Next time ndiwe uchapengeswa wako mwana obva atanga kushandiswa watch the space zvivindi rudzii zcamuinazvo zvakambopengesa here kuti munhu aita mwana akaremara
Madam tizai .. your late husband is turning in his grave right now. Iwe ndiwe next kepenga . Iiiii vanhu chii nhai Ko why dont you tell your mother. So you do not even have a relationship with your own daughter because of this man . Iiii sending you prayers and nay the blood of jesus clense you
Mwana anongodya mukaka at18 years sakapaanomamama anomamei uye where and how does the man have sec with the crippled daughter as if iwe u;enge wakawokera.?
Yooooooh pakaipa kani .it's never too late to leave the marriage
Mmmm asikana murikungoda kunzwa mashoko edu pano.hushingi rudzii kutaridzwa zvakadaro wopfavirira.kude easy life uku! Next ndewako mwana anenge onzwaro Mira uone hako
Yoooo mainini Inga makapiwa Hana yakakora, mwana Uyu andifungi kuti mwana anofanirwa kuva chikwambo, thanks nekuti mwana wenyu vanogara nambuya, but kana imi muchiona kuipa kwavo munodii kutiza neupenyu hwenyu nekuti mhedzisiro yacho muchadyiwa nenyoka
Hmmm shuwa kugarira marabish akadai muchachekereswa
Igamba remukadzi iri,at first I thought myb tete varikuverenga movie
Zvakadai better kuita single 😢😢😢😢
Zviri kuitika muno mu zimbabwe here izvi 😢😢😢😢
Zimbabwe yashata hamawee
Start praying from today
Iwe uchiri kuitei ko ipapa
Imagine akugarira Mari?
Vakadzi havatsvagi Rudo, asi Mari. Chinongonetsa ndechekuti Mari ishwa, hadziwanikwe pasina majuru.
Vakadzi kuda mari nemichato zvamuri kusangana nazvo maka shinga.Decision munadzo asi kuda hupenyu waka pfava chete apa.Itayi tsvagiridzo dzaka kwana nevanhu musayite desperate.Iwe ukawona munhu anobva ati zvese zviripo kwake ave ktoda kubvisa, kushaya here vakadzi kana kuti vamwe vakatofa kana kusiya misha iyoyo.Nyaya yenyu amai ndino funga hamusi mutendi saka Mwari vakangoti endai mozvi wonerawo mberi.Ukanamata pamwe pacho Mwari ano kuratidza mashura musati masvika kure
Vakadzi havatsvagi Rudolph, aside from Mari. Chinongonetsa ndechekuti Mari O’Shea, hadziwanikwe pasina majuru.
Makashinga mainini.kuda ndiye akauraya mukadzi.plus hurema hwemwana ndiyezve iiii idyai henyu mari dzehurombwa
Yooh zvotyisa veduwe, kuzoti mukomana ku nyoka bodo marriage yacho ngaigare
Soft life vakadzi tinoida kutaura chokwadi chero zvichinzi wakapfungaidzirwa ini better kugara nemunhu asina kuroora tichichaya mapoto zvirinanai pane kubvisirwa pfuma yese asi wozoshandiswa mu hurombwa
Akabva anopengeswa ofa uyy
Zvakaoma
I think newe wacho unatowo twako ,,,one day ndiwe uchapinda panyatwa
Eh zvakaoma mudzimba umu
Yowee
Mukadzi uyu anoda kubatsirwa akato kangamiswa coz munhu akakwana habati zvakadai nhaimi
Next time ndiwe uchapengeswa wako mwana obva atanga kushandiswa watch the space zvivindi rudzii zcamuinazvo zvakambopengesa here kuti munhu aita mwana akaremara
Hanzi mukomana aaah kana😂😂😂it’s evil
Huu zvakawoma zvotyisa hama we mukushandiswa imwi zvinhu zvotyisa kudaro mogona kurarama nazvo yooo amai tizayi nguva ichipo imwi
Hesi aunty mamo
Hey love
Uuuuuuuu tiza neupenyu nekuti iwe uchazodzii chimborara nemukomana 😅😅😅😅😅😅😅
😂😂😂😂yea ndokwazvichasvika
Saka mukureva kuti inobvomorwa ku period youya kwamuri imwi ityayi mwari muchafira mahara huu zvotyisa
Kana iri nhamo ngaibdidye zvangu
Apa kuda kuroorwa hre nhai muchigara mumashura akadaro uchakuuraya munhu uyu tiza pamba apo udzokere kumusha .
Mangwanani nemi Auntys neveDare
Shem wakatobikwa nemshongaiwe dai Mwari vakusungura kut uwane simba rokubva ipapo, next tym ndiwe uri kupengeswa, zvokut mwana akazvarwa chiri chirema kunyepa uko ndiye akaitisa mwana chirema and ndiya akapengesa mkadzi, ndiwe uri kutevera ende zvogona kuafdwctor mwana wako ari kwaari ikoko, tiza neupenyu hwako shamwari
Madam tizai .. your late husband is turning in his grave right now.
Iwe ndiwe next kepenga .
Iiiii vanhu chii nhai
Ko why dont you tell your mother.
So you do not even have a relationship with your own daughter because of this man .
Iiii sending you prayers and nay the blood of jesus clense you
Are you sure it is his child or it is the same like the snake,i don't think the child is a normal child be careful my sister chikwambo
Why wakarorwa usati wanona mwana wake . Ndino rova pasi first day chairo . Ko murume wako akamuka afa uchaita sei
Inwa weti yako geza weti yako yekuseni
Mangwanani hamadzadiwa
Haaa ndirini zvangu better kugara ndega
It’s be to be single. Shame
Mwana anongodya mukaka at18 years sakapaanomamama anomamei uye where and how does the man have sec with the crippled daughter as if iwe u;enge wakawokera.?
Is it me ONLY who is smelling a rat from this story...
I’m sure you are alone, because I’m smelling a fish.