THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 8 EPISODE 14
HTML-код
- Опубликовано: 12 сен 2024
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 8 Episode # 14 HARARE CBD
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/user/ch....
Mwana ndewavo zvavo but tht woman haana hake respect and akazvitaura.
Its all because kuroora zera remwana wako chii chakadaro @dat age vane2yrs dotah haibooo
Ndozvandaonawo and she is losing it.
Madzimai zivai mashoko ekutaura kuvarume venyu. Munoputsa dzimba dzenyu mega. This man has got a high level of maturity n respect for the relationship. BE GREATFUL madzimai nezvamuinazvo. Munoda counselling amai. Chero mukatsamwa sei pane mashoko asingafanire kubuda mukanwa. What if the man had decided to let you go pasina DNA test nekuda kwemashoko chete.
Tinokuverengai sa X wababa kana makes mapesana nenyasha. Be grateful of what you have.
Don't take your marriage for guaranteed.
Ko kana baba varivo varikucreator masoko acho nekuti mai varikuzviramba.this attitude yemidzimai iri kukonzereswa nababa apa.
Mukadzi uyu ane dambudziko according kumashoko abuditswa nababa
@@priscakurira1709 baba vanoda mudzimai wavo kana mai zvisingavaitire vanofanirwa kungoita move on vonozvitsvagira zvinovaitira. its that simple
Baba vane vane shanje. Pakutaura nezve mukadzi wavo ne vekunze .njere dzavo ivo vanazvowo zvavo zvavanoita kunze uko. Ngavachinje hunhu hwavo . Vabva zera gava kure. Vasiye zvekunze
So many lessons that I learned from this episode:
1. Don't divorce your first wife thinking kuti your small house will be a better wife.
2. A younger wife (in this case 20 years difference) haumbomugoni pabonde. Indeed my brother anogona kunge ava "weak" and his 38 year old wife haatoinzwi zvachose. Haaregi kubuda.
3. If you can't satisfy your wife in bed, they will lose all respect for you. Ko iko kugara akatsamwa hake mukadzi wacho.
Baba, at your age you tell me you have a 2 year old? Muchamurera seyi machembera?
Tiri kudzidza chokwadi (panorayirwa mwana wamambo, muranda teererawo). Ini nemukadzi wangu Mai Kombo hatirambani, I can't play mahumbwe akaita saababa ava at 60. No. Apa he lost all his five children from his first marriage. Sad.
Well analysed!! You said it all 🤞
Children are never lost they are his and they will look for him and don’t judge if u don’t really know what the first marriage was like
These guys dated for 3 years Dai Chibaba chaisagona bonde chakasiwa kare kare
Vakadzi vacho vamodawo Mari sterek. Vachikamganwa satisfaction 😂
Idama iroro. Nemiwo mochitoita munhu kwaye baba, you obviously have a gd wife don't take her for granted. Make sure you are a good hubby in return otherwise maiKombo will get fed up one day mukasara wava pachena. Most men we make mistake of enjoying marriages that women "create" isu tichibata minana. Having said that Mwari nevadzimu varambe vakatungamira wanano yenyu.
@@crimeeyezw5723 kikkkkk sazodero ko satisfaction inopinza vana chikoro here.... 😂
I respect Baba he showed maturity and honesty, mama mukazvininipisa munowana mufaro Mumbai umo
Mai avo kuudza baba kuti your poor supervision havana mukanwa avo .. they are high chances yekuti.vaipa mukomana we mombe bota.
