MY HIGH SCHOOL TEACHER (EPISODE 86)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 окт 2024

Комментарии • 424

  • @TariroWozheli
    @TariroWozheli 2 месяца назад +54

    😂😂😂😂I love mai vaCleo vanondigorera infact vanogonesa chaizvo kuita real chaiyo

  • @RuvarasheKamunda
    @RuvarasheKamunda 2 месяца назад +36

    Mr nyamari deserves flowers 🎉🎉🎉🎉🎉🎉 hoyo mai cleo chimbomirai majelousy enyu musade kudzvinyirira mwana nekuda kwehudofo hwenyu

    • @TauraiMawere
      @TauraiMawere 2 месяца назад +2

      Mai Cleo idofo pakuti havafungi chinhu chinoita kuti vainvester Mari kungoparadza chete. Vayifanira kuva ivo vaneshop

    • @MaslineNyakujara-i3e
      @MaslineNyakujara-i3e 2 месяца назад +2

      Vanoparadza

    • @CeciliaTetechaka
      @CeciliaTetechaka 2 месяца назад

      🤣🤣🤣🤣🤣 Mai cleo Ma pedzwa imimi

  • @geesibanda1036
    @geesibanda1036 2 месяца назад +56

    Mai Cleo is a good actress,she is nailing her part

  • @shiellahmwapamba7291
    @shiellahmwapamba7291 2 месяца назад +129

    Keep it up Nb.. Madam naJonga vanovafarira isa like 👇

  • @JohnJonny-cv5jp
    @JohnJonny-cv5jp 2 месяца назад +18

    Haiwavo ndotokubata zvandoda nekuti ndini mai vako ❤ Viva Mai Clio 💪

  • @ShortCircuit05445
    @ShortCircuit05445 2 месяца назад +46

    Hoyoo waiting for the return of Lily by fire 🔥 by force Madam Destiny na Jonga hokoyoyi Madam Destiny nhumbu ichaenda kumusana pavachawona Lily 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. 😊awuya ne police 🚔 🪖🫔🔫

  • @ShortCircuit05445
    @ShortCircuit05445 2 месяца назад +15

    Mai Cleo mai too much dzungu shavi rechibishu risingade zvinhu zvakanaka.😊

  • @TelmaSamsonmuyambo
    @TelmaSamsonmuyambo 2 месяца назад +64

    Asi ma minutes wedzerwo iii naiza ndoto liker ndisati ndaoona😊

  • @WinnyMartin
    @WinnyMartin 2 месяца назад +44

    Pliz someone like my comment ndoda kuzodzoka pano ndapedz basa❤

  • @bernard9830
    @bernard9830 2 месяца назад +16

    Mai Cleo surrender 😂😂😂. Naiza pleass give her a peoples choice award. She is a drama queen

  • @ephraimkaimbangwelamako5829
    @ephraimkaimbangwelamako5829 Месяц назад +1

    Mai Cleo to the fullest you act like real ❤❤❤❤❤ keep the fire burning NB

  • @LunganiLuh-vx6lw
    @LunganiLuh-vx6lw 2 месяца назад +6

    Nhumbu yamai cleo inehasha🎉

  • @samueltay2700
    @samueltay2700 2 месяца назад +1

    Love from Ghana team naiza boom you are the best.....if you sustain what I just said raise up your hand here

  • @SheltonMotsi
    @SheltonMotsi 2 месяца назад +8

    Kkkkkkk ona ndiriku joni apa ndoona ma naiza boom because anopisi ❤❤❤❤❤

  • @RetinaDhewa
    @RetinaDhewa 2 месяца назад +13

    ini mai cleo vaakundibhowa koiye nyamare adii kungovasiya atsvaga umwe

  • @RumbidzaiMuvengi-sy8zb
    @RumbidzaiMuvengi-sy8zb 2 месяца назад +6

    Mr Nyamari vane moyo murefu,vanonzwisisa benzi ravo

  • @philliphurekure
    @philliphurekure 2 месяца назад +28

    we always here with you Naiza boom, the G.O.A.T of the moment.

