Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Tinotenda nerutsigiro rwenyu veduwe
dai nyika yanga yakanaka dai anga asina kmbofa coz akazorohwa nemheni akbva knotenga mushonga dai mushonga waiva pachipatara dai asna kumboenda panze chipatara gachive nezvese uye zviri free #zanu must go
hazvichafa zvakaitika zvekuti mushonga uwanike.
makunyanya kuridza song nguva yakareba ridzai zvema minute chte topinda munyaya
Mmmmm anga akarondwa sure.Mwari nyaradzai mhuri yake.Mweya wake ngauzorore murugare netsitsi dzaMwari.
Jesus is the answer
Madzinza akatakura yooh zvakaoma
Vanhu ngavafambe
I'm in love with tirangane song rambai muchiisa guys❤❤❤❤❤❤
I miss kumba chipatara chedu chikuru drewmas media always taking us to another level
I love the song nhai Enduru ndowanao sei song iyi
Veduwe nhai so mkadzi uyu anopona here 😢mmmmmmm ndarwadziwa singaite
Zvinorwadza shem
😭😭😭😭😭 zvakaoma chokwadi mhepo dziriko sure rozorora murugare hanzvadzi💔
Endai kwaSekuru Kanengo .kana sekuru Tasvo kana Sekuru bhanda kana sekuru Muchawa
Vanhu vanoroya ndapota hangu.
Nhayi Shumba sheedza mai vako tirangane💃💃💃💃💃💃💃💃 Chamutengure.
Gogo Shumba hero basa😢😢😢varipo vari kutodya mapapu..asi zvinotoda mubatane semhuri cz yu neva know who's next.. nematambudziko 😢
Song makunyanya kuridza
Varoi vakaoma
This world zvakuda kushinga kunamata weduwe
Panoda kufambwa nekukasika apa
Ŕest in peace yangman😮
Taking us to another level
Zvakaoma veduwee imheni yevanhu
Hospitals are disgraceful Zany must go
Pane akaromba mumhuri
Makadini Shumba Drewmas taking you to another level
Kasong aka kanotapira chamutengure
Hello shumba Drewmas media taking you to another level very sad 😭
Zvitsvakei pane nyaya
Sekuru Tasvu hero basa
That guys in blue t-shirt angona kurondedzera ..... hope family inowana anobatsira... Greetings Ku drewmas media team
Rest in peace young man ey ndarwadziwa sekuru vachichema😭😭😭😭😭
Hie Drumas ❤️
😭😭😭 vakamutadza nengoro kwakumudzokera nemheni varoyi vakaoma
Sorry to ask but why are people in Zimbabwe still wearing masks?
I heard kuti munhu akarohwa nemheni munomudhonza rurimi fast hanzi anomuka
Kana kumubvisa dhodho kumagaro. Rinenge rakaoma kuti ngiii. Rikabuda anorarama.
Drewmas media taking us to another level 👏👏
Kuda akapara mbhosva or kunyenga mwana vemuridzi or imhepo yokusairirana asi firo yakadai inorwadza
Loading.........😊
Fambai nguva ichiripo,ngozi inokupedzai mese, imbomirai zvekuti munhu arikudya sadza arikukodzeresa
Zororayi murugare
Drewmas media taking us truly speaking to another level Andrew shumba so sad news 😭😭😭
Waiting
Waiting .....
Vanhu cekwaBhaureni vanobva kuChitange side rekuMarymount . Vanhu vekwaChimusoro kwagara kune nyasha mumusha mavo
Fambai semhuri pane ari kuuraya vamwe apa
Watch out hokoyo nezvidhoma
RIP zvakaoma mmm zvine chirikudaro ngavafambire nyaya dzacho
TasvuuKamenogBandaHerooo basa
Ummm vaimuda chaiko kumuteera kuchipatara
Shame very sorry chokwadi may his soul rest in peace 😢
Mheni yekutumwa iyo
Drewmas Media family ahoi
Yhoo but kle vake kzochemera $ chairo hr
Rlp 😭😭😭😭
Hello Drewmas Media
Sorry sekuru zvorwadza chokwadi bt firo yaita yorwadza ummmm hazvisi zvega ngoro ndiyo yaida kunzi imuraye bvakunda sati bvafamba kwakutumira mheni panechirewo varoyi wariko
Rip ummm zvakaoma
Drewmas media taking us to another level
Huh zvakaoma sure😢
NDAKAMIRIRA ZVANGU
❤
Hapana munhu ari kukonzeresa iyi ndiyo inonzi ngozi pavakuru vavo pane akaponda munhu
Zvakaoma 💔💔
Mumadzinza umu zvakaoma
Drewmas media I LOVE YOU ❤
Pane ngozi kna zvikwambo mumusha
Mean wekutorwa nemvura muchechi akazowanika here
Haana mufunge
😭😭😭
So sad hey
Can't wait 😁
Ok
Ummm so sad😭😭😭💔
Haaaaaaaaa veduwe zvakaoma 😢
Takamirira
haaaaa tara iyo yava dustroad umm yah zanu pf kaaa
Kune vanonyadzogona kubvisa zvikwambo here munyika muno nekuti vanhu vapera mumhuri
Fambai mhuri paipa apa
Muface uyu ati mwana afa asina kaana dhora achima veduwe
drewmas media family how are you
Endai kwagogo chihoro zvopera😢
Ndekupi Miranda
Hapana chaakaita here???
Shem zvakaoma 😭 😭, rest in peace mwanakomana
Haa takamirira😂😂
Nematambudziko zvakaoma chokwadi zvinorwadza.
Hospital yedu matifungisa kumba sekuru Shumba❤️❤️Ummm Zvakaoma MHSRIP
Chokwadi hazvisi zvega izvi
Zvinorwadza😢
Zvakaoma mufunge zvinorwadza 😢
Vamwe vanhu varikuchema ,..vamwe varikuburitsa ma sound ekuseka nhai hazvina kumbonaka
Chikwambo
Hama dziri kuti parira nekuponda kunze kwenyika uko. Ngozi dzichamboumburudza vanhu kwete zvekutamba. Mabira ngaadzoke mumisha umu mmmmm
Why God ????
Mafungiro angu inenge ngozi hazvisi zvega
Yoo yr soul rest in peace
Mdara Shangwa
Hesy Muguse.ndafara kuona pamba pedu apo nababa Melo
Patent apo pari kutorwa temperature here ,zvakaoma
Yaa taapano
Shame very sorry chaiwo😭😭😭
Shumba
This is so so sad
Guyz murisei mafollowers

Tasvuu
Kamenog
Banda
Herooo basa

Hospital yedu matifungisa kumba sekuru Shumba❤️❤️
Ummm Zvakaoma MHSRIP