Mufakose: Mwana wekuurayiwa nechikomba cha Amai vake ovigwa.

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 10 дек 2023
  • Mufakose: Mwana wekuurayiwa nechikomba cha Amai vake ovigwa.
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 372

  • @user-ib6uu8hb2s
    @user-ib6uu8hb2s 7 месяцев назад +23

    Kana vanhu muchiti murume wemunhu mukureva here kuti dai anga asina mkadzi aisauraya mwana uyu. Mhondi imhondi musabatanidze nyaya munhu uyu atongori muurayi chero dai anga asina mhuri

    • @AliceMushambi
      @AliceMushambi 7 месяцев назад +2

      Zvaitaurika but on this issue we blame Mai vemwana vakaputsa imba yeumwe mukadzi zvakonzeresa kufa kwemwana asina mhaka ...kufira mhosva yemubereki 😢

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 7 месяцев назад

      No wangu murume uyu akarwadziswa I'm not supporting but mukadzi ari wrong 100%

    • @marshallzunguzira3741
      @marshallzunguzira3741 7 месяцев назад +6

      Murume uyu agara aingouraya umwe munhu chero aisauraya Emanuel,mhondi imhondi imi azvichinje dai zvadya nzinza ranyamucheka mwana nekukasika kutsetsa chaiko nxeee

    • @p.ndlovu
      @p.ndlovu 7 месяцев назад +5

      Murume wemunhu anokusimudzira mhepo worse mkadzi wacho achitokuziva kuchema kwake kunopa munyama

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 7 месяцев назад +2

      ​@@p.ndlovuhaiwawo varoora vari kuchemedza madzimwene saka mhepo dziripi. Mukadzi ngaachemere murume wake hure. Married people are soo unhappy "take-take" nema Single.

  • @user-le4mi8rp6m
    @user-le4mi8rp6m 7 месяцев назад +18

    Thank you so much Dembare for your support

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 7 месяцев назад +8

    DeMbare chairman mataura mashoko makukutu anorwadza, thank you so much all DeMbare fans for your support

  • @PatienceMutsipa
    @PatienceMutsipa 7 месяцев назад +14

    Mweya wekupondwa urimo mumusha ichain inotoda kudamburwa uyo nyakucheka mwana akatopfekwawo nemweya iwoyo

    • @fadzaigetrudehamadziripi2962
      @fadzaigetrudehamadziripi2962 7 месяцев назад +1

      That's true there is a spirit mumba mababa vemwana uyu. Pamwe takadzika midzi kune vakaponda or kupondwa before baba vemwana nemwana and hazvina kugadzirwa . Mhepo yakazopfekawo Thomas

    • @PatienceMutsipa
      @PatienceMutsipa 7 месяцев назад

      @@fadzaigetrudehamadziripi2962 chokwadi

    • @reginachisango2349
      @reginachisango2349 7 месяцев назад +1

      Ndakatozvitaurawo hangu

  • @PatienceMutsipa
    @PatienceMutsipa 7 месяцев назад +30

    Manu my son rest in peace dear nguva ndeyaMwari 😢😢
    Masingle mum zvikomba kumba kwedu No iwe ndiwe enda kwachiri kana kutsvaga kwekusanganira kusina vana

    • @netsietumu7767
      @netsietumu7767 7 месяцев назад +1

      True

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 7 месяцев назад +1

      Shuwa zvenyu

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 7 месяцев назад +1

      Murume wemusango ngaawonerwe musango

    • @peace6296
      @peace6296 7 месяцев назад +1

      Mu 1 room here nevana, kutadza ku respector vana kusvika pakuvaurayisa😢😢😢😢😢

    • @susannyundo4264
      @susannyundo4264 7 месяцев назад +2

      Chinonetsa ndiye ane achibhadhara rent achiita zvese manje ane akutozviona sa baba vepamba akutoda kusiya hope