    • @1saacKege6-q9p
      @1saacKege6-q9p 2 месяца назад +4

      Ndizvo zvinoita mamaiose Nakagawa nomweya yesvina

    • @NancyTsomba
      @NancyTsomba 2 месяца назад +4

      Dimba siya naewo​

    • @CarltonDengu-y6x
      @CarltonDengu-y6x 2 месяца назад

      Konaiza iyi yapera here coz makushooter imwe

  • @emmanyirenda6288
    @emmanyirenda6288 2 месяца назад +19

    Ko VaNyamari vabata Kumeso vaitwa se, Dai My High School Teacher riri book raiverengwa paKuverenga kwedu kwanhasi maheadlines aibuda ndeekuti
    1. Ko shop yaCleo inobudirira here?
    2. Pamuviri panamai Cleo ndepechokwadi here?
    3. Ko Jonga achaita se sezvo baba vake vakauya kuchikoro kuzonzwisisa mafambiro ake.
    4. Senzeni achawana mari yake here kubva kunaheadmaster.
    5. Lilly achatora matanho apo mushure mekukidnapping nekuzowanikwa ari mupenyu.

  • @alicenherera6193
    @alicenherera6193 2 месяца назад +20

    Yeeeeh APA Mai Clio havana mimba skiri rechupfambi kupa zvemimba

  • @Deee-gf4eb
    @Deee-gf4eb 2 месяца назад +12

    Nhasi hasi bby ndibaba imi😂😂😂😂😂😂

  • @PaddyWatts-i6j
    @PaddyWatts-i6j 2 месяца назад +6

    Well done mai cleo good acting character ❤❤❤

    • @Winnetnyashachinyadza
      @Winnetnyashachinyadza 2 месяца назад

      Mai Cleo rambai makasimba nema shoko ekuwaka mwana coz Nyamari is up to something don't trust him........

  • @stanleychikukwa5927
    @stanleychikukwa5927 2 месяца назад +4

    Mai cleo is talented. . She can perform different characters very well ❤

  • @EmmanuelMaluleke-oz9nw
    @EmmanuelMaluleke-oz9nw 2 месяца назад +8

    Good advice from jonga to his friend dhimba

  • @DrsMach
    @DrsMach 2 месяца назад +1

    Dhimba dzosera Rasta haaa msoro wako wakakura kkkkkk dzosa mkwende rasta😂

  • @CharityMarira
    @CharityMarira 2 месяца назад +3

    Mai Cleo vanogona havo mwana haanganogara ega ipfambi inogona kuprotector mwana wayo havadi kuti mwana azoitawo zvavanoita l don't trust man zvangu

  • @FaithMabhebhura-ir9fl
    @FaithMabhebhura-ir9fl 2 месяца назад +4

    Mai Cleo haaa imwe type chaiyo zvichazopera seiko nhai 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @lynianyamani9597
    @lynianyamani9597 2 месяца назад +6

    Mai Cleo ndavanyarira after vataura kudaro😂 kwakuti chitipai mari yemuriwo tibike tatova pa new chapter, one family zvatopera😂😂 bhishu risina njere zvaro🙌 dai vakaita zvinemusoro nemari yese iya yavaipihwa😢

  • @MonalisaNyamapfeni
    @MonalisaNyamapfeni 2 месяца назад +2

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 naiza huchi❤...Naiza boom the real GOAT ✨✨✨✨💘

  • @williammusazura2129
    @williammusazura2129 2 месяца назад +6

    Its coming out kuti this guy ndivo baba va Cleo chaivo

  • @eltontaropafadzwa8981
    @eltontaropafadzwa8981 2 месяца назад +1

    Mai kirio godo rakabva ragara pachipfuva chaipo kusada kuona mwana achibudirira😢😅

  • @LeeLee-tn4oi
    @LeeLee-tn4oi 2 месяца назад +10

    Mai cleo usajairirwa iwe nezidara iro kana richida kuhelper cleo rinodii kutanga rakuudza

    • @OmetChirwa
      @OmetChirwa 2 месяца назад

      Ivo mai Havana brain kurwadziwa

    • @peesaunyama4337
      @peesaunyama4337 2 месяца назад

      Skiri iro,ndibaba VaCleo chaiwo awo

  • @GivemoreTapiwq
    @GivemoreTapiwq 2 месяца назад +1

    Makaipa naize boom munofona rambai akadaro jonga chibaba, mai xliyo mune muchiti da shuwa

