COFFIN RAKAWANIKA PACHIVANZE----VANA MADZIBABA VOPINDURA MIBVUNZO {UPDATE 3+

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 2 апр 2023
  • SEKURU VOTSIKATSIKA PAMUSORO PEKUUYA KWEMAPOROFITA
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 443

  • @NTM308
    @NTM308 Год назад +23

    Drewmas tsvagai vamwe vanhu vanobatsira family, vanamadzibaba awa matsotsi, tinoda sekuru Tasvu

    • @mamaangi37541
      @mamaangi37541 Год назад +1

      Taura hako matsotsi aya

    • @tryphinechigorimbo739
      @tryphinechigorimbo739 Год назад +1

      Vanoda kurowa ndivo vakauya husiku kuzokanda coffin

    • @mavisdzikite4931
      @mavisdzikite4931 Год назад

      Ava havaite ngakutsvakwe vanmwe mapostori anonyepa Aya .anoshandisa mushonga

  • @kudzaimanyinyire5775
    @kudzaimanyinyire5775 Год назад +6

    VaNeshamba, aya mapositori matsotsi. Vanhu vanotsvaga mari. Ngapauye vamwe, vaporofite kana kushopera. Muroora akati maporofita akati kana pane akauraya mwana, achaona kabhokisi (coffin) kana kurwara. 😂😂😂how come kacoffin kakazoonekwa

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад

      Wataura chokwadi imimi ndivo chete vakauya vakaisa kacoffin aka dai varega kuita bsa iri nekut zviripachena kut vachangoti sekuru nagogo muroyo chero vasina zvavanoziva

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 Год назад

      Pamboraurwa zvekubudiswa kwemari here?

  • @debrajemwa526
    @debrajemwa526 Год назад +3

    Baba handisi kuvachenesa vatadza kudaira kty musha ucheneswe and too ana madzibaba ava ngavaite basa asi patsvagwe umwe futi anotarisa

  • @portiakureva5017
    @portiakureva5017 Год назад +8

    Waiting hngu ndichida kuona kuty akaisa coffin ndiani .kana vari amwene vakauray saka ndovakarotewa nemuroora here .
    Drewmas media tolkng us to another level

  • @faithmapfumo4437
    @faithmapfumo4437 Год назад +3

    ? Pana sekuru n gogo vekufenda uhmmm ma1 awo . thanks Drewmas media

  • @chipogumbo6296
    @chipogumbo6296 Год назад +14

    Madzibaba avo Havana respect. Vari kuita sevane zvavari kuziva fast yavo yanyanya vakutotyisidzira vanhu

  • @tendaimaringe4691
    @tendaimaringe4691 Год назад +20

    Icho chinotsenga kunge muvhevhi😊

    • @BlacklykMi
      @BlacklykMi Год назад

      🤣🤣🤣 uchabatwa pamweya iwe

    • @nicholasmuchechesi6641
      @nicholasmuchechesi6641 Год назад +1

      Muvhevhi number 2 chimupositori chenhema chimbavha

    • @godwinchiutsi9183
      @godwinchiutsi9183 Год назад

      Miromo yacho yakasvuuka.

    • @josephined8931
      @josephined8931 Год назад

      Ndiro ziguruvhani ziguru iro I don't trust him apa vari Kuda kumanikidzira vanhu Ava vakatodzwara zvinhu zvavo pavakauya nebhokisi

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад

      🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Mukati avazivani na muvhevhi imi

  • @ethenkeke-ok5ed
    @ethenkeke-ok5ed Год назад +1

    Vana madzibaba vekupenga makadii kuuya mwana achiri mupenyu

  • @mamoyopee8246
    @mamoyopee8246 Год назад +6

    KaSekuru karikutenderera kanenge karikutoziva kti kanofumurwa

  • @PrettyNyasha-bt7gv
    @PrettyNyasha-bt7gv Год назад +2

    Murambiro urikuita mhuri iyi kuti pamba pavo pauye muprofita panezviripo chete Dai pasina hapana chavaimborambidzira muprofita kuisa munamato ndofunga vamwene ndovakabaya muzukuru chete

