‪@HeadmanChigodora‬

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 сен 2024
  • Vanhu wese makashata!

Комментарии • 271

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 2 дня назад +22

    Dare rekwaHeadman Chigodora ndorida ❤❤❤mange manyanya kuti rasa Headman Chigodora neteam

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 3 дня назад +32

    Mukadzi Uyo anoziva zvose zvirikuitika asi anotya murume Uyo potse potse ndiye akayendesa nyaya kwachangamire uye murume Uyo ndiye arikutoshandisa Mwana oti anodhakwa akaromba murume Uyo daidzai sekuru nyangatani vanopedza ma sports

  • @DinganiKhumalo-zq1rd
    @DinganiKhumalo-zq1rd 3 дня назад +18

    Headman Chigodora and your team good evening. Sanibonina nonke bakwethu watching from here Johannesburg CBD

  • @user-eq6zh6uh4m
    @user-eq6zh6uh4m 3 дня назад +15

    Jacob zuma uyo, deadly

    • @FadzieJomo
      @FadzieJomo 3 дня назад

      😂😂😂😂😂😂

    • @BenardMagutsa
      @BenardMagutsa 3 дня назад

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @sausage9806
      @sausage9806 3 дня назад +1

      Wakada kufanana shuwa. Ndoozvandafungawo pandawaona😂

  • @TerenceMuresherwa
    @TerenceMuresherwa 3 дня назад +9

    Bukuta pwititi 😂😂😂😂 ,tongai nyayaaa iyooo neuchenjeri hwaa Solomon. Amen, Amen

  • @AppleApple-sx1zf
    @AppleApple-sx1zf 3 дня назад +5

    Goodmorning headman chigodora, thank you for this Show, I'm learning a lot, inkosi ikugcine siyabonga tatenda

  • @KudakwasheMangondoza
    @KudakwasheMangondoza 2 дня назад +11

    Hanzvadzi dzedu musachiwa mari dzemadhara aya dzinokupinzai munataisirewa mukadzi uyo atambura

  • @ClaraKatsuro
    @ClaraKatsuro 2 дня назад +4

    Kkkkk apa kiti yamamdara uyo haina kurota kt mukadzi avakufumura hurombwa 😅😅😅😅😅
    Mukadzi ndiye mumhan'ari asi anotya kufa
    Excellent Headman Chigodora
    Munogona kuviga secret bcoz apo munhu anofa😂😂😂😂😂

  • @EllahGandi-h5e
    @EllahGandi-h5e День назад +3

    Baba avo inhubu vanoda kurohwa ava
    Mukadzi uyu arimunhamo

  • @apoloniamachona7055
    @apoloniamachona7055 2 дня назад +7

    Vakanyoza nakagurabadza hapana ibvi hapana mupimbira😅😅😅😅😅

    • @RueRue839
      @RueRue839 2 дня назад +1

      😂😂😂😂 kagurabadza nemdara uyu same whatsapp group

  • @nikitamagwenzi3904
    @nikitamagwenzi3904 15 часов назад

    Well come back Headman chingodora muri shasha pakutonga nyaya uyezve hamusarudze may God continue to give you more years ❤

  • @FrancisChaminuka
    @FrancisChaminuka 2 дня назад +4

    mukadzi ndiye akareporter nyaya iyi

  • @RuzaiSteve
    @RuzaiSteve 3 дня назад +6

    Vamwe vanhu havazivi zvekutura zvinobatsirei kufumura zvaitaurwa nemukadzi wa Kanyoza

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 17 часов назад

      Anenge achida kuti vanorwa kumba

  • @teberiachitauro9305
    @teberiachitauro9305 18 часов назад +2

    Anoda kurohwa kkkk imbofenda chaiko mweya wake umbobuda ..chinhu chinonzi kufa ambochi tester mudhara uyu 😂😂😂😂batai musungirire pamuti murove chaiko

  • @SnodiaMkatsano-s4v
    @SnodiaMkatsano-s4v 3 дня назад +4

    Musha uyu wakarema ,mkadzi uyu anonorarama here zvaataura zvemumusha umu .

