Vanhu vopera kufa neNzimu kuRushinga Mt Darwin

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 20 окт 2024

Комментарии • 250

  • @evietapedza4580
    @evietapedza4580 4 года назад +16

    Sabhuku ndivo vanadzo

  • @tauraimugwisi2731
    @tauraimugwisi2731 2 года назад

    Makadii mkoma Andrew ko chihera vakarooorwa here ka beautiful wena

  • @giregrace1599
    @giregrace1599 3 года назад +3

    Avo sabhuku uyo nevarume avo vanonyeba vanorova nadzo nzimu dzacho,ini ndichikura Mai vakatora musikana webasa aibva ikoko kwasabhuku Ava ,musikana wacho aiva nadzo akatobuda pachena mushure mokunge Mai vaibvunza kuti sei uchikwidibira cup pachikuva ,coz vaizviona daily ndopaakati anadzo akazvarwa nadzo saka kukwidibira cup Kwai kuvhara nzimu kuti dzisatsamwe ,nekuti iye akangotsamwa naidzo dzototsamwa so cup was to prevent them to harm anyone

  • @mabasojack1871
    @mabasojack1871 4 года назад +15

    Sabuku vane nzimu chete avo kujamuka kwavo

  • @tonderayimakoni1132
    @tonderayimakoni1132 2 года назад

    Interesting story vaNeshamba thumbs up 👍.....but makadii kuudza musikana uyo kuti adzikise bucket 🤣

  • @ThandieMS
    @ThandieMS 4 года назад +5

    Zimbabwe is beautiful!!!

  • @moreblessingchip3873
    @moreblessingchip3873 4 года назад +1

    Ndinoona kuti Nzimu nderimwe Zita rekuti zvidhoma or Tokoroshi.

  • @anotaa9959
    @anotaa9959 2 года назад

    Chihera na neshamba 💖💖💖🤩🤩🤩🤩👏makatikoshera

  • @marshallnyamadzawo8553
    @marshallnyamadzawo8553 4 года назад +9

    Cant we convert these villains into Super heroes, they can save the world!

  • @warrenblue1116
    @warrenblue1116 4 года назад +11

    Sabhuku neshamwari dzavo vanadzo nzimu

  • @joinorymabiza6133
    @joinorymabiza6133 4 года назад

    sisi vebucket avoo macheukiroo avaita kuna SABHUKU Neshamwari dxavooo pane NYAYA SABHUKU UUUUUUUMMM wakutobvunzaa team drem mnjee

  • @sharonmlambo3447
    @sharonmlambo3447 4 года назад +2

    Nhy Jehovah wangu pindirai munyika yedu ye Zimbabwe ko vanhu vacho kungobva nzvimbo yacho nhy ,murikutoona kuty ivo vacho varikutotya kutaura

    • @nyashamashiri631
      @nyashamashiri631 4 года назад

      Vanekwavano gara kumwe kwavakawana asi ukaroora mkadzi ane nzimu vana vako vese vauchabereka nemkadzi iye vanadzo

  • @welliewellazy9604
    @welliewellazy9604 4 года назад +22

    Vadii kungorovesa murume anetsa muZim neNzimu yacho iyoyo, mese munomuziva handidi kubvunzwa

    • @siyabongasiyotula3590
      @siyabongasiyotula3590 4 года назад +4

      obvious mnangangwa neni ndakamumaka duzvi rake..

    • @davidchachona2313
      @davidchachona2313 4 года назад +2

      They are wearing his T'shirt which means they love him unless they are desperate with clothes to wear.

    • @jeremylinah8078
      @jeremylinah8078 4 года назад +2

      Wat aniceplace macomrades 1975 zvangezvisipo scrap iyoyi macom aigadzirisa

    • @bonganinyaze8089
      @bonganinyaze8089 4 года назад +1

      Ndiye sabhuku anayo

    • @westonmudoti510
      @westonmudoti510 4 года назад +1

      Wellazy Unezy haaa munorema tsano

  • @zimbeen8336
    @zimbeen8336 4 года назад +6

    Why can't you send them to zanu pf please

  • @siyabongasiyotula3590
    @siyabongasiyotula3590 4 года назад +4

    @Andrew Neshamva@Andrew Neshamva.... ko why video yako yareba kusvika ku35 mins....iyo video yako yagumira pa19 mins usadaro ita care nesu Data plz tokuvara

  • @tanyatandara6794
    @tanyatandara6794 4 года назад +25

    ko ngavatsvagire basa one ane nzimu pa state house ka.