  • @itayikaseke3480
    @itayikaseke3480 Год назад +12

    I know our parents are not the holiest when it comes to witchcraft but I feel sorry for them shame

    • @patriciagutuza5037
      @patriciagutuza5037 Год назад +3

      Chero vakava varoyi ndazviziva ndovada nekuva respector zvakadaro.Ndoziva kunamata kuna Mwari muridzi wazvose nevanhu vake

    • @itayikaseke3480
      @itayikaseke3480 Год назад

      @@patriciagutuza5037 true dear it's painful

    • @KumbiraiTalentMnindwa-fe9jd
      @KumbiraiTalentMnindwa-fe9jd 9 месяцев назад

      ​@@patriciagutuza5037is

  • @memorythomasm
    @memorythomasm Год назад +6

    Kana sekuru vasina chavanoziva vanorambirei kuti vanhu vapinde mumusha

    • @schumieelf3232
      @schumieelf3232 Год назад

      Vachipindirei musha wavo ivo sekuru vasingabeliever izvozvo uye vasina kuvatsvaga. Vari voisigwa zvimacoffin like they did. Fake prophets

    • @user-ie8nl3up3c
      @user-ie8nl3up3c 8 месяцев назад

      Kana vasingadi havadi and hazvimanikidzwi

  • @tintomahups6706
    @tintomahups6706 Год назад +5

    Musamanikidze vanhu plizzz,,kn munhu asina kukurira muchiporofita musiyeii

  • @neliarubacha4056
    @neliarubacha4056 Год назад +1

    Ko imi dremas madii kuuya nenyanga kna maporofita ava vambomira kuita bsa ava matsotsi aya vanofana kunge varipo vachiona vakangonyarara nekut ndivo vanogona vakaisa coffin iri

  • @Emmamuchena
    @Emmamuchena Год назад +2

    Inin handichenese vaberek ava coffin kudzoka kwaro obvious mwana akafa uya adzosa coffin ravo.guys musachenese mbuya idzo makanzwa Mai vemwana vachitsanangura mwana wavo anga ane 4 yrs but weight yake iri 6-8 kgs

  • @anglechipfakacha
    @anglechipfakacha Год назад +6

    Siyai ana Madzibaba patsvagwe vanogona zvese

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Год назад +35

    Mapositori aya in'anga idzi , please tsvagai 2 sets or 3 sets revanoona chaiko ..that will be fair for both .

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад

      Ehe ini ndrikut ndivo chte vakaisa coffin iri vakangwarisa

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 Год назад +1

      ofcourse mapositoro mazhinji use hurombwa

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад +1

      @@kwarummond77 vanoda kurohwa ava ...apa Andrew atadza aifana kuuya even nenyanga kut mazitsotsi aya abatwe ndiwo akaisa chicoffin chte kut zvinzi vabereki vanoroya vanogona vasinawo chavanoziva

    • @kwarummond77
      @kwarummond77 Год назад +1

      @@neliarubacha4056 apa the arrogance yavanayo nxaa vanoda kurohwa

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад

      @@kwarummond77 obvious muchanzwa vachiti vabereki ndivo vakaroya muzukuru vachinyepa fut ngavarege kuporofita ava vanotoda shamu kkk

  • @spiwenyamz1699
    @spiwenyamz1699 Год назад +9

    Sekuru ne mkadzi wavo handisi kuvachenura hangu

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 9 месяцев назад

    Hiiiiiiiii sabhukuuuu kurai imi mazvinzwa musaitiswa nematsotsi aya hambaaaa ko maporofita aya ndoega here mu Zimbabwe zvobhowaa izvi