  • @user-fg7uj4us5r
    @user-fg7uj4us5r 2 дня назад +4

    Baba awa wakatorema wanonyepera kuseka

  • @ChauChaurura
    @ChauChaurura День назад +1

    Mukadzi wava Kanyoza ndewechidiki ,, chidhuhla chakanaka hako ,,,, ko padhara rakaromba iro anodeiko mhai

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 День назад +3

    Mainini you must open up cozy madhara ema track anobata bata pamwe maikuru akatofa nezvinhu zvababa ava

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 3 дня назад +8

    Vakanyoza ndo type dzinorombera ku driver

  • @sydneymachipisa3233
    @sydneymachipisa3233 2 дня назад +3

    Hanzi changamire munonyepa 😅😅😅 kkkk

  • @elishamuranda5793
    @elishamuranda5793 2 дня назад +4

    Ini ndazvipira kuenda kunogara kwachigodora

    • @Chikatsa
      @Chikatsa День назад

      Uko nekwa Mutasa it's no go area 😂

  • @mynahjackson293
    @mynahjackson293 10 часов назад

    Watching from Botswana

  • @alexiokapfudza7529
    @alexiokapfudza7529 3 дня назад +5

    Pakaipa mudhara ari kungonzwenga nzvenga

  • @MiriamMutereri
    @MiriamMutereri 3 дня назад +6

    Amai wanoziwa nekti wane kakutya sooo

  • @HazvineiNyakahembe-nn8bo
    @HazvineiNyakahembe-nn8bo 3 дня назад +10

    Mdhara Kanyoza arikuvharidzira anoziva zvese uyo

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 3 дня назад +3

    VaKanyoza teramirai kani bheji ya headman havana kuigadzirisa pa black market, vakatosvika pa tollgate havabhadhare vanoti ihurumende iri kupfuura🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @rudokanjuta5604
    @rudokanjuta5604 День назад +2

    mukadzi ndiye akaendesa nyaya kudare kkkkkkkk

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 3 дня назад +3

    Sàlibonan badala chigodoro labanye linjan lonke longtime 🇿🇦🇿🇦🇿🇦

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 День назад

    Well done headman kunyepera machurch iko kuhwanda zvitema

  • @user-go7vu8hv3c
    @user-go7vu8hv3c 2 дня назад +2

    Naye kanyoza musamusiya zviripo watching from rusterbug SA

  • @ChristinaMavhusa
    @ChristinaMavhusa 3 дня назад +4

    Nharo idzo zvingori pachena kt vane zvavanoziva mudhara uyo unoda kurobwa unohwisa hasha

    • @lettymasibae6771
      @lettymasibae6771 2 дня назад

      Haaitiba, akarombesa mdhara uyu akaurayisa mkdzi zvese its true ndovazivisa kumusha kwedu uko

  • @patyandrade9129
    @patyandrade9129 День назад +1

    Baba ava zvese zvirikutaurwa varikuzviziva kuvhara kwacho kwakanyanyisa varikuvhunduka chati kwatara

  • @Sue31013
    @Sue31013 3 дня назад +3

    Handisati ndamboona baba vakadai shame , nharo dzacho dzemunhu ari guilty

  • @violetchitambo407
    @violetchitambo407 2 дня назад +2

    Kangurarabadza part 2..

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 3 дня назад +2

    Baba Kanyoza is now not settled its easly tells that zvose zvanzi zviri kuitika pamba pava its true.

  • @slauschannel
    @slauschannel День назад +1

    Mudhara akaromba uyo, and haadi n"anga dzekudzidzira inodonhedzwa.

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 17 часов назад +1

      Anotoda vanogona nokuti mmm akarema

  • @DinganiKhumalo-zq1rd
    @DinganiKhumalo-zq1rd 3 дня назад +2

    Today thanks I am number one

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 3 дня назад +2

    Funny 😂😂 mdara nkanyazo

  • @AaronMtasa
    @AaronMtasa 2 дня назад +1

    Mudhara uright sando dzako wangu

  • @user-wx2rb3sh5x
    @user-wx2rb3sh5x 3 дня назад +1

    Headman Kanyoza haauyi uyo mumanikei ipapo mukamurega akaenda uyu hamuchamubati Headman

  • @jerryjunior-jt2uq
    @jerryjunior-jt2uq День назад +1

    Mudhara muroyi iyo ndomuxiva ndi driver sun crest ndomuziva ummmmm haiite

  • @lillycee5054
    @lillycee5054 День назад

    Order! 😂 edutainment at its best!

