Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Zvose Bvuu | Wicknell Chivhayo Ofumurwa nevamwe Ve ZANUPF | Imbavha

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 май 2024
  • Nyaya dziya dzobuda manje. Wicknell ava kufumurwa hanzi zvose zvaanokuvhairirai nazvo hapana chake ndezva ED MNANAGWA. Wicknell ari kutambiswa front chete. Izvi zvataurwa na comrade sister veZANUPF G-40 KERINA MUJATI AFUMURA FUMURA ZVOSE. Haaa zvikaramba zvakadai nyika iya ichanakidza manje. video credit @kerinamujatilive #zimbabwelatestnews #emmersonmnangagwa #zanupf #zimbabwe #zimlatest #citizens #wicknellchivhayo #wicknell

Комментарии • 223

  • @user-lw3ok9uz9i
    @user-lw3ok9uz9i 2 месяца назад +24

    Thank you very much for the information.
    Meanwhile, where and how did Augustine Chihuri get the money from his police salary?
    Both are thieves.

  • @KingKheqe
    @KingKheqe 21 день назад

    Sir Wicknell is a great hustler zvese zvaungataura hazvimumise kurira

  • @neopule-cm
    @neopule-cm 2 месяца назад +2

    It's true madam apa nherera dzichitambura vachiita basa rekutengera vanhu Mota vachitadza ku bhadharira vana vasina vabereki mafees nekugadzirisa nyika

  • @fungaichamisa
    @fungaichamisa Месяц назад +2

    Thanks for giving light to the citizens. Svinurai maZimbabweans.

  • @Angeltoday2010
    @Angeltoday2010 2 месяца назад +1

    Achiwanepi chihuri mari .mari dzedu dze traffic fine imi sisi benze .uripiko unewaivahore ra augustine newe to geyenamose madzibaba pamberi nekusapota kusangana at least you give something to community. I love you you forever

  • @user-pi7sr5gm5y
    @user-pi7sr5gm5y 2 месяца назад +1

    Thanks my sister pple are suffering

  • @TimothyMugomba
    @TimothyMugomba Месяц назад +2

    Saka zvine Basa reyii

    • @barbaramakaya3156
      @barbaramakaya3156 Месяц назад

      Nhai zvenyu Chero zvikaita basa zvine basa rei kkk

  • @user-gn8gb1gg1j
    @user-gn8gb1gg1j 2 месяца назад +1

    Yowe zvese bvuu go comrade go taura iwe usachiswa it's a sort of campaign 😂😂😂

  • @allieferguson9372
    @allieferguson9372 20 дней назад

    Chihuri also does not qualify to own the house. He still need to be investigated over his activities and properties

  • @user-nx8lt3jz4b
    @user-nx8lt3jz4b 2 месяца назад +3

    Ambuya magirazi .Ma Used Mine munofa negodo iri mamboti imba ndeyaChihuri ED ndiye akamupa then makuti arikubhadhara Rent up to next year and akabhadhara $ 160 imwe arikuda kuita repaint saka naChihuri varikutaurirana zvavo saka problem iripapi

  • @WitnessDakacha
    @WitnessDakacha 2 месяца назад +1

    Aaah sister chiregayi kutaurisa hatizotengerwe mota😢

  • @percychuma8424
    @percychuma8424 2 месяца назад +2

    Go and see Victor. Kerina

  • @arnoldnkomo-jm9yu
    @arnoldnkomo-jm9yu Месяц назад

    wakazodii manje naye ngauraweka because huori after huroi nyikaiyi ndaitadzaini

  • @tarisaimzira
    @tarisaimzira 15 дней назад

    Chero mukatodii isu tinongoziva kuti zvamamje manje ndiyo mbinga yemu Zimbabwe imi garai ikoko diaspora yenyu