  • @user-ql5ri2md6c
    @user-ql5ri2md6c 7 месяцев назад +21

    Vanhu vavamasatanist muchihwande ihasha rudxii idxodxo kusvika pakucheka mwana nebanga imbanje rudxii idxodxo😢😢😢 hushingi rudxiiko kana judas haana kusvika pakadai😢😢😢😢😢

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 7 месяцев назад +2

      Mai ndivo vakasiya vana nemhondi mai ndivo vanofanirwa kupfukirwa nemwana

    • @rosemarynyakatsapa6540
      @rosemarynyakatsapa6540 7 месяцев назад +2

      Imagine aitoda kuuraya verse ufunge kuvauraya vakarara

    • @catherinekangoya8964
      @catherinekangoya8964 7 месяцев назад

      ​@@josephchenjerai1075kuti ndivo vakamuuraya here ,munhu anomukira munhu akamuraya ,kana usingazive zvofamba Sei nyarara

    • @user-vr2gs2jw3v
      @user-vr2gs2jw3v 7 месяцев назад

      mishonga chaiyo

    • @user-vr2gs2jw3v
      @user-vr2gs2jw3v 7 месяцев назад +1

      ummm usadaro dear remember akadzoka havana kumusiya mumba

  • @user-jq7np8nd4m
    @user-jq7np8nd4m 7 месяцев назад +16

    Amen 🙏 baba avo vataura chokwadi. Rest in peace our son 😢 nyaradzwa nashe sisi

  • @tendaigawe2992
    @tendaigawe2992 7 месяцев назад +5

    Mataura chairman, thank you for the well organised speech ine dzidziso. Zvakwatiri kufuka kana kuwaridza maita basa

  • @jabulanimgomesi7950
    @jabulanimgomesi7950 7 месяцев назад +1

    R,I,P Emmanuel! Thank you Stella Muusha, my favourite presenter🙏🙏. Powerful message from Dembare chairman.

  • @maimaruva9959
    @maimaruva9959 7 месяцев назад +6

    Dont rest Manu mwanangu 😢😢💔💔justice must be served

  • @BrillMazvanya291
    @BrillMazvanya291 7 месяцев назад +1

    Powerful message from the chairman

  • @margaretmunyanyiwa1269
    @margaretmunyanyiwa1269 7 месяцев назад +8

    Uyo arikunwa Doro kuganhira , munhu wemukadzi kusakwanwa kunwa Doro zvinofungwa kuti kushamisira

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 7 месяцев назад +5

    Chairman udzai team yenyu kuti huya kubhora asi siya vana vakachengeteka uye vakadzi vose ngaazive nguva yekudzoka pamba

    • @Amarie077
      @Amarie077 7 месяцев назад +1

      I agree with you. Kubhora all day kusvika kuma after 9pm.

    • @shamisomatsvaire5925
      @shamisomatsvaire5925 7 месяцев назад

      Shuwa vana vadukusa ava unosvika na9 usina kudxoka pamba

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 7 месяцев назад +3

      Vakadzi weather you're single or married zvipe good time yekusvika pamba kuitira uone vana kuti vari vaswera sei

  • @unity9896
    @unity9896 7 месяцев назад +2

    Inga mbuya vaManu zvavari manyama,ko vairambidzirwei kuona hama dzavo,hezvo mhepo dzasimuka

    • @synthiamangena8810
      @synthiamangena8810 7 месяцев назад +3

      Kunyimwa vana it's a sign yekuti hukama hwakakanganisika kumashure uko

  • @samanthadudzayi
    @samanthadudzayi 7 месяцев назад +7

    R.I.P Emanuel my boy may the Almighty Lord comfort the whole family in time like this i feel for you 😭😭😭

  • @user-qx8he8nl4g
    @user-qx8he8nl4g 7 месяцев назад

    Chairman speach is powerfull thank you chairman rest in peac my young brother

  • @ChrisMukweza
    @ChrisMukweza 6 месяцев назад

    Powerful message from Dynamos Chairman, lovely baba!

