Saka mukomana uyu atoshayawo garden here kana pairimwa namai vake kapisi kadiki kacho atobva anyimwa here.....chii chirikumboitika munyika iyi ......kana munhu achema chema so that means mugarden macho mune mvura ivo kwakutora pese i don't think its fair....dai kwakazoita hako maDNA enyaya taiona kuty who is correct and eho is not...am not at all happy with the judgement papakurwa zvisiri fair..... anyway thank you baba Taps ko ndimi madiii henyu and thank you for your videos ❤❤❤
Vanhu vazhinji padare apa vasarudza divi remumangari vasina kutarisa the fact yekuti gadheni rairimwa namai vake kubva 2002. Mai vake vakamboriwana sei gadheni iroro from the start? Headman isai pfungwa dzenyu around zviri paground kwete kuisa maemotions panyaya please.
Ipapo uri right. Dai vaenda kunopaona mukomana otaura mapoint ake. They were very biased from the get go. Also arikuti..."kuti chuuu" uyo makes the whole thing a joke.....very unprofessional.
Ukatanga iwe kumhan'ara unotongohwina plus uyo murume anoshaya ndomhosva yake inga pane pawabvunza kt hurombo hre kutsvinyirwa naheadman anodya mari dzenyu padare achiikuudza hurombo
But uyu mukomana kana achirima pairima mai vake mbuya ngavasiye garden tongai zviri fare uyu arikutadza pakutuka mbuya but ane right rekurima munda vamai vake
Ngavango share. Garden ne pakati simple mai imimi musadaro wat if arimwana wenyu imi makafa mwana wenyu oitwawo izvozvo in another side mukomana of course you have rights to use ma assets vabereki asi you're old enough to do your own things nherera inoguta musi wafa mai
Nhai imi mambo imi kana musingadi basa siyai what do u mean hamutsvage nyaya imi ndimi muno nditsvaga. Is this not you job kuyananisa vanhu mubhuku mako asikuda kudemand mari dzedare.
Headman nevanhu wake munehutsinye imi nxiii mongoti auya kuzoman'ara ndiye wamotora divi rake
Headman musaisa ma personal feelings kana muchitonga nyaya. Ipa mukana wekuterere both parties.
Yah ane problem mfesi uyu,,apa Mari yaMatutsa akadya pedze omuendesa kumapurisa
𝗧𝗮𝘂𝗿𝗮 𝗵𝗮𝗸𝗼
Kanotooneka nemuviri wakaomarara kuti nemoyo wakaoma anotongera tsvete hakuitweo hre mavotes emaheadman acho uyu kana akaitwa haangahwine anemoyo wakasindimara
😂😂😂😂😂😂😂
@@melodymutsvairo akaoma moyo uyu headman dai akazoita Mambo vanhu vaitsvukira. Apa ku kara mari too much.
Watching from UK
Kkkkk ndiani anope Headman Magloves ekuGym ayo kuti apfeke padare? Anhuwoyeee musasodaroba 😂😂😂
I hate people who abuse vulnerable woman and elders.
Chabodo na Matutso havana mhosva nekuti vakapfimba vakabvumirina na Amai Gopito havana kuvabata chibharo .
Mai Gopito vanokwànisa.kuzvitaurira zvakaitika
Kufirwa Haus mhosva
Ndikandofunga zvakaitwa Chabodo naMatutsa ndinobva ndatoona kuimba kwakaitwa ndiHosiah Chipanga paakati vane hudyire dyire vanasabhuku,kuvaka matendere avo mumumvuri neminhenga yedzimwe shiri,aaaaa unotoshaye kuti zvakambodini chaiko.
