Baba Vakashaya Vasina Kuti Udza Kune Hama Dzedu, Tatambura Nekuvatsvaga

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 окт 2024

Комментарии • 45

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 2 месяца назад +7

    Asi kuziva Hama dzimwe nguva hazvina basa. Dzimwe Hama hadzina rudo. Chakakosha kushandira mhuri dzenyu. Uye kuva ne pekugara.

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 2 месяца назад +2

      Yeah kana watova mai kana baba unenge wakutozvimiririra wega yes zviripowo hazvo zvinoda mubereki asi nherera tiripo wani tiri kungorarama baba hapasisina

    • @Madzimai-v1h
      @Madzimai-v1h 2 месяца назад

      @@namatiraisithole6158 taura hako. Isu vamwe tavakutoti vana ndidzo Hama dzedu. Hama ku Mozambique. Kuda variko kuda hakuchina hameno ikoko. Chero tichitoziva mutupo.

    • @aginelah6387
      @aginelah6387 2 месяца назад

      Iko kumusha kwababa ndokune mhepo dzose

    • @Masiziba1
      @Masiziba1 2 месяца назад

      and its true isu hunherera ihwohwo hwakatotipa simba

    • @lovemoremuverengwi1268
      @lovemoremuverengwi1268 2 месяца назад

      Chivanhu chinidiwa .kurorwa to right father nezvimwe

  • @JanePhiri-c2u
    @JanePhiri-c2u 2 месяца назад +7

    Blame your mom who did not bother herself and try and mix with her husband's relatives.
    One has to make an effort---
    Varume havanetseki nazvo.
    So sad mwanangu.

  • @davidsahondo3887
    @davidsahondo3887 2 месяца назад +2

    Zvakangooma, mwari pindirai panherera idzi, hupenyu hwepapurazi marwadzo kunyanya situation yemu Zimbabwe parizvino. Musi kana uyo akkapinda mudambudziko bcz of hama dzamai. Zvorwadza uyezvakaoma zviri mudzimba.

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 2 месяца назад +2

    Vana Mai so vanongoitazvinhu zvemu film chaizvo zvino vana ndovakutambudzika zvakaoma

  • @miriambanda1670
    @miriambanda1670 2 месяца назад +2

    Zvinorwadza zvinoremera vana vakasara Mai dai vakaudza vana kt bba vavo vaibva papi pa Mozambique ....sad story💔💔

  • @NomsaMaseko-kq8ht
    @NomsaMaseko-kq8ht 2 месяца назад

    Nababa vamai vedu vakabva ku Mozambique sorry sister mwari vakuvhenekerei nekutungamira i know that muchadziwana hama dzenyu

  • @FranciscaChinoera
    @FranciscaChinoera 2 месяца назад +10

    Dai vamboenda kwa Miracle Paul vanobvunzira vanogona kuudzwa kumusha kwavo ndarwadziwa shame

  • @mukanya5836
    @mukanya5836 2 месяца назад +1

    Vana endai ku rehab centre monoona HR weapo motaura Zita rababa venyu mobatsirwa ne information yehama dzavo muma records / files

  • @TendaiMutambo
    @TendaiMutambo 2 месяца назад

    Pindirai Mwari

  • @ganyaz
    @ganyaz 2 месяца назад

    ko ivo vana sisy vamai vako havaziwi dzinza rekwakange kwakaroorwa munin'ina wavo here??

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 2 месяца назад

    Mkoma Robert ita vanhu avo vaende kwaProphert Miracle Paul kuL kuChitungwiza uko

  • @ChamwaMabhunu
    @ChamwaMabhunu 2 месяца назад

    Pliz ngavaende kwa pastor miracle Paul vaudzwa kunehama dzavo vanobatsirwa

  • @ttfam8742
    @ttfam8742 2 месяца назад

    Dr Mukotsanjera's job

  • @BlessedTMugaradziko
    @BlessedTMugaradziko 2 месяца назад +2

    Endai kwaprophet Paul vanokuudza kune hama dzenyu mukabatsirika

  • @MiriamChiposse
    @MiriamChiposse 2 месяца назад

    Itochengetanai pachenyu isu tinochengetana tingorivo vekuMozambique

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 2 месяца назад

    Chero veku Mozambique vane hama muno dzerudzi even vamwe vana vanenge vainavo. Mama vaiziva vaivanza nekutya kutizwa nevana. Kushaya hama hakuite . Mmm

  • @NormanMupfudze
    @NormanMupfudze 2 месяца назад +2

    Its a Sad story but chokwadi usafa wakakudzira vana mumapurazi nokuti the lifestyle yemumaFarm is not good at all

    • @GraceMuzhuzha
      @GraceMuzhuzha 2 месяца назад

      Say that again

    • @namatiraisithole6158
      @namatiraisithole6158 2 месяца назад

      Vanhu vanobhaiza kuzokanganwa kudzokera kumusha nekuti kupurazi kubasa asi hamheno chinoita kt vanhu varivare vasadzokera kumamisha avo kungobva from prazi to another prazi kusvika munhu afira musango

  • @tanyamubaiwa1530
    @tanyamubaiwa1530 2 месяца назад +1

    Zvichanaka Hama yangu usarasa tariro

  • @FainaMheremhere
    @FainaMheremhere 2 месяца назад

    Mwari vanoona nekunzwa zvinoita

  • @TendaiMutambo
    @TendaiMutambo 2 месяца назад

    Ummm life so zvakaoma Mwari batsirai Vana ava

  • @MelissaJays
    @MelissaJays 2 месяца назад

    Sorry my sister but hama kazhinji kacho hapana kubatsira kwavanoita muhupenyu kutozvionera namatai nesimba Mwari vachakugonerayi

  • @Zinhle314
    @Zinhle314 2 месяца назад +2

    Dai vawana stand yokugara vese varigare pamwe chete!

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 2 месяца назад

    Iwo maMoskeni kungokonzeresa dambudziko chete muno Muzimbabwe

  • @alexmasiya
    @alexmasiya 2 месяца назад +1

    Golf club- Ruwa

  • @kandariraanna
    @kandariraanna 2 месяца назад

    Kusiira vana nhamo zvorwadza

  • @naomimangazi8354
    @naomimangazi8354 2 месяца назад

    Mamoskeni akatiparira aya

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 2 месяца назад

    Zvakaoma

  • @TatendaSaruchera
    @TatendaSaruchera 2 месяца назад

    Zvakaoma veduwe

  • @chiheramaialexis2510
    @chiheramaialexis2510 2 месяца назад

    😢😢😢😢

  • @GraceMuzhuzha
    @GraceMuzhuzha 2 месяца назад

    Uuuum zvakaoma hupenyu hwe nherera veduwe

  • @emmiesmit1241
    @emmiesmit1241 2 месяца назад

    Rehab should have records of his chitupa mu file zvinotaura kwavaibva chaiko. Even next of kin might be there. Zvakaoma asi veduwee mmm.

    • @Nunec
      @Nunec 2 месяца назад +2

      MaID aitorwa nema foreigners in Zim anenge asina ma true names ekuMoza but mazita ekuzvipa. So even kuwana madetails ku rehab kwacho they will not correspond with anything kuMoza

  • @alcatelthree
    @alcatelthree 2 месяца назад

    Musanyanya kungo zvara vana vanoda kuchengetwa kwete kungi ndeya muchitsvaga mmabasa kuchengeta kwete kungogarira mboro