  • @Amarie077
    @Amarie077 7 месяцев назад +14

    Amai Andile vanemabasa vauraisa mwana vaparadza imba yemunhu. Inga gogo mwana mudiki. Vachirambidza vana kuenda kwagogo . Lets not only focus nemhondi chete neivo vakadzi musada mari yemunhu munhu musingamude. Usadya mari yemunhu muchifurirana neshamwari uku mukadzi wake achitambura. Rest in peace big boy.😢

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 7 месяцев назад +4

      Murume ngaagare mumba make nemukadzi wake... It seems most people are not happy in marriages.

    • @Amarie077
      @Amarie077 7 месяцев назад

      @@chiyenyumba7135 Asi ukaziva kuti murume wemunhu siya. Nwkuti misodzi yemukadzi wemunhu munamato mukuru. Ibhora rerudzii kusvika 9pm. Vama kuita nherera mai varipo.

    • @MaiBee-dm4qg
      @MaiBee-dm4qg 7 месяцев назад

      Ichokwadi ichocho siyai varume vevanhu

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 7 месяцев назад +2

      @@MaiBee-dm4qg varume vevanhu ngavasiyane ne a single women.... Doro rakanaka haridhaki asinganwe.

    • @MaiBee-dm4qg
      @MaiBee-dm4qg 7 месяцев назад

      @@chiyenyumba7135 hoooo

  • @josephgapirakb
    @josephgapirakb 7 месяцев назад +3

    i think chidzidzo kuma single mother's hakuna chikomba chinopa mwana wangu rudo kudarika ini baba wacho please wakadzi chikomba ishumba idzi careful 😢 so painful

  • @cc35506
    @cc35506 7 месяцев назад +10

    Ko inga wani gogo is still young and vibrant. Dai vaitotuma vana kwa gogo vachiita zvema boyfriends vana vasipo.

    • @NondoKadzi
      @NondoKadzi 7 месяцев назад +2

      Mufunge chero Dai vakasiiwa kwagogo kana mhondi Yada inongokanhonga kachitamba muroad. Dai zvaita kuti vana vacho tivamedze tiende navo kwese kwataenda nekuti mhondi hapana paisingasvike,.

    • @cc35506
      @cc35506 7 месяцев назад +1

      @@NondoKadzi Asi iyi mhondi its a boyfriend ka. Its personal haasi munhu nje. Nyaya yekuita ma boyfriends pamberi pe vana yagara yakashata. Mwana akabatanidzwa pama personal avo.

  • @nyashatowindo7919
    @nyashatowindo7919 7 месяцев назад +4

    Kurambidza vana kunoona hama dzavo asi kuvasiya vachibikira chikomba chako nxaaa kusakwana chaiko

  • @RueMajuru
    @RueMajuru 7 месяцев назад +1

    Its so sad. This lady's presenting and interviewing skills are top notch.

  • @DeonMangwanya-wu9bi
    @DeonMangwanya-wu9bi 7 месяцев назад

    hoo message thanks bro 🙏

  • @yvonnebesa7854
    @yvonnebesa7854 7 месяцев назад +15

    RIP.....kutonga ndekwaMwari chero Mai vachionana boyfriend pasiri pamba hapana paunodanana nemunhu asingazive paunogara imhondi chete ane brain dzekuuraya Thomas wakazviyita shasha

    • @armiedz2375
      @armiedz2375 7 месяцев назад +1

      Not to the extend yekusiya a violent boyfriend nevana vako mumba

    • @goldenceemwanawamaijoze2592
      @goldenceemwanawamaijoze2592 7 месяцев назад +4

      Ko why kurara mu1 room imomo nevana vatatu nechikomba musina kana space apa maive nemwana we12years. Chihure hachirambidzwe but ko kusarespecter vana vako apa muchirovana mberi kwevana. No don't justify that izvezvi vana vaakupondwa zvinorwadza kudai😢

    • @yvonnebesa7854
      @yvonnebesa7854 7 месяцев назад +1

      Kuwana.....kunosiyana ndofunga makaona mumba macho mungatarisire kuti mari ye2room sanoyiwana kuphi