Sabhuku vanofanira kuenda panzimbo voona mutadzi varipo
Kana paiva pambuya vamwene vaambuya avo garden haisi yavo vega ndeye varoora vese saka mukomana anofanira kurima share yamai vake
Saka mukomana uyu atoshayawo garden here kana pairimwa namai vake kapisi kadiki kacho atobva anyimwa here.....chii chirikumboitika munyika iyi ......kana munhu achema chema so that means mugarden macho mune mvura ivo kwakutora pese i don't think its fair....dai kwakazoita hako maDNA enyaya taiona kuty who is correct and eho is not...am not at all happy with the judgement papakurwa zvisiri fair..... anyway thank you baba Taps ko ndimi madiii henyu and thank you for your videos ❤❤❤
Evil headman kudya Mari dzevanhu
Mari vanoidisa apa kutorera vanhu vakutotambura zvavo
Iyi imharapqtsetse ya headman vaneudyire
Vanhu vazhinji padare apa vasarudza divi remumangari vasina kutarisa the fact yekuti gadheni rairimwa namai vake kubva 2002. Mai vake vakamboriwana sei gadheni iroro from the start? Headman isai pfungwa dzenyu around zviri paground kwete kuisa maemotions panyaya please.
TRUE, ZVIMATARE ZVEKUMAMA IZVI
Mambo nevanhu vavo havagone kuenzanisa nyaya.Mukomana uyo havana kumupa mukana wekutaura sezvavaita gogo.Akasimudza ruoko achida kutaura ,vanomuti adzikise otadza kutaura side rake
Taura hako Brian. Ndabata panzi naHeadman iwe nababa vako makambodai dai futi, which means vakatonga nyaya based on maprevious
Ipapo uri right. Dai vaenda kunopaona mukomana otaura mapoint ake. They were very biased from the get go.
Also arikuti..."kuti chuuu" uyo makes the whole thing a joke.....very unprofessional.
Mai avo varikuita mafi ekuti maview kuonana uyo vaigara kutown nevana vavo but vese vaifanirwa kuwana peace vaita hudyire apo imhosva here kuti vaigara kutown ivo vachigara kuruzevha
Baba ava havatonge zviri fair havatomboterera the other side.
Ukatanga iwe kumhan'ara unotongohwina plus uyo murume anoshaya ndomhosva yake inga pane pawabvunza kt hurombo hre kutsvinyirwa naheadman anodya mari dzenyu padare achiikuudza hurombo
@@melodymutsvairo zvakaoma hama yangu
Chigodora unonyanya kuda Mari kutonga haugoni
Varikubatira mukomana uyu vachitadza kunogadzira muganhu mwana akafirwa mambo wakutsikirira nekuda kwegaraji
Iyi nzvimbo inevanhu vanemisoro yakaoma.kkkkkkk. Mamutsa akuda kuzvisungirira. Mbuya yadzingwa padare nekuda kuita fight. Garden ramutsa musindo.kkkkkkkkk. Paita boader jumper pa garden.kkkkkkkkkk. Chabodo naMamutsa to the fulest.
Vakaenda kujeri chabodo namatutsa
@@tinashegwavava3933 . Ma results akatobuda here nhai Tinashe.
QUICK TO JUDGE HAIWAWOO, DARE NGARIONE BOTH SIDES NOT KUTI SINCE IRI SHIRIKADZI IRI RIGHT ALWAYS......THIS TYM MAITA ZVEKUMAMA
But uyu mukomana kana achirima pairima mai vake mbuya ngavasiye garden tongai zviri fare uyu arikutadza pakutuka mbuya but ane right rekurima munda vamai vake
Chief Dai mangoti mwana uyu arime mugadheni yamai vake why yapiwa gogo avo
Asi Chigodora village ine weather yayo yega 😂😂😂😂😂 why headman vachisogara nema grovhosi 😂😂😂
Ngavango share. Garden ne pakati simple mai imimi musadaro wat if arimwana wenyu imi makafa mwana wenyu oitwawo izvozvo in another side mukomana of course you have rights to use ma assets vabereki asi you're old enough to do your own things nherera inoguta musi wafa mai
it seems like headman varikutora side 1 rambuya
Headman uyu une problem yekutarisa nyaya 1 side vanoterera kumunhu anenge amangara nyaya chete havazivi kuti mumhangari anogona kunyepa futi
Mungatonga zvakaenzerana sei imi muchitonga makapfeka ma gloves e motorbike, maresva judgement mambo matora side henyu.
