"aaah ndakaona matumbu aripanze" Murume akatanga kuona varume vakawanikwa vakafa kuflyover

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 4 сен 2023
  • "aaah ndakaona matumbu aripanze" Murume akatanga kuona varume vakawanikwa vakafa kuflyover
  • РазвлеченияРазвлечения

Комментарии • 195

  • @evemunedzimwe6809
    @evemunedzimwe6809 11 месяцев назад +41

    Kubvira zvatanga kutonga dako iro munangagwa nyika yakabva yashatisa chaiko
    Vanhu vaakuita zvakaipa nekuti vanoziva kuti e.d ndiye boss wavo

    • @neliarubacha4056
      @neliarubacha4056 10 месяцев назад +1

      Ehe ichapedzisira yaita seSA

    • @miriamnindi3964
      @miriamnindi3964 10 месяцев назад

      Very true mapurisa eZimbabwe tomaziva arishasha chaizvo CID chaiyo inotyisa asi haiwa now hakuchina

    • @miriamnindi3964
      @miriamnindi3964 10 месяцев назад

      Zvokonakudaro neiko iyo nyika ichitogwa nemuurayi

    • @marysvoto2283
      @marysvoto2283 10 месяцев назад +2

      Munangagwa mu Satanist ndosaka ropa richideuka zvake zviri kuto fire

    • @liviemusampa640
      @liviemusampa640 10 месяцев назад

      Pana Mugabe zvanga zvisingaitike.we are suffering vanhu vapera kufa guys kuzim and police z not doing anything abt it

  • @selinalembani9816
    @selinalembani9816 10 месяцев назад +6

    Andisi kuti chii kana kuti chii, but 25 farms zveshuwa....kkk

  • @truthmatters6728
    @truthmatters6728 11 месяцев назад +17

    Zimbabwe has become an evil place to live,there are many Wicked people not afraid of killing innocent lives...may the blood of these people cry out for vengeance 😡😡

  • @monnietaah9583
    @monnietaah9583 10 месяцев назад +10

    25 farms hey Although apo 😂😂😂

  • @erikatobias4358
    @erikatobias4358 11 месяцев назад +7

    Mapurisa akutotsvaga kurarama havachakwanise kushanda nenzara ED arikuvatsikirira

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 11 месяцев назад +9

    No cars for police no electricity for lights

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa4803 10 месяцев назад +4

    I was there ende l now sekuru avo 4 e long time uye ndakadarika nepo zvingobva kuitika ndichienda kubasa but ndadzoka kubva kubasa ndakaona sekuru ivava vachiita thara ipapo kana kuvhundukao uye paiva patoposwa pese nepaiva nemutumbi ndichine mubvunzo

    • @nyaraichikumba7620
      @nyaraichikumba7620 10 месяцев назад

      Kutemper wth murder scene zvakaoma zvatovharana ipapa

    • @marysvoto2283
      @marysvoto2283 10 месяцев назад

      Sekuru ava hmmmm

    • @nomah132
      @nomah132 10 месяцев назад +2

      But as I see it sekuru vanenge vasina kunyatsoti twasa pfungwa dzacho

    • @tinashekamhapa4803
      @tinashekamhapa4803 10 месяцев назад

      @@nomah132 u r very tru bt honaka last wk pa area iyoyo pakarohwa umwe haana kizourama akawidzirwa mu drain

  • @noxblablabla1511
    @noxblablabla1511 10 месяцев назад +2

    Hanzi ndine mapurazi 25 wamwe tisina kana 1 zvaro 😂😂

  • @pellagiamukora426
    @pellagiamukora426 11 месяцев назад +10

    Hanzi ndakati I nzvimbo yangu handidi muurairwe po fut ka

  • @mikemaestromangara5176
    @mikemaestromangara5176 10 месяцев назад +1

    Muridzi we nzvimbo ngaende for questioning,25 farms

  • @NotchAftermatheGarawaziva
    @NotchAftermatheGarawaziva 11 месяцев назад +15

    May their soul rest in ertenal peace. Got interested in the guy who owns 25 farms, RIDICULOUS!!!😅

    • @ladygee6457
      @ladygee6457 11 месяцев назад +2

      Ndaseka anzi ndinemapurazi 25 😅😅

    • @Dorkie-pb5ou
      @Dorkie-pb5ou 10 месяцев назад +1

      Ndambofunga kuti ndanzwa zvisizvo kkkk munhu ane mapurazi akaita kununa zvake netsvina

    • @ashley8109
      @ashley8109 10 месяцев назад +1

      Usazodaro. Ndatovhunduka, ndikatoti inga vakarongeka ne 25 farms vachigara panze.

