Sekuru Mhofu made me laugh throughout this video he has deep sense of humour. He is talking sense though & I like how he choses his words careful to explain his trade “ kusavhundutsa vanhu”. Handzi zvekudenga bodo tokuona tasvikako kkkkk.
This is the reason why the European settlers destroyed traditional shrines across Africa & stole artefacts because they knew they were the centre of spiritual power. We may argue & disagree but people like Sekuru Mhofu are true custodians of our unique culture & traditions as a black race .
If he wants to understand if when people die where do they go he should watch Steve Huff or Hope paranormal channels. We go to heaven and come back as angels assigned to protect other people it could be family members or other people. In our culture we have vadzimu those spirits who are sent to come and protect the families.
Aifamba achivhima n'anga from Zimbabwe Mozambique Malawi Zambia hei remind me Gombwe Madzibaba Bond vanga vaBonda nyika kkkkkkkkk gore rino rinenyaya vamwe vakati ndivachaminuka kkkkkkķ
Kana achiziva ana the late Chiwokoto zvoreva kuti akaremaa murume uyu pahurombwa. But anyway, apa a good example of hembe kuti ukapinda nayo pane munzwa ikabvaruka woti ndakashata here apedza maSports
Sekuru Mhofu made me laugh throughout this video he has deep sense of humour. He is talking sense though & I like how he choses his words careful to explain his trade “ kusavhundutsa vanhu”. Handzi zvekudenga bodo tokuona tasvikako kkkkk.
This is the reason why the European settlers destroyed traditional shrines across Africa & stole artefacts because they knew they were the centre of spiritual power. We may argue & disagree but people like Sekuru Mhofu are true custodians of our unique culture & traditions as a black race .
Sekuru He knows what is doing.akahlanyi uyayazi into ayezayo konke okukhulumayo kulewondo
Kkkkkkkk, hanzi ngatimbomirai kutaura zvekudenga nekuti hakuna anoziva kuti kwakamira sei. 😂😂😂, Hanzi tozviona taendako🙌🙌🙌
😂😂😂
Denga is here on earth.
Jahlady urisei ...hauchabatiki
@@DirwahSave bhoo hangu dea, ndinenge ndiripo hangu pamalive ndiri kuterrace
Its confusion people are laughing,he will spend intenity in hell
Haaaaaaaaa mukoma Neshamba ini ndofunga he is mentally well and telling the TRUTH he knows in regards to those other n'angas
Drewmas thank you. Sekuru thank you, you are truthful & you have revealed that most n’anga are using makona.
Kule ava ngavatiratidze kwakaiswa musoro wemwana ,Tapiwa Makore
If he wants to understand if when people die where do they go he should watch Steve Huff or Hope paranormal channels. We go to heaven and come back as angels assigned to protect other people it could be family members or other people. In our culture we have vadzimu those spirits who are sent to come and protect the families.
Uhhh nyaya idzi dzinoda wakaenda kudenga wacho iwe mbune kwete maexperiences evamwe vanhu you can't prove if it's true
@@kwarummond77that's true
Asi social media ka it will kill us one day. This man is talking sense, and you begin to question a lot of things. Huye don't 😂😂
Hmmmmm vanenge vakarohwa nemutoriro 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
❤❤❤ kule na sigauke gud combination
Aifamba achivhima n'anga from Zimbabwe Mozambique Malawi Zambia hei remind me Gombwe Madzibaba Bond vanga vaBonda nyika kkkkkkkkk gore rino rinenyaya vamwe vakati ndivachaminuka kkkkkkķ
😂Nhasi varipi ini mazuvano ndongotarisa mbiri inouya ichienda
I was asking for sekuru mhofu
Uummmm wanhuwoyeee haaa pakaipa hamenho Regai tione wasanganisei pamwechete wasaizane masimba waripamwe tione wezvokwadi qaaa
Thank you vaNeshamba nechirongwa chenyu
Ummm vanotyisa sekuru ava,ndaona kuti zvukuraya vanozvigona..
Uuuu pasi vanhu vanorarama zvakasiyana siyana. Judge not!
Kana achiziva ana the late Chiwokoto zvoreva kuti akaremaa murume uyu pahurombwa. But anyway, apa a good example of hembe kuti ukapinda nayo pane munzwa ikabvaruka woti ndakashata here apedza maSports
🎉🎉🎉basop Drewmas #Madea "munodrewiwa drewiwa😂😂😂❤🎉
Mungavashore but he seems to know what he’s talking about
Thought so
I think he knows
Haiwawo zvichapera benzi
Idzi type dzen,anga ndidzo dzino nyengera vanhu kuti vagure misoro yevana ngaatiudze kunemusoro vatapiwa
Interesting regai tione mota ichiwanikwa
Usadzime...ndanga ndichiuya
Comedian naMadungwe same what's up group
Madhongi ane nyanga 😂😂😂😂😂😂 ndakutopenga
Tibatsereiwo tatambura please arikuramba kudzosera zvikwambo zvake
Isu toda kubvunza nhau sekuru mhofu zvembereko vanozvigona
Water 💧 is very important. Vabatsirei nebvura ava sekuru.