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 3 дня назад +3

    Endai kumbwa yegorongoza ndiyo inopedza ma sports

  • @tafadzwatogarasei1886
    @tafadzwatogarasei1886 12 часов назад

    I think if headman and defendant are friends, ..headman should recuse himself ...

  • @bluevan11
    @bluevan11 11 часов назад

    AKanyoza rambai musanyeberwe, vana vemadrugs namai vavo ngavaende avo vachakuvhiringai baba

  • @josephkagura8255
    @josephkagura8255 2 дня назад +1

    Jacob Zuma wekwa Chigodora anonzvenga mhosva dzake mdhara uyo

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 3 дня назад +4

    Munozvitsanangura sei kuti pamba panouraiwa zikunyoka wobva wati mai pisai nyoka iyi ndichambomhanyira kubasa

  • @bluevan11
    @bluevan11 11 часов назад

    Ndiani akariona gonzo rewhite, nyoka inemusoro wembudzi, dehwe renyoka robva rapiswa ivo vasina kuriona, murikuvanyebera baba ava vasiyei

  • @shingiekachemukuya
    @shingiekachemukuya 3 дня назад +3

    Kanyoza anoda Tasvu anodzikama

  • @trymorechiringa6711
    @trymorechiringa6711 14 часов назад

    uyu anoda sekuru Nyangatayani mbichana mbichana zvakadzikamira asi achitobatwa

  • @GamuchiraiMhiripiri
    @GamuchiraiMhiripiri День назад +2

    Uyu nakagurabadza same WhatsApp grp😂😂😂😂😂😂

  • @tsennyb
    @tsennyb 16 часов назад

    Dzimwe nyaya dziri kutongwa so ka. Vanhu kutonga nyaya ne hearsay. Vanhu kumamisha havana mabasa ekuita shuwa.

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 3 дня назад +4

    Ndiye akauraya mukadzi

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 2 дня назад +1

      Ehooo ndiye he is my neibor

    • @israelmapfuka
      @israelmapfuka День назад

      ​@@mesiMutepfakkkkkkk

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 17 часов назад

      ​@@mesiMutepfaakazodiii nhai

  • @natifmobile2923
    @natifmobile2923 2 дня назад +1

    Iyi yakuda Mutasa iyi 😂😂😂 kanyoza anodherera headman😅

  • @FelistasMagomo
    @FelistasMagomo 2 дня назад +1

    Mukadzi arikutya murume but anoziva nyaya iripo

  • @brendaziyenge207
    @brendaziyenge207 18 часов назад

    Headman Chigodora sando dzenyu🎉

  • @FortunateTatendaMutimbanyoka
    @FortunateTatendaMutimbanyoka 2 дня назад +1

    Majaira kuti munhu wese akura akaromba,manje apa machibata

  • @vladimirputin-t1l
    @vladimirputin-t1l День назад +1

    i assume the headman is lying that the case was reported by hhe man's son,,, infact the wife to this man is the one who reported but she doesn't want people to know,,, anyway my own thinking this is also a way out for this lady from this he'll,,,, she no longer wanted to remain a wife in this house and she have seen a lot she knows a lot,,, and that said baboon is likely to be sleeping with her,,,,, mere look at this man shows he has weights,,,,,,

  • @HezelNcube
    @HezelNcube 2 дня назад +1

    Vakadzi nhau yekuda mari iyi kaa. Izvezvi kamkadzi ako kaiendepi kudhara rese iri. Izvezvi ogara neshato kkkkkk

  • @philliphamunakwadi-og6tf
    @philliphamunakwadi-og6tf 2 дня назад +1

    Mudhara uyu inhubu chaiyo 🤣🤣

  • @ganyaz
    @ganyaz 2 дня назад +1

    mudhara uyu akaromba especially iwo maDriver emagonyeti worse pamishonga , mkadzi anoziwa zvese senge vakadzi vechipiri awa hawana secret