    • @lydiandhlovu7641
      @lydiandhlovu7641 7 месяцев назад

      True time yanga yareba vachidanana hapana pavaionana kuroad plus paaifunga kt imhondi
      Boyfriend yakabhaiza hayo
      Akarwadzisa Mai vemwana nekuparira mhuri

    • @lydiandhlovu7641
      @lydiandhlovu7641 7 месяцев назад

      Taura hako hapana paaida kt mwana wake aurayiwe nebf yake
      Aitoparawo kutsvaga kurarama

  • @user-hq7zh9dx6f
    @user-hq7zh9dx6f 7 месяцев назад +2

    mhondi iyi yaifanira kuuraiwa and ichiita kuchekwa ne razor muviri wese ,andirwadzisa zvisingaite mwana aizivei haaa ngauraiwe munhu uyu

  • @user-mj2yb9tx4f
    @user-mj2yb9tx4f 7 месяцев назад +2

    Rest in peace Manu
    Powerful speech chairman

  • @user-jx2tc3bn7u
    @user-jx2tc3bn7u 7 месяцев назад +1

    Stella you are the best presenter you deserve an award ❤❤❤

  • @beautymusanhi8728
    @beautymusanhi8728 7 месяцев назад

    Dembare guyz watching you thanks for your advice

  • @constancemabhonga1339
    @constancemabhonga1339 7 месяцев назад +2

    Destiny tv mukugona basa munounza nhau sezvazviri musinga tsvage mbiri

  • @primrosechisemwa8332
    @primrosechisemwa8332 7 месяцев назад +11

    Rest in peace mwanangu nguva ndeyaMwari asi mukwaniro wenguva yako unorwadza asi hatina simba rokumisa rufu Mwari vakazvitendera kuti zvidaro 😭

    • @nellyrukuni5380
      @nellyrukuni5380 7 месяцев назад +4

      Hakuna nguva ya Mwari yakadayi ,ndisatana uyo

    • @primrosechisemwa8332
      @primrosechisemwa8332 7 месяцев назад

      @@nellyrukuni5380 tirivanhu venyama zvimwe harinzwisise asi mumwe namumwe anemuendero wake satan haana simba rokutora munhu kana Mwari asingadi ,yes zvirikurwadza but ndozvangazvakanyorwa mubook yehupenyu hwake kuti ndomuendero waachaita iwoyo

  • @user-eq1yp5xx3y
    @user-eq1yp5xx3y 7 месяцев назад +1

    Kurambidza vana kunoona hama dzawo zvakaoma shuva kubva waratidze zvekune hama dzawo ndozvozvaiwapakusakwana kusiya vana wega neboyfriend vamwe vako wari kutokushora kana usingazivi dai uri munhu wachera kagomba mwana wangu zorora murugare

  • @user-ql5ri2md6c
    @user-ql5ri2md6c 7 месяцев назад +5

    Soo sad young boy ngiroz kudenga dxinoti kudiiikoo😢 wafira matadxo amomz vakoo 😢😢😢

  • @NomatterMakoni-wo2vp
    @NomatterMakoni-wo2vp 7 месяцев назад +1

    Chairman munotaura sando dzenyu... Rest in power mwana

  • @primzo947
    @primzo947 7 месяцев назад +1

    Reast in Eternal Peace Emmanuel

  • @user-es2cy6ni3h
    @user-es2cy6ni3h 7 месяцев назад

    Zororai murugare mwana wedu .Mari ngaarange akapara mhosva .nyaradzwai amai vemwana kunyanya ndinoti chemai netariro muchengete vasara . ndoziva zvorwadza asi Satan afamba nepasipo chete😭😭😭😭😭😭

  • @primrosechisemwa8332
    @primrosechisemwa8332 7 месяцев назад +4

    Nesuwo vanaamai zvikomba ngazvisauya kumba,kurikuda kuchengeterwa vana here ,regai kuda kuvaka hukama husina pakati pevana nezvikomba chii chakadaro ichocho