  • @victorvicsolutions2716
    @victorvicsolutions2716 2 месяца назад +2

    Jonga to the world , great advice

  • @MicaMahlane-et5jc
    @MicaMahlane-et5jc 2 месяца назад +4

    Amai cleo bakuzopenga manje bakufunga ku tachi line mbinga irikuzo yenda manje

  • @JohwaniMakina-qy5mj
    @JohwaniMakina-qy5mj 2 месяца назад +15

    My cleo ngavabude mu NB vanobowa😅😅

  • @sikhangezile-g4p
    @sikhangezile-g4p 2 месяца назад +1

    😀😀😀😀😀😀 dhumba wandinakidza 😂😂😂😂😂😂😂 shem kudhedha dhedha

  • @ShortCircuit05445
    @ShortCircuit05445 2 месяца назад +3

    Dhimba l feel you bro but iyo yemakuva 8s a big no no.Haufanirwe kubvumidza mwana wemumwe munhu asiri wamai vako kuti akushungurudze muhupenyu hwako,yes yawakaitwa naPanashe inorwadza,but rega zviyende God will always for our battles.😊

  • @ruebenmurwira6541
    @ruebenmurwira6541 2 месяца назад +6

    Nyamari ngavasiye vese muchadyiwa Mari mahara hanziii ndinemimba

  • @TTDTV22
    @TTDTV22 2 месяца назад +1

    Well, done mbinga! And all the nb characters! Also I still can't believe that you guys have reached episode86! That's tought.

  • @joicemaruta8042
    @joicemaruta8042 2 месяца назад +5

    😂😂😂 mai Cleo muchatsindira mwena unobuda neshwa netuhasha tusina imwe inoti kuvhairira nyamukuta kuzvara uchada😂😂😂 batai mbinga mushe...❤❤❤❤❤

  • @ShepherdMusingarimi
    @ShepherdMusingarimi 2 месяца назад

    Main actor haafi since this story is mostly based on Jonga and madam havafaniri kusungwa those guys Lilly anofanira kunge adzidza chidzidzo not to interfare in other pple's business because if they go down the story will not make sense

  • @Takuwayn
    @Takuwayn 2 месяца назад +3

    Mai cleo dzinouya suwa kkk, dhimba wakuda kuvhura hombe ka

  • @Chiefwidzo
    @Chiefwidzo 2 месяца назад +1

    Haa its giving Jonga 😂😂😂 , hanzi wave kujeri onetswa futi nechipoko

  • @nickMurira
    @nickMurira 2 месяца назад +1

    Mai cleo to the fullest❤❤❤❤

  • @ChrianaMatope
    @ChrianaMatope 2 месяца назад +3

    Cleo wakaoma wakutovimba neboyfriend yamai vako paucharape

  • @CeciliaTetechaka
    @CeciliaTetechaka 2 месяца назад +3

    Mai cleo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Pakaipa😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉😅😅😅😅
    😂😂😂😂😂Hoo Inga 😂😂😂😂😂😂shuwa Mai cleo

    • @CeciliaTetechaka
      @CeciliaTetechaka 2 месяца назад

      Wen someone like my she will be my best friend he will bestie

  • @Melodypanganai
    @Melodypanganai 2 месяца назад +8

    Cleo dei wangoenda wakanyarara

  • @MAIJani-j8i
    @MAIJani-j8i 2 месяца назад

    Ska mai kiriyo mukatonzwa kut ndodanana naNyamari mondipisira mumba zveee ❤❤❤❤❤mune godo mhai

  • @JoboMomberume
    @JoboMomberume 2 месяца назад

    😅😅😅😅 nhai mai cleo godo nemwana boe hr kkkkkkk hayas zvakaomawo sure 😂😂😂😂 ipai mwana freedom aaaaaah nhai 😂😂😂

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 2 месяца назад +6

    Hora cleao mahwani ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @NatashaChitima-n6k
    @NatashaChitima-n6k 2 месяца назад +1

    Keep it up Naiza boom huchi❤

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 2 месяца назад +4

    Jongawelldonefor advice ❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @ThamiMats
    @ThamiMats 2 месяца назад

    Kkkkk😂😂😂 mai Cleo mandinakidza nhsi yoooh

  • @FinerFiner-j3y
    @FinerFiner-j3y 2 месяца назад

    Naiza Boom woyeeee ndrikudekedzerwa ndripaBotswana zvangu

  • @MelisaMatambo
    @MelisaMatambo 2 месяца назад

    haaa mai Cleo dzunku makuriwanza manje aaaaq mucharambwa apa makti Nyamari akaromba fti shem ...masuwa chihure kaa😂😂😂

