P3 Makanda Family Mwana wekuchema Sebere Karanganda TV

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 260

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 23 дня назад +13

    Mudhara uyo chirungu on point

  • @anniekudiwa4506
    @anniekudiwa4506 23 дня назад +25

    Addicte to Karanganda kutoishaiwa kwakutopinda mu deppresion kuti haradadaaaa😅😅😅😅

  • @providekhoza
    @providekhoza 23 дня назад +22

    Mukotsanjera shumba yengozi nezvikwambo tavasuva bba taps

  • @linnetgambura9943
    @linnetgambura9943 23 дня назад +10

    Bishop mu Gumtree ( mapuranga) Tomboti penyu maita zvimwe izvo chisiirai shumba ye ngozi Mukotsanjera

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 23 дня назад +22

    Sekuru Mukotsanjera is the best panyaya iyi Otherwise murikutopedza nguva?😮😮😮😮

    • @shungupenyayi1052
      @shungupenyayi1052 23 дня назад

      Ichokwadi Sekuru Mukotsanjera ndivo chaivo, muporofita uyo arikuita kubvunza vanhu asi Sekuru Mukotsanjera vanotsanangura zvese vega,fake prophet

    • @edithnyakutsikwa5497
      @edithnyakutsikwa5497 21 день назад +1

      Ko inga zvanzi mukotsanjera akambouya wani

  • @user-ln9qj9mt7t
    @user-ln9qj9mt7t 23 дня назад +9

    Mukotsanjera itai kut adzoke mumusha umu .......kushop koda kubviswa gamba .. vanasikana varikungo bobobiwa ba taps taurai ne shumba yengozi gamba rakabva gorongizi 👏👏👏👏👏👏👏 takumbira mutape weeeeee

    • @silentmutsikamahwe6906
      @silentmutsikamahwe6906 23 дня назад +2

      Gamba either way richamupinda chete cz zvinhu zvoda kuziikaana kut zvakabvep not kunzi marara aaagh vanhu vanosara vachifungirana futi...

    • @providekhoza
      @providekhoza 23 дня назад

      Very true this is short cut

    • @florencedzinodya2757
      @florencedzinodya2757 21 день назад

      Apa akonewa basa apa apiwa mombe zvakawoma

  • @tawandatetena7896
    @tawandatetena7896 23 дня назад +8

    Mapuranga team yekunyepa kubata nyoka ndedzawo

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 23 дня назад +9

    Ndiripa number 30 mucomment section but nyaya iy haidi mapostori mushonga unobatwawo nemushonga tsvagai mukotsanjera cz mumusha umu mune ngozi chaiyo nehurombwa zvese but mupostori uyo kwaSimba wekugwesha uya vakazvitadza but apa kamutauriro kake kanenge kekuda kushora Mukotsanjera nekumudzikisira zvino haaitwe izvozvo vanhu ngavaripe ngozi haaa vabereki nemadzisekuru edu anosiya aparira dzinza.

  • @user-nc4vo6sy8w
    @user-nc4vo6sy8w 23 дня назад +6

    Ana mapuranga ndevekunyeba ava kudyira vanhu Mari chte

  • @user-wi9wk7fy8t
    @user-wi9wk7fy8t 23 дня назад +18

    Paingoda mukotsanjera anozvibata zvese

  • @westonmutizha8693
    @westonmutizha8693 23 дня назад +4

    Zvakaoma hazvo ukanzwa mukadzi akushinga kutaura pajekerere kut ndinogara ndakatota ,haisi nyole zvakaoma hazvo Mwari kudzwai,thank you Karanganda

    • @silentmutsikamahwe6906
      @silentmutsikamahwe6906 23 дня назад +1

      It's not easy at all worse vanaSamanyika mukadzi mukuru iiiiii pakaipa

  • @ethigilly0808
    @ethigilly0808 23 дня назад +8

    Kupedzerwa nguva nemaporotita vakatiza kugadzirisa chivanhu chemumisha dzavowo. Hapana basa rabatwa asi vatotungidza moto ndozvanoita maporofita aya. Zvemishonga zvodawo vanoziva makwenzi musapedzerwa nguva.

