‪@HeadmanChigodora‬

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 ноя 2024

Комментарии • 67

  • @FunTownHQ
    @FunTownHQ Месяц назад +15

    tsoka dzasabhuku kupotsa kuenzana nesalary yecivil servant panyaya1!!!! musawomesere vanhu kudai kunge vauya kun'anga

    • @TafadzwaKadzatsa
      @TafadzwaKadzatsa Месяц назад

      Yaaaa sure haa zvetsoka dzasabhuku vakunyanya

    • @PetronellaMafumbate
      @PetronellaMafumbate Месяц назад

      Yakanyanya veduwee pamunhu ega ega here vadikani

    • @AnnaChauke-co1em
      @AnnaChauke-co1em Месяц назад

      Vakutoita business vachibira varombo.

    • @tindotings7892
      @tindotings7892 Месяц назад

      This is a community court reserved for anhu asingade kuremekedza maSabhuku. It's meant as a restraint...anhu ngavagarisane zvakanaka

    • @muzikabababsithole9744
      @muzikabababsithole9744 Месяц назад

      ​@@tindotings7892Dambudziko nderekuti harisarudzi, neuyo ari kurwadziwa wacho anonzi bvisa tsoka. Tsoka ngadzinzi for example $20, vauya kudare vobatsirana kubhadhara $20 iyoyo. Not kuti kana mudare muine munhu 1 yonzi $20 kana muine 2 yonzi $40, 3=$60, haaa uko kwave kubirana. Saka pakaita maSummon 10 sabhuku votobva ne$200 yetsoka?

  • @mannersmakasi3538
    @mannersmakasi3538 Месяц назад +7

    Sando dzenyu head man chigodora nevamwe venyu kani kwete zvamutasa ndakarwadziwa panyaya yamufundisi akatora mukadzi wemunhu.Plz head man tongai nyaya yamufundisi

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 Месяц назад +4

    Ngavaende kwaMukotsanjera ngozi ibuditswe itaure kwaTasvu pliz kunoda zvikwambo kwete ngozi Headman endesai anhu vamukotsanjera

  • @MutumwafiniasseFiniasse
    @MutumwafiniasseFiniasse Месяц назад +3

    Chigodora anogona kwete zvamutasa kutengwa nechimufundisi chakanyenga mukadziwemunhu chiya kutaura chirungu chemahara

  • @EmergeGwetera-h1r
    @EmergeGwetera-h1r 29 дней назад

    Mari dzedare dzakawandisa kumusha mari inonetsa

  • @tombichirau7851
    @tombichirau7851 Месяц назад +2

    Chivanhu chiriko but sometimes tino nyeperwa zvekuti dhuuu😂

  • @RudoMukombe
    @RudoMukombe Месяц назад

    Baba avo vnovanikwepi varipaside namambo vanejean avo

  • @Myprinceof
    @Myprinceof Месяц назад +1

    Ambuya vanozonyepawo zvekudaro kkkkkk hanzi ndakangogara ndakangorohwa nedanda ndobva ndanongera mazino angu ndokuenda nemkaka wangu kwa babamkuru kkkkkk hayaaaa dzimwe nhemha sooo

    • @PatriciaTachiveyi-y2g
      @PatriciaTachiveyi-y2g Месяц назад

      Imagine kubviswa 3 mazino, the bleeding, the shock wotakura mukaka uchienda kumaraini futi😂

    • @KiaragraceCubicu
      @KiaragraceCubicu 23 дня назад

      Ndapera strong ndaiti kunyepa ndekwe vana chete izvo nemambuya 😂😂😂😂

  • @onainyamapachena5708
    @onainyamapachena5708 Месяц назад

    Mari iyi yakawanda moti mambuya anoiwanepi

  • @newtonmukodzi930
    @newtonmukodzi930 Месяц назад +4

    Sabhuku wabva kupiko kunita $60 dollars even chero asiya baa rake ibasa ripi rinomubhadhar $60 per less than 2 hrs urikunyanya ChiGodora ahhh

    • @MaiHazel
      @MaiHazel Месяц назад +1

      Kubira zvavo vanhu varikutambura ,angasarambe achidzoka every dare here kumari yakawanda kudare aiwa kutonga vanogona zvavo pamari apa aiwa ngavasadaro

  • @JoeSibanda
    @JoeSibanda Месяц назад +2

    Vanhu ngavafambe kwavanoda not kwekuudzirwa...ikoko kwacho unonzwa zvichinzi uri muriyika iwewe...bvuma unoroya kkkkkkkkkkkkk😂😂😂

  • @NTKwaJesu
    @NTKwaJesu Месяц назад +7

    Iiiiii headman ivai netsitsi. $20 chokwadi yakawandisa. Musadaro headman, $5 imari inonzwisisika.