  • @tinyikontsako6387
    @tinyikontsako6387 2 месяца назад +3

    Iye Augustine mari vaidziwana kupi navo yooo

  • @tchinguwa
    @tchinguwa 2 месяца назад +1

    Kubva kare munongo ropadza mugoropodza zvisina maturo. Vanemari vachingoita Mari vachingoita pfuma. Ndokuti Zanu PF kwacho. Muchango tongwa mugo tongwa kusvika matongwa. Shiiiiiii ita yako ari wakanyarara

  • @Angeltoday2010
    @Angeltoday2010 2 месяца назад +4

    Arikutomuvha on .muchìhukura .chihuru mbavha akatizei mu Zim. Ngagare madzibaba

  • @miracletechcellphonerepair8504
    @miracletechcellphonerepair8504 2 месяца назад +1

    Kubvira ku Attacker voise remunhu nyange ukati arikushandiswa chero akashandiswa ED wacho angatadze kana kumutengera imba ye $20 000 kuchitungwiza godo richakukuvadzai level rehuroyi ramunaro mbuya imi kwanai

  • @mrkayee9758
    @mrkayee9758 Месяц назад

    Hazvisi zveimba sis pane nyaya

  • @johnnguwa8334
    @johnnguwa8334 2 месяца назад +2

    Spot on sis you're the best 👌

  • @TawandaZimanyiwa
    @TawandaZimanyiwa Месяц назад

    Urikutiira noise iwe hauna nyaya ,ari kutsvaka mafollowers 😂😂😂😂

  • @shingirainyakunzu1941
    @shingirainyakunzu1941 2 месяца назад +1

    Hamuna nyayaaa amai kunze kwekurwadziwa neGodo

  • @JamesShewu
    @JamesShewu Месяц назад

    Munonyepa kushaya kana achishandiswa imwi muchangoramba muchidya matemba

  • @signalfuel
    @signalfuel 2 месяца назад +2

    This one she is bitter, kuattacker bhutsu chaidzo😂😂😂

    • @barbaramakaya3156
      @barbaramakaya3156 Месяц назад

      Imagine hanzi ndotenga original stuff this woman ka

  • @KingKheqe
    @KingKheqe 21 день назад

    Usarwadziwa nembinga mbinga imbinga zvese zvaukutaura hazvishandiba

  • @user-zd5od3sy2r
    @user-zd5od3sy2r Месяц назад

    zvinebasa rei kuti abhadhare fees yenherera hama dzake dzirikupera mhani

  • @CharlotteNdlovu-dq1mi
    @CharlotteNdlovu-dq1mi Месяц назад +1

    I like that 😂😂😂😂😂🎉

  • @TariTapfumanei-yw6nv
    @TariTapfumanei-yw6nv 2 месяца назад +1

    Haaaa munhu anemari haamboswere achiita dzungu kudaro

  • @DavidDlamini-vz4jr
    @DavidDlamini-vz4jr 29 дней назад

    Zimbabwe must rise against crime
    Raise up Zimbabwe please stand with Zambia
    ZAMBIA come rescue Zimbabwens .😂

  • @miracletechcellphonerepair8504
    @miracletechcellphonerepair8504 2 месяца назад +1

    Haass pfutseke iwe wakazviwanepi chiroikaita mbavha aba kumba kwako hre kko shandiswaka iwe naED wacho

  • @KevinButelezi
    @KevinButelezi Месяц назад

    Hanzi Wiknell nemazisutu anenge palaza😂

  • @godwinkwinjo
    @godwinkwinjo 2 месяца назад +1

    Misleading, broadcast from uninformed sources.. we all have to learn from having connection, bank structures and business with governments as your clients

  • @arnoldnkomo-jm9yu
    @arnoldnkomo-jm9yu Месяц назад

    saka momuregerei zvichidai change ichapindarinhi ipa

  • @victorbvirakare9018
    @victorbvirakare9018 2 месяца назад +1

    Chembere ineBitterness iyi. I know Wicknell is being used by Zanu pf and he has his money.