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 Год назад +1

    Musashungurudze vatana venyu nekuda kwembavha idzo ndivo vakauya usiku kusiya ka coffin Ako handisi kuvachenesa varume vaviri avo

  • @prospermuzunze8564
    @prospermuzunze8564 Год назад +6

    anamadzibaba ava ndivo vakagadzira ka coffin saka anamadzibaba avo matsotsi

    • @patriciagutuza5037
      @patriciagutuza5037 Год назад

      Coffin roda mapurisa aite mafingerprints ndokunge vakagadzira nekusvikoisa vakapusa kubata vasina magloves

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 Год назад

      @@patriciagutuza5037 yes dai vakamborohwa ana madzibaba ava

  • @julietmarange8410
    @julietmarange8410 Год назад +1

    Bvai apa imi makaona kupi munamato kuseri kweguva mbavha dzevanhu ndimi makaisa coffin vana Madzibaba imi maisunungura mwana arimuvhu makadii kusunungura achirwara kuti ararame

    • @dzie101
      @dzie101 Год назад

      Ko iye anonamatirwa AFA vakadii kumubatsira Ari mupenyu

  • @kudakwashekanyondo
    @kudakwashekanyondo Год назад +2

    Tokumbiraw last party yacho tione kut ndiani akauya ne coffin ⚰️ pamba

  • @blessbless1092
    @blessbless1092 Год назад +1

    Kwanga kwakazara vanhu zvekudaro.
    Drewmas media taking me to another level

  • @felistuspaganga1099
    @felistuspaganga1099 Год назад +22

    😂😂😂baba vanotsenga Chappies zvavo avo😂😂😂🙌

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 9 месяцев назад

    Mazimbavhaaa makasiya marwisanisa vabereki nevana vavo hamunyari here ndimi makange maisa ka coffin pamba pambuya after that mukatanga kudanana nevaroora vepamba pacho futi ummm munotukisa vanhu vemagemenzi😂 imi

  • @kinetv9695
    @kinetv9695 Год назад +5

    Haas ava ndaramba tsvagai vamwe kwete ava

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 Год назад

    Ummm kutsenga bubblegum here uku
    Vana madzibaba asi ndeemuteuro here

  • @williamjogo2573
    @williamjogo2573 Год назад +3

    Shumba 🦁 👋👏👏👏
    nhasi ndanonoka .

  • @bravochanaka8623
    @bravochanaka8623 Год назад

    Musha hauna haranga here uyo""Mudhara ari kujamba jamba chokwadi chiripo Sekuru havasikuda kuti mumusha mawo mupindwe.

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 Год назад

    Mwendamberi ana sekuru

  • @schumieelf3232
    @schumieelf3232 Год назад +1

    They have a right to say no to fake prophets

  • @muchenashumirai6984
    @muchenashumirai6984 Год назад +1

    Ngapauye mapostori asiri ayo,coz ayo akutoziva chimiro chepamba apa ende nyaya yavo ndekungoti gogo nasekuru ndimi makauraya mwana

  • @tarirobhunu131
    @tarirobhunu131 Год назад +5

    Ana madzibaba ava vakavhengedxera

  • @advancematoweadttocksmatto9213
    @advancematoweadttocksmatto9213 Год назад +1

    Waiting patiently 🙇‍♂️🙇‍♂️🙇‍♂️19 hours idzodzo

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 9 месяцев назад

    Drewmas washaya here vamwe vanhu vangabatsira mhuri iyi ko zvaita seiko nhai Andrew

  • @tendaikoofa8497
    @tendaikoofa8497 Год назад

    Indeed, to another level na Shumba

  • @AnnacolettaHove-cv1mc
    @AnnacolettaHove-cv1mc Год назад +2

    Varoyi Ava vari more experienced kusvika pakugadzira macoffin yooh

  • @wekwamazorodze8660
    @wekwamazorodze8660 Год назад

    Musha ndewa Sekuru naGogo. Yatoo Elder abuse iyi. This won't fix anything. Musha uyu hauna chiremera kubva kunaamwene, vanakomana kusvika kuvaroora.
    Pamusha apa hapana hunhu zvachose.

