vemwana navo ndavasungwe they are all accessory to murder ..hapana mutsvene..mwana akafa achirwadziwa veduweee nhai Mwari😭😭😭This little girl is narrating it like its a joke or something this is human life taken by a beast God where are you??😳😳

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +3

    Mwana akaita puu mubhurukwa nokuti aitya hunhu hwababa.Mwana ano shungurudzwa anoguma opusa.

  • @gabrielmoyo6978
    @gabrielmoyo6978 Год назад +5

    😭😭😭😭😭😭ndashaya mazwi rest in piece angel of GOD

  • @i_love_beer
    @i_love_beer Год назад +2

    Violence is never the answer. I cant face my kids' tears. Words mold a kid and can change the kid's behaviour. I love my kids more than my beer. 😢😢😢

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 Год назад +1

    My sister keep going good work iyi nyaya yarwadza iyi uuuuu Mmmm

    • @NomsaMaseko-kq8ht
      @NomsaMaseko-kq8ht 3 месяца назад

      Hmmmm zimhondi muroi wemunhu murume anemamhepo chokwadi mxm

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Год назад +4

    Very sad 😭😭
    Rest in perfect peace beautiful angel🙏
    Tinashe belong to chikurubhi for the rest of his life 😡

  • @melsniks
    @melsniks Год назад +7

    So sad Rest In Peace baby girl
    The Heaven gained an angel

  • @3522able
    @3522able Год назад +22

    This is why in civilized countries corporal punishment is not allowed because other parents simply do not know limits, vana vano pedzisira vama victims of murder, rape and other problems in life.

  • @Achifedza
    @Achifedza Год назад +9

    Eish is so evident laina was being sexually abused by the father. This sudden change ekutanga kuzvimamira nekuweta is a tale tell sign. Rest well angel

  • @Thatguywoya747
    @Thatguywoya747 Год назад +1

    Type yemhondi idzi nembavha idzi ndidzo dzinozviti mayouth eZanu kusvibisa musangano. Please please please Destiny TV . Panoda follow up story on the wives so that you raise awareness ye Gender based violence nekunzwisisa hunhapwa hunowana madzimai muwanano. How can they be safe where can they get support . Also counciling for all the victims should be arranged especially that young wife akashungurudzwa she may be talking but inside needs healing.

  • @tatendajiki8035
    @tatendajiki8035 Год назад +2

    Vakadzi ava didn't care about Lina. Why would a normal person report kuti mwana aita weti muchitadza kungotora mwana mogezesa makanyarara especially maona kurohwa kwaanga amboitwa. Maitofarira kuti mwana arohwe aaaaah mwana akafa zvinorwadza uyu. Ndabatikana shame rest in peace girl. You didn't deserve such a father. He will never have peace kujeri ikoko and that's his punishment for life

  • @LynneMahoya
    @LynneMahoya Год назад +8

    Rest in peace little one 😭💔💔

  • @ThinaMavinga
    @ThinaMavinga 2 месяца назад

    Welldone sekuru kudaidza mapurisa

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 Месяц назад

    We appreciate the coverage.What about mitigatory progrmmes!

  • @ethelf.muzenya-lj2pw
    @ethelf.muzenya-lj2pw Год назад +2

    So devastating. Pray and be alert the devil is at work. Im sorry for the poor girl may her soul rest in peace.

  • @PatienceChigwiko
    @PatienceChigwiko Год назад +3

    Yah veduweka ndarwadziwa hangu 😭😭😭💔😭💔

  • @tatendahapadiumwe4454
    @tatendahapadiumwe4454 Год назад +6

    My tears are flowing now, 7 year girl same as my son. Rest in Peace Laina.

