Vakawanikidzwa Vachiita Bonde Muchimbuzi

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 17 ноя 2024

Комментарии • 81

  • @BrianMirisawu
    @BrianMirisawu Месяц назад +2

    Nyati rerutsai rurimi pakutaura mashoko ari deep

  • @PreciousNhopore
    @PreciousNhopore Месяц назад +2

    Kkkkkk haaa Chief,hanzi amai imimi pfungwa dzenyi ndosaka murume achinotsvaka mombe na9😂

  • @rudowhenyouarecomingbackto6436
    @rudowhenyouarecomingbackto6436 25 дней назад +1

    Zvino mai nemwana zvinozofamba sei

  • @djflubby1172
    @djflubby1172 Месяц назад +5

    Good judgement blamb inoparira Zviri nani kutsavaga single mother kana wada zvechipfambi

  • @GodknowsMurare
    @GodknowsMurare Месяц назад +2

    Kkkk but chief uyu ndofunga hwahwa unohudonza face yake yatondiudza

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Месяц назад +4

    Nhau iripo apa mother ava vari kuedza kuda kuvharidzira hupfumi kuti husaende and zvinorwadza munenge mashanda motengawo mudziyo wemota totorwa nhasi mombe dzoenda zvakare, baba ava kudai vari umwe munhu vashanda hard vadzose mombe nemotikari pamba, ingozi iyi mother ava vari kurwadziwa deep

  • @SilverSinoia-jw2xg
    @SilverSinoia-jw2xg Месяц назад +5

    Muriume uyo anotevera mombe dzakaripiswa inhubu dzose vakawirirana huya usvire wakabvisa mombe

  • @precioustafirei7394
    @precioustafirei7394 Месяц назад +2

    Chembere yoshaikwa bere rorutsa mvii😅😅😅

  • @ChimboChimbo-p2w
    @ChimboChimbo-p2w Месяц назад +2

    😂😂😂 wakamutuma kunotora mafuta ekubikisa the n chikomba chobatwa uchidya sadza .mubvunzo unoti mafuta akange ashanda nguvai zvekutobika nekudya?

  • @ivoree_goddess
    @ivoree_goddess Месяц назад +1

    Pamwe vakadzi vanovinga murume vakashama vanofanirwa kuripiswa. Ndinodaro nokuti ndivo vanenge vakonzeresa kuti imire especially kana vachiziva kuti murume uyu murume wemhunhu.

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Месяц назад +3

    Baba awo wakadzungaira nawo ....munhu awakabata achirarirwa mu bathroom arara nemumwe murume ...worwamba uchigara nemunhu makadyiswa hr baba imi

    • @TheresaMaps
      @TheresaMaps Месяц назад +2

      Kuda mombe zveee dzemahara

    • @RitaZulu-v6z
      @RitaZulu-v6z Месяц назад

      Kkkkkkkkkkkkk​@@TheresaMaps

  • @lovejoychakombera2912
    @lovejoychakombera2912 Месяц назад +3

    Mukadzi uyu anopenga urikubirwa wakuramba uchidya sadza chete

  • @Patricia-z7b
    @Patricia-z7b Месяц назад +2

    Mambo anotaura zvinyadzi uyu nguwa. Dzese

    • @Lilfacers
      @Lilfacers Месяц назад

      Zvokuti kana kuzvinyarawo nhymi

    • @ProgressMazonde
      @ProgressMazonde Месяц назад

      Vanenge vanotonakidzwa nazvo chaiko

    • @marvellouschaguluma
      @marvellouschaguluma Месяц назад

      Ndosaka dunhu rake rine chihule hule

    • @Patricia-z7b
      @Patricia-z7b Месяц назад

      @@marvellouschaguluma shuwa vanhu vanoona namambo wavo anotaura zvinyadzi

  • @charlesmagagada5044
    @charlesmagagada5044 Месяц назад

    I should think punishment should be metered to both parties apa mukadzi shouuld be punished as well mukadzi aunzwa mudare then I think dare should also think hawafanirwe kubata zvinhu zvakashandwa nemumwe mukadzi so this guy should be punished ari oga pasina kupinda dzemukadzi uyu

  • @MwanaWaMauswa
    @MwanaWaMauswa Месяц назад +4

    Rukawo works wonders though

  • @dianachivamba6280
    @dianachivamba6280 Месяц назад

    Uyu mambo haana kurongeka zvachose sei achitawura zvinyadzi mudunhu rake wakafumuka