Hey
Hesi Bee
The first cut is the deepest,mukadzi we humhandara ne hujaya akakosha.Dzokerai ku mukadzi wenyu wekutanga,munopedza nyika baba
I love how this man maintains a mature and respectful conversation with his wife . Whether he is telling the truth or not he deserves 👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽 Nemukadzi akachenama kudai haaa dai atori ma 🤛🏽🤛🏽
Chikonzero chaita musoro uteme ndochakakosa in this case. Problem hombe hombe ibonde. Murume wese akaudzwa kuti you are not satisfyinge in bed, he feels so offended. Age difference iyo yakakurisa inotoda kuti mukuru avo a mhanye mhanye coz kusangana ne a 38 Yr old wife iwe wava pa 58 years feya feya you won't win the match
Ok good luck
@@bekezelamaposa3651 haaa akoma unenge wangoregerera muviri wako makore amataura emurume Ari pedyo strek neemukadzi wake haambomutadze uyo kusanzwanana nope ndorakura mudzimba. Mumwe nemumwe kuzvikudza ndodambudziko chete
You said my words
True, this man is very respectful and the woman is taking advantage nekuti dai mukadzi uyu akatonzwa kare nekurohwa.
It doesn't matter how angry you are with your spouse, there are just some things you should never say to him. He may forgive, but won't forget.
You are wise👍
Pimai mashoko Imba dzisaputsika idzi kunyanya madzimai please
Koiko kugara waitwa hure nekuendeswa kwa tinashe mugabe hakusi kufumurwa kushoma ikoko 😂😂
@@nyashatinozivei1383saka kana munhu akataura those words ungayaara here. KwaTinashe is for one's peace of mind. Vanhu ngavaziwe zvekutaura chete.
Axacly what we always tell these ladies some things must not be exposed
Tinashe siyana nenyaya yako yekuisa tumachair panze this rainy season. Unenge wavekungoti garage uchitiza mvura cutting the story short. We are here for drama. Go under roof and go deeper 😢
Most marriages in Zimbabwe are jus a display no love no affection kungogarisana
Ndicho chokwadi chemahara
Mai avo havana respect nemurume wavo and ngavadzidze kuti mamwe masecrets emubedroom haashambadzwe like kusamira kwenhengo yababa. Though mwana ndewababa according to the tests, mai avo vaipota vachipa mushandi wepafarm bota and possibly madzibaba vekuchurch kwavo. Probably in retaliation yekuti murume anoitawo zvemahure.
Haaa this relationship yakatofa hayo. Inharo chete henyu but it's a matter of time aziva kwake aziva kwake
That woman is clever shame, she will not go anywhere
Vanenge vane tunhu twavo dhara ndorichaita BP or kufa chaiko (heart attack) neSex enhancing medication
Watching from Gokwe Nembudziya ❤❤❤
Pasta homi apa
Muri busy kugadzirisa mavhoti a Wadyajend. akakundwa musarudzo
Mutora
I like the calmness yaamai baba ava vanoda kumboti kureibmupfungwa mbichana kwete mumhumhu
She is stubborn
Mr Mugabe keep on that humbleness u have , u are great
U are welcome
Of all the things on earth, respect to our spouses is very important.🙏
Usingamugutsi younger wife haakupi respect zvachose. Uyu she is also very arrogant and rude.
@@tungamirayi7656 what arrogance are you talking about she’s defending nonsense from these narcissistic man.
Kamfana kemombe kaidya bota chete
@@brynkuodza2524 wakakaona here kana kuti unoterera nhema dzemuraini
@@brynkuodza2524 Une humbovo hunobatika here?
Haaa baba ava havangambouyi kunonyepa, that woman said all that stuff and ari rough.
Mwari dai vatipawo mweya wekurespecter varume vedu😢...
Haaaa amaiguru (CCC) cool calm and collected
That's arrogance not calmness. The old man go back to his first wife. Akaroora bhinya apa
That's not calmness it's stubbornness
Ibenzi mukadzi uyu
That woman haana respect the way yaanotaura nemurume wake anoratidza kusasanyengerera.
Hanzi "Vana havafoire zama ramai" vanamai muriko here uko !
Me, l have 3 boys. Ndakazviwona kare kare kuti if you want to lose your children, bata mai vavo rough. Shuwa unovaruza.