  • @chihwaspecial-kz1cc
    @chihwaspecial-kz1cc Год назад +3

    waiting plz dont disappoint

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад

    Shumba muri kudzitsoma thank you so much tirikudzidza

  • @estermwati270
    @estermwati270 Год назад

    Aiwa kani madzibaba Ava matsotsi ngakuuye n,anga vatobatirwa apo tovaziva avo

  • @jestinamasawu3011
    @jestinamasawu3011 Год назад +1

    Mapostori ava boo here 😅😅

    • @dzie101
      @dzie101 Год назад

      Kutsenga bubblegum kunge mapenzi

  • @EllenGarawega-fn5sd
    @EllenGarawega-fn5sd Год назад

    Maporofita ayo ngaasawana chekuita apo ,tsvagai sekuru Tasvu vapedze masports

  • @nomsaenias8383
    @nomsaenias8383 Год назад +1

    Pindai mumatare vana madzibaba bhora mberi

  • @atinetimhlanga4585
    @atinetimhlanga4585 Год назад +1

    Ko vanamadzibaba hamuna maitsewo sey murikutsenga pazere vanhu seyko.

  • @estheresther1963
    @estheresther1963 Год назад

    Mwari pindirai maporofita aya ari kuparadza misha dzevanhu. Veduwe ngatikoshesei vabereki nyangwe vakanzi muroi iwewe vakakuchengetedza nehuroi hwavo ngatisadaroi

  • @godwinchiutsi9183
    @godwinchiutsi9183 Год назад +2

    Kutsenga achitaura. Kushaya respect.

    • @maiyeukai9346
      @maiyeukai9346 Год назад

      Very rude and disrespectful. I think it depends with how one is brought up.

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 Год назад

    Asi mapositori aya vakarambidzwa kupinda so Sekuru na Gogo bvumai kuti vamwe vasiri ava ma positore vapinde vochenesa musha imi moregawo kunongedzera kunzi munoroya .

  • @fdb712
    @fdb712 Год назад

    Muroora aparadza musha uyu...huroi hauna kutangira pamusha paaroorwa chero kwaakabva huriko....hazvinzarwo akatadza.....ukahubata haudaro unongoita unyerere nyaya dzako..handizvo izvi

  • @innocentmagomo4364
    @innocentmagomo4364 Год назад +6

    Part 1 ne part 2 ndakadziona part 3 ndazoona team rine speed, hakuna maporofita akadaro

  • @agnesjokonya1405
    @agnesjokonya1405 Год назад +3

    Mwari ngavatibatsire nhau iyi ....Drewmas media taking us to another level ..keep it up guys ❤

  • @fadzaichisweto
    @fadzaichisweto Год назад

    Maporofita aya ngaasiyane nenyaya yemusha uyu ngakutsvagwe mamwe maporofita

  • @GrowthThroughGrace
    @GrowthThroughGrace Год назад +3

    Madzibaba bhabhurigamu vanotsenga havo😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 Год назад +6

    Madzibaba ava vanekaku kurumidza so😅😅😅

  • @ruebengwete4701
    @ruebengwete4701 Год назад +2

    Sekuru vanenge vanoziva something sei vachiramba Kuti paitwe munamato

  • @nyashamakanjera1776
    @nyashamakanjera1776 Год назад

    Ngavambosvipa zvavari.kutsenga izvo vanobva vatoita kunge matsotsi

  • @thomasisaiah8006
    @thomasisaiah8006 Год назад

    Pakaipa ngavasheedza n'anga nemaprofita ava vatove masuspect maprofita kuuye vamwe vatsva

