Akabatwa Achiita Mubobobo NePant ReMwana Ari MuSpare Bedroom ReVasikana

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 июн 2024
  • By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +26377596484

Комментарии • 133

  • @user-ui7ks9fv3e
    @user-ui7ks9fv3e 14 дней назад +15

    Mambo uyu haagoni kutonga iye ndoopiwa mombe komuridzi wemwana 😂😂😂

    • @silentmutsikamahwe6906
      @silentmutsikamahwe6906 13 дней назад

      Muridzi anzi mombe wani then yemakunakuna nehwai zvekuchenesakusvibisa nzvimbo

  • @user-xn6ei2hf7x
    @user-xn6ei2hf7x 14 дней назад +7

    Pamusoroyi changa changamire nemakurukota enyu ese betserayi murume uyu zvipere izvi angava akasiirwa asingazivi vabereki vedu vanobata bata tisinga zivi betserayi murume uyu nekuti jere dzake dzinenge dziri kutorasika munga omesera henyu munhu asiaribadambudziko uyu tsvagayi vanomubstsira zvipere izvi mungamuripisa henyu sihazvipere izvi mubobopo uyu ngavabatdirwe

  • @MarymarthaHassen
    @MarymarthaHassen 14 дней назад +7

    Muridzi we mwana mbudzi mbiri iye mambo mombe pakaipa syre

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 14 дней назад +5

    Rambai mbudzi idzo mhai ngaatore zvese mambo uyoo imi ndimi moda mombe

  • @user-zq8zp9ro6q
    @user-zq8zp9ro6q 14 дней назад +4

    Nhai mambo hudyire ndohunei mambo kunamambo muridzi wema pant mbudzi inokwana here korapisa munhu ndakusemai mambo

  • @user-gr4kd9ii3d
    @user-gr4kd9ii3d 14 дней назад +8

    You guys behind the camera makunakidzwa kuteerera nyaya and forget to turn the camera,very poor

  • @user-ls9mn7hl9n
    @user-ls9mn7hl9n 14 дней назад +9

    Mambo makakwana here imi nxaaaaaa muridhodho chairo how can you change mbudzi paupenyu heakanganiswa kudai

  • @zakesnyati3671
    @zakesnyati3671 14 дней назад +4

    Poor chidare ichi the guy needs help not matuzvi amukutonga

  • @pastormvhvoices
    @pastormvhvoices 14 дней назад +3

    Ko Mambo ndimwi mave kudya mombe sei ummm

  • @tracychiumba1436
    @tracychiumba1436 13 дней назад +1

    Aaaaaa mambo ineudyire iyi.....kuchenurei imi musirimi makaitwa mubobobo Wacho uuuum kudya zvevarombo kusvika pakudaro haiwa

  • @Faith-vc4vc
    @Faith-vc4vc 14 дней назад +6

    Another version of chief Makoni udyire 🙄🙄🙄

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 14 дней назад

      Makoni anotanga akuendesa kuseri kwechuru

  • @user-zq8zp9ro6q
    @user-zq8zp9ro6q 14 дней назад +8

    Mambo indove yenguruve chaiyo

  • @lenainock3982
    @lenainock3982 13 дней назад +1

    Mambo murimbwa yemunhu ....nyaya dzakadai dzotoda n'anga nhatu ponzwika kuti akaitei nawo...ndagumbuka mhani ....hamunyare zitsotsi remunhu

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 14 дней назад +2

    Ndopandofungira headman Chigodora ipapa neteam ravo

  • @miriammativenga8674
    @miriammativenga8674 14 дней назад +4

    Mambo vane hunjire ava. Kukara chaiko. Kungochaja mombe pese pese. Hezvooo

    • @lucyholokani2211
      @lucyholokani2211 14 дней назад +1

      Ndarwadziwa kuti mmwana akanganuswa opihwa mbudzi mbiri ivo vopihwa mombe ndascotwa😅

  • @user-et5zk4tj3p
    @user-et5zk4tj3p 14 дней назад +1

    in love with the song 😍

  • @GetrudeMasvinge-zr3ot
    @GetrudeMasvinge-zr3ot 7 дней назад

    Thanks Mkoma Robert for your efforts, all your videos are superb

  • @JacobDembedza
    @JacobDembedza 14 дней назад +2

    Anotorashika njere uyo chasara kurepa ungaisa bhurukwa achisiya mvana dzizere idzo