    • @MarthaNdlovu-or4rq
      @MarthaNdlovu-or4rq 7 месяцев назад +1

      4:27 vamwe vanotoenda nevana sikana kumba kwe boyfrend zviri bhoo here

    • @user-bv1op8qc5w
      @user-bv1op8qc5w 7 месяцев назад

      Taurai henyu isu takakura nemasingle mother not even 1 day ratakaona maboyfriends anamai vedu takadzidza takapedza zvikoro vakatozoroorwawo tatokurawo pls single mothers itai zvinhu zvenyu kunze uko musauye nemaboyfriends kumba kunevana vadiki ava uye musikana may your soul rest in peace my baby manu

  • @bellaphix9452
    @bellaphix9452 7 месяцев назад +2

    Zvinorwadza izvi kurwadza chaiko Mwana mudiki ndabatikana stereki 💔💔💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭😭 eish it breaks my heart veduwe veduwe mhondi ngayi urayiwe iyi

  • @paulinemckenzie9594
    @paulinemckenzie9594 7 месяцев назад +1

    Asi musadyise varume mopedza movaramba. Please siyanai nazvo. Munokonzeresa

  • @alphahavadi
    @alphahavadi 7 месяцев назад +7

    Vatsigiri vedimbare munogona muri chidadiso Stella love you too much rest in peace

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 7 месяцев назад +3

    Rest in peace my babby Angel i know u in Gods hands

  • @preciousnhau2866
    @preciousnhau2866 7 месяцев назад +1

    Rest easy my boy zvinorwadza hazvo asi hatina zvekuita, nyaradzwai nashe vakoma 😢😢

  • @user-bo8wg6uj8c
    @user-bo8wg6uj8c 7 месяцев назад

    Dembare vakadzi Vacho dzungu kokunyara toterera chairman munonyadzisa hunhu wechihure nepanhamo

  • @user-ww7eu6oj7x
    @user-ww7eu6oj7x 7 месяцев назад +1

    Chairman mataura mashoko makukutu tadzidzao

  • @user-jg9so4rs5m
    @user-jg9so4rs5m 7 месяцев назад +2

    This man kaaa ataura chokwadi naked truth

  • @sandrahmakaure8867
    @sandrahmakaure8867 7 месяцев назад +1

    The chairman is a wise man anogona kutaura

  • @mtkmtk-ww5mv
    @mtkmtk-ww5mv 7 месяцев назад

    Chairman welldone hama dzemufi imboitai action apana makore akawanda mwana ambondwa izvezvi ava muzukuru imbofambai vana sekuru tasvu vakawanda vanogadzira nhau idzi fambirai nhau iyi mumbonzwa kut rudzi rwenyu rwakachena here akuna akaponda here nekut ngozi inonoka a ende kana varipo vakaita vanosairira kwevamwe inova chidya vachiguta kwavo kana kwakachena imbofambirai mwana wenyu munzwe futi ahana kudzoserwa here mhepo yake kumhuri yake nekut vanhu vazara nehuipi munopera variko vakazviita vakagarira act fast munopera dont ignore zvinhu zvakadai nemiwo mai andile imbosiyai bhora itai focus nehupenyu mugezwe mhepo chaiyo zvimwe mweya wemurume wenyu ukutarana nemi ndaikumbira musati maita imwe boyfriend imbozvifambirai first nekut munogezerwa futi .kuna thomas mabasa ako akuparira dai usina kuita gumbo mumba gumbo panze zvimwe dai uri safe zvimwe dai urikuchengeta mhuri kuna mai alice vane murume uyu i would advice you kut ubvise vana kumufakose it might kids sekut kuchikoro mwana anogona kushaiswa mufaro nevamwe achinzi mwana mhondi saka kutoendesa vana kwazvisinganyenye kutaura nezvazvo kurinani

  • @user-jj6le6xq7o
    @user-jj6le6xq7o 7 месяцев назад +2

    Gogo Rasta ndimai vaBaba va Manu Batsirai mhuri yenyu kana muchivada torai vazukuru venyu tizive kuti ndozvavepo