  • @moleenmupfurutsa8827
    @moleenmupfurutsa8827 Год назад

    Dremas maporofita ayo ndeefake kana vachigona ngavanobata nyoka yekudomboshava

  • @tichaonashonhai9388
    @tichaonashonhai9388 Год назад +4

    Mmmmm vakomanaka team iri roputsa ndatenda

  • @silibazisomahunger6833
    @silibazisomahunger6833 Год назад

    Madzibaba ava vakangwarisa ndovanotirera vanhu dzavo vakarombera chiporofita havana chavanogona avo kune madzibaba vanotsenga Chappies sehure

  • @daisytatendamakombe751
    @daisytatendamakombe751 Год назад +3

    Ndinonzwa kubaikana nr mucheche ndizvoo zvakaitika pa mwana wangu

    • @softwarecenter1439
      @softwarecenter1439 Год назад

      Vanhu vasati vadyirwa Vana ndivo vanotaurà zvekupenga Kut hee respect vabereki nekut Hapana zvawati wasangana nazvo

    • @softwarecenter1439
      @softwarecenter1439 Год назад

      Tumadhara utwu twakaromba aaa zvobhowa kuurayirwa mwana ini Wangi Anga Ane 3yrs zvakandirwadza

  • @PitaObert-lr8fi
    @PitaObert-lr8fi 10 месяцев назад

    KoSekuru warikurambei nhai kuti wachenhurwe pachena😢

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 9 месяцев назад

    Rovai mbavha idzo netsvimbo sekuru hambaaaaaa

  • @annamercytigere3038
    @annamercytigere3038 9 месяцев назад

    Ummm mhondi idzi dzakuvhundutsira mudhara uyu xaaa vatoisa zvimwe futi zvavanenge vakaviga mumagemenzi Drewmas ita mushe iwee tsvaga vanhu ve chokwadi kwete ava pls ndachema zvangu 😭😭😭😭

  • @Gonawapotera1
    @Gonawapotera1 Год назад +2

    Mbavha idzo

  • @merjurymagwenzi8300
    @merjurymagwenzi8300 Год назад +3

    Sekuru pane zvavanoziva

  • @gracechowe1612
    @gracechowe1612 Год назад

    Taiona Hapulatakapula achitora ma handkerchief achi chinja kuita tuhangaiwa.Mwari huyai vanhu venyu varikunetsana

  • @marvelouszinyemba9736
    @marvelouszinyemba9736 Год назад +1

    Can't wait for the truth to come out 🎉

  • @sibundlovu990
    @sibundlovu990 Год назад +2

    Goobye my friends

  • @susanduri5272
    @susanduri5272 Год назад +2

    Ngakutsvagwe vamwe mapositori since ava varikupomerwa ngakuuye vamwe vabetserane

    • @primrosechikadaya297
      @primrosechikadaya297 Год назад +1

      Vataura wani kuti ngapatsvangwe umwe chero n'anga kana maporofita tiripowo

  • @sedwinbungari4343
    @sedwinbungari4343 Год назад +4

    Haaa munamato kumarinda kudii kowo munamato weiko unoitwa kumakuva aaah
    Kunamata rudziiko plus the way yavanonyanya kuti baba vakati baba vakati aaah kuda kuti vana vavenge baba too much

    • @washingtonsandi4404
      @washingtonsandi4404 Год назад

      Mufi anenge akatsipikwa munhu waMwari. Mukateera nyaya dzekuuraiwa kwevanhu kune ya Rebbeca aipotera kuna mai Tino uya akauraiwa karesaa mweya wake ukati ndakatsipikwa saka ndisina simba. Zuro uno pane ngozi yakaripwa kwa Mutasa munhu akapondwa muna 1982 achibva kudoro chiremba akasvikoti paive nezvikwambo 4 zvaive zvakatsipikiswa mweya wemufu akazvigurunura mufi akatanga kutaura firo yaakaita kusvika kuti arikuda kuripwa sei. Ndikutaura zvakaitika kupera kwa March uno uyu

    • @josephined8931
      @josephined8931 Год назад

      Ichokwadi vanhu Ava vari kumanikidzira sekuru Ava , vakomana Ava ndivo varidzi vecoffin ikozvino voti vari kupiwa mhosva nasekuru kuti ndivo vakaisa coffin.