  • @CarolinaMachipanda
    @CarolinaMachipanda 9 дней назад +1

    Mukadzi wababa vangu haaaa kasong ako madhara chaiwo

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 14 дней назад +3

    Mbudzi ishoma mwana aiitwa mukadzi

  • @user-iz4ih6rv9z
    @user-iz4ih6rv9z 11 дней назад

    Mambo kutonga hamuna wisdom. Mkomana uyu anoda kufambirwa zviri paari zvibviswe. Uye nemwana anoda kurapiswa tsvina dzaari kuiswa nemunhu wasingaone. Murume uyu ngabviswe zviri paari coz pamwe vakatowanda vari kudaro zvimusingazive. Vana mkoma vake vanoita kumureverera hanzi anomborwara mirai muzonzwe zvoitirwa venyu vana nevakadzi munzwe zvorwadza sei

  • @user-kp3vj1fc4y
    @user-kp3vj1fc4y 13 дней назад +1

    Hmmm mambo ane hundyire, iye ndiye opiwa mombe manje, muridzi wemwana mbudzi mbiri? Hazvisi fair kumuridzi wemwana, ko iyo yedare haisi yamambo futi🤔

  • @thomasnorman9502
    @thomasnorman9502 13 дней назад

    Great song mkanya yamaisa apo ngazviendemberi

  • @FRANCISCOBota-mv1ui
    @FRANCISCOBota-mv1ui 14 дней назад +2

    Murume wemu bhobho ane chokwadi chinodzora hasha hanzi bhurugwa ndoriita mukadzi

  • @rungamaimangwende3733
    @rungamaimangwende3733 14 дней назад +1

    Mambo ava idhodhi chairs, why Mai Ventana vachipiwa mbudzi ice mombe ibenzi remunhu anode members iye why kunge noise bb vemwana

  • @gladysnyakudya3475
    @gladysnyakudya3475 14 дней назад +10

    This is a case of mental illness and he has a fetish yekuda mapant evakadzi. As I see it hangu hapana kana urombwa apa. I think our culture need to integrate ma mental health cares kuti vanatsonzwisisa different types of mental illnesses. It’s really a sad situation

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 14 дней назад +1

      Mubobobo ndiwo urikumurwarisa anoda kubatsirwa kusiya mubobobo uyo

    • @esierayner533
      @esierayner533 8 дней назад

      It's true.

    • @Shepard-ho4yw
      @Shepard-ho4yw 3 дня назад

      This is a MENTAL HEALTH issue...FETISH. Hapana hurombwa weduwe. Soo sad tiri shure chose in 2024! That poor guy needs psychiatric help!

  • @grasiumchidemo4766
    @grasiumchidemo4766 13 дней назад +1

    Kana muchitonga nyaya idzi chekutanga kubvunza mararamiro emunhu kubva achikura pamwe pacho musatangira pamusoro, that guy anorwara nepfungwa akazvarwa aine problem yepfungwa, he was born 1980 he is now 44 yrs ane problem yepfungwa uyo. Chero ane mubobobo haaite izvo sandizvo, vatongi ava munovana kupiko. I know this guy from primary school level anorwara uyo.

    • @esierayner533
      @esierayner533 8 дней назад

      Ishuwa iyoyo havazive zvinonzi learning difficulty ,mental health vanhu namambo uyu.

  • @innocentchimanikire6899
    @innocentchimanikire6899 14 дней назад +1

    ZiMambo renyu rine hudyire nxaaaaa

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 14 дней назад +1

    Aah mombe 2 chete no no no panoda 10momber or count all the pants. One pant pa mombe, Chief apa madzvinyirira amai avo

  • @Nunec
    @Nunec 14 дней назад +2

    Mubobobo here uyu kana kuti ibonyora

  • @TheChekas
    @TheChekas 14 дней назад +1

    Dare iri harigoni nyaya

  • @TracyTomu
    @TracyTomu 14 дней назад +1

    Zvakawoma veduwee ungadaro mwana weumwe here

  • @josigurupira9905
    @josigurupira9905 13 дней назад

    Bad judgement. Unfair on the complainant. Come on Chief. You can do much better than that.

