Saka muscana uyu acharamba achihura hr zvadai and mweya wemkomana afa ucharamba achimushungurudza , dai akawana transport very fast airarama akarasikirwa neropa rakawandisa. Mapurisa sungai vanhu vanotengesa late hrs
The guy in blue jazy must be arrested cz obvious he's also selling drugs zviripachena, mdara atanga kutaura abuda pachena kuti mufi ayitengesa zvinodhaka and uyu ane blue was with him vachiita same hustling yedrugs.
Hanzi mufi ayitengesa madrugs, it's like what goes around comes around, but m not happy with his death, Dai vakangorova vasina kuuraya, but because vainge varova madrugs., of course zvinhu zvakaoma in Zimbabwe but honestly kubvira pakazara drugs in Zimbabwe crime yakwira like south Africa, kuurawa kwevanhu kwanyanya and robberies
These are the consequences of trying to be a hero, the guy was supposed to mind his own business, why risk your life saving a worthless woman you barely even know.
This woman means business, she's a good news reporter as well as a good interviewer. R.I.P Panashe
Very true and she knows very well to ask questions
And very respectful ❤
RIP Mwanakomana dzimwe nguva tsitsi dzinotsitsirira
Shaame so sad. Musikana uyu dai abva arega chibasa ichocho atsvaga Jesu
Saka muscana uyu acharamba achihura hr zvadai and mweya wemkomana afa ucharamba achimushungurudza , dai akawana transport very fast airarama akarasikirwa neropa rakawandisa. Mapurisa sungai vanhu vanotengesa late hrs
Chinzwai kwaenda nyaya iye hanzi Panashe tomufananidza naJesu madrugs auraya vana RIP Panashe
😂😂😂😂😂Tok of the stones, Dombo kutaura kwevanhu ve stone age
CC Stella munogona kubvunza kp it up
Unenge uchiti waendess mwana ku University wanike Ave ku maximum prison 😢
One Channel Inoita zvinhu zvakarongeka☝️❤️
Drewmas media and Karanganda also dzakarongeka
We say no to drugs ,mukomana ane blue akabatwa zvake nezvinodhakwa.
Kuita chimboko chisina basa akatodhakwa zvinotobhohwa kuzoti English life zvisina kna nebasa rese
Its the English life for me
@@lisamupfugami5022😂😂😂
Ummm yeah nyika yaoma zvechokwadi vanhu ngavasadaro kuurayana sehuku hre nhai Mwari
R.I.P. Pana ndarwadziwa ndine mwana anonzi Panashe futi
Neni vangu Panashe is 19yrs
Excellent interviewing and reporting skills!!
Stella the most humble reporter. RIP Panashe
I learnt one thing chi Good Samaritan chinourayisa mu Harare . Koz unogona kut urikubatsira iwe uchito trapwa
Vakomana mirai chihure nekutora zvinodhaka.
Unogona basa Stella keep it up
Kutengesa zvinidhaka zvei na3 kuseni ndovarikutenfesa madrugs suka😊
Rest in peace Panashe mwanangu
May his soul rest in peace 😢
Chihouse girl hachiurai siyai chihure veduwe
Zvinorwadza zorora murugare Pana
This all comes down to the poor economic status of the country
Zim yakurwadza tichikura zvanga zvisiko
Shamwari yacho iri kutoratidza kuti akarohwa neguka zvke
Rest in peace Panashe
The guy in blue jazy must be arrested cz obvious he's also selling drugs zviripachena, mdara atanga kutaura abuda pachena kuti mufi ayitengesa zvinodhaka and uyu ane blue was with him vachiita same hustling yedrugs.
Zvichinzi basa here pafa munhu, ndiye auraya here?