Kkkk Amai vane ngozika
@@patiencesaungwemenzuza8304 ndimika vanamai vacho tiudzireiwovana kuti baba vakakosha ndivo musoro wemba
@@kudakwashe7707 ko asina kukosha ndiani. Vana havadi kuudzwa..vanoona vega
@@maiyeukai9346 makakosha kutipfuura saka tiri kuti tiudzireiwo vana kuti daddy vakakosha
This marriage is full of challenges. Those challenges will end up wrecking the marriage. Mhamha vacho I don't know kuti kunyarara here or ma moods. Murume anoda mukadzi but mukadzi wacho is fed up. Insecurity kuna baba yakawandisa bcz of age difference.
😂😂😂Tinashe dna man ..hanzi makambomuratidza here shamwari wacho😂😂😂😂
@@naomimuponda9526 kkkkkk I this 👌 show
The proof of the pudding is in the eating # mjolo the pandemic
Tinashe 1day achabva achimhanyiswa nevakadzi ava nekapoto mugotsi😂😂😂😂😂
The words can destroy a good thing let's all ladies learn that
Pamberi pe camera here...I advise people kuruma vachifurifuridzira now his in-laws are listening even vana vake from the first marriage, ko vanhu veku church. Ndangoti hapwa dzacho muozonyanya kudzifugura. "Hamzi ndikamiti ngatiitei hanti uri munhukadzi, let's experiment ...tseeeeki puhwa ma results uyende 😂
Murume mukuru asinganyari kurevera munhu nhema ndozvinoita munhu kana anyenga nxaa ngakumbire ruregerero uko
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Imagine 😅😅😅😅
Mukadzi haana respect uyu imba inotovava iyoyi
Mdara wanted to demonstrate power 😅😅😅 ku friend ya madam kkkkkkk
Age gap yakuvadza marriage apo
Kkkkk but ndamufarira ipapo kut friend yemukdzi yaizobva nechokwadi chaibatika kkkkkk
Kkkkk
Now I see why varume vachikurumidza kufa vakadzi vachisara,, varume vakawanda varikushungurudzwa nevakadzi mudzimba ,but I think varume ngavasiye zvekugara nevakadzi
That's true, the wife is clearly disrespectful and she spit heartbreaking insults
Ndoona zvinokonzerwa nekuda kuroorwa vana vaduku too much, roora we zera rako mukurirane
Melody majoni thats not it age ne respect its 2 different things
I am a guy and I think this man made a mistake when he divorced his first wife. Ungarambira mukadzi kuti atengesa mombe? Manje these younger wives vanokutambisa bhora risina mweya. Seuyu, she is rude, arrogant and disrespectful.
@@tungamirayi7656 but my brother you are ignoring the fact that this guy is also having girlfriends now.... If that is true the first wife escaped misery of a cheating hubby. These two deserve each other. Matsotsi haagerani.... Bhawa rakanaka kumba kwemunhu harisvike
Bota family ..happy Easter to all of u amazing family.. lets continue loving our show.. liking and sharing🎉❤
Mudhara ari patight uyu. Zvotyisa. It usually happens when you dump your family and children uchiteerera hanzvadzi dzako. Tichangwara as man
U are 💯 correct
Kkkkkkkkk wobva wawana bhinya hako
You are right. Ko kuzoramba achizvara at his age. Aaaa!
Patiently following and watching, the 2 are giving parallel summaries but will hear from both parties.
If this man wants to leave her and do zve mjolo he should have just done that rather than spread silly gossip by dragging momz to justify kuti mukadzi wake acts disorderly …He is the issue …Momz ava is a good munhu ..
True he has plan B arikunyara kuramba mukadzi. He is annoying no wonder why his first family no longer talks to him. He wants an apology for nothing. He is a silly man!!!
