This is so sad vanhu varikunyeperwa vachidyirwa Mari muporofita regai kutora advantage yekutambura kwevanhu movadyira mari hari itsva iyo inganzi inemakore
Did you notice kuti mwana akanzi ndi Mukotsanjera ane dzimu remumusha and will lead this whole process, ndiye atungamirira as said. Mhuri irikutaura kuti murwere apona.
Hari iyo nekutsvukira kwayakaita yakaiswa nemuprofita uyo kunyeperwa Hari isinga ratidze dust kna kuratidza kuti ndeyakudhara plus Hari inoiswa itsva isati yamboshanda kutoshotesa Hari dzemukadzi kumba hapana zvaitwa apo
Hari iyo ndeye manjemanje. Maziteteguru ndiwo akanyora mazita evazukuru❓ Anyway Baba Taps kwire dzike gomo💪💯. Madzibaba enters cave no-one wants to assist. This is how mountain fires 🔥 start using such big logs to burn a small calabash? What's in that thing, tione mazita acho hapana aona.
Nhaimi vanhu vemhuri iyi ko matadzawo sei kuti hari iyo ivhurwe muonewo kuti munei. Apa hari yacho ichiri kupenya hutsva asi zviri kunzi yakaiswa makare kare
@@constancemarifiye6658 true Mukotsanjera’s ndiye akabvondora zvese. Haana kuzobata basa nekuti they couldn’t afford his charges. Mapuranga is charging too if you listen carefully.
I see fake fake hari dzakasiiwa ne ve old stone age people ndodzamava kutora mugomo vamwe muchatorana nemadzinza asiri enyu this man fake yemunhu Bishop my foooot😂😂😂
Jira rabuda apo inyowani zvekutodaro nemakore agara zvinhu izvi mugomo kunaya kupisa worse padombo haaa its too much of à scam hari yotsva kunze asizviri mukati zvoramba zvakadaro rega tigonzwa hedu maResaults. Iye anga achitungamira vanhu kusvika ipapo ndiyani b4 i conclude hangu
Pandango wona retso new one ndabva ndango ziva kuti I zhet. Why didn’t you break the pot before burning it kuti vanhu vaone zvanga zvirimo. Kuri dombo kupwanya knowing ti scince twake tunobva twati tugu.
Aaahhhh zvorwadza kukwira makomomo anhuweee
Haaaaa madikitira shuwa
Makaita good exercise baTaps 😂😂😂
Ndazvoina kuti gomo rakurwadzai
baba Taps WhatsApp number yenyu ndiyo here inobuda apo?
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Mmmm hakuna zvinetso zvedzinza zvinoomborerwa nemukadzi musanyebere vanhu imi
Kkkk gomo rorwadza
Matsotsi aya
Yaaa hari iyo hapana aimboiona chokwadi Saka vamapuranga varikuti musha uyo vachina here zvemashuva shuva
😂😂😂😂😂😂😂😂😂vanhu vacharombeswa vachiti kubatsirwa
How come noone is talking about mupurisa waMambo who is singing so good ❤❤
Ma likes kuna baba Taps
Mupurisa wambo anoimba ndati. Let's clap hands for him👏👏👏.
Mupurisa wamambo anoimba hake❤
Kkkkkk ndazvionawo
Hari haina kuiswa day b4 hre . Bcoz vanhu vave kutsvaga mari. Vave kutamba yese yese. Chinhu chakaiswa kwemakore chinobuda chisina mujuru kana madandemutande. Chiri clean like chakaiswa zuro. Hameno. Chikuru kuti vanorwara vapona hre . Ndiko kuti basa raitwa . Chikuru kupona🤦♀️🤦♀️🤦♀️🤦♀️
Teams rese iri kutsvaga mari chete chete hapana chirikupera kudyirwa mari chete
Taurai henyu
😂😂😂😂😂😊
Yakaiswa iyo y mugomo
😂😂😂
Kune wese akandiroya nguva ichakwana hayo,hapana nguva isingasviki
Kkkkkkkkkk😂😂😂
😂😂😂 taura zvko dea
Taura hako their time is coming
Endezvedi
This lady that speaks of marriage andirwadza😢
This is so sad vanhu varikunyeperwa vachidyirwa Mari muporofita regai kutora advantage yekutambura kwevanhu movadyira mari hari itsva iyo inganzi inemakore
Muporofita uyu akarowa anotaura chokwadhi kuti ayiwa hari ndini ndayisa mmxx andibhowa sei
Thanks baba taps
Chihari icho chakanoiswa naMapuranga nechikwata chake. Hachiratidze kuti chakanoiswa mubako imomo kwemakore mazhinji akadarika. Tsika yekubira vanhu vakatarisana nematambudziko hazvina kunaka. Mbavha idzi ngadzirohwe.