  • @salomechipfuwa5550
    @salomechipfuwa5550 3 года назад

    Vakaramba kutaura sabhuku kutotya kumonyiwa nenzimu.Hadzisi dzekuseka nadzo.

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 3 года назад +1

    Sabhuku vanadzo havo

  • @maxwellpmukombe8995
    @maxwellpmukombe8995 4 года назад +2

    Kkkkkk sabhuku arikuramba uyo ,nevanhu vaarikudzigirana navo. vanotori nadzo that's why vachiramba

  • @freightarchitects
    @freightarchitects 4 года назад +1

    please tsimu dziriko ndakaticha pamakuni secondary teacher akarohwa ndakatarisa chief makuni akatozouya kuzochikidzira vana vechikoro sabhuku uyo kuramba hake but i think ndiye anadzo futi

  • @AK-AK--dk9by
    @AK-AK--dk9by 4 года назад +3

    Sister vane bucket avo neka cut kavo haaa zveparuzevha bhoo sterek vanoita😁😁

  • @luhlemuzungu337
    @luhlemuzungu337 2 года назад

    good job Drewmas but may you please go to Matebeleland as well

  • @EuleriaNyagano
    @EuleriaNyagano 6 месяцев назад

    hazvisi Zvivanda here iyo nzimu iyo

  • @happinesshlamini8889
    @happinesshlamini8889 4 года назад

    kkk nzimu dzriko sabhuku arikuramba watoriko vanadzo .zvitori muropa .akasakusvipa mate unofa akumonya

  • @33LEGS
    @33LEGS 4 года назад +4

    Quite an interesting documentary. Whether we believe these things exist or not. The Village headman raises a valid argument on the burden of proof. It seems this issue is one of those legends which exist in society, but no one really knows what the thing is all about. I grew up in Mt Darwin, near my village was a small river stream passed through some rock boulders. We grew up being told that on that hilly rock boulder there is a huge snake that lives there, it makes sounds like a cock, and it often moves by its tail. We were forbidden to climb the rocks, pass that area at night if its day time we had to pass the area quietly. Never saw the snake my entire 27 years, I asked My Father he never saw the snake, but the legend existed, and it has been passed on. I guess we believe what we wanna believe. That village told you to go to that Village ndiko kune nzimu, mosvika ikoko mobva manzi, dziripi Nzimu? lol. madii mauya naye akuudzai wacho lol.
    Btw: Your video ends at 20 minutes then the rest 15 minutes is total darkness?? Whats up with that? lazy editing? Why not just cut out the part with nothing??

    • @mashandatatenda
      @mashandatatenda 4 года назад

      Where in Mt darwin

    • @33LEGS
      @33LEGS 4 года назад

      KuChiyada kudhuze nokuna Nyaruchecha. Tinotaura chikore chikore chaicho icho :)

    • @gracesiziba6223
      @gracesiziba6223 4 года назад

      The mindset of a an African is intelligent but ignorant sometimes kkkk, those places we are mostly prohibited to go are carrying great riches most of the times. Let white go there and discover minerals cz they are not scared they go for what they want

  • @tsitsimatope5801
    @tsitsimatope5801 4 года назад +2

    Go to places around Mary Mount Mission ndokwadzizere, Diwa area. Unozvarwa nadzo. Ask sekuru Chiyokoto he knows about nzimu and can tell you exactly where you can find vanhu vanadzo. They speak shona seya sekuru Chiyokoto.

    • @mashandatatenda
      @mashandatatenda 4 года назад

      Dzinowanikwa chero kwese in the district i think, Chiyokoto anotaura chikorekore just like me, its close to chitavara

    • @tsitsimatope5801
      @tsitsimatope5801 4 года назад

      @@mashandatatenda ok, zvakanaka.

    • @dicksonmakaza3514
      @dicksonmakaza3514 4 года назад

      yah ndokwandobva dziriko

  • @1998kamjo2005
    @1998kamjo2005 3 года назад +1

    And the Oscar goes to...... SABHUKU!! 😍

    • @minglee4133
      @minglee4133 3 года назад

      🤣🤣🤣🤣varamb pachena chaipo

  • @taumanmoyo4554
    @taumanmoyo4554 4 года назад

    SEI VASINGAZVITI KUNA MNANGAGWA TIMBOONA ......KUDA NYIKA INGAVATENDA

  • @clarahmazadza5181
    @clarahmazadza5181 4 года назад

    It's true zvinoitika ikoko ndakambokushanda pa hospital pekoo ndakatombobvunzwa nemumwe mukadzi kuti nzimu unodziziva here but lucky ndaiva nemunhu anoziva zveko akati ehee todziva even isina kutadzira munhu kungoti handidzizive unozvifira izvozvo