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 23 дня назад +7

    😂😂😂kule ndofunga waiva Headmaster bataps mavekunzi oo you can read Imi mavekuti you can't read maifunga kuti kule havaverengi kkkkk mavanzwaka murungu wedu❤

  • @Belindamatshiya
    @Belindamatshiya 23 дня назад +5

    Ba taps izvi zvinoda mukotsanjere chete ,haaa tinorwara kusaona mukotsanjere ndiye best endai kwaari ma sports anopera

  • @selinachaparika9330
    @selinachaparika9330 23 дня назад +1

    Kule vaiva professor chete chirungu to the world😂😂😂

  • @sheddykuipa8065
    @sheddykuipa8065 23 дня назад +3

    Baba taps apa maifanirwa kunge muripo takaruzirira sure eish takarasikirwa zvikuru

  • @user-fq1xu4cy2k
    @user-fq1xu4cy2k 23 дня назад +9

    Haaaa varume wekaranganda zviporofita zvenyu ana mapuranga imbavha

    • @mildredmharira8764
      @mildredmharira8764 23 дня назад

      Hoo, do you know them personally? Pane vakamboshandirwa nawo ere

    • @user-rz4xd9cu1v
      @user-rz4xd9cu1v 23 дня назад +1

      Iye mapuranga arikuti mukosanjera akasiya basa risina chabuda. I believe mukosanjera but maybe vanogona hake kana asingaite masaramusi

    • @silentmutsikamahwe6906
      @silentmutsikamahwe6906 23 дня назад +3

      Ngaangoshandira asiye mazita evamwe vabatsiri cz mukotsa anosiya musha usina kana confusion munodzumburudzwa mese... Mapotsori ma2 minutes zvodzoka futi

    • @user-fq1xu4cy2k
      @user-fq1xu4cy2k 22 дня назад

      Mapuranga hapana chanoziva anoita zvemapipi tomuziva uye nyoka pashandira pese anobata

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 23 дня назад +2

    Please hama dzangu taurirai dare rekwa Marange kuti vasiyane nembavha idzo vanaMapuranga

  • @emmanuelmupamhanga6093
    @emmanuelmupamhanga6093 23 дня назад +2

    In karangand tv im here to stay .....❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @PriviledgeMushipe
    @PriviledgeMushipe 23 дня назад +4

    Kt dheshe 💃💃💃💃💃💃

  • @user-rx6rr6fu2k
    @user-rx6rr6fu2k 23 дня назад +4

    Muchamama nawo maporofita apedza okubhadharisai ingoni dzipi dzinoda kubhadharwa ? Idenga ripi ravari kunzwa ngoni dzavo 😂😂😂wakeup pipo

    • @florencedzinodya2757
      @florencedzinodya2757 21 день назад

      Hapashandi.ngoni apa panoshanda mudzimu wekwake

    • @user-rx6rr6fu2k
      @user-rx6rr6fu2k 21 день назад

      @@florencedzinodya2757 shuwa kungopedzerwa nguva uko

  • @RopafadzoMavhiya
    @RopafadzoMavhiya 17 дней назад

    Kule ure always on point well done

  • @EmilyJirivengwa
    @EmilyJirivengwa 23 дня назад +2

    Aaaah ndomadzibaba acho aya enhema aya haaa hapana chakabviswa apa zvinhu zvake mdhara uyu mdosaka mkadzi uya ati hazvisati zvapera zvekubobodzwa uyu anongotora mari saGogo magumbo 😊😊😊

    • @ethigilly0808
      @ethigilly0808 23 дня назад

      Ichokwadi ichocho, ndinotadza kunzwisisa kuti sei vanhu vasingadzidze! Veduwe nhau dzeurombwa, dzekuripa, zvinotoda ku chivanhu idzi hadzimbofi dzakapedzwa nema porofita ndapota hangu. Vanongoponhodza zvotanga futi kana kupedzerwa nguva nemari

    • @lukemunhumumwe7719
      @lukemunhumumwe7719 23 дня назад

      I miss kiss me bye bye kkkk

    • @DadairaiMamwoyo
      @DadairaiMamwoyo 23 дня назад +1

      @EmilyJirivengwa taura hako handina kufarira kubvunza kwawo kuti makaitirwanani ndatoshoraa

    • @lukemunhumumwe7719
      @lukemunhumumwe7719 23 дня назад

      Dai vakaita zvavakaudzwa na mukotsanjera first time uyo wekuwa nebvuri pasimba paya aaaa

  • @user-ub1ej6jt1v
    @user-ub1ej6jt1v 15 дней назад

    Mapuranga team iyi inosanganisa kunyepa yoti kutaura zvisinganzwisis ike inojoba joba ,kutsvaga Mari chete

  • @tsimaso
    @tsimaso 23 дня назад +2

    Dai wadaidza Mukotsanjera akatanga basa iri aripedzesa pane kuenda ku maporofita.