  • @ronnymateveke7842
    @ronnymateveke7842 2 месяца назад

    clio na mai vake thumbs up

  • @Mollerssarahjane
    @Mollerssarahjane 2 месяца назад +1

    Kkkkkkk nyamari siya zimai ir rakadaro harina brain wangu kkkkk

  • @ThelmaMaswuswu-dj3ij
    @ThelmaMaswuswu-dj3ij 2 месяца назад

    Mai cleo munogona zvekuty hanzi tipei mari yemuriwo titsvage muriwo kkkk Cleo akusara kunyama😂

  • @ViolaMadyike-h4x
    @ViolaMadyike-h4x 2 месяца назад +7

    Keep it up Naiza huchi yakunakidza manje ❤❤

  • @TateguruBusayi
    @TateguruBusayi 2 месяца назад +8

    ❤❤❤❤ waiting ko chii futi chaitika nhai triple M

  • @maititimuzondo9588
    @maititimuzondo9588 2 месяца назад +2

    Sando Kuna Mai Cleo Hainan kwaunoenda tambiraz iripo😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @unitymaqedaputsai4315
    @unitymaqedaputsai4315 2 месяца назад +9

    Well done mai cleo mwana uyu akuda kukura musoro zvisina basa

    • @OmetChirwa
      @OmetChirwa 2 месяца назад

      Ummm don't think so

    • @unitymaqedaputsai4315
      @unitymaqedaputsai4315 2 месяца назад +2

      I m sorry to differ but my daughter cannot be too close to my boyfriend ngaanzwe kutya

  • @EgnessMoyo
    @EgnessMoyo 2 месяца назад +2

    Great job naiza

  • @CHIPOMARIKANASAIMONMARIKANA
    @CHIPOMARIKANASAIMONMARIKANA 2 месяца назад

    Kkkkk mai Cleo hanzi ta nyama imwe basa murikurova😂

  • @EdmundMachiya
    @EdmundMachiya 2 месяца назад +16

    hah iyi nhumbu yakavenga Kiriyo iyi zvabva zvasangana nekut amai vanga vagara vainewo godo kare

  • @tawandachidakwa1467
    @tawandachidakwa1467 2 месяца назад

    Wise words from Dhimba ayo. Its more than a dramma for me

  • @MelodySithole-o4s
    @MelodySithole-o4s 2 месяца назад

    Dhimba ❤❤❤❤❤ hanzi rudo rechokwadi rine makuwa❤❤❤❤❤

  • @lynianyamani9597
    @lynianyamani9597 2 месяца назад +4

    Naiza team you're the best❤❤❤I love you guys

  • @CourageZambuko-p7v
    @CourageZambuko-p7v 2 месяца назад

    Mursey team re naiza b murikurova basa zvakanaka asi pana Culture love gadzirisay urikuporonga maitire aarikuita hunhubu hwake arikuzonyanyisa kusiyana nevamwe

  • @HarmonyNdirowei-x2e
    @HarmonyNdirowei-x2e 2 месяца назад

    Motoooo mai cleo na cleo n Nyamari good acting 🫡🔥🔥

  • @AbiotNdlovu-mc1yk
    @AbiotNdlovu-mc1yk 2 месяца назад

    😂😂😂ibinyaaa Mai kiriyo mabasa nhumbu iyaa yakusimudza mamhepo 😂😂😂

  • @AttyNisha
    @AttyNisha 2 месяца назад +1

    Nhai veduwe iepisode ipi yakarohwa mai cleo😂

    • @peggymakuwe
      @peggymakuwe 2 месяца назад

      Havana kurohwa akongovapusha vakawira pasofa

  • @misropah
    @misropah 2 месяца назад

    Uuuumm Mai Cleo vazozvinyanya apa wapedza kt kumunhu mari yekuromba, wodazve mari iya ft ah havana kukwana jealous ravo rakaoma

  • @KudzaiMwarumba
    @KudzaiMwarumba 2 месяца назад +4

    Mai clio mucharambiwa ndi mari😂😂

  • @mikedavid2205
    @mikedavid2205 2 месяца назад +2

    makutadza kunyora imi kkkk mazi episodes hobho.hobho michitenderera magove ma indian series here😂😂😂

  • @TafadzwaBwoni
    @TafadzwaBwoni 2 месяца назад +2

    Ami Cleo vakuzviwanza vakaonekwa kut hapana chinombofungwa chine musoro

    • @NatashaLimbikani
      @NatashaLimbikani 2 месяца назад

      Kana veduwe mukusupporta vanyamari buh wat he's doing is very wrong man can't be trusted

  • @ishmaelmuchadakurwa9232
    @ishmaelmuchadakurwa9232 2 месяца назад

    NB munondugonera imi,kudzidza hakuperi. May the almighty God highly bless you all. I really salute you stay blessed.