Kkkkk hamushaye mawords idi kkkk mapuranga manje
Did you notice kuti mwana akanzi ndi Mukotsanjera ane dzimu remumusha and will lead this whole process, ndiye atungamirira as said. Mhuri irikutaura kuti murwere apona.
Ko Hari yacho yangokandwa mubucket vanhu vasina kuoneswa sei hapana kujeka apa
Taura hako why Chisina kuratidzwa vanhu kungokanda mubucket
Saka mkadzi uyu anga ane mudzimu ndewa Mapuranga fut
Ko vanhu sei kusadzidza kuti maporofita ndevenhema kungobirwa makangotarisa kudaro
Pashayawo avhura kahariko kuona kuri mune chinhu here😂
Nhai nhai
Nhai zvako iwe
😂😂😂kutya uko kt pamwe unofa
Kuita gona ramachingura chairo rakaimbwa nevaimbi, zvakaoma chokwadi
Hari iyo nekutsvukira kwayakaita yakaiswa nemuprofita uyo kunyeperwa Hari isinga ratidze dust kna kuratidza kuti ndeyakudhara plus Hari inoiswa itsva isati yamboshanda kutoshotesa Hari dzemukadzi kumba hapana zvaitwa apo
Haa kwaMutare huye bodo kwazara mbavha dzinopfeka magemenzi ne dzemachira matema
Mawona mabatire ayita achi Kanda mubucket chinhu chazvigadzirira oga uti atyise mhuri yekwaMakanda apa Havana kuratinzwa kuti mazita arimo sure here mbavha😢@@regreatdoreka
Ini ndanga ndichitofungawo Kuti vanhu vacharakidzwa bepa rinemazita negona tine ropa.muhatimo
Itsotsi iri haa kudyirwa mari mahara anotozivana namambo wake
Vanhu varivotyoka makumbo vachipinzwa munhu makadai umu
Izulu kabalingeni, madzibaba ngamatsotsi, stealing from the poor people, ihari ngekaMapuranga😢
Munhu anopfuma nekushanda, vanhu vatema takaroiwa neakafa, ipapa matobirwa ft zvishoma zvamuunazvo, nguva yenyu remember Time is money!!!!!!!.
Kamushauriro ka officer kari kuratidza kuti nhamo haisi yekumba kwavo 😂
😂😂Kunakidzwa zve nhamo yemumwe hairamwirwi sadza 😂
Hari iyo ndeye manjemanje. Maziteteguru ndiwo akanyora mazita evazukuru❓ Anyway Baba Taps kwire dzike gomo💪💯. Madzibaba enters cave no-one wants to assist. This is how mountain fires 🔥 start using such big logs to burn a small calabash? What's in that thing, tione mazita acho hapana aona.