  • @MarymarthaHassen
    @MarymarthaHassen 14 дней назад +1

    Ndatenda mambo mapa amai avo mombe

  • @CephasChiyangwa
    @CephasChiyangwa 13 дней назад +1

    yaaa amwe matongero hasunungure muparirwi

  • @user-oo2bx8wb7j
    @user-oo2bx8wb7j 13 дней назад

    Mambo musadaro imi ndimi makuvana zvihombe aaaa zvobhowa izvi hudyire

  • @PrimaTauz
    @PrimaTauz 4 дня назад

    Mambo mukwane mopiwa mombe ndimi maibobewa here nxi mukwane tumburzi mbiri tobatsirei mwana akaparadzwa

  • @mildredmharira8764
    @mildredmharira8764 14 дней назад +1

    Mambo anoda mombe ne whai. Muridzi we nyaya mbudzi mbiri ???? Nosense Apa mhuri iyi yapedza mari nenguwa kufamba maporofiti ne n'anga

  • @user-oq5bs8dm1c
    @user-oq5bs8dm1c 14 дней назад +3

    Hanzii ndakadirwa hurombwa ndisati ndaberekwa😂😂

  • @wencilousnyambeu9782
    @wencilousnyambeu9782 14 дней назад +1

    Mambo pfungwa dzake ishoma kikiki

  • @EulitaMagaisah-gt9wv
    @EulitaMagaisah-gt9wv 14 дней назад +1

    Ummmm mrume anonyepa uyu ungangotora pant woita mubobobo pasina chaunowana here haaa nyika inorema veduwee

  • @francischarewa2195
    @francischarewa2195 2 дня назад

    Mambo ivava vagara kutonga chaiko havagone.ngavaende vanodzidziswa kutonga naChief Mutasa

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 14 дней назад

    Kakwapurei kamunhu ako kanozviitisa ako. Ndoovanhu vanotumwa nema politicians kuuraya vanhu ava. Rovai munhu mhani. Akazviziva sei kuti pane hurombwa?

  • @tendaimukundu8748
    @tendaimukundu8748 6 дней назад

    Mai torainyaya muise kwachigodora

  • @tendaimukundu8748
    @tendaimukundu8748 6 дней назад

    Mambomatadza imiimi ndimimakutora mombe ndimimune mwana mwana ashihwa hr musadaro imimodya zvikuru madii matora hwai nembudzi mapamai mombe 2mbiri

  • @georginagarai3900
    @georginagarai3900 8 дней назад

    Mambo ummm imi ndimi mopiwa mombe manje. Tendeukai

  • @pfungwamambanga814
    @pfungwamambanga814 8 дней назад

    I know this guy from my highschool agara anotorwara uyu

  • @kapesakapesa-ii2qz
    @kapesakapesa-ii2qz 14 дней назад +1

    Appeal pliz endai kwmambo Mutasa

  • @Shirley-ti2wo
    @Shirley-ti2wo 14 дней назад

    Mambo mkazungaira imi AAA ASI mapant ndeenyu

  • @user-dc5bj1lp2s
    @user-dc5bj1lp2s 14 дней назад

    Murume anorwara nepfungwa anoda help and support from the community

  • @remingtonsuvo7930
    @remingtonsuvo7930 9 дней назад

    Buchura raMambo , kukaraiko kwakadai, asi ndimi makatobobodzwa kai? 💔

  • @user-oq5bs8dm1c
    @user-oq5bs8dm1c 14 дней назад +2

    Arikunyepa uyo

  • @joshmuguzumbi6041
    @joshmuguzumbi6041 12 дней назад

    Iwe mutauriri washe hauzivi varoi havabvumi mhoswa dzavo acharamba achigangira vana vevanwe uyo arikunzi mukoma anonyepa angotsvagwao vatori varoi vese iyeo arikutokwira vakadzi vevanhu

  • @dorothychihuri1928
    @dorothychihuri1928 14 дней назад

    Thats true dzoserai amai ma pants avo vaendenawo ku Gañga

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 5 дней назад

    Surrend Dare ndozotora Mombe varidzi vemwana vopihwa mbudzi ummmm.