RIP mudhara varamba kubuda pachena nezvekut doro rakashata ,ndofunga rinovanakira baba ava , hanzi ngavasiye zvinodhaka ngavanwe havo masese nema clear 😂
Hanzi mufi ayitengesa madrugs, it's like what goes around comes around, but m not happy with his death, Dai vakangorova vasina kuuraya, but because vainge varova madrugs., of course zvinhu zvakaoma in Zimbabwe but honestly kubvira pakazara drugs in Zimbabwe crime yakwira like south Africa, kuurawa kwevanhu kwanyanya and robberies
English life hmmm
continue the good work destiny tv
Good reporting SISI
Eish zvorwadza
Zvinorwadza veduwe 😢
Mmmm
Zvisingaite 💔
R.I.P Munashe famba Munashe sezita rako
Rest in peace brother🙏
Kwanzi chii chakaitika kukanzi akauraiwa ummm madrugs arikuitisa vanhu sevasina kukwana😂
Sad nematambudziko
Rest in peace
Instead of taking mwanakumortuary zim so may he rest in peace asi ngozi for ma weed akaponda
Ingrish life ndoo ipi iyi?
English life ndoipiko nhai jahh😂😂😂😂
Bvunzaiwo kkkkk
😂😂😂ndatoshayao
😅Ka life ke ma drugz ka English life
@@dennisjon9340 😀😀😀😀😀
Kkkkkkkkk ndazvishayawo..shame zvinorwadza😢
Yooh 3 am varimuma street
@Destiny ChiLogo chenyu icho hachigoni kuendawo kumucheto here pane kuchiisa pakati kudero. It puts us off from watching. Correct that
Shuwa ndachionawo
I think chinoitirwa kuti mamwe ma RUclipsr vasaite repost ma videos ake
@@oniassithole9335🙄🙄
Rest in peace son
MHSRIP, so sorry to his family and friends.
RIP panashe
R.I.P BROTHER 💔
3am. Nguva dzevanoita zvakaipa
Hanzi aitengesa drugs
Rip Panashe.
Sleep well mwana
Very sorry kuneve mhuri yakarasikirwa na panashe
Huuu zvakaoma
Zvakaoma
Akahayiwa achinzi habvumi defeat manje akazoyiwana. Apa ainzi ayitengesa ma drugs . Yanga iri shit yemunhu. RIP
He is coming to knock your door and ask you kuti wawaiti shit ndiyani
Chakunetsa chiyi kuudza mufi atisiya kutu shit yemunhu
@@MaureenChimunya munoda kunatsa mufi kuti zvidiiko nxaaa
Rip
Kumaraini kwangu zvinorwadza
When the devil itself encounters Lucifer.RIP boy
English life ndoyipi nhaiwe 😂😂😂
Ndiudzewo zvako
RIp😭😭
RlP Panashe ndarwadziwa
Yeshi Shemu sorry yooh
The Villager page is it mostly focused on deaths reports..... Almost 80% pane auraiwa..... 😮
Zimbabwe yashata mufunge kungouraya munhu kunge huku
Shamwari yacho yakatodhakwa, MHSRIP
Mazuvano ukarara nyika yakaoma kudai unofira mumba
Kkkkkk ko uyo anga asinga kurara akafira mustreet wani
Rest in peace Panashe.
Kutsvaga rudzii kunoitwa 3 dzekunze koyedza
Selling drugs zvarehwa
Ko friend yacho zvayakatobatwa nema drugs plus kuzowanikwa in street at 3am it's not good
R.I.P brother
These are the consequences of trying to be a hero, the guy was supposed to mind his own business, why risk your life saving a worthless woman you barely even know.
Moyo yevanhu yakasiyana
this is a clear case of self defence, not murder
Zvinonzi zita rangu ndinonz kwete kut ndinoitwa
Ibvapa kana Uchida bsa rehuticha enda unodzidzira kwete pana
Kkkkl kusaziva kuti unozvizivisa sei kuvanhu
@@mattipanyamuzinga8469😂😂😂😂😂
Zvinyowani here kunzwa munhu achiti ndinotwa nhingi?
Dzokera kuMalawi ahuzive shona
Rest in peace Panashe
Rest in peace
Rest in peace Panashe