Imagine kupusiswa kwacho. Madzi Teteguru aka nyora mazita evazukuru vakanga vasati vabarwa in advance
Mupurisa waMambo anoimba veduwee
Tinoendawo kuchurch asi kindishorera mukotsanjera kundibaya netsono
Shuwa iyoyo wangu 😢
BABA-TAPS VERY CHEERFUL ALWAYS THANK YOU FOR BRINGING THIS TO US
Thnk baba taps nezvamunoita rambai makadaro nechido chenyu
Ini zvangu uyu handimuchenesi muporofiti uyo
Sei wadaro ndiudzewo ndisati ndamusvaka
@@joyceparwazenga7545saka unoti ndiye wauya negona here ipo painewaigara wachirota kuti pane hari ineropa mupenyu variko vasingabvumi chokwadi
Tiudzei pliz tisate tanyura. Maihweee ndange ndanyura😂😂
Pamwe ndiye akaisa hari 😅😅😅😅😅 maprofita avakunetsa
Kushora anonyanya
😂😂😂😂😂may I learn to pray for myself
😅true zvakuda kuzvinamatira ukamirira kunamatirwa nevamwe unoitiswa😢
Mapuranga uri Mupostori so why kuomborera😂😂
Hari iyo yakaiswa day before
Toda ma testimony please after 6 months baba Taps hoyeeeee
True
True
At least mamboita exercise mmmm
Pakabuda rova mbira apo munomhanya mukafenda😂😂😂
Ini ndange ndichida kuona paper rakanyorwa mazita neropa
Nhaimi vanhu vemhuri iyi ko matadzawo sei kuti hari iyo ivhurwe muonewo kuti munei.
Apa hari yacho ichiri kupenya hutsva asi zviri kunzi yakaiswa makare kare
Kana dehwe racho kudai richiri kuonekera kudaro vanhu vhurrai mese shop takaiona wani kuti ravedongo mavharwa nembavha iyi
Mupuranga is a con artist , ko zvekupira nekunamata zvirikupinda papi. Hari iyo was planted
Bhuru riri kufema kukwira mukata. "Kuti dheshee pasofa risina sipingi". Kwira gomo babaTaps. Ndiko kutapa nhau, uri pandima nebadza. Wadzidza baTaps.
Ndaita wekutanga nhasi baba taps ndanga ndakatokumirirai
Big up baba taps ,bhora bheri karanganda TV ngeyedu
Madhara akadai anobira vanhu vakanyenama zvakaoma
Kana zvisat zvazvika kwenyu unoti imbavha
@@MaslineNyakujara-i3e you are in every comment defending this con prophet why? Are you part of the prophet crew?
Am not defending this one .l stand with Sekuru Mukotsanjera
Ko hari yacho aiisirei mumvura vanhu vasati vaona zvayakaita this is totally fake
Pasina mukotsanjera hamuna kwamuri kuenda
I agree 💯 percent
That true
Hari iyo daiyaiva yevaroi uyomkadzi angadai asina kuibata nyore nyore kana iye Mapuranga wacho kungosimudza kunge munhu arikusimudza cup yetea
hehehehe
Makatoshora zvenyu Mukotsanjera but uya murume unoita chokwadi chisina kuvanda
Ndiye akatoputitsa Mukotsanjera kt zvizvike pazviri apa
Vaifana vakadzokera kwaari shuwa i hope zvaperera otherwise vachamudeedza pasina zvafamba mushe
Ndiye mudhara asina chaakaita pana Simba
Chaakangogona ku header bmkuru chete 😂😂😂😂
Bamkuru wasimba anofanirwa kusungisa fack prophet uyo...wanhu ngawavhurike meso mani
Makandishorera Mukotsanjera munondivhiringa.ende parikuombererwa poimbwa zvechurch
Hmno paakapesana ndoofunga bt Mukotsanjera ndiye akavhura zvose manzwa hr uyu apihwa tsvimbo kt akanzi ndiye achasunungura mhuri iyi I think kuoma kwedzinza musoro ndoosaka akasvisiyawo
@@constancemarifiye6658 yes BT Baba avo vakutoita kunge ndovane power rese
@@constancemarifiye6658 true Mukotsanjera’s ndiye akabvondora zvese. Haana kuzobata basa nekuti they couldn’t afford his charges. Mapuranga is charging too if you listen carefully.