Mai ngavadzidziswe kutaura zvakanaka ,murume wavo munhu kwaye ,ndoona kudaro
Me too mai havana respect ende vabva vakatovarongera kuti ndovarambira kana tasvikako hanzi handi chaRecora kkkk
A hard working one, shame
Mukadzi wekutanga achaseka hake achiona tsaona yakapindana naEx hubby 😂😂😂Hanzi heee vakadzi havaperi ndowana umwe ehooooo unofa be stress weeee. Garai nevakadzi mudzimba umu,zvemasmall house kunyeperana
Manje ana bhangu ava havatereri kkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂.Stress ndo ichavauraya.
Watching from Canada DNA show my favourate
Mine too! From Toronto 😊
@@claramunhu5523 me too. Ossington Toronto
Oshawa, Ontario in the house 😂 tiri ti-i
Hallo newcomers 😂😂😂
😂😂 Ana watching from. I am watching from Dotito
Hanzi nababa, kana Jesu akadzika anondipupurira, zvikanzi navamai, anosvika achikupinzai mugehena😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
😅😅😅😅😅😅😅
Ndapera strong namai avo vakadhiniwa kare ndofunga mumba mavo ma bomb e Russia ne Ukraine 😅😅😅
😂😂😂😂ndachibata chi statement ichocho
Loving the camera movements and shots 🔥🔥ndikudawo attachment as a videographer
I’m actually worried about the 6yr old telling his sister she doesn’t belong @ that house 😢😢 these kids might grow up hating each other
Somehow ndoona sepane zvakatoitikao nemufudzi uyu hazvingangosvike munzeve dzemwana ane 6 from nowhere.iye ozotaurawo mfudzi wacho achitembei nhai
True but mhosva inesu vakuru. Mwana haana chaanoziva anotaura mashoko akadaro because amanzwa fm sm1. It's so sad
Baba is very matured.Amai attitude iyo muirege
Ndirini hangu Tinashe aizobata ndamukwapaidza mukadzi uyu...and it also seems kuti mukadzi uyu had a fling nemukomana wen'gombe
@@ERCJSecurityCompany-cl1hm maimukwapaidza kuti mwana wenyu here?? Violence does not solve anything
Baba vemba ndovahombe vanofanha ku leader by example voita semunhu mukuru
Ndauya kuzoona kunyange ndanonoka kuona .big up bota family
Considering the age gap(20 years) is there anybody who agrees with me kuti baba ava is just insecure 🤷♀️ hapana nyaya apa😬 but hanzi na Tinashe ko imi baba makambo varatidza here mai vacho 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 very entertaining 100% keep it up Tinashe 🙏 watching ndiri ku UK zvangu ❤
You are right. baba ava vari insecure zvinotobhowa
Wapedza 100, he is very insecure
Ma 20 years difference are not to be trusted though
Age guys is but just a number, what matters is love and honest between the two. Kune vatori ne30 to 40 years age difference but they're happly married.
Ko zvokuti uriku UK zvobasa rei apa kkkk munhu mutema so ka
Vakadzi tsamwai muchiziva zvekutaura kumwe kusvotesa kunoita kuti murume apere rudo vakazvitaura mother ava vakunyara chete musaisawo madhara aya pahigh blood vanga vachemberawo zvakanaka wani😂😂
Kikkkkk madhara acho haanzwiba vanoda kuwuraya vakadzi ne high blood remap girlfriends.... 😂 🤣
Baba ava varikuziva zvikuitika men just dont want to admit kuti ndaakukurirwa nemukadzi, mai vachapihwa wese murume achadarika nepavari akataura navo nevashandi vose. It takes a real man to sit down and talk to wife about ED.
Personally i dont think mai vane zvavakataura ava asi baba varikuona kwazviri kuenda. Ko kuzoudza umwe mwana kuti uyu mwana waGarden boy aaaaaa
Ko kumagirl friends akushandisa mhino here?