    • @nokukhanyanonoe2186
      @nokukhanyanonoe2186 7 месяцев назад

      inga ataura wani kuti mai vevana havadi.., hanz vana are not even allowed to carry food back home they can only eat varikwa gogo

  • @jennifermadimutsa8393
    @jennifermadimutsa8393 7 месяцев назад +3

    Mwari vachatonga mwana haana mhosva

  • @emillypesanai9855
    @emillypesanai9855 7 месяцев назад

    hezvo mwana wekufa uyu atova nasekuru nambuya..vana vaitambura kudya mari yechikomba ummmm

  • @nyariechahwanda6324
    @nyariechahwanda6324 7 месяцев назад

    Sleep tight baby boy.may the good Lord comfort you m sister 😢

  • @MBIZIDUBE
    @MBIZIDUBE 7 месяцев назад +4

    Foundation yenyika irikuvakirwa vana veZanu

  • @tadiwamadziwa5998
    @tadiwamadziwa5998 7 месяцев назад

    Well said chairman😢🎉🎉

  • @mtkmtk-ww5mv
    @mtkmtk-ww5mv 7 месяцев назад +1

    tirikurwadziwa nechiitiko icho vanhu varikuraiwa ndo ma cases arikuwanda iwayo munhu unoti jeri rakagadzirirwa vanhu chero ndichidya ndichiguta saka zvirinani vauraiwe munhu ahazozviite nekut unoziva kut neniwo ndakufa ava mwana wechipiri kufa kumufakose tapiwa makore vakadero izvezvi manu noo this needs to stop kunonoku Ku joni kuba avakukoshese asi abuse unofira mujeri

  • @christophermasekesa4316
    @christophermasekesa4316 7 месяцев назад

    Rest in peace Emmanuel,,so painful.

  • @user-cq2yx6wk3l
    @user-cq2yx6wk3l 7 месяцев назад

    Reast in peace my lovely son mwari vangoita kuda kwavo asi firo yawaita inorwadza nesu tese

  • @florence658
    @florence658 7 месяцев назад +1

    Mavanzwa zve chairman chairman

  • @Palaz_Adventure
    @Palaz_Adventure 7 месяцев назад +1

    Chairman ataura apa..❤ RIP my boy

  • @MaiIpaisheMuzokomba
    @MaiIpaisheMuzokomba 7 месяцев назад

    Rest in peace mwanangu mwari ndizvo zvaakada , thank you chairman mataura chokwadi chinorarama itirwai nyasha imi nemashoko enyu

  • @julietmarimuzhi9253
    @julietmarimuzhi9253 7 месяцев назад

    The chairman is indeed a lead your words are wise

  • @giftndawana
    @giftndawana 7 месяцев назад

    Ichokwadi chataurwa nemurume uyo🙏🙏🙏🙏

  • @maiyeukai9346
    @maiyeukai9346 7 месяцев назад +1

    Kp nhai dembare....madii kumudza supporta wenyu asachemdza mumwe mukadzi....iye mai Alice ari pakuchemawoo futi

  • @nyikafreejoy3571
    @nyikafreejoy3571 6 месяцев назад

    Handis mudhimbare hangu but apa chairman masimbisa mashoko makukutu .RIP boy 💔💔

  • @mtkmtk-ww5mv
    @mtkmtk-ww5mv 7 месяцев назад

    rest in peace manu mwari vatanha ruva ravo asi atizvitarisiri kutanha pamwana mudiki ndichiti andile be healed by stripe on God

  • @AmosAdani-uv5ow
    @AmosAdani-uv5ow 7 месяцев назад

    Zvakaoma munhu mukuru anouraya mwana mudiki akadayi😭😭😭😭😭😭😭

  • @ashwellmaseve5761
    @ashwellmaseve5761 7 месяцев назад +3

    Let's not justify nonsense... Amai vaiita chihure chakadhakwa ava... Vakadii kupa hama vana.... Kamhata kamai aka kauraisa mwana