    • @juniorfreedom8775
      @juniorfreedom8775 10 месяцев назад

      Kkkk zvinorwadza but madala asatisekesa

    • @SusanGatse-bc6pc
      @SusanGatse-bc6pc 10 месяцев назад

      Hanzi ndini ok ndini tm😂😂😂😂😂

  • @NervyMazendame-zg6yh
    @NervyMazendame-zg6yh 10 месяцев назад +1

    ko Sabuku vataurwa na sekuru varipapi pacho kkkk hazvisetsi hazvo

  • @DenloxGallery
    @DenloxGallery 10 месяцев назад +2

    Apa hapasi pekurara, ini wacho handirare pano kkk

  • @itaimashaire3170
    @itaimashaire3170 10 месяцев назад +2

    25 farms featuring dry mouth, haaa vanhu varikukweshera vakomana.

  • @evemunedzimwe6809
    @evemunedzimwe6809 11 месяцев назад +7

    Munangagwa arikuchekeresa ndopika nevhudzi rangu

  • @afronews7034
    @afronews7034 11 месяцев назад +7

    That lady she deserves ajob ku zbcshe is ajourn experienced 1

    • @mcdonaldk738
      @mcdonaldk738 11 месяцев назад +4

      Akaenda kuZbc haazobvumirwa kuburitsa pachena zvese zviri kuitika munyika .remember zbc ndeyezanu pf chete

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 11 месяцев назад +2

      Its true akadzikama hana yake

  • @shyletlupa5453
    @shyletlupa5453 11 месяцев назад +4

    Nyika yakuguma shuwa so many scary things are happening everyday 😢may their souls rest in peace

  • @ishmaelmudare2487
    @ishmaelmudare2487 10 месяцев назад +1

    Rasta vakatorohwa nemutoriro , miromo kuchena nenzara, zvakaoma

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 10 месяцев назад +3

    munda ipapo here aaah zvasekuru veduwee

  • @user-dh2wh5zt2b
    @user-dh2wh5zt2b 3 месяца назад

    stella kip on going

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 10 месяцев назад +1

    Yeparoad port ndakatoionawo ini last monday benzi futi ravhuyiwa nekutorwa maparts

  • @TOFFEE.B
    @TOFFEE.B 3 месяца назад

    Kule vazongobhaiza pa25farms ndo pandaona kaloose connection ....farms aya i praz chairo or islang .RIP vashakabvu.

  • @lindakaringa735
    @lindakaringa735 10 месяцев назад +3

    As long nyika ichitungamirirwa nemhondi , what do you expect in country with so much povert

  • @fmatsveru
    @fmatsveru 11 месяцев назад +4

    Ndine mapurazi 25

    • @blessingmurozvi6059
      @blessingmurozvi6059 11 месяцев назад

      Haaaa ipapo pandipedza ndazoseka ndanga ndisingade kuseka..utarise munhu Wachovia ndapera strong

    • @jannetyngwenya2724
      @jannetyngwenya2724 11 месяцев назад

      😂😂😂😂😂😂😅

    • @lenainock3982
      @lenainock3982 11 месяцев назад

      😂😂😂😂😂

    • @hapesonmaregere3443
      @hapesonmaregere3443 10 месяцев назад

      Ndivo Agri-foods farm and city, TM ndivo futi OK

  • @sandraedward7454
    @sandraedward7454 11 месяцев назад +8

    Thank you destiny munotipa news dze munyika without bias obrigada

    • @rolandmoyo-yy3ok
      @rolandmoyo-yy3ok 11 месяцев назад

      Taura zvako, one of the channel inotipa nhau dzineHumbowo.

  • @user-qg8sv9vw4y
    @user-qg8sv9vw4y 10 месяцев назад +7

    Then you say ed pfee God is watching

  • @bossking9275
    @bossking9275 10 месяцев назад +3

    Handiti makavhotera zanu pf makadyara nzara muzimbabwe tarisai muone manje

    • @noxblablabla1511
      @noxblablabla1511 10 месяцев назад

      I think zanu PF kungobirira zvayo but vanhu vashomesa vakavhotera zanu bcz everyone in our country have havachadi zanu bcz vatambura zvisingaite