    • @sedwinbungari4343
      @sedwinbungari4343 Год назад

      @@washingtonsandi4404 hie dear l do understand all that but mukanzwa pane yeKwaMutasa sezvo maiita reference mukateerera zvakanaka mashoko amambo church ine payo painogumira chivanhu chine pacho pachinogumira.
      Like seriously dear kunonamata paguva l honestly disagree but dai vari vanhu vechivanhu who are saying toda kuenda paguva tonoita chino nechocho l would definitely agree.
      And also my problem with these vana madzibaba can't you see the way yavari kunyanya kuroverera baba and that makoti anotoratidza kuti ane backup yaana madzibaba obva ati nekushaya respect
      Mind you andina kuti baba namai havana mhosva but the way madzibaba nevaroora nevana are doing it is totally wrong they might be witches but parents still.

    • @sedwinbungari4343
      @sedwinbungari4343 Год назад

      @@josephined8931 zvine ngozi izvi let them pray kuti amai is not going to die before nyaya yapera iyi either mai ava muroi or havasi if she dies like today ngozi yacho vanoona moto vana ava remember kuroya kana kusaroya Mai ndimai they must do zvinhu zvavo zviine hungwaru plus kudzikama
      The way they are treating the parents is not on

  • @tarymajaka7215
    @tarymajaka7215 Год назад +2

    Drewmas media I LOVE YOU ❤

  • @angelinaballerina5203
    @angelinaballerina5203 Год назад +2

    Diagnosis yemwana yaiti kudii. Mwana aive murwere. Ko muromo wababa wemwana kuroyiwa futi here

    • @tintomahups6706
      @tintomahups6706 Год назад +1

      Nhai mwana ayirwara ,,kuzoti afee kwanzi aroyiwa umm

    • @angelinaballerina5203
      @angelinaballerina5203 Год назад +1

      ​@@tintomahups6706 kumbunyikidza vanhu vakuru kuti varoyi. Maporofita aya matsotsi.

    • @tintomahups6706
      @tintomahups6706 Год назад +1

      @@angelinaballerina5203 eeeee kubhunyikidza munhu akachembera akutonzi muroiii,, hatisi tese tinofarira kungoprofitwa knn,

    • @angeshtahnyavepa6974
      @angeshtahnyavepa6974 Год назад +1

      Kkkkk ndazvionawo

  • @ethelnyamazana8156
    @ethelnyamazana8156 Год назад +1

    Waiting hedu isusu

  • @vitalismatare8542
    @vitalismatare8542 Год назад

    Munozovaka basa sei pamba pevanhu pamunouya musinakudaidzwa hapana zvechiporofita

  • @gracymsimon8854
    @gracymsimon8854 Год назад

    Mkoma Andrew musaitiswa nevarume Iva ,varume Iva mapostori mahure evarume

  • @mercymelissamelissa3534
    @mercymelissamelissa3534 Год назад +4

    Drewmas media taking u to another level 🔥🔥🔥

  • @auxiliachiranda8305
    @auxiliachiranda8305 Год назад

    Izvi zvakuda sekuru Tasvu ndovanozvipedza izvi cz gore rinotopera today this tomorrow this aaaa

  • @EleganceBuhle
    @EleganceBuhle Год назад +2

    these parents are involved with the death of their grandchild may god have mercy on them