  • @PatrickRima-su7kc
    @PatrickRima-su7kc 2 месяца назад +1

    Kkkkk imbinga coz ane cash and showoff iri paari

  • @solidsuspensionsolutions4416
    @solidsuspensionsolutions4416 2 месяца назад +1

    With all this information mukutadza kuita kuzviita sei…….?
    Imba dzinotengwa

  • @AualyjnrStyles
    @AualyjnrStyles Месяц назад

    Dzungu hachisi chirungu ambuya...style up n be modern in lyf...uauatay henyu ED varikungotonga and vacharamba vachingotonga....

  • @miracletechcellphonerepair8504
    @miracletechcellphonerepair8504 2 месяца назад +5

    Zvinoratidza hamufunge kubvira ku attacker bhutsu dzemunhu chaidzo

  • @ConcordeNdege
    @ConcordeNdege 2 месяца назад +1

    Even iye Chihuri wacho, where did he get the money to buy that massive house??? Kuba wo!!!! We are being governed by THUGS!!

  • @wazhanaimaphosa-qt5kf
    @wazhanaimaphosa-qt5kf 2 месяца назад +3

    Tiudzeiwo kurikubva mari dzemota dzaarikupa vanhu

    • @ordiasndhlovu7054
      @ordiasndhlovu7054 2 месяца назад

      Ugoita sei do your own investment, People can't tell about their business. Iwe yako unoudza vanhu. Tanga watiudza Iwe kuti yako unoiita sei

  • @PriscaWalace
    @PriscaWalace Месяц назад

    Guys inini handinamari and kuziva kana kusaziva zvirikuitika hakundibatsire ndokumbirao anyone anoita holes yema gas andifrenchaizeo ndinestart licence handina ndakuwara nenhamo

  • @masvingozimuto
    @masvingozimuto 2 месяца назад

    We must be very careful about people who are kicked out of ZANU.. Most of these people don't suddenly became clean from corruption because they have been kicked out of ZANU. Once a ZANU always a ZANU

  • @juliamutambara5777
    @juliamutambara5777 21 день назад

    Imi mbuya imi musatibhohwe

  • @maxwellmanyinyire-by3gx
    @maxwellmanyinyire-by3gx 2 месяца назад +1

    Saka mari yaakapiwa neZESA zvinoreva kuti haisi yake ?

  • @user-pr4zc3xp7q
    @user-pr4zc3xp7q 2 месяца назад +1

    Ko imi mune mariiko yenyu nhai mbuya?

  • @mbatatisimbatatisi8335
    @mbatatisimbatatisi8335 19 дней назад

    uyu wekutipedzera red paint ku Nash paints ndakamumaka

  • @user-vd8yv2ly4w
    @user-vd8yv2ly4w Месяц назад

    Ndaifunga kt zvechroi chekurwadziwa nevanhu zvakadarika kare

  • @samkadonzvo604
    @samkadonzvo604 2 месяца назад

    Where is the army doing this in Zimbabwe

  • @user-dm1tg8ew8v
    @user-dm1tg8ew8v 2 месяца назад

    Munonyepa sisi

    • @lilianmhamba
      @lilianmhamba 2 месяца назад

      Haanyepi wicknell imbavha

  • @AkhonaMhlangana
    @AkhonaMhlangana 2 месяца назад

    Amen Amen Amen

  • @kingkong1994
    @kingkong1994 2 месяца назад +1

    Unotopengawo iwe. Unogoti haana mari pakudiii. Hauzive mari iwe.
    Hauna maFacts, imbodzora volume yko

  • @MartinGieGiemax
    @MartinGieGiemax Месяц назад

    tiripana wicknell iyeye😂😂😂😂😂

  • @WebsterChimwanengara
    @WebsterChimwanengara Месяц назад +1

    Kumhata kwenyu mbuya

  • @jabulanikhumbulani9375
    @jabulanikhumbulani9375 Месяц назад

    Kķkkk 😂😂😂😂,but hi is enjoying his life

  • @user-oj7qw9is2i
    @user-oj7qw9is2i 2 месяца назад +1

    Saka ndobva todii paya mbuya imwai tea mabhonzo adziire

  • @MillicentMhokore-dc8on
    @MillicentMhokore-dc8on 2 месяца назад +4

    Information tavenayo but todii

  • @jafarichibwana4296
    @jafarichibwana4296 Месяц назад

    Tanzwa. But seems like you are demonising Wicknell and sanitizing Chihuru. Ko iwo humbinga hwaChihuri mari yeumbavha nayo. Dzose imbavha.