Nxaaa mambo ava is biased havaterere masides ese vandibhowa
Ngepamai angu 😃😃😃😃, pairimwa ndimai angu
Says a full grown man 😂😂😂😂
Ndasvikaaa Baba taps ndavapo maiyepo here usasoshora baaa
Mambo uyu must copy from chief Saurombe, where is Mr Leonard Whitehead today
I like his style.
Murume uyu arikubirirwa
Mufana ndi mai vako avo. Respect her. Thank you Mambo.
Mabira mwana garden ramai vake, nhaka yakewo hameno itai zvenyu
True that nharaunda yese yamurasa nenyaya yekuti aigara kutown ivo vari kuruzevha still vane mukana panhaka yamai vavo
Siyayi mwana arime kani
Zvekwa Chigodora ndazvitadzawo 😂😂😂😂😂
Kanzvimbo kane anhu anoshereketa😂😂😅
KwaChiGodora kune madrama
Mamubatira murume uyu ko madii kunoona bindu racho
Dzaaa chigodora ndadzikoniwaa kkkkk vanobura hombe
Kwachigodora kune mharapatsetsetse nhumdira mutsime dzevanhu
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kune vanhu vane mukonyo kani
Murume uyo anotoshoresa isu vanhurume. Makuriro ake kunetsera Garden
Haaaa dambudziko nderekuti munorerekera diwi rimwe mbuya awowanemukundo chete nemunyisiso
Karangandawooo usasooshora!
Mambo thank u munogona kutotanga
Nhau yemunda iyo netsa takangokura zviriko izvo😂😂😂😂😂😂😂
Chief murimbavha yezanu chaiyo iyi muri gororo chairo
Mupeyi pairima Mai vake please.
Yeah aiwa mune nhubu machigodora
Kkkkk magloves ichando ere kkkk ayas
Mitanyahohooo
Mureyani (vamwatutsa) musashungurudza ana gogo
Nyika ikaramba yakadai zvinhu zvichioma kudai mmm ndaona upenyu hwaoma zvakaipa. Tichapinda jail guru nemasabuku nemadzishe.
Pakaipa mwanakomana uyo haana hunhu. Shuwa tisiyei isu shirikadzi nhai . Thanx mambo
Haaa chigodora aaaah
Thank you so much baba Tapas ko chisekuru mbavha chiya chiripi chekunyepa kuti mabinya achauya chibaba chiya choda kurohwa
Kkkk woreva chin'anga chiya here hnzi vari kuuya vachirorwa negudoo
@@kennytawars2464 kwaaaaa ichocho ndo chando reva zvakaoma kani
Vanyiswa vanyiswa
Chief endai munoona mbuya inonyepa iyi
Taura zvako mbuya irikunyepa chako saka mai wemukomana uyo ayiripa papi
BaTaps ko mbuya verunyoka vasei hawo vakazomwa ere mvura yebelt
Nyaya yaChabodo naMatutsa yave papi
DZIDZAI KUPAKURA ZVIRI FAIR HEADMAN, KA SECRETARY KENYU AKO KANOZORA AMBI NGAKAZIVE ZVEKUNYORA NDAA KWETE KUNGOKUCHIDZIRA ZVENHANDO, THIS TIME MATADZA KUTONGA COZ MAKUZIVA KUTI KUNE RUclips MAKUNGODA FAME CHETE
Kwachigodora kune nhubu
Zvabodo sure
😂😂😂 zvabodo
Mkomana enda kootsvaka basa ushande uchengeteo nambuya avo vatengereo shuga sipo mazambia ndimai vako noti kuswero rwira magarden kkkk kasi i irrigation munepombi dzemvura dzinodhinza negetsi ere mugarden raunoti maangu maangu
Kwa chigodora musabvako ndapota kune dzinonaka🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂Taura hako
Yaa kunotivaraidza
gwinyiso
Gogo havana nzungu zvavo munhu bho
Headman imbavha if it was me ndaimugadzirira size. Akajaidzwa kuba zvinhu zvevanhu. Imbwa yemunhu
BaTaps muzoratidza that headman kuti don't use emotions munyaya dzenyu plus too much kuda Mari
Mufana iwe wati kufa kwemurume wavo
Nhai imi mambo imi kana musingadi basa siyai what do u mean hamutsvage nyaya imi ndimi muno nditsvaga. Is this not you job kuyananisa vanhu mubhuku mako asikuda kudemand mari dzedare.