    • @user-qd2sr9lu8s
      @user-qd2sr9lu8s 23 дня назад +1

      Mhepo yakabuda pamwanawavo yakati tsvakai vanhu vemweya that's why vaita zvemaprofita

  • @user-oe9rw8os6w
    @user-oe9rw8os6w 23 дня назад

    Iam addicted to baTaps ,ndasuwa Headman Chigodora

  • @Loeag75
    @Loeag75 23 дня назад +3

    Ana Mapuranga hapana chavanogona maScam

  • @julietshabalala3803
    @julietshabalala3803 23 дня назад +1

    Im addicted to Karanganda

  • @jennifertsikayi
    @jennifertsikayi 23 дня назад

    Sekuru mukotsanjera ndomupedza nyaya wenyaya dzakadai, madii kumbovatsaga🎉

  • @ApoloniaDamburayi
    @ApoloniaDamburayi 23 дня назад +1

    Thank you karanganda

  • @blessingbikinyaamidu5224
    @blessingbikinyaamidu5224 22 дня назад

    Mudhara uyu ayive lecture chete ❤️❤️❤️💯

  • @veronicamathabire5803
    @veronicamathabire5803 23 дня назад +1

    Silas Pondai Makanda akaenda kwaTsambe shuwa🤣🤣🤣🤣🤣

  • @florencedzinodya2757
    @florencedzinodya2757 21 день назад

    Kutorera vanhu vapenyu vanonotora futi havarengi ndafarira sekuru hanzi she is old and beautiful kikkkk

  • @user-du6gp6ze6t
    @user-du6gp6ze6t 14 дней назад

    Baba taps asi heardman chigodora havasisina nyaya here

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 23 дня назад +1

    Muporofita wakatora uye ndewekunyepa uye KwaSimba airotomoka uya nditsikamutanda

    • @beehrsolutions9315
      @beehrsolutions9315 23 дня назад +1

      Yes pandatovaona Bishop ava ndangoti Baba vangu Shava imi😢itsotsi mudhara uyu but I wonder kuti mwana apora nei

  • @MavisMupunganyi
    @MavisMupunganyi 23 дня назад

    Manga marova baba taps. Thank you

  • @user-tf6qq2pj5j
    @user-tf6qq2pj5j 23 дня назад

    ❤❤magona baTaps🎉

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 15 дней назад

    Chiremba ane chimuti parizvino ndi Mukotsanjera😊

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 23 дня назад +1

    Sei Mapuranga paanohaka mhepo achingoti mhepo yeMusena ,kwaSimba akahaka mhepo achiti yeMusena

    • @florencedzinodya2757
      @florencedzinodya2757 21 день назад

      Vasena ndeve moza zve ndivo vakazara side remutare nechipinge vamwe havana kuurayiwa but vaiva vafudzi vemombe vakafa vasina kuvabhadhara dzinodzoka sengozi

  • @tanakachirikure8112
    @tanakachirikure8112 23 дня назад +1

    First to comment

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 23 дня назад +5

    Hoyooo sekuru vechirungu

  • @lukemunhumumwe7719
    @lukemunhumumwe7719 23 дня назад +2

    Yaa Mukochanzera akavapedzera dai vakanzwisisa ipapo vaidai vakabatsirika

  • @ChristinaMavhusa
    @ChristinaMavhusa 23 дня назад +2

    Habva sekuru chirungu hr vanochisvisvina

  • @AdmiringCakeSlice-jr1bf
    @AdmiringCakeSlice-jr1bf 23 дня назад

    Thank you ba Taps

  • @user-gr5fe6kx1w
    @user-gr5fe6kx1w 23 дня назад

    Kkkkkk baba taps imika bhora mberi gogo variko hr sekuru vasimba kuneta kwapera bhora mberi