  • @mwanyaramanjeya1749
    @mwanyaramanjeya1749 8 часов назад

    Daidzai sekuru Tasvu Headman

  • @SarudzaiNdhleve
    @SarudzaiNdhleve 18 часов назад +1

    Mkadzi asimuka akonewa kutaura zvekuti mkadzi akati mazamu angu

  • @brianbizayi9128
    @brianbizayi9128 2 дня назад +1

    Kanyaza na Zuma same same hamuvagone

  • @PatriciaManyika
    @PatriciaManyika 2 дня назад +1

    Mukadzi uyo anoziva zvese asi arikutya

  • @solomonchirombe5305
    @solomonchirombe5305 День назад

    Headman wakuru amen

  • @lettymasibae6771
    @lettymasibae6771 2 дня назад +1

    Mr rombison kanyoza yazofumuka manje chisi hachieri musi wacharimwa, kubva tiripwere mwakandorema nanhasi mwakarema
    Dede ndiro rainzi raidriver bus kairi uum
    Shame kunamynin akachiva kugarika kwakwakaita tete akati ndagarika izvo kuzvikanda muchoto

  • @tryphinenyamupinga1186
    @tryphinenyamupinga1186 3 дня назад +1

    Haaa headman makasimba moyo nevanhu vamunosangana navo vamwe vakaoma musoro

  • @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz
    @EdwardTakudzwaBhozha-rr1oz 2 дня назад +1

    Watching from Rushia

  • @gloriasithole2206
    @gloriasithole2206 День назад +1

    Mai varikuziva hondo yese asi varikutotyirawo hupenyu hwavo

  • @evelynmadzimuto8568
    @evelynmadzimuto8568 2 дня назад +1

    Headman Chigodora is my Room mate 😅

  • @FadzieJomo
    @FadzieJomo 3 дня назад +2

    Baba avo ndivo muridzi wegudo raibvunza vazukuru mari.

  • @annanyamugudza1327
    @annanyamugudza1327 2 дня назад +2

    Same size naKagura badza

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 День назад

    Kanyoza anonyoza zveshuwa, zvese ndezvake apa arikutongobhaiza dare kuetsa nguva & dare mujasangwarira hakuna kwamunoenda naye uyu nemushonga dzake

  • @munetsichitsungo1224
    @munetsichitsungo1224 3 дня назад +1

    Kanyoza akaromba diko, Anoziva zvose zvaari kuramba uye vemhuri yake vanomutya zvikurusa vemunharaunda vanoziva kuti ane makona akaipisisa azengeza munharaunda yavo

  • @TheresaMaps
    @TheresaMaps 17 часов назад

    Tipei nhau daily headman chigodora mukutirasq

  • @KudakwasheMangondoza
    @KudakwasheMangondoza 2 дня назад +1

    Mai avo wachekeresa mukadzi uyo hazvipere mushe kumba kwavakanyoza anodyiwa nezvinhu zvemudhara uyo

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b 3 дня назад +1

    Gogogogo nyoka iyani yobva yafaa baba ava kaa😂😂😂

  • @TaurayiVumbunu-r4i
    @TaurayiVumbunu-r4i 3 дня назад

    Cbd joza😂😂😂😂❤❤❤ neni sei sei plen and negtt

  • @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
    @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 2 дня назад +1

    Mai avo vataura zvekuchiva mari vanenge vasina secret zveshuwa 😂😂😂

  • @tafadzwamharakurwa-c6m
    @tafadzwamharakurwa-c6m 2 дня назад

    Ko vangodii kudaidza tsikamtanda atonge nyaya yacho kkkkk

  • @user-fg7uj4us5r
    @user-fg7uj4us5r 2 дня назад +1

    Mukadzi uyu ari kugutsurira musoro ari kuziwa chokwadi

  • @GainmoreChisuro-ye2hg
    @GainmoreChisuro-ye2hg День назад

    😂😂😂 mudara uyokaaaaa 😂😂😂😂

  • @farikaichikanya7801
    @farikaichikanya7801 День назад

    Kakashata Ako chero kubasa kwacho kanoziikanwa ako

  • @nyaraitaderera9369
    @nyaraitaderera9369 3 дня назад +6

    Murume Uyo itsotsi

  • @mangenjedorothy8257
    @mangenjedorothy8257 2 дня назад +1

    Ummmm mainini vari pa tight nezvikwambo zvababa awa,ma business awo,mashiripiti arikuitika paguva re mwana ummmm,baba ava ma1 chaiwo