    • @user-tm5qt9lf9b
      @user-tm5qt9lf9b 7 месяцев назад +1

      Usadaro iwe hapana munhu anoda kuita hure

    • @nomsamalunga
      @nomsamalunga 7 месяцев назад

      Mmmmmm mamwe mashoko kaaa

  • @nomsamalunga
    @nomsamalunga 7 месяцев назад +2

    😢😢😢 rest in peace 🕊️🕊️ angel

  • @user-ep3db8rj1g
    @user-ep3db8rj1g 7 месяцев назад

    So painful rest in peace young boy

  • @Smusumhi
    @Smusumhi 7 месяцев назад

    Rorora murugare my boy God knows

  • @SharonChiota-ld8wb
    @SharonChiota-ld8wb 7 месяцев назад +3

    Rest in peace Emmanuel 😢😢😢

  • @Smusumhi
    @Smusumhi 7 месяцев назад +2

    Mhondi yauraya mwana mabasa ako achakutevera

  • @madyedzomunyonga2036
    @madyedzomunyonga2036 7 месяцев назад

    Rest in peace baby boy!! Nyaradzwa nashe my sister!!

  • @chiedzarunhare8310
    @chiedzarunhare8310 7 месяцев назад

    Hey Chairman vanotaura havo zvinodzimba

  • @user-zs9bw8iw5w
    @user-zs9bw8iw5w 7 месяцев назад

    Hameno Mwari weeee ..Mai Alice watch your back , you are not safe .gara uripamabvi
    Rest in Peace Emmanuel

  • @Chiherachashe.
    @Chiherachashe. 7 месяцев назад +1

    RIP boy boy but Mai Manu how can ungati from morning till 9pm vana vari Vega..Dai waive kubasa zvainzwikwa...ko kunofarawo nevana nhai🤨 But mhondi ngaitingwe big tym

  • @farainjere3938
    @farainjere3938 7 месяцев назад

    Rest in peace young man justice is going to prevail

  • @user-jy3ug1jf6u
    @user-jy3ug1jf6u 7 месяцев назад

    So painful RIP Manu only God knows

  • @TafadzwafattyVeremu
    @TafadzwafattyVeremu 7 месяцев назад +1

    It's so sad,,but pipo should stop judging mai ava am sure ma single ladies mazhinji munozvinzwisisa

  • @ruel1703
    @ruel1703 7 месяцев назад +12

    I think problem yarinoita semadzimai is quick to introduce these 'boyfriends',to our kids,too quick to trust, don't let kids meet anyone nomatter how sweet until they pay loyola and maybe years later .
    RIP son😢

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 7 месяцев назад +1

      Lobola iye mukadzi wake kumba asina kuroora.... 😢

    • @nyashanenzou6100
      @nyashanenzou6100 7 месяцев назад +4

      I think chinhu kana chichida kuitika chongoitika let's not blame..murume akakuroora anogona kana kuzviita

    • @peace6296
      @peace6296 7 месяцев назад +2

      No mhani lets not trust boyfriends with kids

    • @ruel1703
      @ruel1703 7 месяцев назад

      You are definitely missing my point sis

    • @ruel1703
      @ruel1703 7 месяцев назад

      @@peace6296 nhai hako iwe

  • @spiwechikepe3315
    @spiwechikepe3315 7 месяцев назад +2

    💔💔💔💔💔💔💔💔💔 mwari tibatsirei hatichina zivo

  • @user-fu8zl4yg9x
    @user-fu8zl4yg9x 7 месяцев назад +1

    Uuuum zvakaoma hazvo veduwe Thomas urimbwa iwe kuraya mwana mudoko doko akadayi sure 😢😢😭😭😭

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 7 месяцев назад

    Hakuna kurwadzwiswa kwakadai 😢chironda chisingapore , just accept ndo zvaapo, mashoko vanhu anorwadzisa zvakare, mbuya na Sekuru’ take heart zvoitika .