  • @tadiwantini8003
    @tadiwantini8003 2 месяца назад +2

    Saka uchaita sei manje

  • @user-dz7vv4vd7i
    @user-dz7vv4vd7i 2 месяца назад +1

    Nxaa ingotii masarira muchirongwa chema aqua chete marii haana yake yekudya nekubatsirawo vashonawo anayo wicknel atoriwo mwana sewe kuna Ed hunhu hwemunhu ndohunoita kut adiwe makut mar heee wat what

  • @JeremiahMunyuki-q8i
    @JeremiahMunyuki-q8i 20 дней назад

    Haaa gyz zvemota zvavharwa apa gyz vanoda zvemahara

  • @MpintshiYegazi
    @MpintshiYegazi 2 месяца назад +1

    Wikinero Wikinero Wikinero

  • @user-dz7vv4vd7i
    @user-dz7vv4vd7i 2 месяца назад +1

    It's none of your business zvekut mar ir kubvepi zvagara maZim ayita mar hamushaye zvekutaura zvakaxata hamunha hunhu president wenyu everyday momutuka

  • @innocentsithole575
    @innocentsithole575 2 месяца назад +1

    Kkkkkk in otherwise you want to be recognized, n I suspect maybe you sleept with that guy, where did you get that information

  • @phineasshinso9629
    @phineasshinso9629 2 месяца назад +1

    Unopenga iweee hauna chaunoziva

  • @arnoldchimuwhezwa3016
    @arnoldchimuwhezwa3016 Месяц назад

    Ndimika munoManager maFinances ake tete imi,tiudzeyi kkkkk

  • @user-js2ob3ln3d
    @user-js2ob3ln3d 2 месяца назад +1

    Sisi taurisai tidzwe chokwadi hamunyepi imi

  • @princetavengwa8757
    @princetavengwa8757 2 месяца назад +1

    Age Wise

  • @TINOTENDATERRYMUTARO
    @TINOTENDATERRYMUTARO 2 месяца назад

    Any proof

  • @theresashumba277
    @theresashumba277 2 месяца назад +1

    Mangwana hatide kunzwa kuti ndakamwiswa mutoriro

  • @JosephinePenyai
    @JosephinePenyai Месяц назад +1

    Tipeiwo mari

  • @user-zk3ze1gq3n
    @user-zk3ze1gq3n 2 месяца назад +1

    😂😂😂 vanobvuta

  • @TatendaJimu-lx6ke
    @TatendaJimu-lx6ke Месяц назад

    Hamunawo nyaya imi garai pasi

  • @learnmoredzamara
    @learnmoredzamara 2 месяца назад +2

    Hello bee quite

  • @allanchiwanga9890
    @allanchiwanga9890 Месяц назад

    Unopenga here kuti mbavha means u win some & u lose something ko mota dzinotorwa frm the dealers majokes here unemota ipi iwe

  • @user-gq8mg4gs5x
    @user-gq8mg4gs5x 2 месяца назад +1

    You are contradicting yourself I thought you said ed gave him the house now you are saying he is paying rent anyway info tanayo todii

  • @naisontendaimunhenga8500
    @naisontendaimunhenga8500 2 месяца назад +1

    endai munoshandiswa tete hupenyu kamwe chete

  • @juniorsucroe
    @juniorsucroe 2 месяца назад

    Even zcc akavati ndokupai Mari he pays half futi Wicknell.