  • @mediamutandwa2497
    @mediamutandwa2497 Год назад

    Uuummm vana madzibaba avo havana kujeka, dai patswagwa vamwe

  • @tawandavulande9349
    @tawandavulande9349 Год назад

    Toda sekuru tasvu kana sekuru kanengo

  • @mollentevera4664
    @mollentevera4664 Год назад +1

    Seri kweguva Hakuna munamato ,Muri matsotsi imimi

  • @dudaimadzivadondo5048
    @dudaimadzivadondo5048 Год назад +1

    Matsotsi ayo anamadzibabaseuyo wekutsenga crappies mharadzi

  • @nyaraitapoka9303
    @nyaraitapoka9303 Год назад

    Ana madzibaba ava vanenge maghetto youth zvavo..uyo arikutitsenta chappies haana respect

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Год назад

    Iwo munamato unonoiswa kurinda munhu avigwa kare here zvinorevei.munamato unoiswa musi unovigwa munhu zvapera ko unozoitwa kutinda chirudzii ichocho.

  • @nellymuzunze-ir2mx
    @nellymuzunze-ir2mx Год назад +3

    Team iri ndorekurukirira zvinhu iri toriziva

  • @shuemazenda
    @shuemazenda Год назад +3

    Basa ngariitwe asi with different people not these one.. coz varikutopomherwawo futi Ka

  • @queenshumba
    @queenshumba Год назад

    Dai ndirini sekuru ndaramba kubatsirwa nemaporofita Aya coz vakutoziva pekunang vachinyep,,,dai sekuru vat ndoda kubatsirwa ASI handis kuda ava ndikutadov vekure vasingazivikanwe nemhuri,,,,plus ini l hate maporofita anotanga audzwa dambudzik ndivo matsotsi Aya kuda kupesanisa mhuri that's the problem one maporofita enhema aya 😢😢😢😢mwari ngavatibatsire pindirai mwari apa mataurir avo vakutotyityidzir sekuru,,,kule vatove confused Kut voita cy maporofita Ari kupusha Kut zviit nxaaaaaa 🙏🙏mwari pindirai maporofita enhema atang kuda kupesanisa mhuri 😢😢😢

  • @emilybuluma8649
    @emilybuluma8649 Год назад

    Uyo ngasvipe ka..bubble gum ako mhanii

  • @getrudemoyo7469
    @getrudemoyo7469 Год назад

    Ngavataure ka kuti chii chakaitika coffin rakabva kupi ndivo vakaisa

  • @antoniodomingo7433
    @antoniodomingo7433 Год назад +1

    Mapostori aya akawanda vanotuma vamwe husiku kuzosiya zvinhu. Musi wacho. Endai Kwa tasvu. Chokwadi chibude

  • @melodynyamweda1222
    @melodynyamweda1222 Год назад +1

    Waiting........

  • @katiyamakombe5747
    @katiyamakombe5747 Год назад +2

    Ngawatsvage wamwe wasi mapositori aya. Why warikufosa kugadzira musha usiwawo

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Год назад +1

    vanoroya ava vakandibaira mwana wangu

  • @normanmudavanhu4132
    @normanmudavanhu4132 Год назад +2

    Dremas how do yu suggest a suspected part to clease the matter

  • @sydneympofu5417
    @sydneympofu5417 Год назад +1

    Muroyi anozivikanwa ,zvekufenda hatichazvida purizi .Basa kudya nyama dzevanhu motsamwa ,tsamwa nekufenda fenda nekuti varoora havadi kuitwa mapere anobereka zvimbuya zvidhafu husiku.

  • @nondochirau9664
    @nondochirau9664 Год назад +2

    Mapostori enyu ava muroyi vakatovata kare.Vari rough futi matauriro avo cz vatove nemuroyi

  • @moreleenmtuva8175
    @moreleenmtuva8175 Год назад

    Bhabhurigamu raona nhamo matsengerwo acho

  • @mahwe-nt2de
    @mahwe-nt2de Год назад

    Mayi vemwana ndovakaisa coffin ,,,ayo maporofita enhema

    • @patiencekumirai2931
      @patiencekumirai2931 10 месяцев назад

      Asi dai murimi makafirwa monzi makaisa coffin monzwawo sei