    • @bossking9275
      @bossking9275 10 месяцев назад

      @@noxblablabla1511 zanu pf haina kumbobvira yaita gutsa ruzhinji pasi naEd

  • @33LEGS
    @33LEGS 10 месяцев назад +5

    Definitely a gruesome murder scene being described by Sekuru at the beginning of this video. Interestingly he mentions that he owns that piece of land, and he had warned these guys not to set up residency on his piece of land because something bad might happen to them. Seems he is split on his feeling of seeing the gruesome scene of the murder \victims and them having invaded his so called piece of land. "Minda yangu yandakatenga Ndini OK,TM & FARM CITY Mapurazi 25." ( of course am not denying the fact that the old man could be someone who needs assistance on his mental health)

  • @ClodiaHwanyira-bm8nf
    @ClodiaHwanyira-bm8nf 11 месяцев назад +4

    Tsvimbo yenyika haisati yapihwa Chamisa mnangagwa arikupikisa madzitateguru ennyika Mugabe aripo zvazvisiko

  • @ChipoSigauke-nd3sm
    @ChipoSigauke-nd3sm 11 месяцев назад +3

    Hurumende gadzrisai zvinhu nyika yafa iyi

  • @user-fy7co4vh2j
    @user-fy7co4vh2j 10 месяцев назад

    Mudara muridzi wepamunda ngaataure chokwad nekt arikut ndakambovaudza kt ndidi kt muurairwe pano sei

  • @MashokoJuta-gs3sz
    @MashokoJuta-gs3sz 10 месяцев назад

    Honai nzara ine vanhu ava apa vakuvhotera zanu

  • @user-un2pv1pk9k
    @user-un2pv1pk9k 11 месяцев назад +1

    aaah veduwee 😢😢

  • @tadiwanashejangano
    @tadiwanashejangano 11 месяцев назад +3

    ED auraya nyika

  • @auxilliachiwanika8001
    @auxilliachiwanika8001 10 месяцев назад

    Hey 25 mapurazi

  • @user-qt2rz9ys1i
    @user-qt2rz9ys1i 11 месяцев назад

    Yoooo zvakaoma veduwe

  • @gertrudemutandwagertz7213
    @gertrudemutandwagertz7213 11 месяцев назад +1

    Kuuraiwa kwe vanhu kwa nyanya

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 10 месяцев назад

    Hamuna government muZimbabwe mapurisa basa ravo raarekungouraya vanoshoropodza Mnangagwa

  • @patrickmuchengi7846
    @patrickmuchengi7846 10 месяцев назад +1

    So sad mapurisa after opposition members only ndizvo zvavarikushanda tarisa vanhu vacho varikutaura vakabatwa havo

  • @lucynapwaro5725
    @lucynapwaro5725 10 месяцев назад +1

    😢Dear God restore zimbabwe and it’s people.

  • @user-vr2gs2jw3v
    @user-vr2gs2jw3v 10 месяцев назад +1

    Ayas mutoriro bodo blaze we green t shirt netu raster avo ummmm although kkkkkk

  • @reginadzapasi9668
    @reginadzapasi9668 11 месяцев назад +1

    Vanhu vaya vatanga.mwari huyai

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 10 месяцев назад

    Mu Zimbabwe tine mapurisa here ini maonero angu hatina hedu mapurisa emuzimmbabwe vanogona kutsvaga ma oppositions supporter nekuma lodge uko ndoo kwavo pasina izvozvo ngatikanganwei kuti tine police munyika tikasazvichengeta tega Ndizvozvo havo ana Matanga varikuti anenge abata Promise mukwananzi anopiwa 1000dollars asi zvinhu zvakadhakwa nyika yese asi vachikwanisa kuwana mari yekuti vauraye mnhu asina mhaka nokuti ataurirei chokwadi

  • @FunnieDube-sr4hv
    @FunnieDube-sr4hv 10 месяцев назад +1

    Hanzi namudhara ndimapurazi 25 lol

  • @liviemusampa640
    @liviemusampa640 10 месяцев назад +2

    Zim yatove the poorest country in Africa.Ed auraya nyika apa zvichitori nani.he doesn't care abt pipo only himself and his dogs

  • @plaxedessithole1936
    @plaxedessithole1936 10 месяцев назад

    Sekuru chimbogezai hembe shem Inga murikuti munezvinhu zvenyu wani chiiko ichochi .rip vanhu vatisiya

  • @ThembinkosisibandaSiband-jw7sk
    @ThembinkosisibandaSiband-jw7sk 11 месяцев назад +2

    Ndi munangarwA

  • @catherinekangoya8964
    @catherinekangoya8964 11 месяцев назад +1

    Mrume azviita asi asungwa here so i heard kiti aiuraya vanhu achidya wotora ma parts achibika nekugocha ,am sure ndiye akauraya vanhu ava

