Fone yake first,paakagara pacho achiinterviewer second,kuzouya kutorwa paboarder kkkk,munhu akaromba ane mari,uncle inga makavhurika wani,ko apooo hindava kuitiswa zvemudondo,hanzi ndakatiza kuZimbabwe cz ndanga ndaakutrender pasocial media,kuSouth Africa hakuna social media,uuumm hazvisi kubatana izvi, advertising advertising advertising kutsvaga mari best movie best movie best movie😂😂😂😂
He hasn't got a house, he has flat, then changed to renting a room. I don't believe anything he's saying. For example what happened to all the properties that he said he had. Why rent a room, stay in a hotel you have endless money
econet should send us a warning ⚠️ informing us that ...Dear customer be aware that the following video you are about to watch might might wast your data for nothing because is full of lies
Sei musingaiti mavideo achiratidzae zvishandwa. Always panze ana Passion vanobudisa zvavo wani
Tsvagai mbiri mushe mese na Tadiwa wenyu
😢😢mwana uyu ndamuziva inext door yekumusha kwedu kuHwedza kufarm kwedu imi unherera hwakarema ndoiziva life yake kubva pakafa mai vake 😢😢😢
Tipe zvimwe zvaunoziva wanku
Eish zvakaoma hako iwe
Sekuru hamuwone hr kt mufanha uyu arikunyepa
Zvinhu zviripachenya kt kunyepa
Is it true
Fone yake first,paakagara pacho achiinterviewer second,kuzouya kutorwa paboarder kkkk,munhu akaromba ane mari,uncle inga makavhurika wani,ko apooo hindava kuitiswa zvemudondo,hanzi ndakatiza kuZimbabwe cz ndanga ndaakutrender pasocial media,kuSouth Africa hakuna social media,uuumm hazvisi kubatana izvi, advertising advertising advertising kutsvaga mari best movie best movie best movie😂😂😂😂
😂😂😂😂
Uyuu mufanha anonyepa uyuu 😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 kamunhu aka knopenga ndozvinoita munhu ane marii er
Hapana kana cent apa
Ndatya kana kuLiker video uncle😂😂😂😂😂
Taura hako
😂😂😂
Chimboendai kumba kwacho 😂😂😂😂 tione uuuuuum zvakaoma hazvo ini ndotya kunzwa kuti n"anga
Haaaa upenyu nehurombo neruchiva zvinokusvitsa kuenda kunobata zvinhu zvakaipa dai wakamira Mwari vaikuropafadza nenguva yekufa ari kuziva mukomana zvakaoma
So u believes this guy amboti he is 14 years last year now 18 years
😭😭😭 Lord I'm crying for my generation
He is lying 😂😂😂
Tsvaga mwari mwanangu, shoko ramwari rinoti call ain't to me and I will show you the great mighty works.
Kushanda nemaoko ako kwakanaka.
Amen
mwari anobatsira anozvibatsira kuromba Hakuna kuipa
Kkkk uncle Saint the way you ask him questions is very fun like it
Kanonyepesa ako, nemiwo uncle saint ma kushaiwa zvekubuditsa
Vanomboshaya ava
Akufamba nemota here
SAINT murihuchi ndoramba ndinemi huchi hwenyu hunotapira
Zvinoda kungosimba chete😂😂😂😂kushinga chaiko
Anonyepesa mwana uyu,anyway ngatingo teerera ngano kuvaraidza nguva
😂😂😂😂😂Haaaa kunyepa anozama mufana uyu
😂😂😂 kamunhu ako mmmh ma1 pakukanga, kanosona mabhodhoro....🙌
😅😅nhay sekuru nemio matobvuma kpusiswa shuwa....ko ngationei mota dzaanadzo zvse zvaanqnzvo kna akaromba
Uyu mwana anonyepesa haiwa kutanga pamakore😂😂😂😂😂😂
Ichokwadi kana muchiziva mavedios ake ekare
Arikurevesa malore zvirikuenderana nepaakasonoromba
Ndozvakaita fon yemunhu ane mari here izvozvo 😂
Tadiwa chibaba kane hushingi semurume😂
Kanonyep kamfana akaaa
Kupiko kamfana aka kanotengesa ngoma paBhello mutonaz
Mmmm chivindi chacho
Mufana anonyepa anoshura zvake iyeye 😂😂
😂😂😂😂 anonyepa mkomana uyu nhema idzo
We need to see his house tione kuti ane mari zveshuwa here😅
He hasn't got a house, he has flat, then changed to renting a room. I don't believe anything he's saying. For example what happened to all the properties that he said he had. Why rent a room, stay in a hotel you have endless money
Kanonyeba@@Maruva77
Cash hapana ba
😂😂😂😂
Hanzi ndaburuka muJoburg paRoadport ndakapiwa bag rinemari 🤔🤔🤔
Kkk knonyep aka😂😂😂😂😂
Dai mwari vandichengeta ndiriritire vana vangu 😢😢😢😢😢
Mufanaa anonyepaa uyuu ahhh handisi kutonzwisisa story yakee
Haisangani nyaya iyi ,chokwadi ndatadza kuchisanganisa apa ,from chipinge to Chiawelo soweto
Anotaura chokwadi remember achiti ndakanoromba nenyaya yokt ndaitambura ndichigara mu street
It's devil spirit network