  • @mitchellekashiri8638
    @mitchellekashiri8638 День назад

    Mdara anoroya hake uyo but he is a good vibe😅

  • @FadzieJomo
    @FadzieJomo 3 дня назад +2

    I think baba avo vakupenga chete,havasisiri normal.

  • @fungaishoko237
    @fungaishoko237 2 дня назад +1

    Mukadzi waKanyoza anoziva zvese asi anotya murume wake huroyi hukaitwa nemunhu anozviita muKristu panenge pakaipa

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 17 часов назад

      Naive vanopa zvigaro muchechi

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 2 дня назад +1

    Munhu ngaaendeswe kwaMkotsanjera mudhara uyu

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 3 дня назад +1

    Nyoka ine musoro wembudzi immmm headman hamusi makuwanzira mudhara magirazi hre? Hanzi ruva rakatemwa rikabuda ropa kkkkkkk kuseka nhamo kunge rugare.

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 2 дня назад +1

      Mudhara Kanyoza hasikunyeperwa arikuitira vana hutsinye zvisingaiti.kupengesa kwakaita Gilbert kwakatirwadza tese tese munharaunda hapana akamblzvifarira.mukadzi wacho wekuganga akafa zvinorwadza kufa atambura😢

    • @westonmutizha8693
      @westonmutizha8693 День назад

      ​@@mesiMutepfainga zvakaoma asi munovaziva kani

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa День назад

      @@westonmutizha8693 muvakidzani wedu.he has beautiful kids unoziya asi hazvioni.and there all educated

    • @MoscoBalos
      @MoscoBalos 5 часов назад

      Mutoriro ndidzo dzinopengesa vapfana ava mhani

  • @ednatopez7612
    @ednatopez7612 2 дня назад +2

    Shame mai avo vanenge ndivo vakanoreporter kunaHeadman akati musazonditengesaba atamburawo shame varume vemagonyeti aya ma1

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 17 часов назад

      Aiti achanogarika kuenda pamurume watete

  • @FortunateTatendaMutimbanyoka
    @FortunateTatendaMutimbanyoka 2 дня назад

    Sando kuna Kanyoza😂😂😂

  • @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw
    @CharitybugwaCharitybugwa-pu2iw 2 дня назад +2

    Uyo anemagrazi aripadhuze na va Chigodora arikunon'onei?

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w 2 дня назад +2

    Huroyi hukaenda pa munhu anozviti muKristu musha unopera wese ,Wanoti nharo ,hasha wobva wavhura magwaro ekuzvisapota ,Pasi newaroyi taneta nawo mapere akapfeka dehwe rembudzi

  • @edsonmaduwura9189
    @edsonmaduwura9189 День назад

    Kanyoza is right, the mans time has been wasted, this is why tisina zvinemusoro, waste valuable time, the man could be working.

    • @bluevan11
      @bluevan11 10 часов назад

      Yes very true, kutambisira munhu nguva, ungati akavengerwa basa rake

  • @FadzieJomo
    @FadzieJomo 3 дня назад

    Yaaaa taurai henyu Headman, he knows zvaari,

  • @dadiraimandigo4004
    @dadiraimandigo4004 3 дня назад +1

    Kwachigodora unenyaya dzinotapira kuti tapi tapi

  • @user-el3wh3xd3f
    @user-el3wh3xd3f 3 дня назад +1

    Ngavaende kwamukotsanjera

  • @edsonmaduwura9189
    @edsonmaduwura9189 День назад

    Here’s a rephrased version of your statement:
    It's unfortunate when good people turn bad in the pursuit of attention. Gossip, innuendo, and hearsay have no place in society. This behavior reflects poorly on us. The saying "a snake with a Goat;s head" highlights how impossible things have become.Headmen vakunwa mutoriro here ava.