  • @BlessingGuma-qr1oj
    @BlessingGuma-qr1oj Месяц назад +1

    Haaa nyaya inorwadza iyi , nyasha akatombomwa mapiritsi achida kuzviuraya nesituation yaari iyi

  • @GilbertSamukuti
    @GilbertSamukuti Месяц назад +1

    Pamari apa ummmm rerutsai

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 Месяц назад

    Headman vanogona kudarika Chief Mutasa🎉

  • @getrudevhutuza6054
    @getrudevhutuza6054 Месяц назад

    Haaa Headman dare remu nyaya munogona kutonga asi nyaya yemare dzasirai kunenzara vanoyiwanepi mari yacho

  • @CarolineSibanda-i4m
    @CarolineSibanda-i4m Месяц назад +2

    Zvoita sekuti moparidza wani padare

  • @PetronellaMafumbate
    @PetronellaMafumbate Месяц назад

    Mmmm headman chigodora pamari apa murikudhura hey paruzevha 20 dollars here akomana or maybe mabond hawo

  • @AnnaChauke-co1em
    @AnnaChauke-co1em Месяц назад

    Murume anotaura kudarika headman uyu and Hana favor.

  • @BaAno360
    @BaAno360 Месяц назад +6

    Uuum mkadzi anonyepa pabva mazino ugoramba uchienderera mberi nerwendo. Pain yainge isinganzwiki here

    • @AlbertDlamini-x6o
      @AlbertDlamini-x6o Месяц назад +1

      Anditi ayida kotawura kuti ndabviswa mazino kodevakadzokera kumba pain yayizopera hre

  • @inoquecarlosnhamazano625
    @inoquecarlosnhamazano625 Месяц назад

    Mari murikunyanyawo kuchaja weduwe

  • @tombichirau7851
    @tombichirau7851 Месяц назад +3

    On the other note, Epilepsy is hereditary, it can run in the family. It’s confusing 🫤

    • @FeniciasMadzivire-o3f
      @FeniciasMadzivire-o3f Месяц назад

      Kkkkk mirai zvechirungu izvi hama chivanhu chiriko ukaona vanhu vodai zvanetsa

    • @tafadzwangirazi-f5o
      @tafadzwangirazi-f5o Месяц назад

      Imi musadaro maitikiro acho hmmm plus Nyasha haasi wekufamily yaMurangwa muzukuru uyu apa pane nyaya

  • @wellingtonmusanhu
    @wellingtonmusanhu 6 дней назад

    This issue is a bit confusing. In our culture, munhu ukarova munhu akadonha mazino, ingozi yawatopara. Zino rimwe chete imombe. Ambuya ava vekugurwa mazino natete vachatoripwa mombe nhatu nevemumhuri iyi. Pavakazotadza havo ndepekuti vakati varohwa, vakatora masimba uaisa mumaoko avo ndokushandisa huroyi kudzorera, zvinova zvakazoita kuti nyakurova afe. Now nyaya yacho yapinduka.

