No rutsambo = no roora
Mashonaland Central nehukuru hwayo👏🏽👏🏽
Siya zviende
Unomudii iwe uine umwe. Gutsikana neraunaro iroro.
Harina kuroora rombe iro. Saka rakasiiwa
Ngatiiseiwo ma like guys
Kuwana mukadzi oenda neumwe kureva kuti hauchadiwe
Baba ndinovaziva vanonzi baba Nigel
@@heathertapererwa Dai vakagara namai nigel
@@unitymaqedaputsai4315😂😂😂😂😂
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Haaaa ko iwe wazonditangira sei?
🎉🎉🎉
Hauna kuroora mukuwasha rusambo hauna kubvisa apa wakangobvisa zvako tumari twekudyanana
Haana ryt yekusungisa chikomba nekut akasiya mukadzi panatezvara asungisa tezvara ari ryt dare ngarideedze tezvara vapedze nyaya yavo
Dare ngarisungise tezvara akadya pfuma mbiri.Hapana chikomba pavarume vaviri ava asi pane mbavha, Tsotsi ne hure(baba,amai nemukadzi).
Wakakaura Nigel wakarwadzisa mai Nigel😅
What's the name of the song playing in the background at the first part of the video
Aigodii tezvara mukwasha haukami musoro kkkkkk
Ko kutadzawo kana kugeza uchiuya kudare zimukwasha dondo iri sooo
Wakanzwa bhata iwe wakashungurudza mukadzi akatiza 😂😂😂😂 manje hure rako rakuworora
Boe mafana
Mubairo wekuda 2nd wife
Apa matadza munhu uyu anga agona nekuti mukadzi akamusiya mumaoko matezvara
rohwa zvako hakuna pfungwa iwe Saka mukadzi mukuru akakutiza anditi anditika zvisinabasa
Dorrothy usadaro sha😢
Watiiko Dorothy
Ita ga ga iwe toda kunzwa dzimwe
Anopenga zve uyo. Hauone kuti murwere here
No rutsambo = no roora
Mashonaland Central nehukuru hwayo👏🏽👏🏽
Siya zviende
Unomudii iwe uine umwe. Gutsikana neraunaro iroro.
Harina kuroora rombe iro. Saka rakasiiwa
Ngatiiseiwo ma like guys
Kuwana mukadzi oenda neumwe kureva kuti hauchadiwe
Baba ndinovaziva vanonzi baba Nigel
@@heathertapererwa Dai vakagara namai nigel
@@unitymaqedaputsai4315😂😂😂😂😂
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Haaaa ko iwe wazonditangira sei?
🎉🎉🎉
Hauna kuroora mukuwasha rusambo hauna kubvisa apa wakangobvisa zvako tumari twekudyanana
Haana ryt yekusungisa chikomba
nekut akasiya mukadzi panatezvara asungisa tezvara ari ryt dare ngarideedze tezvara vapedze nyaya yavo