@@StellaBanda-u8v ok 👌 dea zvinhu zvacho hama ma1
Muchazvirega zvamaporofita izvi mapedza kuitiswa zvse izvi ko uya hako kamukomana kanogona kukwesha nyini musingakaoni koita basa😂😂😂😂
Vanhu vanoshinha chokwadi munhu kukwira mugomo kusvika kwekupedzisira kuchida kuroya vamwe chete kuti vassbata chinobatika zvinotyisa
Hari iyo daiyaiva yevaroi uyomkadzi angadai asina kuibata nyore nyore kana iye Mapuranga wacho kungosimudza kunge munhu arikusimudza cup yetea
Aaah taura hako shaaaa igame iro chikwambo hachobatwe nyore kudaro
Officer vakanganwa kunyora ma minutes vakutoimba zvavo😂😂😂
Mune energy officer
Dare raMarange ndidzo mbavha, vanodya netsotsi iro rinonzi Mapuranga.
Taura hako ini mambo mutasa is the best not marange
Baba taps ini ndakamirira nyaya yekwamaiva nezuro kkkkk cz maiva kumuzinda kwangu chaiko 😂
Zviri pachena Kuti mapuranga ndiye akanoisa hari iyo yaaa tomboitiswa nhai
Nyaya yengozi nezvikwambo inoda n'anga not ma prophet panoda mukotsanjera apo
True apa ndiye anohaka
Murume anonzi mapuranga uyo acharohwa zvake achapinda mune imwe mhuri yakamutsa sesu anofara mahara
😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Uri mwana wechikwambo wakaputirwa nazvo musuri wako
@@blessmoregunzo-cb6qu manyo pako Satan dozvi
Ko Hari ngaaibude zveee
Waakusvobida ba taps iiii sandinyole!!!!
Officer munogona kuimba asi vamuri kubatsira vacho vanenungo dzekuimba
Taura hako
Ngatimirirei maresults chete
Paakauya akashanda akamboita day off ndopakaiswa hari 😂
Mapositora matsotsi ndeye akaisa Hari mu Goma sei asina kuivhura
true
baba taps huchi baba
Uyu anonyepera vanhu. Arikushanda nezvakanzwa nemhuri iyi
How come hari haina kuvhurwa kuona kuti mune mazita here.
Ko inga havana kuratidzwa mazita acho uye kuratidzwa zviri mukati . KUBVUNZAWO HANGU
Madzibaba vari kunyepa hari ndeyavo iyo
Saka muri kuti Mukotsanjera akazvitadza here kusvika pakuzodeedza Mapuranga
Sure bvunzaiwo vachademba zvavo namapiranga wavo uyo anodya namambo
Who, and how did they know kuti ndiko kune hari🤷♀️🤷♀️🤷♀️Mhhhhh mbavha dzema porofita idzi kkkk
Kudlalwa ngabantu shame
Asi mudhara uyo asadaro pavasvika mugomo musikana wedzinza uyo ndiye atanga kubata hari mapedza moti hari ine zvikwambo nezvimwe zvakaipa handiti wemweya ndiye aifana kutanga kuibata here uuuuuu Mapuranga usadaro
Ifake. Hari dzakadai dxowanzova nesecurity rrovambira takakkurira. Kumamisha hapana anoosviikapo
Muroi akawoma chokwadi Kusvika pakuenda nehari muninga Here ,varoi vose ifai vanhu vazorore
DZIMWE DZIRI KUKWIDIBIRWA PAKATI PENYANZA USATAMBE NEMUROYI NYIKA YAKATAKURA KUREMA
Ukhulumi iqiniso shlobo a omadziba laba
Baba Taps ko hamuchabuditsa nyaya dzekwaHeadman Chigodoro
Hari ikuratidza kuti aina nguva yaiswa iyo
Umwe achakoborwa nenyoka
Kubirwa makatarisa sure tine hurombo 😂😂😂
😂😂😂 nekwamasara baba Taps kkkkkkkk
Ko musikana uyu ane connection nehari iyi here pamwe ini pane pandadarikira
Ndanzwa kut ndiye achasunungura dzinza ane mudzimu wanga wakamugara wakatarisa part 3 ndiye akatungamira vanhu avo
Yes hanzi ndiye airota kubva kare@@margarettakundwa6333
Hari new iyo mmmmmm
😂😂Takazviitwa kwedu uko nanatsika mutanda vanhu vakatorerwa zvipfuyo zvese.nemidziyo matsotsi ava kunyepa zvese izvo. Bye bye nhamo yei ichatowedzeresa chiregai kushanda nesimba muchiti mabviswa minyama 😂😂😂
Hu conman haunyatsooneki hukaitwa nevaakuchena msoro.
