Hehehehe chazotsvuka manje. Madam destiny na Jonga hokoyoi. Zvino mwana achazvarirwa muchitokisi kaaaa manje.Ndatononokerwa soooo ngaiuye.Mukugonesa Mr naiza, pamberi nebasa and we are there to support you.
Chapepa Tsvedegu you play your role really well 👏 coz iyi i attempted murder and someone should go behind bars 😂😂😂😂😂😂😂 tozowona madam Destiny na Jonga vari pa interview na Tilder vari kuChikurubhi on behind bars program 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. Thank you mkoma Michael nekuzadzisa shoko renyu tanga tanzwa nekumirira this dope movie 😊.
Where are you watching from?
From hatcliffe
🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼Botswana
SA❤❤
South Africa
South Africa
Vakufara kuti tadzoka mu my high school students isai malikes seni❤🎉
It's me here in U.S.A,,,, ,,,,😂( United States of Africa)🤣🤣🤣
❤
🎉🎉🎉
Ini ndafara zvokut
unopenga
Tsvedegu on this film you really showed your talent. You excelled. Keep it up
Madam zvayendwa can't wait to see you to south Africa 😂😂😂
Can't wait .jonga na Madam chachaya😅😅
@@CarolineChapungu-n3l rinamanyanga hariputirwe kk
yeah
Good work NAIZA BOOM. Keep it up ‼️💯💯♥️♥️
Keep it up Nb.....Naiza boom chibaba arikubvumirana neni isa like 👇
Kkkkkk culture haana secret kwanzi bvunzai jonga
Dzungu kkkkkk
Watching from UK London welldone guys ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Kkkkkkk❤ agyz madam nyush pama1and your bad jonga😮😮😮
Yesaya ndokugona zvee guys hatipedzei ma episode edu kwete kuzotisiyira muzhira❤❤❤
Great stuff NB films 💥💥💥💥💥
Hehehehe chazotsvuka manje. Madam destiny na Jonga hokoyoi. Zvino mwana achazvarirwa muchitokisi kaaaa manje.Ndatononokerwa soooo ngaiuye.Mukugonesa Mr naiza, pamberi nebasa and we are there to support you.
Well done❤
Jonga wave kutoenda behind the bars here🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Watching from Granary Whitehouse Harare Zimbabwe 🇿🇼 Tsvedegu hokoyo ofara hake
Headmaster , Excellent acting , Culture ❤ Keep it up. Naiza boom Well done. Watching from Malawi 🇲🇼
Share
I'm watching from South Africa but I understand and know Shona thank you ❤🙏,I love naiza boom a lot, especially Actress Dhafu❤
We are watching from Mozambique baba ma1 cant wait
Jonga aona naLilly maihweee 😂😂😂😂😂😅😅
Tsvedegu arikurakidza kufara kuti madam destiny vakusungwa 😂😂
Chabvondoka madam can't wait to c u kuchikurubi😂
Joga tizayo
Big up to chapepa role well played🔥🔥🔥🔥🫡motooo NB team🔥
Jonga wasiya maputi❤❤ hokoyo
This episode is so interesting ❤❤❤ wow nyc move N.B❤
Hoooyo hona ma 1ayo kkkkkkkk pachanakidza pano nhasi😂😂😂😂
Culture love 😂😂😂😂😂😂😂 mabasa 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
South Africa ❤❤
Headmaster tsvedegu Well done 🎉🎉
Haaaaa maone azotanga manje❤❤❤🎉
This is going to be interesting 😁😁
Jonga achaitasei gys😂😂😂
Good 😊
Very gud naiza❤
Welldone Jonga munhungamire nezvake❤❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Yaaaa paipa apa jonga apisira 😂😂😂 haaaa ma1 takamirira next episode 😊
Pa zvishavane boys ndipo patirikuonera nb films Ma 1 boys ❤❤❤❤❤❤
I love your teachings nb
Wonderful waiting for next episode please faster faster please ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Tsvedegu anogona kkkk😂😂
I honestly can’t keep this in my chest anymore, 😂😂😂Jonga change your barber 😫🙏💔plz
More firewaitingplease ❤❤😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Chaps is the main actor at this episode vanowirinana nezvandataura siyai like 😊
Keep it up naiza boom makanyanya tinokudai murikutigonera ❤❤❤
kkkkkkk jong speed inoguma kni kkkkkkkkkkk iko kumhanya knge mnhu wechikadzi akavhura makugumb 🤣😂😂😂😂😂😂😂😂
Jonga ma1 azotanga manje , lili welcome back
❤❤❤❤❤❤❤❤am watching from Canada
Ser chaps haaaa akugona mdara uyoo mmmm ❤❤❤❤
Tikutoda 2-3 episodes nhasi Naiza
Yesaya 🎉🎉
Game over madam
Game over kune wese wari 2madam na jonga regai tione kuti zvichafamba SEI coz ndiwo wanhu wanga wachinyanya kunakidza.