  • @user-tr6mn3rs6j
    @user-tr6mn3rs6j 14 дней назад

    Mai vari right ndivo vaifanira kupiwa mombe mbiri mambo mbudzi ne hwayi

  • @florencemahore-fq9wj
    @florencemahore-fq9wj 7 дней назад

    Haa mbudzi mburi kwete.aiwa nooooo

  • @eustinahmuchafa1602
    @eustinahmuchafa1602 9 дней назад

    Mbudzi chaidzo haaa dzisingakwane chero kutenga maPant, ko acharapiswa nani N'anga mazuvano vari kuchaja mazimari kurapa Munhu.

  • @gogoguveya8642
    @gogoguveya8642 14 дней назад

    Nhai mambo imi ndimi modya mombe varidzi mbudzi aiwa nekufamba kwenguva amai vachatambura

  • @markgamanya3084
    @markgamanya3084 14 дней назад

    Dai kuri kuSouth Africa dai akafa kare benzi iro?

  • @MosesMakhakhe-nu2wr
    @MosesMakhakhe-nu2wr 5 дней назад

    Ngavafambe avo

  • @margiendlela8356
    @margiendlela8356 14 дней назад

    Zvakaoma izvi

  • @BhaseraNorman
    @BhaseraNorman 14 дней назад

    But blaz ava makavatarisa pfungwa chaidzo hadzimo

  • @kudzaimanyinyire5775
    @kudzaimanyinyire5775 7 дней назад

    Mambo mune udyire. Musadaro imi

  • @user-nb1ds4jk8h
    @user-nb1ds4jk8h 13 дней назад

    Ndokukwarisa ikko huroi iye aregerei kutora mbudzi mhata yake

  • @fadzaidickson58
    @fadzaidickson58 9 дней назад

    Tipeiwo name of song tii download

  • @rascocky6366
    @rascocky6366 13 дней назад

    Mambo seiko musina ruzivo rwakakwana rwechivanhu. Makurukota enyu anongoda kuonererwa achida kuratidza kuti aneruzivo,. Nyaya dzezvikwambo dzinopedzwa kun'anga chete.N'anga ndidzo dzinogona kuona zvakaitwa kumwana waamai avo uyezve ndidzo dzinemishonga inogona kuparadza zvikwambo. Twumaporofita twenyu utwo twunoshandisa zvikwambo nemishonga yechivanhu kuti twone, asi hatwugone kuzozvipedza. Pne vanhu vakawanda vanozvinhu zvakapiswa netwumaporofita ndokufara vachifunga kuti zvapera asi nhamo dzezikwambo izvozvo dzakadzoka zvakare. Simba harisi pamakona amunoona achipiswa asi pamweya unonge uri pazvikwambo. Mweya iwoyo, mweya wemunhu akafa anenge atorwa kubva kumakuva nen'anga inogadzira chikwambo chacho. Mweya iwoyo ukazasasunungurwa nenzira dzakanaka unongoramba uri mumusha imomo uchishungurudza mhuri. Itai kuti mhuri iyende kun'anga inozvigona zvinhu izvi.
    Apa makurumidza kupa mutongo musingazive kuti chii chacho chakaitika. Mutongo waifanira kupihwa vanhu ava vafamba vachikuudzai mhinduro dzavakawanakun'anga!!!

  • @ROGUE406
    @ROGUE406 14 дней назад

    Ko opening song inonzi chii?

  • @petronellamairos9287
    @petronellamairos9287 14 дней назад

    Murume uyu anoda kumbotogwa nevakomana vemitemo umbonwiswa bucket remvura nekutungiswa Zimbabwe nemusoro anoita kwaye.

  • @user-it9gp8zc9e
    @user-it9gp8zc9e 13 дней назад

    ummmm nyika yoenda kuma were veduwe chii chakadaro

  • @user-qs1uu1ju1d
    @user-qs1uu1ju1d 9 дней назад

    Pasati paripwa apo vaitei vatange varamba ft iye ndiye achibvisa mari

  • @mikenyakudya3251
    @mikenyakudya3251 14 дней назад

    Zvemweya ngazvitaurwe nevemweya..imi baba vane shirt yeWhite don't jump into conclusions

  • @pokellokingz
    @pokellokingz 10 дней назад

    Mambo mbavha kubira varikuda kubatsirwa saka toenda kudare kunobirwa

  • @NyaradzoChihumwi
    @NyaradzoChihumwi 13 дней назад

    Mambo matadza kutonga apa mukungoda mombe

  • @grasiumchidemo4766
    @grasiumchidemo4766 13 дней назад

    Anombonzi aniko chief uyu.