UUUH pakaipa apa hapasi pekugara vanyika gumbo mudziva unonyura
Heyo assignment sekuru. Ngaidzoke tione. Toziva ndimazvikokota . Basa rochiwanda ruzhinji paruchaona
Nyaya yekudenga iyo, vanhu inonetsa
Hanzi hakuna akaenda kudenga akadzoka sekuru ngavabvunze Madungwe anoendako achidzoka 😂😂😂😂😂
Madungwe anopengawo uye
Ukateedzera Madungwe unopenga
😂😂😂😂😂😂Tozviona tasvika 😂😂😂😂😂 sekuru ava ma1 chaiwo
Hanzi hakuna akaenda kudenga akadzoka sekuru ngavabvunze Madungwe akaendako akadzoka 😂😂😂😂
Mkoma Neshamba mane ring asi ndimi makaroora Chihera here
Uuummm ndatya Vangu tinoda vana sekuru vekuZinata nekuti zvikazonetsa mangwana unodzokera zvakare vanobatsirana apaaaaa uuummm
Sekuru bhoo manje. After elections I'm coming there, someone is likely going to make me angry. I need solutions.
😂😂😂
Yakadzoka here mota
Denga handizive vakaenda nekuti hakusati kwaenda munhu akadzoka
I love this song
Andrew you're the best
Drewmas Media to the world
Was laughing through out the episode.
❤ i love the song only
Mdhara haasi kupenga uyu … akuna munhu anopenga akadaiso
😂😂😂 kuseka zvedu sekuru vanorema ava mmmm nyanga idzo mazino
Sekuru is telling the truth
Vanhu vanosekerera zvese zvese
Vakupengeswa nengozi 😂😂😂😂😂😂😂😂
Musashore, omunye watshelwa luhlanya wasola, just 🎶 singing😂😂
Sekuru vakawoma ava nemakona avo Aya iiiiii zvakawoma
Madungwe akaenda
Hakuna mupengo anotaura soo. He's talking sense😂
Ndopakatangira nyaya iyi ere kana pave pakati
i thnk he is related to Madungwe
True
Waaaaaaaaaa I love this movie magician war kkkkkkk
Sekuru ubonakala ekwazi akwezayo thina thina sihlushwa yimoya yegozi
Kkkkkkkkkkkk haaaa dzinonakidza mutauriro wadzo
Panyaya ye cent why Sekuru vasinga daidze cent ravo rouya rega
Ngavatibatsirevo madzibaba Bond
Comedian. Same na Madungwe
Same group
Mhuri yeZimbabwe iri kunzwa muchitaura nemupengo 😂😂😂
Thank you drewmas thank you shumba
Tikatora Tasvu, Mukotsanjera, Ndudzo, Ngara nevamwe vese ngavataure kuti musoro waTapiwa Makore uripi or Itai Dzamara
Hupfumi hapana hapana. Zvingori pachena izvi . Profit hatisi kuiona apa lol😅😅😅
hapana chozikanwa kupengeswa nenhozi awa wangofanana nasekuru we gudo waye
Kkkkkkkk😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 zvekudenga dei tambosiyana nazvo asi
Kkkkkkk type idzi hadzinyepi hr nekuti vechirapa vapengo sei vapengo vakazara munyika
Vanorapa vapengo variko ASI anorapwa ndeaenda kwavari ka
Saka ndopaachapedza nyika yese here,
@andrew Neshamba, vabvunzei kuti vangani vechurch vavakarombesa. Ivo vanofembera manumber evanhu ava
I think shumba munofanira kumbova pinza pa test sekuru mhofu avo
Kupfeka red ingozi futi
Really mad
Mhofu haapengi uyo, anokupindura
Akaromba uyu
Kusanamata dzango nharo
Mwari vakaviga ruzivo rwavo kunevakachenjera
Mhofu pfungwa hadzisi kupanana moto
VaNeshamba ndivhunzireiwo kuti vanopedza kurapa varikupengeswa nengozi yakaparwa kare asi ichidiwa mwana sikana,vanokwanisa kugadzira pasina mwanasikana here tatambura mai vangu vanorwara
Is he registered
Kuvhundutsa vanhu 😂😂😂😂😂
I thought so too. Because ndivo chete vahombe from Mozambique Zambia malawi zimbabwe.
He reminded me phasion Java achinzi ndini n'anga yakamurombesa kkkkkkkk so now new story of same kind
Wait ndico vekurombesa passion java.
VaNeshamba makanganwa kuti part2
Hanzi vamwe vaitumira zvimupanzi zvikanditadza😂😂😂😂😂
Ichooo kkkkkkkkk mhofela
😂😂😂😂😂hayi kodwa shuwa
Sekuru avo tokumbirawo vambotaura nhoroondo yavo kubva pakuberekwa
Pakaipa famba navo
Zvinovundutsa😳😂
Sekuru mhofu havasi vezvikwambo here
Wese anasekuru ndewe zvikwambo, saka wachigona kuzvibvisawo
Mukoma Neshamba bvunzai sekuru kuti vanogadzira here midzimu yakasungwa mafuko, kutsipikwa kana kufuratidzwa uye pavanogadzira nyakutsipika wacho haafi here
Musatutumadzi simba raSATAN otherwise you become partners in sin
😂😂😂😂😂😂hanzi midziyo inokosha
Sahwira classmate wangu Lawrence Neshamba
Vanhu vanoziva muishonga vakangoshoreka soo
Kkkk type inotidzosera kumashure pakunamata iyi kkk
😅😅 haa usabva pana mwari nenyaya yesocial media
Hanzi muiite like weduwe ndiko kunobva futi Mari yefuel
Ingozi iyi 😂😂😂😂😂😂😂😂
Chaiyo kkkkkkk
@@shebs2207 mahwani 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
maihwe ndaona bete
Mulanji chokwadi hanzi ndokune vane mushonga isingaite chokwadi
Kkkk Mari dzedare kudhura