    • @Dorkie-pb5ou
      @Dorkie-pb5ou 10 месяцев назад

      Yes akabatwa apa a 20 yr old..anenge anotorwara pfungwa

    • @user-vr2gs2jw3v
      @user-vr2gs2jw3v 10 месяцев назад

      Aaaaa like seriously? ndavhunduka

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 10 месяцев назад +1

    Ndiana Ed kuda kubiridzira ma votes ndobasa rawo kuchekeresa

  • @charityngwenyama9388
    @charityngwenyama9388 10 месяцев назад +1

    Sekuru vanotopenga ava

  • @charityngwenyama9388
    @charityngwenyama9388 10 месяцев назад

    Zimbabweee

  • @afronews7034
    @afronews7034 11 месяцев назад +1

    Koamai avo vane yellow skirt umwe wevarikugara muroad here

  • @Rumbie_Mamoyo_Omuhle
    @Rumbie_Mamoyo_Omuhle 10 месяцев назад

    Inga sekuru vakapfuma ava

  • @choicechiringa2566
    @choicechiringa2566 11 месяцев назад +2

    So sad

  • @user-kp9vt1ll3s
    @user-kp9vt1ll3s 10 месяцев назад

    So sad 😢😢

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa4803 10 месяцев назад +1

    Kule avo ndovatogaroona ipapo vanogara vachivese moto ipapo

  • @paidajiri1621
    @paidajiri1621 10 месяцев назад +3

    Ava vanopengavo you can't really compare Zim and SA in terms of crimes. SA kunourayiwa munhu masikati machena vanhu vakatarisa.

    • @Wendy-rn4by
      @Wendy-rn4by 10 месяцев назад

      Kkkkkk taura hako

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 10 месяцев назад

    Sekuru awo why wakawati ibvai pano panezvinozoitika ....pamwe ndiwo

  • @FunnieDube-sr4hv
    @FunnieDube-sr4hv 10 месяцев назад +1

    Batsirai mudhara uyu aukutopenga kutaura Chinhu chimwe chete mudhara avhunduka

  • @NervyMazendame-zg6yh
    @NervyMazendame-zg6yh 10 месяцев назад

    interview yacho ikuitwa kuvanhu vakatorohwa ne guka hazvisi kunzwisisika

  • @jshsjs4042
    @jshsjs4042 10 месяцев назад

    Zimbabwe haina mapurisa
    Shame mu town.

  • @ThandekaTichagwa
    @ThandekaTichagwa 10 месяцев назад

    Musati kuda kwavo katinzwei tsitsi veduweee

  • @giftndawana
    @giftndawana 10 месяцев назад

    Yhoo zvakaoma

  • @norestmasaiti2902
    @norestmasaiti2902 10 месяцев назад +1

    25 farms sekuru kkkkkkk

  • @helena-lulungu3702
    @helena-lulungu3702 10 месяцев назад +1

    Wickedness and evil at it's best

  • @AnnatoliaMapasure-do6th
    @AnnatoliaMapasure-do6th 11 месяцев назад +1

    Zvirwadza vedu Rlp

  • @lovenesstshuma1298
    @lovenesstshuma1298 10 месяцев назад

    Vanhu vava kuita zvisizvo nekuda kwe zanu kuromba kuba kuuraya vanhu zvanyanya

  • @makuvise
    @makuvise 9 месяцев назад

    Rip

  • @itaiemmanuel5270
    @itaiemmanuel5270 10 месяцев назад

    Haaaa zvakaomaaa kaniii

  • @MaryChakara-pd9wd
    @MaryChakara-pd9wd 10 месяцев назад

    Kule kule ma statement enyu

  • @user-lb1zd5fq8v
    @user-lb1zd5fq8v 10 месяцев назад

    Veduwee vanhu vasauraya vanhu sembw

  • @user-vr2gs2jw3v
    @user-vr2gs2jw3v 10 месяцев назад +1

    Shame zvakaoma vanhu vaakutsvaga mari zvisizvo .