Yeah
Pakashata
To both of them madan n jonga
jonga namadam huyai pano tionesane 😂😂😂😂😂😂
🔥🔥🔥🔥🔥watching from moçambique beira
ndanga ndatofunga kuti ma episode akapera i as really strassed
😂😂😂😂😅😅 madam najonga varipama1 chokwadi
😂😂😂😂😂😂😂master mind Jonga
Can't wait kuona lili 😮😢
Aah Jonga wabva wasiya stock yese waona Lily chipoko😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
Destiny and jonga ndaona manyura
Jonga atonyura kaaaaa 😅😅😅
Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkķkkkkkkkk headmaster kanii 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Head ndovaneyese kkkkkk
Ndambakuudzwa akaonekwa nembonje pa forehead 😂😂😂
Jonga madam wakatiza ndiwe ukusara uchisungwa tizaimese😂😂😂
I am watching from south Africa
Madam dai matiza nguva ichipoooo😂😂
😂😂😂😂Wi-Fi nepasspword
Ma1 atanga jonga na madam apo 😂😂😂😂😂my😂😂
The best director in Zim @naiza boom. Vanotenderana neni like...
Zvatanga Lily ❤❤ nyudza vanhu❤🎉
Yeah zvaendwa ndatii❤
Jonga namadam yoweeeee ndaseka nhasi 😂😂😂😂😂😂😂
Well done team keep up the great work
Jonga ndiwe uchatanga kupinda mukati, NB to the people 🎉🎉🎉❤❤
Welcome back Lily we love you all siya like rako tirinone
Ndapindahokoyoomanenji❤❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kkkkkkkkkk 🤣🤗 jonga uyooo
Chapepa vakuita sekuty ndivo mupurisa 😅😅too much questioning to the officer
Nyaya iyi haifanirwe kupera 🤔 ndaingoenda kusvika kana Kuma millions irikunakidza 😊
We waiting for episode 100 final
Takamirira
Kotsirai kkkkkk mswiwitzsi ndozvaurikuita kkkkkk ramba wakatsika ipapo next tym imboita rimwe movie kotsirai naSolo varimurudo kkkkkkk tione zvinoitika pamatairiro kkkkkkk Solomon ramba wakadoro
Kkkkj wazvofunga nguvaiko
Watching from Europe Scotland 🇪🇺 ❤❤❤
Chapepa Tsvedegu you play your role really well 👏 coz iyi i attempted murder and someone should go behind bars 😂😂😂😂😂😂😂 tozowona madam Destiny na Jonga vari pa interview na Tilder vari kuChikurubhi on behind bars program 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂. Thank you mkoma Michael nekuzadzisa shoko renyu tanga tanzwa nekumirira this dope movie 😊.
Game over jonga Namadam
Haaaa Lili dzungu mheni
Anotobhowa lilly aaah
Movie iri rochinakidza manje 🔥🔥🔥🔥
Haaaa Jonga namadam chatsva🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Haa jonga watiza behupenyu hwake 😂😂😂
Kkkkkkk jonga hanzi madam tizai newe tizawo wangu
Past 1 kure wena naiza at list daí waiisa pa 10am , madam kuperera mujeri chete zvaendwa kkkk
Can't wait ❤❤
Naiza woyeeeee❤❤❤❤❤❤🎉
. Maita Basa manaiza boom l lova you so much
❤❤
Chaps is nailing it
NB huchi baba❤❤❤❤kasong ako musakasiya
Can't wait to see lily
Kkkkk munogona basa kani❤❤❤❤❤
Ini hangu ndoona sekuti mupurisa atadza basa nekuti mwana akabiwa asi akutouya akatopfeka unform ko vabereki vemwana varikupi patadzikwa apo
Sure pauniform panyepwa plus vabereki vemwana vatadza kuuya nemwana wavo here
Hanty inotengwa imwe ano presenter chikoro chake
Washaya@@TariroWozheli
😂😂😅😂😅😂madam nhumbu ichasvodza
Thanks naiza magonesa
I'm watching you From Zambia
Manheru tipei chimwe guys chakunaka manje ❤❤
😂😂😂 kwete kuti batisa mhiripiri😂😂