Ndokuti madhara agure kusiya vakadzi vakavabvisa mugota vachnotora vakadzi vechidiki kiiiiikkkk. Dzokera kuna vahosi muve ne peae of mind.
@@fionakopeni7088 mazera iwaya vahosi vanototambira shame
Our gen toti dzokerai baba pamakaenda paye patove nereplacement
mamwe mashoko ari unneccesary haadi kutaurwa nyangwe wagumbuka sei , Words can be more powerful than any weapon. Ngwarirai zvamunotaurirana pamunokakavadzana !!!!!, Nhasi ndadzidza zvikuru
Its so embarrassing seeing our parents kuDNA i think zvinoda vechidiki and moms varikunyepa havo kuramba zvavakataura baba ava havangamire patv kutaura nhema dzakadaro
Apa Tinashe Mugabe kubvunza kune dignity because of ma age eteam iyiiiii bcz l can see Mr Mugabe hamuna kubvunza zvinopisa pisa....l love your programs
Ndatoona kuti dhara rinongoda riri BLESSER full time kugara naro unopinda busy
No ama 2000 this is tym.Matured couple thnx Mugabe Learning goes on🤞
It's like two adults who are not capable of solving their issues in a mature way.
Mukadzi uyo anenyaya, chakamusiyisa imba yekutanga chii, anepamuromo, murume uyo is very straight forward, zvese zvaarikutaura shows kuti haasi kunyepa, I sympathize with him
Aaah shame akatora mwana mudiki age difference yacho ma1 sorry hake Mudhara
This woman is bitter and anything can come out of a bitter tongue
Ndazvionavo akanyenama
😊
Ini ndadzidza kuti ukaona mukadzi akasiiwa nemumwe murume tiza cz haumbomugoni Baba avo vari pa joki reuranda nemukadzi uyo 😢
Pakufunda kwako wazosiya chapter yekuti ukawona murume akasiyawo mukadzi wake hamugoni kikkkkk. Mainini watiwo baba vane magirlfriends...... Iyi ndoinzi square. Zingizi gonyera pamwe mudhara should have stayed in first marriage especially pavana 5?????
Vanhukadzi ngavasataura mashoko akadzama-dzama vachifunga kuti vanongoda kugwadzisa varume chete. Munhu taura uchiziva pekugumira. Chishona, tinoti n'anga ndimai. Saka amai vakati iwe hapana chako, ini semurume ndingaita sei chaizvo? Chero pasina DNA, pakadaro semurume ndobuda mazviri - and the wife would be the one to blame. Ungatukirira nezvimwe; kwete kutukirira uchiti ndiri kupiwa vana nevamwe varume. Mai avo ngavakwane. It seems vanotoita zvechihure zveshuwa; and vaitofunga kuti mwana / vana ndevezvikomba - fortunately or unfortunately vaita vemukuru wangu uyo.
Chii chinenge chamboitika kuti zvitaurwe.mumba muine joy chaizvo vongokaruka voti vana Havasi vakoo? Honestly varume they push madzimai avo kutaura zvinorwadza .this woman ended up to be mudhiniwe bz of this husband.mkadzi ukangombata zvakanaka and ukarega zvemagirlfriends respect yaunowana inopfachukira but kana uchiita zvinobhowa am telling you hapatogariki pamba ipapo
Waiting pabota family ipapo.thank you Mr DNA with the team and the camera man also while is zooming the people with drama😂
kkkk madzimai ava pane basa kkk she is taking advantage yekut anogna kutaura fast ..zvivakadzi zvakaita so zvinondisvota moyo wangu....well done man fir being a man
Usually with married women it's positive results.