Chero neni ndangandongo vhunduka 😂😂😂
😂Yoo this boy his lying guys
Uncle saint please endayi nemwana ku rehab please kkkkkkk
Ndirini ndaingokadira mbama kamfanha aka...kujairira vanhu
Hapana kwakaenda SA hakuzivii Mmm mufanha uyu anonyepa apa atori kuserii kwe central ndokakatogara izvezvi 😂😂😂😂😂
Anyepa mu Joza kune roadport here
Kune Roodepoort near Honeydew
Yes
lm back on the game now😂😂😂 musajairire vanhu imi mpfana akudyisa vanhu nyaya
😂😂asika.....akati regai ndinonyepera pacamera yeSaint TV
Ndipeiwo # yake uncle 😂
Asiunomboshaya nyaya hre saint
Mfana unonyepesa uyu apa serious yacho😂😂😂
Uncle saint makadii manga matorova ko.zvisikana zviya zvinherera zvakazowana chikoro here ...veduwee
Haana rugare uyo nhema idzo
AAAA uchapedzesa mhuri neurombwa iwee usashinga nhema Uri mwanamudiki iwe
Ndotunyaya twedhaga manje utu, kanonyepa kampfanha ako. Tsvagai Jesu achawanika. JESUS IS THE TRUTH
Kanonyepa akkkkkaaaaaaa
From 4min 20 seconds going up anyepa in SA mabus haamire ku Roodeport 😅😅😅
Uncle regayi kuitiswane team remutoriro
Haa uyu haiite mutoriro hamuskuuziva
Hazvizode kuti wakaromba wobva kuS.A nebhazi😂😂😂😂😂😂
Uncle zvimwe zvacho vanhu venyu ngavataure zvinhuzvine ma v 11 ,taneta kunyeperwa isu
😂😂😂😂😂😂 kanosimuka kamuzukuru kenyu sekuru
Mukoma Tadiwa tsvagai Mwari nguva ichiripo kuromba ne age yako iyo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Kanonyepa aka. Life iri kufamba iye achibaya kaTecno! Price yezvinhu zvese zviri paari haisvike $80. Musatambisirwe time mukoma Saint.
Phone $50
Bhutsu $5
Trousers $3
T-shirt $2
Watch $3
Hair style $1
Total..... less than $65
Haaa getaway mpfana uyu ndiye mboko mpfana uyu
Ahahahahahahahaha uyu anopenga zvake kkkkkkkk
Nyaya dzake hadzisangane anonyepesa
Haa uyo haana kuromba uyo akungodawo ku trenda.
Kanonyeoa aka ,zvakapfekwa zvacho nemunhu anemari azvipindirane
econet should send us a warning ⚠️ informing us that ...Dear customer be aware that the following video you are about to watch might might wast your data for nothing because is full of lies
Musatipaa nyayaa dzenhemaa gtway
Foni yembinga maiona here veduwe kunge aitero yang 😂
Hanzi I'm back on the game, chinopenga chifana ichi😂😂😂😂
kamfana karikutauriswa nemaDrugs aka 😂😂😂
kanonyebesa !!
Kune mabus anobva Zimbabwe achienda roderport mujoburg here nhasi??
Anopenga marii inoita kutii atadze kuverenga makore Ake here
😂😂😂😂😂😂vanhu vane nhema aaaaaah 😅
haaaa anonyepa uyu..😂😂😂😂
Ummm nyika yashata
Please mhuri yezim batsirai mwana nguva ichipo
Anamadungwe wawanda
Iganda remunhu anemari iroro😂kuromba nhamo
Ko Ganda raGinimbi iro ririnani😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Fon yako mpfanha haisi yemari ne watch yeplastic iyoo😂😂
Tagara tichangofa tese tichafa😂😂😂😂😂
Tadiwa une kamwe kakudhomoka kauri kuita plus ukunyepa ndaona wazopenga nekufamba kwenguva😅
Kokubata phone mnje 💀😭😂
Can he show us money and cars nedzimba manje unorombera kugara muflat😂
Apa ane4n inokweshwa nhova😂😂😂😂
Ndocomment yandafambira iyi 😂
Anoita nezvei..kana kumuziva😅
Aka kanoda kurohwa mbama... Kunyepa so
Inyamanhindi yekupi nokuti nyamanhindi yakakura takutyirawo kuti pamwe anehukama nevana vedu
Vane hukama😂😂
Pandaona phone yake ndatopera simba😅
Haaaa arikureva nhema uyu hakuna mbinga yakadai
😂😂😂😂😂😂😂mbinga yakadai
Igandaa remarii here iri
Toda kuona marii ycho katsotsi kamwana aka nezvakapfeka zvacho apa skin no kupengereravo zvayo ngati akuita hu garden boy 😂😂😂😂😂
Musamubvunza futi anotikanganisira Vana wachifunga Kuti zvakanaka plz
Drama rana pipi 😂😂😂 vapfana vadakuradzikwa ava
Imi but pafirst interview airatidza tsvina
First time kunzwa munhu akaromba atotaura kana achiri mazviri😢😂.kunyepa uku
Nzvimbo yamaitira interview haisvikwe nembinga😂
Saint!!!! Kwana hanty mukoma anonyepa
Kkkkkk mufana haasi kunyeba here uyu
Kanonyepa ako
Haa kanonyepa ako 😂😂😂
Mwari pindira vana vedu chivindi vanochiwana kupi shuwa
Mwari haana kuona msg yako. Hanzi type again.
Zvenhema zvana saint tv izvii
😂😂😂😂 hanzii pandakashaika kkkk
YatoveGost kudara
@@AlfonceChishemu kkkkk🤣🤣🤣ah zvakaoma Pasi pano so
Mmmmmm haiwawo ngaabve apo situmachi lying nxaaa