  • @reasonmutika1345
    @reasonmutika1345 3 дня назад

    Mambo Mombe kkkkk😂

  • @davisonjanhi3864
    @davisonjanhi3864 14 дней назад

    Hapana chamunochenura apa mambo ,mwana aishandisirwa mushonga ochizo affectwa upenyu hwake hwese kutadza kuroorwa

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 14 дней назад

    Mashonaland Central beche murikuritungaminza zvakanyanya

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 5 дней назад

    Bluetooth 😅 yehuroyi.

  • @user-ou7mx1dr1b
    @user-ou7mx1dr1b 14 дней назад

    Ko mwana akazorwara kn kuyashaya mberekoo papachida mombe nembudzi mbiri

  • @wellingtonmutsambi3627
    @wellingtonmutsambi3627 14 дней назад +1

    This condition is called fetishism. A type of paraphilia.

  • @user-qs1uu1ju1d
    @user-qs1uu1ju1d 9 дней назад

    Ko gondwa wacho makadaro anobviswa sei

  • @grasiumchidemo4766
    @grasiumchidemo4766 13 дней назад

    Asi vanhu vese ava havasikuona kuti muti this guy is not normal here.

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 8 дней назад

    Apa irombe zvaro shem

  • @JacobDembedza
    @JacobDembedza 14 дней назад

    Kuisa bhurukwa 😂😂😂😂 zvakaoma

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 8 дней назад

    Zimambo iri zimbavha shem

  • @sharontakudzwamarerwa568
    @sharontakudzwamarerwa568 14 дней назад

    Ava avagone kutonga ava dai ari mutasa apedza masports

  • @talks1000
    @talks1000 14 дней назад

    Nonsense dhofo ramambo nedare rake. Ndavafambe,pane hurombwa apa.Mwana sikana akatokanganiswa nemhuri iyi.Mambo ndiye avakutora mombe. 😂😂😂

  • @user-zq8zp9ro6q
    @user-zq8zp9ro6q 14 дней назад

    Kuzoda kuona ma pent uri rombe

  • @LloydMuchuweni-wv9hc
    @LloydMuchuweni-wv9hc 14 дней назад

    Mambo idako anongoti Zi hat

  • @user-wk2sz8kj7j
    @user-wk2sz8kj7j 5 дней назад

    Kubobodzewa

  • @primrosemarimirashiry8460
    @primrosemarimirashiry8460 13 дней назад

    Idare rachief ani rakadhakwa kudai

  • @eniakaduwe3554
    @eniakaduwe3554 14 дней назад

    Mazogona ka zviri naniwo hazvo

  • @joshmuguzumbi6041
    @joshmuguzumbi6041 12 дней назад

    Kutambisa varoi uku

  • @JessicaMukora
    @JessicaMukora 13 дней назад

    Mambo imi muri tsotsi nyakuparirwa mhosva opiwa mbudzi iwe wopiwa mombe ne hwai ita mushe iwe dyire yemunhu Satanism

  • @esierayner533
    @esierayner533 8 дней назад

    Anenge anelearning difficult, pamwe nekuva mental challenged sokuona kwangu

  • @Ruthmbewe-sp9xz
    @Ruthmbewe-sp9xz 14 дней назад

    Munhu uyu arikutoshandiswawo nyangwe mukamuona kune arikuita mari naye

  • @NotJuliaHerbert
    @NotJuliaHerbert 14 дней назад

    Maguts acho ikuzoitira mumba manje

  • @user-he3dv1im2z
    @user-he3dv1im2z 14 дней назад

    Mukoma varikutaura on behalf is very stupid,very silly

  • @faithbungu9136
    @faithbungu9136 14 дней назад

    Dzinenge dzinotopengawo zvadzo