Ko nyaya yamai vaya vekutora murume wemunhu vakazoita right hr vechikomba chekuramba nebhadhe
Why muchibvunzurudza munhu 1 kumutsikirira ko kubvunziridza vese
Tipeivoo update nenyaya yechin'anga chiyaa chekut vnhu var kuuya vachirorwa nge gudo
Karanganda nyaya dzenyu dzonaka 😅 keep it up 👆
𝗡𝗱𝗮𝗴𝗮𝗿𝗲𝗽𝗼 𝗻𝗴𝗲𝗸𝘂𝘁𝗶 𝗻𝗴𝗲𝗽𝗮𝗻𝗴𝘂
Apa Mambo makuma semurume bt Muri kutaura kumatsi isina nzeve dzinonzwa
Dunhu Ra mambo avo rine makuna Kuna sure nyaya dzacho dxotemesa musoro
Uyu ane nharo ..ko mai ako varima pasiri pawo ....rimborineko garden racho
She is so sweet shame
Chief ndovada hangu ava
Zera rake mkomana uyoo kusimurire kuti maangu maangu kkk unemiyedzo
Rakaite bhinya
Nhai yemugano iyi inouraisa ine makuva
Iyo mhuri yekwaMureyani yakakura ende inogara iri mudare
Gogo is very smart n innocent,they shld let her be veduwe
Ukukunoitika zvinogara zvakadaroh muvillage iyi😢😢
Kkkk iiii taurai henyu village iri
MaChigodora naZiMunya ma1 zvavo vanhu vanopisa musoro ivava
Mukomana Ari rude uyu yooh atori arrogant
Kkkkkk vanotemba kuroya
Kwai ndrupindura zvirutaura sekuru aya kutaura headman😂😂😂
Vanhu musa shungurudza shirikadzi kani
Uyo anorwara ne godo vajaira kutoreara vana munda kana vafirwara
Kuita nherera kwakashata veduwee 😢😢😢
Sure eish upenyu hwakatsveyama wena
Chokwadi ndakamboipindawo situation yakadai neine mkomana uyo
Murume uyu arikudheerera Mai awo nekt ichirikadzi
Headman is biased
Headman anomora weduwe ndapa ma thanks 😂😂
Shez too old to be stressed nemunhu akaita seuyu
Mukagara gara endesai vana kuChikoro
Headman murikuziva zvamuri mukomana uyo akaipa
Headman nyaya dzevanhu vako dzinovaraidza
I follow this customary court just to see that gorgeous secretary. Anyone who can assist me with her contacts I'd reward them handsomely😂
Ndichakupa
Kkkkkk. Wakuda kuita zva Chabodo na Mamutsa manje.kkkkkkkkkkkk.
Zviri safe here izvi, Chabodo spirit is alive and well, dzora tsvimbo piriz
mafuta aanozora unozokona kuaatenga eere
@@davidmambo3496 muudze jkkkk
MaChief mambavha shit kukara mari
Well done headman you have justice + murume uyo haana ma facts
Uma e hlala ekhaya mupheni okwakhe alime okwakhe chief njengo mtwana libone ukuthi uzshluphe yin
Kaneudyire kaheadman aka handikafarairi
Chigodora irikumberi weduwe
Mambo kutonga hamugone zvenyu
Ko ambuya verukawo vakazodii