  • @carolinenyamadzawo6757
    @carolinenyamadzawo6757 4 года назад +18

    sabhuku vanenge vane nzimu kkkkk

  • @petogunduza6293
    @petogunduza6293 4 года назад +10

    Sabuku suspect uuuuummm anadzo nzimu

  • @givenmunyuki927
    @givenmunyuki927 4 года назад +2

    Sabhuku taurai makati changamukei sasabhuku ka nhayi

  • @acquilinenezambe9957
    @acquilinenezambe9957 2 года назад

    Sabhuku anenge ane nzimuwo fty

  • @wisdommarufu5131
    @wisdommarufu5131 4 года назад +2

    chomutukutu is my home area but hey tht is my first tym to hear about nzimu...

  • @langtonjacob9408
    @langtonjacob9408 4 года назад +5

    Ko rovai Garwe ne nzimu dzenyu kana muri serious

  • @RonahT-v7q
    @RonahT-v7q Год назад

    Nzimu dzouraya kna munhu vacho akamonya asina kkunzwira tsitsi.ini vanhu vacho ndovaziva ndokumusha ndakambomonyerwa bhiro kuchikoro ndamunyima

  • @RonahT-v7q
    @RonahT-v7q Год назад

    Vakutya kusara vachitenderedzwa vanozviziva avo kuramba zvavo

  • @lovenesalbertodeniasse3968
    @lovenesalbertodeniasse3968 3 года назад

    African magic aah zvakaoma

  • @ruthmuronza9546
    @ruthmuronza9546 2 года назад

    Sabhuku saka hamuna kumboenda kurufu rwemunhu akafa nenzimu here

  • @sokolitiousthegreat386
    @sokolitiousthegreat386 4 года назад

    Zvimadhara izvo zvese zvne nzimu ndozviziva ndiPhormy chidyamuti naSebastain musakanya ndovapedza vnh munzvimbo iyi

  • @spiwemahole3677
    @spiwemahole3677 4 года назад

    Sabhuku neshamwari dzavo vanadzo ava uum

  • @GD-td4sd
    @GD-td4sd 4 года назад +9

    sabhuku nevamwe vake vane nzimu

    • @mafira5162
      @mafira5162 4 года назад +3

      Yes bcz why ivo chete varikuti hapana chavanoziva, ndo team riri kumedza mate

    • @barbrachinocheka9696
      @barbrachinocheka9696 4 года назад +1

      Taura hako🤣🤣🤣🤣🤣

    • @siyabongasiyotula3590
      @siyabongasiyotula3590 4 года назад +1

      @Faustine 02 .....😂😂😂😂😂

    • @jeremylinah8078
      @jeremylinah8078 4 года назад

      Ndokwaipisa hondo dai arima70s vasinyepa vayiuraisa mhomonemacomrades

  • @EvaEva-ku3pl
    @EvaEva-ku3pl 4 года назад +2

    Nhai Andrew asi watorogwawo neNzimu yazongopera wani video yachoo😂😂😂😂

  • @trynosmutero7673
    @trynosmutero7673 4 года назад

    Uroyi hwavo haushandi kungoroya vanhu vasina chinhu zvakaoma izvi

  • @carlingtonmazoe6641
    @carlingtonmazoe6641 4 года назад

    Sabhuku uyo anayo nzimu ndosaka aramba

  • @MemoryChronicles
    @MemoryChronicles 4 года назад +1

    Yeah...Sabuku is very suspect, he was born and raised ipapo and he knows nothing of it?

  • @calistompambadza527
    @calistompambadza527 4 года назад +1

    sabhuku vanadzo avo ummm

  • @talithadube6468
    @talithadube6468 4 года назад +1

    Sabhuku uyu anonyeba ndiye mukuru wenzimu

  • @dianamainana4910
    @dianamainana4910 4 года назад

    Iiiii Sabhuku ndivo vanzimu dzacho coz kuramba kwandishamisa

  • @muchenyuradorcas4538
    @muchenyuradorcas4538 Год назад

    Ndati ndidzoke ndinzwisise after 3yrs😅😅😅

  • @moreblessingchip3873
    @moreblessingchip3873 4 года назад +1

    Iyo Nzimu iyo kwedu kana munhu oyita zvose izvo zvidhoma. Nzimu kurohwa nezvidhoma.in my own understanding guys.