  • @Thembamulaudzi-hl5ot
    @Thembamulaudzi-hl5ot 2 месяца назад +1

    Rudo revakadzi harina shokvadi

  • @pamelamabuya2241
    @pamelamabuya2241 2 месяца назад

    Nyamari looks very wealthy, it means he's nailing his part

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 2 месяца назад +2

    Gooood cleo ❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @faraikambarami6779
    @faraikambarami6779 2 месяца назад

    Naiza Boom " Huuchi husina mazana"❤❤❤❤❤ watching from 🇿🇲

  • @JeanlicMumba
    @JeanlicMumba 2 месяца назад +1

    Mbingaaudoo😂😂😂

  • @memorymakwindi3177
    @memorymakwindi3177 2 месяца назад

    Mai cleo,, siyai mwana apa hanti imi hamuna musoro here,, mongoda make up kit😂😂😂😂😂😂😂

  • @julietchiyambiwa4892
    @julietchiyambiwa4892 2 месяца назад

    Much loved NB❤❤❤basa renyu rakanaka

  • @SiyabongaMpofu-d1t
    @SiyabongaMpofu-d1t 2 месяца назад +2

    Ha vakomana ndasuwa shinda ummm one munhu anopedza masports

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 2 месяца назад +1

    Babaisrighrt well done ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @DoctorMwenga
    @DoctorMwenga 2 месяца назад

    Mai Cleo indava musina kukwana mhani kambwa ahhhh makuzozvinyanya ndanga ndakanyarara nguva dzese but ummm u crossed the limits

  • @LuciaMatinyarare
    @LuciaMatinyarare 2 месяца назад

    Mai clio vari seriouse chaiko kkk Nyamari anemoyo murefu asii iyo Mari yanyamari isingapere yakaita seii....haaaa munogona guys rambai makadaro❤❤❤

  • @witnessjumbe1238
    @witnessjumbe1238 2 месяца назад

    😅😅😅mai vacleo ibhishu risina pfungwa rakapusa 😂😂😂😂😂😂

  • @priscillasibanda-u3h
    @priscillasibanda-u3h 2 месяца назад

    mwana uyu anonzi cle akakwan hre😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @PaulineKadzima
    @PaulineKadzima 2 месяца назад

    ❤❤❤ ko ebu aripi nhaii

  • @AliceNdowa
    @AliceNdowa 2 месяца назад

    Aaaaaa kkkkkkk Mai cleo kwaa haaaaa murikunyotso ngona Basa renyu shem

  • @AliceNdowa
    @AliceNdowa 2 месяца назад

    Kkkkkkk Mai cleo kwaa haaaaa murikunyotso ngona Basa shem

  • @deacontawedzerwamoyo2884
    @deacontawedzerwamoyo2884 2 месяца назад +2

    Yaaaa yatove season iyi anyway handei nayo ngoma

  • @SashaVimbainyamajiya
    @SashaVimbainyamajiya 2 месяца назад

    Ndoda kukusungisai vanhu ve Naiza how dare you give me depression 😢😢😢since when ndakamirira high school teacher 😅😅😅

  • @KimberlyJeche
    @KimberlyJeche 2 месяца назад +2

    NaizanBoom please cleo naamai vake ndava wirirane😢

  • @ShaheedahMagwaya
    @ShaheedahMagwaya 2 месяца назад +4

    🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉Nyamari wochemei nhai

  • @NetsaiManongwa-ro2us
    @NetsaiManongwa-ro2us 2 месяца назад

    Jonga,Mai cleo,dhimba kwakupere 🎉🎉🎉🎉

  • @EvelynMadyangove
    @EvelynMadyangove 2 месяца назад +2

    😂😂😂😂 Mai ava avana kukwana ava ummm

  • @SimonMulhanga
    @SimonMulhanga 2 месяца назад +2

    Uuuuuuu but murume wamai cilio akashinga idai ndrn ndakatotsamwa Inn zvekutotika uuuuu maiweeee