  • @prettymandaraza9339
    @prettymandaraza9339 Год назад +1

    💔💔💔💔💔💔💔wamwe wakutsanya kudya zvisingadyiwe kutsvaka wana imi mouraya hnyu zvimhondi sungwayi mose 😢😢

  • @nyaraichikumba7620
    @nyaraichikumba7620 Год назад +2

    Shame ndabaikana mwana akafa zvinorwadza uyu😢😢

  • @lydiat7636
    @lydiat7636 Год назад +6

    Poverty is real ,how could all 5hose young ladies marry such a notorious murderer / abuser. Kuda kuroorwa here vana awa

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 Год назад +23

    I BLAME ED. REST IN PEACE BABY GIRL 💔💔

  • @aggiematsambo4648
    @aggiematsambo4648 Год назад +6

    Vanhu vemuma purazi so 😞 Nonsense kushungurunzwa ne mnhu 1 sure

  • @lovenessmutede3490
    @lovenessmutede3490 Год назад +1

    Ndonzwa kurwadziwa everytime pandofunga nyaya ya Laina. Ndinewo mwana zera irori..rest in peace Laina

  • @fariraimapiye9491
    @fariraimapiye9491 Год назад +3

    Mhondi iyo ndaishayira zvekutaura...zvinorwadza😢

  • @AllGoodTrustTheProcess
    @AllGoodTrustTheProcess Год назад +1

    umm zvotyisa, baba vanofanira kuchengetedza mwana ndivo vouraya zvakaoma. Sure kuti mwana akadonha mu lemon, neminzwa iri mumu lemon handisati ndamboona vanhu vanokwira mu lemon. Mwari nyaradzai Mai, Mbuya na sekuru va Laina

  • @NdanatseyiMushambiMapara
    @NdanatseyiMushambiMapara Год назад +1

    🙆😭😭😭😭😭🇧🇼baba Laina why kudaro you deserve to be in jail chimbwasungata chababa nxaaa

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +1

    Yuwiii 7yrs hr ascana woyeeee😭😭😭😭💔💔💔vakadzi vaidii kutizira kumapurisa, mapurisa sey vachisunungura mhondi yakadai. Shame sorry zvenyu gogo vaLaina zvinorwadza hazvo

  • @YvonneMalota-in9jh
    @YvonneMalota-in9jh Год назад +2

    Rest in peace our beloved baby 😢, but ana Mainini need to be investigated further

  • @RufaroMuhango-ty5qx
    @RufaroMuhango-ty5qx 5 месяцев назад

    Ugoona vanhu varikuchemera mbereko umwe otouraya some people dont deserve to be parents.😢😢😢

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Год назад +1

    😢😢😢 ndarwadziwa shem ummmm sure kunzi idya sadza wakatarisa mwana aurawa😢 apa kusiiwa wakasungirirwa veduweee ka

  • @TynotendaMugwagwa-we2jt
    @TynotendaMugwagwa-we2jt Год назад +2

    May her soul rest in peace LORD COMFORT THE FAMILY

  • @roselinedzaps2023
    @roselinedzaps2023 Год назад

    Zvinorwadza sure muzukuru wawakatarisira ndinokunzwisisai mama

  • @kellymanjeya7947
    @kellymanjeya7947 Год назад +5

    Rest in peace little angel 😭😭😭

  • @josephined8931
    @josephined8931 Год назад +3

    Dai taona face rebhinya iri , mhondi yauraya mwana zvinorwadza iyi 😭😭😭😭😭😭😭

  • @rosemarymunyukwi2479
    @rosemarymunyukwi2479 Год назад

    Mwana sikana kuzviisa mujeri kudaro here

  • @georginakajengo3172
    @georginakajengo3172 Год назад

    Zvimwe zvacho sekuru avo ngavataure kuti sei mwana wave aidaro nekuti hakuna munhu anobereka mwana akadaro.
    Tinashe uyu arikutoremerwa nemabasa akabatwa nevakuru kare.
    Vabereki ava vaidai vakakumbira kuna Mwari kare kuti ature mutoro uripaari pavaiona hunhu huri paari hahuite.
    Zvisinei hazvo sleep well little angel.

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb Год назад +1

    Mhhhhh Shemu amudadze💔💔💔 kurwadziwa 😭😭😭MAMA pakaipa mufuke zwarwadza vanhu weee mwari akunyaradzei hama pakaipa mufuke zibindi zokuura Munhu sewunku Mhhhhh Nyika yaradza vanhu bamwari plz atinamatei mwari tiude miyedzo nesi satanism cz Mhhhhh azwiizwega izwiii 😭😭😭 R. I.P. chimuka utore BABA bakho shugurudza BABA bakho kuswika bafa befe zwinorwadza R.I.P. 💔💔💔