  • @franklinkadzomba9023
    @franklinkadzomba9023 4 года назад +1

    Haaaa kuranba kwasabhuku avo vanenge vanadzowo nzimu dzacho

  • @liliandune3286
    @liliandune3286 4 года назад

    Sabhuku varamba zvakutoda kugarirwa pasi kkk

  • @winniemudzengerere2660
    @winniemudzengerere2660 3 года назад

    Sabhuku aneNzimu uyo

  • @porchechimutu2245
    @porchechimutu2245 3 года назад

    Munhu ane nzimu paanofamba mudust haaite dust mumakumbo

  • @tapiwachakandinakira5323
    @tapiwachakandinakira5323 3 года назад

    Murambiro wasabhuku neteam rawo iro vanadzo chete 😂

  • @laillahwisky2807
    @laillahwisky2807 4 года назад +1

    Sabhuku nevanhu vake vanadzo nxaa

  • @annazim9086
    @annazim9086 4 года назад

    Sabhuku ndiye apedza vanhu duzvi remunhu

  • @taddiasfamba9478
    @taddiasfamba9478 4 года назад

    Sabhuku avo vanotya kutaura maybe vaitova nemunhu anadzo pavaitaura apo

  • @dorothykapanda7067
    @dorothykapanda7067 4 года назад +3

    Technology yacho yatove pane rimwe level umm

    • @Nashezw437
      @Nashezw437 4 года назад

      Kkkkk bluetooth of the highest level

  • @mrnyosozim6065
    @mrnyosozim6065 4 года назад +1

    Sabhuku vanadzo nzimu avo nxaa

  • @beautychinyemba8164
    @beautychinyemba8164 4 года назад

    Dzichiriko here Nzimu?Dzakapera kare dziya

  • @trutru5108
    @trutru5108 4 года назад +2

    Haaaa nzimu ndoida ndanyanya kujairirwa

  • @miedllisasithole526
    @miedllisasithole526 4 года назад

    Baba ava vakapfeka hembe ya ED vakundipisa hasha

  • @evertonmutsinze5736
    @evertonmutsinze5736 4 года назад

    Pataishanda kuRushinga kusvika Katoni kare kare 1995 Nzimu dzamunoreva idzi takaona zvizhinji huroyi hwakaoma hwerudzi never ends until the whole tribe dies

  • @itaimarega1615
    @itaimarega1615 4 года назад

    Iiiiiiii maiweeeee kani varamba nenzimu yavo...... nhas mavatengesa vanopera kurohwa musha wese

  • @moleenmbewe6856
    @moleenmbewe6856 4 года назад +6

    Tine ma tshirt.atichakupai

  • @esinathmanyimo8190
    @esinathmanyimo8190 4 года назад

    Asi iyo nzimu yacho inogara iri mu muromo here? Since kuchinzi pakangomedzwa mate munhu anoaffectwa

    • @siyabongasiyotula3590
      @siyabongasiyotula3590 4 года назад

      @Esinath. Manyimo....of course irimuropa koz zvanzi chinhu chinozvarwa chirimuropa

  • @blessmoreupendo885
    @blessmoreupendo885 4 года назад +1

    We stayed there and taitotya kudenha vanhu cos taingonzi mkadenha vanhu ameno zvenyu mnofa ne nzimu

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 4 года назад

    Haizi pfari here ndarasika ini

    • @morllenzondani66
      @morllenzondani66 4 года назад

      No hadzisi pfari huroyi chaiwo ndakamboona akachiviwa ku Darwin uku dzakataura muridzi wadzo

    • @blackcherry9344
      @blackcherry9344 4 года назад

      @@morllenzondani66 zvinonatsofamba sei kunge munhu arohwa nezvinhu here or

    • @morllenzondani66
      @morllenzondani66 4 года назад

      Eeeeh munhu anotodonha pasi ogwinha achibuda furo mumuromo,akazopfungaidzwa ndopaanozotaura zita kuti ndini nhingi ndamuti nekuti anovhaira kana kuti akandinyima,ane pamba pakanaka depending nezvinenge zvichirwadza ane nzimu wacho

    • @blackcherry9344
      @blackcherry9344 4 года назад +2

      @@morllenzondani66 so munhu mutema kurwadziwa nedikita remumwe munhu aha

  • @simbamoyo8038
    @simbamoyo8038 4 года назад +3

    Nzimu hazvisi zvituh'wane here?

  • @moreblessingchip3873
    @moreblessingchip3873 4 года назад

    All the symptoms of Nzimu = Kurohwa nezvidhoma. symptoms pfari Kupupafuro. kumhonywa mutsipa Healing process kupfungaidza neweed, mbanje, Zvidhoma zvo taura kwazvabva nechikonzero Or death kana kurasika njere.