Retired Inspector vs serving Sgt head on 😂😂😂, mapurisa vanoda kuroora vezera rako not izvi zvatiri kuona, unototongwa chete because anotopfeka uniform mumarriage
Haa mukadzi uyu maonero angu kusasa pfocho akasasa hake ... plus mhunhu angabvume mhosva pachivhiti vhiti kudai kuti yava ndiro yesadza here 😅
Big man on the show. I'm honored
Any man who marries a young wife will suffer insecurities its not good
Thats true
Best to have a Pop-up tent to prevent kunaiwa kudai
paita vanhu vakuru ama2k mombosuduruka zvishoma tichakuudza kuti zvinenge zvafamba sei
Mukatinyadzisa muchaita sei😅😅
wazviona kaa hatinyadzise tinotamba magame acho zvakanaka
Mai ava rough yavo vanenge vanoshanda kuma birth
Hanzi mupurisa kkk
Akangwara mukadzi kuroorwa nekuchata nikisi kuti anyatsoita zvanoda nemiwo baba muchiroora vezera renyu
Its so sad how the woman looks at the man. This man is on a sad trip. This couple needs serious counselling especially the wife.
Baba ava ndavaisa off, ishave chairo, at 51 kutanga kuti what’s your favorite color, kurambira mudzimai kuti atengesa mombe?
Zidzoro rababa ava rakazara makuhwa chete,Tete ngavasadaro kukonanisa mhuri, haah zvinombofamba sei
Musazodaro
Keep the fire burning Mr Mugabe
But nhasi seems like Tinashe wamhanya kuma results kupfuura mamwe maresults,zvasahwira wamai hauna kutozobvunzazve uyu wekunzi nemurume huya tiitewo wuld have wanted to hear response yamai ipapa
Kwanga kukunaya
😜😜😜
Mother vavane ma 1 word azeza ku rafurwa kkkk
VaMugabe shuwa mangoita yekubvura bvura iya ndandchida kunzwawo muchivhunza madam kuti zveshuwa here yamdara haiskumatsozadza nhanhrikini yavo
l love the maturity of this guy ..very respectful
Pakaita kakusanzwisisa pavakanzi majaira kuchengeta vana vasiri venyu😅he concluded kut she meant vavanavo nemukadzi
Small house 🎉😮inyaya hombe zvakaoma shuwa. No way shamwari it's wrong kumundaro shuwa
Sad when 2 adults embarass themselves pachaunga.
Anyway age and maturity are 2 different things.
This man is a clear reason why children don’t care about Father’s Day. Izvezvi tikafonera 1st wife and the 5 kids unotonzwa rimwe drama rakaitwa na baba ava
Taura hako
Kutaura vakataura havo amai vanooneka kiti vanoburitsa mashoko anodzimba😅asi vachingoda havo kurwadzisa munhu 😮
Mai vakachenama ava. Zvinotoratidza Kuti Mashoko ose awa waimataura. Team itori ndorinokupedzisa ukangovaka kana kamba kemurokesheni chaiko
The lady lacks respect for his husband. She is no longer a wife material.
Sometimes marrying a returned soldier( single mom) it's complicated.
Mukadzi uyu haana respect,zera rake harienderane nezvaanoita and anogona asina kutowimbika,thumbs up Kuna mudhara nematurity level take it easy ungatozokwidzwa BP nemukadzi uyo
Ukaroorwa nechembere unocheembera shuwa Mai Ava 39yrs vatoitawo magogo .Ivo baba Ava vachinyanyawo 60s vachiti kutogarirwa matanda Kuti mukuwasha auya kuzoroora😢
Chisimukai mubvepo.Zera racho rakungodawo nyadzi please.Amai thumbs up mune mapoints.❤❤❤
His first wife and 5 children are having the last laugh. This marriage won't last.
Imagine shaa pazera apooo
Zera rinei nema problems? Unoreva kuti kana munhu akura haachaita ma problems here? Wakura sei? Unoratidza kuti hausati wakura chokwadi.
Mukadzi haana respect.