  • @InnocentChaponda-qr5ni
    @InnocentChaponda-qr5ni Месяц назад

    But Gogo nyaya yenyu haisikunyatso batika

  • @LastonKudadwashe
    @LastonKudadwashe Месяц назад +2

    Iwewe unonyepa tisiye zvedu chivhayo Mari anayo akatadza kubatsira hke zvamukuda but Mari nhema dziriko sedzako mukadzi iwewe

  • @user-np3vy3fv5s
    @user-np3vy3fv5s Месяц назад

    Gate away wicknell anemari

  • @shantelnelda4929
    @shantelnelda4929 Месяц назад

    Haaaaa Zimbabwe ritoriwo rimwe basa

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 Месяц назад

    So what !?

  • @Bkshumbachikara
    @Bkshumbachikara Месяц назад

    hure renyika😮usadaro jelous rawakuita kerina .mukadzi like you dont call mumwe kuti hure .iwe uri straight 😮

  • @tapiwamukocheya5147
    @tapiwamukocheya5147 2 месяца назад +1

    Poor lady

  • @CHMISVHW
    @CHMISVHW Месяц назад

    Pakuringanidza huso nengirozi kunemheremhere

  • @taurayitokisi9947
    @taurayitokisi9947 Месяц назад

    Wakazviziva URI cio here

  • @alanmtandwa2391
    @alanmtandwa2391 Месяц назад

    😂 uyo anorwara uyo

  • @mufambisitaku1221
    @mufambisitaku1221 Месяц назад

    Iwe urimunhu wekupi usada kutiitisa iwe

  • @tatendathom
    @tatendathom Месяц назад

    Shuwa here 😂😂😂

  • @conceretejungle1150
    @conceretejungle1150 2 месяца назад

    Musarwadziwe😮

  • @brightonjosefawilton7571
    @brightonjosefawilton7571 2 месяца назад +1

    So if someone can pay rent for this amount munhu ane mari .

    • @user-bl4tm7gm5t
      @user-bl4tm7gm5t 2 месяца назад

      Iwewe wakazvinzwepi unonyepa iwewe

    • @user-bl4tm7gm5t
      @user-bl4tm7gm5t 2 месяца назад

      Kana asina Mari anodarika yako nedzinza rako rese iwewe ,mukadzi uyu anonyeba negodo

    • @munashematasva9784
      @munashematasva9784 2 месяца назад

      Yekuba zveee

  • @SibongileMoyo-gs4nk
    @SibongileMoyo-gs4nk Месяц назад

    Haa utikwanire

  • @user-ip2gt6bl8v
    @user-ip2gt6bl8v 2 месяца назад +3

    Mari anayo humbavha ihoyo hurikutomupa mari kugariswa paimba iyoyo bho zvekuti . Mahure imi hamuna nyaya munoshaya siyanai naye itai life yenyu

  • @user-pc4qm6sp1u
    @user-pc4qm6sp1u Месяц назад

    Toda munhu anouya ne solution yekuti varombo vobatsirika sei

  • @Cephas-me9yl
    @Cephas-me9yl 2 месяца назад +3

    Sis regai zvakadaro inguva chete tese tiri makuva.

  • @HayleyKamba-gr7tx
    @HayleyKamba-gr7tx 2 месяца назад

    Uri kutaura zvakapesana iwe siyana naChivhayo iwe

  • @RaymondMadziva
    @RaymondMadziva Месяц назад

    Respect the President name anyway.

  • @user-xy7ed2co4c
    @user-xy7ed2co4c 2 месяца назад +1

    Thanks for the information

  • @53..
    @53.. Месяц назад

    Dont be jealous,stop bn bitter support your country 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼

  • @AualyjnrStyles
    @AualyjnrStyles Месяц назад

    Kkkkkkk i cant stop laughing at this so called granny...tikutsvaga vadetembi if u can apply....Wickniell imbavha Wickniell is poor so toziva zvipi