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 23 дня назад

    Mukotsanjera to the world mupedza chose

  • @TakudzwaMutendahama-zv5st
    @TakudzwaMutendahama-zv5st 23 дня назад +1

    Mapuranga wenyu uyuu handimuhwisisi😮

  • @justicemunyoro5408
    @justicemunyoro5408 22 дня назад +1

    Sekuru avo vanosvisvina chirungu 🙌🏻

  • @user-qp5vk5sk5e
    @user-qp5vk5sk5e 23 дня назад

    Pakafambiwa bigtime maje😂

  • @Tatenda684
    @Tatenda684 23 дня назад

    Maswra sei Dare 🎉❤❤

  • @brianshumba-vu3fj
    @brianshumba-vu3fj 23 дня назад

    ❤❤in love of sekuru vangu Jipeter and jafet 🥰🥰🥰🥰

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 20 дней назад

    Mhuri iyi yakaita mhanza yakanaka pana Simba paye mmmmm vakasungwa rurimi

  • @alicegoredema465
    @alicegoredema465 23 дня назад +1

    Kkkkkkk particularly to African culture 😂😂😂😂😂 kule vazondipedza

  • @plaxedeschangorora6066
    @plaxedeschangorora6066 18 дней назад

    Thank you baba Tapus ne update

  • @sheillahchakanyuka1260
    @sheillahchakanyuka1260 23 дня назад

    Mutsanjera power ndoanondipedzera nhau idzi

  • @esiterymunzvengwa7878
    @esiterymunzvengwa7878 23 дня назад +1

    Mukotsajera ndiye anorovharisa zvose

  • @godwellkutama4616
    @godwellkutama4616 23 дня назад +1

    Kkkkkkk mudhara akuda mumwe mwana haaa zvakabviswa shuwa kkkkk apa data rakazara panamdhara

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 23 дня назад +1

    Chidhara chakanyanya icho 😂😂❤❤❤

  • @tatendashumba2317
    @tatendashumba2317 20 дней назад

    Makomo hayeri here ayo ummmm kwamutare kotyisa hko

  • @SimbarasheChikodzamapfeni
    @SimbarasheChikodzamapfeni 22 дня назад

    A dog is a good friend in fact its part of family😊

  • @wellingtonchaumba7434
    @wellingtonchaumba7434 23 дня назад

    Mazizi machena shame

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 23 дня назад

    Taiyepo taiyepo ❤❤❤❤❤

  • @judx34
    @judx34 23 дня назад

    Karanganda 🎉🎉🎉🎉🎉

  • @user-bs1qe9bx2e
    @user-bs1qe9bx2e 22 дня назад

    Yooh zvenyu mukuchenesa musha

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 22 дня назад

    Karanganda Makanda chikwambo kuti dhesheeeee

  • @RopafadzoMavhiya
    @RopafadzoMavhiya 17 дней назад

    Daidzai shumba yengozi sekuru mukotsa vnopedza masports

  • @user-js8rb8tw4f
    @user-js8rb8tw4f 23 дня назад

    Doctor baTps thank you

  • @lee-annehwehwe4456
    @lee-annehwehwe4456 22 дня назад

    Ko kuchimbidza kuoneka munhu naMwari anoti as the Holy Spirit leads.

  • @spearstv9890
    @spearstv9890 23 дня назад

    Kkkkkkkkkkk hanzi ndakakutya ndakuona vakapfeka gemenzi mapupura Baba taps

  • @dorcasmushango4713
    @dorcasmushango4713 23 дня назад

    Good to see purisakadzi ramambo marange❤

  • @user-qd1sc6ln5l
    @user-qd1sc6ln5l 23 дня назад +1

    Mukotsanjera on point

  • @EvidenceMugari-vk9yx
    @EvidenceMugari-vk9yx 23 дня назад

    Karanganda ❤

  • @user-bm6uu8qs4b
    @user-bm6uu8qs4b 6 дней назад

    Kuromba hakuna kunaka vanhuweee

  • @LinnetMoyo-uw6td
    @LinnetMoyo-uw6td 22 дня назад

    Haa apa kunyeperana apa

  • @shumzaali714
    @shumzaali714 23 дня назад

    Mamuka sei nhasi

  • @terminagematinyarare8699
    @terminagematinyarare8699 23 дня назад

    Nô 3

  • @lukemunhumumwe7719
    @lukemunhumumwe7719 23 дня назад

    Ndaapo

  • @user-rz4xd9cu1v
    @user-rz4xd9cu1v 23 дня назад +1

    Baba taps zvirikureva kuti mukosanjera akunzi zvaakaita hazvina kuita. Or vaive vasina mari yekushandirwa or otherwise