  • @sithobekilemaipe9783
    @sithobekilemaipe9783 Год назад +1

    Tinashe ngaendeswewe Kuna Tafadzwa naTapiwa vanogurwa vese ka1.tapota hafurai mhondi munyika ngavakurwe havo.toda kuvota vasisisipo

  • @MabrayMachaka
    @MabrayMachaka 19 дней назад

    Ummmmm💔💔😭😭😭😭😭 Mwari weee pindirayi vana vadiki voparara chokwadi 😭😭😭💔

  • @angelabasarokudya4430
    @angelabasarokudya4430 Год назад +1

    May Laina’s soul rest in peace

  • @ChipoPasipanodya-w9n
    @ChipoPasipanodya-w9n Год назад +1

    Eish so touching rest in peace angel

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 Год назад

    Thank you Destiny tv

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +4

    Haaaa ukurondedzera kunge munhu kwaye wakatadza kutiza kunoreporter mwana akarohwa kudaro. Mainyarara mwana achirohwa kudaro 7yrs chokwadi why Mwari mwana akafira nhamo Kani, muchigara nemwana akakuvadzwa kudaro more over u report kunemurume kut mwana aita wet Mumba yet u know mwana akakuvara haagoni kufamba vakadzi mese muri mhondi u mst rot in jail💔😭😭😭moyo wangu waparara

  • @MattyMazuru
    @MattyMazuru Год назад +2

    Sad indeed akafa atambura mwana uyu 💔💔

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 Год назад +1

    Kuroorwa uku ma1 sure mwana sikana yatove ngozi iyi kubata mwana achirohwa rip

  • @evernicekapita7786
    @evernicekapita7786 Год назад +3

    Lyna was peeing on herself means something was loose down there it's normally a sign of sexual abuse. Tinashe needs a hangman zvatopera coz kamupondero kacho kaiva kekuti mwana asazomboti bufu. If Laina survived anga achazoitawo mentally disturbed like her mum

  • @clarahmandongwe2746
    @clarahmandongwe2746 Год назад

    Ndarwadziwa veduwee Mwari tibatsirei nyika yaoma iyi vana vedu Mwari

  • @uhmtapza5635
    @uhmtapza5635 Год назад +3

    Oooooh shame, zvinorwadza hazvo, kwanzi Daddy ndave nenzara uuuuum, mwana akafira nhamo zveshuwa

  • @PattyPatricia-b3f
    @PattyPatricia-b3f Год назад +1

    Imi vakadzi 4 makagarirei ipapo pamunhu akatombosungwa ane chii chamurikuunganira ipapo muchitadza kutsvaga mabasa nxaa dai akauraya imi nekupusa ikoko hunyope kutadza kunoshanda muchishungurudzwa be rombe

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    Uyu murume dai angourayiwa zvekuvharirwa mujeri azvitobatsiri ngangourayiwa mhani😭😭😭😭💔💔💔💔. Imhuka rudzii murume uyu eish ndamunzwira hasha

  • @anoldknox8664
    @anoldknox8664 Год назад +2

    Nhasi ndachema zvangu ndarwadziwa,Ava vakadzi vaitovawo ma victim

  • @gotwerajohn5058
    @gotwerajohn5058 Год назад +6

    Unotsemuka moyo nemhondi iyi ,haa Mwari pindurai vana vofira mufufu segonzo ,kune vakadzi vese ava muchaiona nhamo yacho amuzvari ,mwana akafa achitambura kudaro 😢

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb Год назад

    Mmmmh yah 😭😭😭lyf so sometimes Hmmmm 💔💔💔 zwarwadza izwi vanhu weee vanhu banopidwa nei ko Mhhhhh zwarwadza vanhu weee mwari BABA pindirai basi PANO nyika ndeyenyu Jehovah Baba tiri vahna benyu Nyika yarwadza atinamatei mwari yeshi sorry very very sorry hama 😭😭😭R.I.P. rara parugare igwa naBABA usarare shugurudza BABA bakho usarare 💔💔💔muka ugwe kuswika iye Baba Bakho bafe zwinorwadza

  • @mieshachirenda7667
    @mieshachirenda7667 Год назад

    Zim is slowly replacing South Africa 😢

  • @hazvinei2533
    @hazvinei2533 Год назад

    Zvakaoma wakafira dambudziko mwana may your Soul rest in peace.baba ngavafire mujeri avooo.😢😢😢😢😢