  • @revesayimutede3722
    @revesayimutede3722 Месяц назад

    KoHeadman mambomubvunzawo here kuti wakamboendawo here kuchipatara for investigations? Maybe it’s epilepsy which could be controlled by medications. Chibhoi chiriko but let’s not forget the medical side as well

    • @ruthmurungweni2317
      @ruthmurungweni2317 Месяц назад +1

      Mari yavari kubvisa can cover hospital bill munhu akatorapwa

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 Месяц назад

    Nyasha namai Jesca ndakuonai kwaGombakombauko uko,ummmm zvakaoma mukaka ere

  • @JeremiahChibanda
    @JeremiahChibanda Месяц назад +5

    Excellent headman pama headman ose in Zimbabwe.mari inotarwa ne government if this was not traditional he deserves promotion to chief

  • @SheillahJack-mi5nd
    @SheillahJack-mi5nd Месяц назад +3

    Head man Chigodora makasimba here

  • @TatendaGundura
    @TatendaGundura Месяц назад

    20 dollars yedare 20 yasabhuku ahh imika mari mofunga inonongwa

  • @rashedngadze8853
    @rashedngadze8853 Месяц назад

    Wakatsuka 🤣🤣🤣🤣

  • @AckimAckimmupwaha
    @AckimAckimmupwaha Месяц назад +1

    Munhu anga rohwa kokubviswa mázino pasina zviripo mbuya wanoroya iwawo

  • @luwizkambarami5274
    @luwizkambarami5274 Месяц назад

    Saka sabhuku vachinzi vapiwe 60$ iye Chigodora anozotora marii per sitting..

    • @MaiHazel
      @MaiHazel Месяц назад

      Not per sitting per case zvakaoma ndati vakubira vanhu chinorwadza vane vakudaidza kudare ikoko by force vopedza voti tipe mari aaaah

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o Месяц назад +1

    Uyo anotawurisa achizviyita munhu anogona kutonga achichinja nyaya amai avo vati vakanopa tte mukka tte vakatambira mukka vakanodurura mumba vakadzoka vachidarika amai avo vakagara pamasteps vakafunga kuti pamwe tte varikunosuka kapa ndopakazowuya tte vachirova amai avo asi mukomana uyo akunyepa akuti vakarohwa amai avo vachifamba vakundopa bamkuru mukka hanzi kurohwa kutadza kirasa mukka kowayizorasika seyi iwo wakazvigarira wega usina kubrwa kutonga zvechizivano zino imombe saka tte vayifanira kubhadhara murowora mombe nhatu

  • @Soko-ao
    @Soko-ao Месяц назад

    🎉 rovai basa Soko

  • @TapiwaKepekepe
    @TapiwaKepekepe Месяц назад

    Mari dzanyanya idzi please

  • @anniekurewa878
    @anniekurewa878 Месяц назад

    Tsoka

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 Месяц назад

    Vanhu varikumusha vane mari zhinji. 60 dollars easy easy so atoshanda half pay ya civil servant yemwedzi wese

  • @CookingwithPauline
    @CookingwithPauline Месяц назад +7

    I am number 1.after 29 seconds

  • @kudzanaikamutengure-kd3oc
    @kudzanaikamutengure-kd3oc Месяц назад +1

    Mutare yakangooma but

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 Месяц назад

    Taiwepo

  • @ganyaz
    @ganyaz Месяц назад

    headman 20$ its too much,

  • @AlbertDlamini-x6o
    @AlbertDlamini-x6o Месяц назад

    Uyu anopengavo uyuu yamhosva kuti sei vasati vanzwa ngozi yacho ichitawura ndokupenga ikoko kudonha kutawura hre nyaya iyi ngayi ende kunevaniona kwete zvamukutawura zvo zvisina naturo

    • @muchmuleya9651
      @muchmuleya9651 Месяц назад

      Hapana nyaya apha they are dieseseas that inherit in family

  • @tafadzwangirazi-f5o
    @tafadzwangirazi-f5o Месяц назад

    It’s sad but y vanhu vanotadza kuroya kut vaiite mari pane kupedza hama

  • @petermafunga3742
    @petermafunga3742 Месяц назад

    Makutyisidzira vanhu imi

  • @fidliwa
    @fidliwa Месяц назад

    $20 is too much dzorai moyo

  • @storyushe9716
    @storyushe9716 Месяц назад +2

    Number 1 Heardman Chigodora

  • @phineastotomola9889
    @phineastotomola9889 Месяц назад

    😊

  • @muchmuleya9651
    @muchmuleya9651 Месяц назад

    Allan you now preaching mdare you boring

  • @eddiemudzingwa9532
    @eddiemudzingwa9532 Месяц назад

    ORDER MUDARE