Izvi zvoitika kana munhu akura ano feeler insecure mukadxi ndiye anotopinda busy nekukakavadxana and munhu achembera haafe kukakavadzwa sorry hako mukadzi kungoti unenge wakatorana nechembere
Hama dzaBaba siyai mudhara uyo achiwane pekufira. Remember yava F7 (father of seven "officially" plus vemumasango) munoda kuti atangidze imwe marriage equals preparation zvakare kikkkkk. Inzwai tsitsi _ hama yenyu inofa echidauka-dauka sedafi.
🤣🤣🤣🤣
U killed me😂😂😂😂,thats a very true fact
Tamirira at least ama2k this time tiri pazororo😂
Kanaisingamire haimire ko zvinovanzirwa chiii panongoda point black
Attitude Attitude
Hanz nababa shamwari hatina kuzorara nayo coz akaramba so dai akabvuma vakatodya bota 😂😂😂😂 havanzwe baba ava zvema girlfriend handitovarambire
Kkkk mudhara uyo nayeo anga akuda kutsotsa sahwira wemukadzi
Watching from Texas USA
Wabvunzwa nani
Nhaka nema new diasporans tinodziira nzeve kikkkkk
@@talithadube6468 😂😂😂😂😂
Munhurume haafaniri kuwanza mashoko
Mukadzi anopfeka ma girazi...issa no for me 😂😂... imhaswa vanhu ivavo
I respect Baba ava vanditaridza highest level of maturity bcz vanoziva kuti zvinhu zvese panyika hazvina maturo chinodiwa is to show love kuzvisikwa zvaMwari. Amai kana mukazowana nguva dzidzaiwo kuva nerespect bcz u cant tell yr husband kuti kana mushandi wenyu achitadza kukuteerera achiteerera ini it means poot management izvozvo chete showed me kuti Baba vanga vachitaura chokwadi. Hakuna murume angabuda pamhepo to say and accept that nonsense yamaitaura. Remember kugona kana kukonewa zvese zvichapera what matters is LOVE no one is perfect.
Weekend tatsikwa newechikuru kkkkk ...bota family harina zera kkkk
Haaa zera harina shuwa
😅😅😅😅
😂😂😂😂😂poor supervision yenyu!😅 Ma1 Aya
Well done my Sister but mashoko amakakandira baba anopedza rudo
Vanozivana hanty vane magirlfriends .... Ma girlfriends anopedza rudo zvakare
Mr Mugabe your barber did his thing!
20 yrs age difference. Daddy is feeling insecure. Amai vanoti kana vatsamwa vanodambura mukumbo kunge gurwe
😂😂😂
Pane zvunhu zvisingatambwe nazvo mudzimba, kana tazogara, imba inogona kungoparara sokutamba, rurimi, vanhu ngavadzore rurimi nguva dzose mudzimba
Lesson…don’t get married again when you separated from your first wife…it’s a recipe for disaster.
Kkkkk second marriage hadziperi mushe
How can we live without mujolo
You're the most confused person on RUclips.
It depends.....in my second i am happy for 8yrs now and i even wish if i met her first..... Todanana mhani 😊
Unopenga
dai Tinashe abvunza kuti inomira here, that was left hanging kkkkk
Thanks for the positive results but the wife is so stiff and rude. She denies everything but according to my own assessment and opinion she said bad things to her husband which pushed him to this extend of seeking clarity. She is sort of stubborn and disrespectful. If she does not change her attitude towards her husband, it is likely to cut short this old man's life span due to being exposed to daily stressful conditions. May peace be with them
She is so demonic
CHOKWADI CHAICHO
True
I had no doubt that the child was his but mai avo ngavadzidze kubata mazwi
1. Wife has no respect for husband. 2. Husband has respect for wife but is suffering from insecurity 3. Wife sad these things kusvotesa murume.
Kkkkk, baba vanonga vasingachadi mukadzi. Apa rakanyangara vena
This marriage is toxic ...mudhara made a mistake leaving his 1st wife and his family
Nothing wrong asi pave ne spiritual attack
Mai ava ihure iro