Wakarohwa chekuseri 😂😂😂... Mkomana uyu akakuona uchipinda pagate akatoita plan nefriend yake kuti vakutyisidzire kuti umusiye asina kukudzinga iye 😂😂😂😂
Saka muZim varume wese vane mari vakaromba ndatry kufollower kubva kare mese vakadadana nembinga vari kuchema dai Mwari vatibatsira isu vanhukadzi moyo yedu itya Mwari Kwete kuda zvinhu soft life is harder life again
😂😂😂Kaka rohwa chekuseri. Muface aiziva kuti munhu auya saka iyo yakanga iri plan yekukadzinga zviri smart. Munhu akatiza ega ambounzwa kunzi inwa mamorning after iye orega. Akati rega zvako ndichakugadzirisa. Ndiyo inonzi smart thinking of winning a war without even firing a single bullet.
Ko iwe wanzwa kuti uri kuda kuchekereswa apa munhu haana kukuona why not just go out quietly and run for your life instead of risking and going in his car again?Nyaya dzenyu idzi.
auntie mamo munogona kuverenga zvekuti ndinonyatsoona imagination kip it up.❤
Mmm msachiva zinhu zvevanhu veduwee😮
Ende kuverenga chete here aunty Mamo munoverenga henyu
🥰🥰🥰🥰
Vanogonesq ini handitogone kunzwa mamwe maconfession anoverengwa nevamwe
Even inini dzaAnty mamo ndodzandotonyanyoterera nekunzwisisa zvakanaka vamwe ava ma1 chaivo
Zvakaoma wakadzidza lesson thank you for sharing Mwari vanokuda
Gud life haingouyi
Aaaaaaa musikana iwe mwari anokuda iwe zvakanyanyisa aaaaa day rawaifanira kuurawa ndipo pawakanzwa call 😳😳😳
Am sure you learnt a lesson ,,
Wakarohwa chekuseri 😂😂😂... Mkomana uyu akakuona uchipinda pagate akatoita plan nefriend yake kuti vakutyisidzire kuti umusiye asina kukudzinga iye 😂😂😂😂
Pakaipa, ama 2k nekuda zvinhu 🙌
😂😂😂😂
Kwete ama2k chete
Bvaaa varume vane Mari vakutotyisa
Shandai muitei dzenyu mari.tendai Mwari vako vakakupunyusa
Veduwe chero murume aine mari musafarire kuita unplanned pregnancies.Mwana anonakidza achidiwawo veduwe
Uuuu vanhu tisada zvinhu zvatisina kushandira
Mwari vanokuda mwanasikana rumbidza Mwari mazuva ese
Poverty yakaoma so you were ready kuvhura makumbo 😂 ah ma slay kwin
Tete maifanira kuverenga news voice renyu i chocolate
😂😂😂😂😂😂huwiii wandinakidza
Saka muZim varume wese vane mari vakaromba ndatry kufollower kubva kare mese vakadadana nembinga vari kuchema dai Mwari vatibatsira isu vanhukadzi moyo yedu itya Mwari Kwete kuda zvinhu soft life is harder life again
U can say that again wamai
Wakaitirwa nyasha naMwari but vakadzi variko mazuva ano havanzwe until vapinda munataisireva
😂😂😂Kaka rohwa chekuseri. Muface aiziva kuti munhu auya saka iyo yakanga iri plan yekukadzinga zviri smart. Munhu akatiza ega ambounzwa kunzi inwa mamorning after iye orega. Akati rega zvako ndichakugadzirisa. Ndiyo inonzi smart thinking of winning a war without even firing a single bullet.
Kuda zvinhu munofa life yepamusoro unoisevenzera kwete kuitirwa nomumwe munhu siyai chihure
Ko mimba how far chana chehanzvadzi
Ko mimba yakazodiii manje
Good afternoon Aunty Mamo
Hello 😊
Vanhu vahider lifestyle yavo ingozi zvekuti
Ko wakazomwa ma morning after pill here hide ? Yeah dzidzai kuzvishandira wanhu plus kutogutsikana chaiko
Iiih vana vaye vekuda zvinhu ava
🎉 hie aunty im the first one manga matiregera tte tachikusuwai
Nhai imi Zim vanhu vese varomba hre🤔
Ehee kusara isu tisina mari😅
@esterdube8894 hazvina mhosva kuve une inongotenga chikafu nerent it's fine
He was driving a Hummer, aine IPhone latest, akapihwa mari yeData, ndokubva aita video call haaaa nyaya iyi ummmm. Hummer ndeyegore ripi?
Kurasisa zve kuti musaziva mbinga yacho. Tozviziva munenge mavakuda kuziva munhu 😂
Ko iwe wanzwa kuti uri kuda kuchekereswa apa munhu haana kukuona why not just go out quietly and run for your life instead of risking and going in his car again?Nyaya dzenyu idzi.