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 21 день назад

    Haaaa musha uyu une madhara Ari fun haikona 😂😂😂😂😂

  • @kingdeedouglasnyoni2745
    @kingdeedouglasnyoni2745 23 дня назад +1

    Vaya vaiti kamudhara kaya kechirungu kari innocent huyai tone

  • @user-gr5fe6kx1w
    @user-gr5fe6kx1w 23 дня назад

    Kkkkk Kure kkkkk aya chirungu

  • @ronaldevans9420
    @ronaldevans9420 23 дня назад

    Our daily bread Karanganda

  • @sqrd3536
    @sqrd3536 23 дня назад

    Sekuru Silus has stated his case well. Signed and sealed😹. Bless him🤓. Nothing holy about using soil and doing rituals on mountain tops. Some of these people are not being 100% honest. Waiting for the Tonderai update. Thanks KTV❤

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 21 день назад

    Karanganda munondigonera Shem

  • @slauschannel
    @slauschannel 23 дня назад

    Ummm dzinza rese kuromba,
    Baba Taps maivepiko muchitadza kutiratidza mazizi machena 😂😂😂

  • @brightonmoyo6766
    @brightonmoyo6766 23 дня назад

    Kukawuuya mkotsanzera anopatiza mapuranga

  • @user-qs1bu3jd5x
    @user-qs1bu3jd5x 23 дня назад

    Masiirei mota kure munouraya vasingagoni kufamba

  • @RumbidzaiGonoremvuu
    @RumbidzaiGonoremvuu 23 дня назад +1

    Arikuda Mari uyo mbavha anosiyana nagogo moyo endai kwatasvu zvinodzoka futi nesimba

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps 23 дня назад

      Zvodzoka zvoueraya zvoda nanga izvo

    • @ThandoNcube-xy2fo
      @ThandoNcube-xy2fo 23 дня назад

      Uuu ana mapuranga musada.mbiri tapota Tasvu wakapodzaSimba wanga aurawa.naCharisi izvezvi ndiye orwara

  • @LenahAruvhera-eg6ug
    @LenahAruvhera-eg6ug 20 дней назад

    Uuuuum zvakaoma

  • @MelodyMwatwara-qy1zd
    @MelodyMwatwara-qy1zd 23 дня назад

    Baba Tapus endesai mhuri iyi kwasekuru Mukotsanjera zvinhu zvakabatwa izvo ndezvefake .Ko nyaya yaTonde yakazoitwa sei???

  • @lchi89
    @lchi89 22 дня назад

    Kana uchikundwa chirungu na Sekuru Pondai…nyara!

  • @madamboss7216
    @madamboss7216 23 дня назад

    Mukotsanjera woye ❤❤❤❤❤❤

  • @TafadzwaTafadzwa-km5kz
    @TafadzwaTafadzwa-km5kz 23 дня назад

    Bishop ava chibaba

  • @harmonymadondo1436
    @harmonymadondo1436 23 дня назад

    Chulaaa

  • @user-sn4jk6ck4r
    @user-sn4jk6ck4r 23 дня назад

    Baba taps mofema negomo shandai kuti chuuuuuuuuuu😂😂😂😂

  • @JohanesShava-hs3dr
    @JohanesShava-hs3dr 23 дня назад

    Haaaaa mapuranga imbavha iyo

  • @slauschannel
    @slauschannel 23 дня назад

    Mudhara we chirungu 😂😂😂😂

  • @resinadhuura4192
    @resinadhuura4192 23 дня назад +2

    Mudhara anogona kuverenga uyu

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 23 дня назад

    Baba Taps taapo❤❤❤❤

  • @RumbidzaiGonoremvuu
    @RumbidzaiGonoremvuu 23 дня назад +1

    Mukupedza nguva nababa avo vekuhakira mweya waiva nasimba endai kwasekuru tasvu 1