Mupurisa wamambo aiwa anoimba anenge anopinda mugodhi chete kungoti varikuimbirwa vacho vanenungo dzekudaira
Bye bye nhamo munotamba imi namatai matambudzo panyika mafaro kudenga wowodoo Izvi zvichipera mumwe Ari kundoita musatanist zvakare
dai mukotsanjere atovhura hari achipangidza mhuri zvirimo i don't know why this your bishop wasin kupangidza vanhu
I see fake fake hari dzakasiiwa ne ve old stone age people ndodzamava kutora mugomo vamwe muchatorana nemadzinza asiri enyu this man fake yemunhu Bishop my foooot😂😂😂
Energy ina officer 😅😅😅😅😅
Jira rabuda apo inyowani zvekutodaro nemakore agara zvinhu izvi mugomo kunaya kupisa worse padombo haaa its too much of à scam hari yotsva kunze asizviri mukati zvoramba zvakadaro rega tigonzwa hedu maResaults. Iye anga achitungamira vanhu kusvika ipapo ndiyani b4 i conclude hangu
Pandango wona retso new one ndabva ndango ziva kuti I zhet. Why didn’t you break the pot before burning it kuti vanhu vaone zvanga zvirimo. Kuri dombo kupwanya knowing ti scince twake tunobva twati tugu.
Izvi zvongods Mukotsanjere izvi haaa
😂😂😂😂Chenjerai kutyoka nhunji kuremara chaiko dai abvisa bhutsu
Baba mapuranga wanoshoresa Nyika nemakomo anoyera awa ne fake dzakadai chose ....mambo Mutasa ripisayi Bishop we fake awa
Mari yakaenda mahara nematsotsi aya
Haaa nzvori munozodziziva matambura its fake havasiwo vekubata zvidhoma pamuzhanje here baba avo kukazobatwa nyoka kwaMukumba.fake
Hari itsva iyo😅haina kumboiswa nevakuru vekare nhema chaidzo
Officer vakuisa effort kunge ndovari mudambudziko varidzi venhamo vakapora
My people are perish because of lack of knowledge
Zvakaoma kushandiswa uku naMapuranga ngaasadaro sure
Saka toti hari yakaiswa namapuranga here ndiudzeiwo kana pane zvisina kujeka nekuti ndanga ndikutofunga kuvasvakawo vativheneke kweduwo
Unobva wati zvapere kungopera kwe Gore start kutoita worse 😂😂😂😂
Sei vahnhu vasina kuratidzwa zvirimukahari plus kahari kacho hakalook kunge kakaiswamo kare wani
Toda matestimony evanzi vanga vachibudirwa nevanzi vanopenga .
Even zvikanzi hari ndeya mapuranga it does'nt matter chero mwana akapona zvimwe hatineyi nazvo cz mhuri yekwamakanda yakatiyambuka
This bishop is a big con😂😂😂😂
Hazvinei hazvo kuti vakatadza kubastira pana simba not all problems anoperera ne church, hospital kana chivanhu chakakosha kupona kwevanhu
Asi hona ka mupofita uyu anga azozotsvaga bako IRI nguvai rekut aise hari iyoo.zvenge chokwadi KUT vakuru vedzinza IRI vaipira varikugomo
Kkkkkkk pana simba ndopavakandipedza hangu😂 vakakoniwa
Ndivo vekuzopa babamukuru va Simba kopo ka ava 😂😂😂😂😂😂😂😂
@@timi_na_bhonzo kkkkkk ehe
Mapuranga uyo ano shooter ma firm ,haagone ku facker kwacho futi ungakande hari yakamira muchoto here