  • @blanchemhonda9346
    @blanchemhonda9346 4 года назад

    Sabhuku vanadzo

  • @tmantv8905
    @tmantv8905 4 года назад

    Sabhuku nevanhu vake vanadzo

  • @rodneystoddard2014
    @rodneystoddard2014 4 года назад

    Sabhuku vacho vanenge muroyi

  • @mamoyomamoyo5111
    @mamoyomamoyo5111 4 года назад +2

    Huroyi chaihwo

  • @happymadyangove9491
    @happymadyangove9491 4 года назад

    SOBHUKU KKKKKKK. Neshamwari dzenyu ummmm

    • @shyletmudosi7307
      @shyletmudosi7307 4 года назад

      Sabhuku ndiye mkuru wadzo kunyepera kushamisika nhema anenge akapawo dzorobhangu

  • @albertmashoko7741
    @albertmashoko7741 4 года назад +2

    Birds singing in the back ground.Kumafura mhepo chaiko

    • @blessmarvellbless.m5110
      @blessmarvellbless.m5110 4 года назад

      Mazvinzwawo ka, eish i miss these sounds of birds

    • @jeremylinah8078
      @jeremylinah8078 4 года назад

      This is agood place pontatial for kwahunyani macomrades mavepi maiponda varoyivese ava

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 4 года назад +1

    Ko tine basa ratiri kuda kukupai pastate house apa

  • @lawrencemupuwi2720
    @lawrencemupuwi2720 4 года назад

    Sabhuku vanayo avo mrambiro wavo hauite

  • @mrnyosozim6065
    @mrnyosozim6065 4 года назад

    Umm saka vanhu vanopera sehuku nhai umm

  • @jonasmambere1475
    @jonasmambere1475 4 года назад

    🤔Uuuum sabhuku avo knows a lot

  • @nyambaenock1180
    @nyambaenock1180 4 года назад

    Sabhuku munadzo nzimu

  • @edsonguchu391
    @edsonguchu391 4 года назад +2

    Kkkkkkkkkk haaaaaaaaa sabhuku i suspect

  • @miriammuseba9551
    @miriammuseba9551 4 года назад

    Haaaa sabhuku varamba havo asi mmmmm vanazvo

  • @kurauonechishamba7703
    @kurauonechishamba7703 4 года назад

    Pamwe tinomudaidzawo nezita rakasiyana rudzi gwemasvingo. Hauna here rimwe zita

  • @lovejoybande170
    @lovejoybande170 4 года назад

    Ko kuzotaura kunge munhu ari kuita nhetembo

  • @lukemanjackson9105
    @lukemanjackson9105 4 года назад +1

    Sbhuku avo suspect vanaro nzimu

  • @blackcherry9344
    @blackcherry9344 4 года назад +2

    So is it witchcraft?

  • @Nashezw437
    @Nashezw437 4 года назад

    Sabhuku nemacolleague vanenzimu

  • @joinorymabiza6133
    @joinorymabiza6133 4 года назад

    sabhuku vakutodaa kuona vanhu vachoo vatauraaa kkkkkkkkkkk SANDO KUNA SABHUKUU

  • @frankvryler9997
    @frankvryler9997 4 года назад

    Ko baba avo why vakapfeka t shirt yavamungagwa nhai vanhu eish zim yenyu iyo

  • @givenmunyuki927
    @givenmunyuki927 4 года назад

    Pasipano panoitika zvikukutu

  • @simbarashemutemeri8458
    @simbarashemutemeri8458 4 года назад

    Sabhuku vane Nzimu

  • @lawrencemupuwi2720
    @lawrencemupuwi2720 4 года назад

    Yaa makore Kore ndozvavari mushonga tomuch

  • @pedom1111
    @pedom1111 4 года назад +1

    Pfari, fits

  • @johnjosephs4080
    @johnjosephs4080 4 года назад

    Chingorowyi munangangwa

    • @takuchamz2195
      @takuchamz2195 4 года назад

      john Joseph's ED ndonzimu yacho 😂😂😂😂😂

  • @mrnyosozim6065
    @mrnyosozim6065 4 года назад

    Akapfeka ED

  • @ashlycone7155
    @ashlycone7155 2 года назад

    Sabuku is a silent killer,a soul taker indeed.

  • @hopekawara9010
    @hopekawara9010 4 года назад

    Nzimu dziriko ndakadzidza nevanhu vakanga vainadzo