  • @dasilva8081
    @dasilva8081 7 месяцев назад +1

    Mashoko makukutu chemeni..mwana haasi kuzorora kwauri thomas ngozi kwauri .mwana akadzama achitambudzika

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 7 месяцев назад +9

    Vabereki tosaitire mijolo pamberi pevana besides njodzi dzakadai it's abusive and masingle mothers let's be responsible

    • @JjWotaz
      @JjWotaz 7 месяцев назад +1

      Hamenii 🤜🤛

    • @chiyenyumba7135
      @chiyenyumba7135 7 месяцев назад +1

      Murume wemusango ngaawonerwe musango

  • @pfungwadzindikwa8559
    @pfungwadzindikwa8559 7 месяцев назад

    Chairman mataura bhoo asi mkadzi aifanira kusasiya vana ne boyfriend vachirara vese iye asipo. vakadzi honaiwo, varume honaiwo!!!!! She lacked spirit of dissernment. nakidzwai muchiendawo kunonamata

  • @user-on4uw7xv1g
    @user-on4uw7xv1g 7 месяцев назад

    Todavo kunzwa zvinotaurwa nehama dzekwa baba vemwana uyo

  • @chiherachashe8208
    @chiherachashe8208 7 месяцев назад +1

    Zvakawoma veduwee. 😢😢😢. What can we say? Rufu ndimadzongonyedze. Who are we to judge Thomas? We're all sinners tikutotsvakawo ngoni kunaMwari.
    As parents today though ngatidziidzise vana vedu kuti no means no. Zvinotangira patunhu tuduku ukarambidza or kurambira mwana anothrowa a huge tantrum and we give in tichingoti uyu here uyu😢😢. As they grow they can't handle being denied. I repeat, ngatidziidzise vana vedu kuti no is a no. Hazvichemedzi hazvitsamwise its a part of life

  • @user-eq4cw7pm7s
    @user-eq4cw7pm7s 7 месяцев назад

    Zorora murugare Mwanangu tichasangana rimwe zuva

  • @yolandamutsambi8628
    @yolandamutsambi8628 7 месяцев назад +2

    Rest in peace baby boy 💔💔💔💔💔💔💔💔💔 ndirikunzwa kurwadziwavo 💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭aaaa zvinorwadza

  • @tendo9459
    @tendo9459 7 месяцев назад

    Umm so sad, RIP my boy

  • @user-lb1zd5fq8v
    @user-lb1zd5fq8v 7 месяцев назад

    Amen

  • @rutendomandizha5549
    @rutendomandizha5549 7 месяцев назад +1

    No mother should ever bury her child....may his innocent soul rest in peace

  • @user-kt1sc7qq8y
    @user-kt1sc7qq8y 7 месяцев назад

    Mwanakufase huku sure ngaavarwise nevake ngavapondwewo

  • @tawandamusoni1653
    @tawandamusoni1653 7 месяцев назад +4

    Rip our baby😢😢😢

  • @user-kw9hd8bm1i
    @user-kw9hd8bm1i 7 месяцев назад +1

    Rest ini peace Manu

  • @benardrwasunda6649
    @benardrwasunda6649 7 месяцев назад +1

    Rip Emmanuel

  • @Gogoaggie2018
    @Gogoaggie2018 7 месяцев назад

    Pakuviga apo panenge pakarohwa chivanhu. Vemhuri yekwakaberekwa mhondi ndaona wachiona moto very soon. Muchazvirega zvekudeuradeura ropa revamwe maZimba. RIP angel. They armed you, so fight your fight without fear vanhu wadzidze. SORRY FOR YOUR LOSS EMANUEL's FAMILY 😭 😭 .

  • @mariajuziel7415
    @mariajuziel7415 7 месяцев назад +2

    Manu rwisa please usarare

  • @kishachiutsi1715
    @kishachiutsi1715 7 месяцев назад

    Aaah zvakaoma kugurirwa hupenyu hwemwana

  • @hillarymusariwa7822
    @hillarymusariwa7822 7 месяцев назад +4

    Baba vanogona kutaura avo

  • @fortunatejeketera3763
    @fortunatejeketera3763 7 месяцев назад +1

    Rest in peace my son