  • @melodymushayabanu772
    @melodymushayabanu772 11 месяцев назад

    This lady is young please

  • @PamelaNgosana
    @PamelaNgosana Год назад

    Uuum Rest in Peace mu angel.
    Same age with my daughter 😢😢😢😢😢

  • @marblemoyo-us9nl
    @marblemoyo-us9nl Год назад +1

    rest INI nhanha ....BT why nhai veduweee....I think Tinashe anoda kuenda kudzinza rke zvogona pane zviri kunetsa

  • @aishajunaid9650
    @aishajunaid9650 Год назад +1

    Zvakaoma moyo werudzii una baba ava 💔💔💔

  • @rumbidzaimhondiwa3908
    @rumbidzaimhondiwa3908 Год назад

    Mwana akafa zvinorwadza RIP baba vacho ndavauraiwe painful death chairo

  • @tawandamtungwaza3667
    @tawandamtungwaza3667 Год назад +1

    Zvakaoma ummm kudzidziswa humbavha zvakaoma .rlp lyn

  • @sekaichipika3865
    @sekaichipika3865 Год назад

    😢😢😢😢veduwee mhondi dzirikuwanda ko kuuraya mainocent souls

  • @phiniaschitongo9107
    @phiniaschitongo9107 Год назад

    Very sorry R.I.P Laina ,ndinofunga baba vako vainge vakabata mishonga yakaipa. Apa vauraya mwana asina mhosva.

  • @cassandraker
    @cassandraker Год назад +3

    Daddy ndine nzara yhooooo daddy vakadaro ivavo..inga zvakaoma nhaimi🙄

  • @NetsaiDangarembwa-qs7rh
    @NetsaiDangarembwa-qs7rh Год назад

    Baba awa wane moyo wakaoma kuuraya mwana nenzira yakadaro asi chii nhy my heart is broken in to peaces😭😭 but why

  • @nokuthulankomo6657
    @nokuthulankomo6657 9 месяцев назад

    😢 Hakuna baba vakadai , ngaende hake kujeri kana kutongerwa rufu

  • @SinodiaAlfredo-f2c
    @SinodiaAlfredo-f2c Год назад

    Jeso chengetai mweya wake ..... Ndarwadziwa ...ummmm jeso mhanyai nyika tambura

  • @patrickmarwenze6306
    @patrickmarwenze6306 Год назад +2

    Aaaaa kamukadzi Ako hakana kukwana ngozi ichamuvinga kubata kuti mwana arohwe sure hakuna zvakadaro

  • @sharaichiwara-oj9qg
    @sharaichiwara-oj9qg Год назад

    Yooooo ndarwadziwa veduweee..... zvakaoma

  • @GraceMatambo
    @GraceMatambo Год назад +1

    Rest in peace Linah ndarwadziwa moyo wangu watsemuka

  • @ashleymihane9541
    @ashleymihane9541 Год назад +1

    😭😭😭😭😭😭may he never find peace

  • @PattyPatricia-b3f
    @PattyPatricia-b3f Год назад

    haaa ndagumbuka nekuchema zvese humhondi tudziiko nhai aaah imi vakadzi murimbwa dzevanhu murikuiteiko ipapo makaroorwa neiko kubika mapoto sure kwamurikuurayisira mwana sure makatadza kutiza here aikuvanai kupi.sure murinyope dzevakadzi ndosaka muchiba naye munoda kurohwa imi mapenzi evanhu apa hamuna kana vana naye murikuiteipo dai mukasungwavo.

  • @godfreyphiri5697
    @godfreyphiri5697 4 месяца назад

    Ndachema hangu ini aa mwana akatambura ndarwadziwa

  • @magadalenachanhanga8433
    @magadalenachanhanga8433 Год назад

    Mwana akafa atambura veduwe ndarwadziwa kusvika pamoyo chaipo .Wotonzwavo uyo achiti dady dady kumhondi vanhu vekumapurazi makaita seiko

  • @rubymagwenzi7730
    @rubymagwenzi7730 Год назад +1

    Nyika yaoma iyi,its so evident this evil man was abusing his daughter yooo,goodnyt sleeping angel😭😭😭😭😭