  • @queenbee322
    @queenbee322 10 месяцев назад +1

    Hanzi 2 and half or 25 balance me guys

  • @evamchikovore2612
    @evamchikovore2612 11 месяцев назад +1

    Baba ava vanogara mustreet futi nhaimi

  • @tabethmachengo3632
    @tabethmachengo3632 10 месяцев назад

    Ma normal people

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 11 месяцев назад +2

    Government yawora

  • @phillipahmavhuru1607
    @phillipahmavhuru1607 10 месяцев назад

    May there saul rest in peace

  • @pridemuroyiwa
    @pridemuroyiwa 10 месяцев назад

    ZRP ,ZEC are there to protect the interest of Zanu not to serve people always know that

  • @user-nv1ln5wr9l
    @user-nv1ln5wr9l 9 месяцев назад

    Mabussiness man makaoma

  • @goldensomenow737
    @goldensomenow737 11 месяцев назад

    Eishhhh nyika yashata ende vanhu vacho vanenge vauraya havachambobatwa,but mdhara pa25 farms bhoo here 😢

  • @gidchelseangengeza
    @gidchelseangengeza 10 месяцев назад

    25 maprazz

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 10 месяцев назад

    Uuuummm zvakaoma

  • @hildajudy9161
    @hildajudy9161 11 месяцев назад

    25 farms

  • @user-vd8bc5zq4l
    @user-vd8bc5zq4l 10 месяцев назад

    Its all about mnangagwa people have turned monsters

  • @jshsjs4042
    @jshsjs4042 10 месяцев назад

    25 farms Bona how many🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @lizzyharts2438
    @lizzyharts2438 10 месяцев назад

    Sekuru vakauraya

  • @edmoremashizha4434
    @edmoremashizha4434 11 месяцев назад

    Zvakaoma imi

  • @patiencemukwazvure1874
    @patiencemukwazvure1874 11 месяцев назад

    Zvakaoma

  • @user-gs3ey7uk4u
    @user-gs3ey7uk4u 10 месяцев назад

    Mamwe mawitness acho pakaipa.
    Umm idzo dzekuona vanhu vachimhanyisana dzotora mukombe

  • @tendairusike9945
    @tendairusike9945 10 месяцев назад

    Sekuru ava???

  • @tadiwanashejangano
    @tadiwanashejangano 11 месяцев назад +1

    Hanzi ma purazi 24 apa tsina hanzi handirare pano ndorara mbare

    • @miyonsesakala5548
      @miyonsesakala5548 10 месяцев назад

      Ko rimwe one praz rasekuru watotora asi coz vati 25😂😂

    • @tadiwanashejangano
      @tadiwanashejangano 10 месяцев назад

      @@miyonsesakala5548 pakaipa

  • @evernicegondo429
    @evernicegondo429 11 месяцев назад +3

    Nyika yedu yashata 😢

  • @lillianassan1872
    @lillianassan1872 10 месяцев назад

    Nzara saka mapurisa akungoda paroadblook kune mari

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 10 месяцев назад

    Audio is terrible we can't hear what the witnesses are saying. We live amongst devils. Pure, pure evil. Ritualistic murders obviously!! Who does that to other people? That man narrating what happened? I believe someone got paid a good sum for pointing the two victims out. Their killers are right there watching the events. Whoever burnt the clothes will feel the wrath, first. May God have the upper hand on this case.

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 11 месяцев назад +2

    Weakened Ness in zimbabwe and poverty creates evil in among people

  • @Rue_mupindiko
    @Rue_mupindiko 11 месяцев назад +3

    But uyu witness haasi anorwara njere here uyu

    • @zvaazvinhu5216
      @zvaazvinhu5216 11 месяцев назад

      Ndo maonero angu ini

    • @dianadodo3572
      @dianadodo3572 11 месяцев назад +1

      Inhamo inoitisa kuti munhu aite senge anopenga. Zvnonzwsa tsitsi

    • @chipomarange9920
      @chipomarange9920 11 месяцев назад

      Yaah dzakati rasikei

    • @maphioschigidi6935
      @maphioschigidi6935 11 месяцев назад

      Yaa uriright network inenge isikunyatsobata

    • @nelsonmakwatsina3957
      @nelsonmakwatsina3957 11 месяцев назад +2

      Ati 24 mafarms plus anoshandira kuNRZ ndambosekawo but it’s painful

  • @gloriakapfu
    @gloriakapfu 11 месяцев назад +1

    Its poverty yanyanya

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 10 месяцев назад

    Dzinopenga

  • @luciahwenha7615
    @luciahwenha7615 10 месяцев назад

    Shame

  • @israelrangarirai9543
    @israelrangarirai9543 11 месяцев назад +3

    Mdara uyu needs more quastioning😢

    • @cleofay9346
      @cleofay9346 11 месяцев назад +2

      mamwe mastatements ake anomusungirira 😢dzinenge dzakatamba nepwere wo uyu

    • @josephlupiya6626
      @josephlupiya6626 11 месяцев назад

      ​@@cleofay9346inindatomu saspectaawo