  • @ChristeneIdontknow
    @ChristeneIdontknow Месяц назад +1

    Mai vhai vatorerei murume

  • @hazvineimbwezo-9564
    @hazvineimbwezo-9564 Месяц назад

    Ava vari kuti yakambani vari kuti imhosva here kuregerra Mukadzi dnt blame nyakusvirirwa Mukadzi vabereki vemukadzi ngavaripire mwana wavo

  • @daychawatama8624
    @daychawatama8624 Месяц назад

    Kajoki tseki😊

  • @AmonChindara
    @AmonChindara Месяц назад

    Pfungwa yose yotorwa nemunhu. 1 kkkk mombe dzose dzaenda panext door

  • @tavongabhebhe231
    @tavongabhebhe231 Месяц назад

    Why forcing marriage isipo. Mukadzi anorambirwa chihure. This is bussiness. Honestly matare aya must be stopped immediately. Nyika haina kumira mushe. Mombe dzedare ndedzeyi. Hey hey mombe idzo ndakadziwana mukadzi wangu ahura. Waaaaal this is nonsense.

  • @markmax3112
    @markmax3112 Месяц назад

    Nyaya haisi yakarekare here iyi

  • @Samanyanga3022
    @Samanyanga3022 Месяц назад

    This was a planned thing..muface akakuridza kuuya than expected time kuitira kuti chikomba chizokurumidza kuendawo kumukadzi wacho then amai ava vaikurumidza kudya sadza kuitira kuti vanoshandirwa vakaguta.

  • @rudowhenyouarecomingbackto6436
    @rudowhenyouarecomingbackto6436 25 дней назад

    Ini manje ndotinha dzose kumusha kwangu

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Месяц назад +1

    Mamwe ma assessors unotoshaya kuti vanofunga nemukosho hre? Baba vemukadzi vanokwana papi, kudai muripo wacho waipiwa atezvara taiti pamwe ndivo vari kuti svirwa mwangu tichipiwa mombe

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 Месяц назад +2

    Mwanakomana wapara ngozi zvakare mai havanongedzwe hupfambi, nhamo is coming, you will never have a piece life.

  • @MubvumbiTorotoro
    @MubvumbiTorotoro 26 дней назад

    Ko iye muridzi vemukadzi haasi akuita business here nekuti akambopihwa motor nhasi oripwazvee umm

  • @ChristinaSerewa-xn6qg
    @ChristinaSerewa-xn6qg Месяц назад +1

    Imi vanhu vepa Village 51 chihure rudziiko nhai kubva paya muchiri kungoitana. Mai Vhai nyara iwe kura mhani

  • @tawandatasarira5144
    @tawandatasarira5144 Месяц назад

    Mabatwa nemhosva baba muri chikomba ndokutonga

  • @NithaarAbbas
    @NithaarAbbas Месяц назад

    Kkkkk hapana nyaya apo Mai ihure avo

  • @tmatz6467
    @tmatz6467 Месяц назад

    Nyaya yekare iyi

  • @GeorgeFabulous-nh7nf
    @GeorgeFabulous-nh7nf Месяц назад

    Mukadzi haaite witness yemurume uye murume haaite witness ye Mukadzi wake
    Mambo Mutasa vanodaro

  • @ConstanceKlaasen
    @ConstanceKlaasen Месяц назад

    Kkkkkkk kubata pureti yesadza pamba pachipazwa une shuwa here mukadzi iwee fokoro mhani 😂😂😂😂

  • @amosnhauro6433
    @amosnhauro6433 Месяц назад

    Mambo nyaya zhinji hamugone kutonga nyaya iyi haina humboo, mukadzi ndiye witnesses aramba nothing else

  • @SarahGwatsvaira
    @SarahGwatsvaira Месяц назад +1

    hanzi vachikwirana muchibhuzi😂😂😂

  • @nancyrimai1224
    @nancyrimai1224 Месяц назад +2

    Face yechikomba iii👹👹👹👹

  • @ChristeneIdontknow
    @ChristeneIdontknow Месяц назад +1

    Vakadzi ngavabhare avo angaite varume 3

  • @lydiamusarapasi8316
    @lydiamusarapasi8316 Месяц назад +1

    Murume uyu akadiii kuramba hure rake parakabatwa pekutanga , ave kuiita business ne mkdzi vake . Bishuuu iri ngariende ngariende cz havasi kuzorambana vanhu two ava .

  • @MariamMuyambo
    @MariamMuyambo Месяц назад +2

    Mukadzi ngaende kumusha kwake Ave mombe making machine here?

  • @sigmatau8231
    @sigmatau8231 Месяц назад

    ...witness yanyudza...

  • @moilamanakira4666
    @moilamanakira4666 Месяц назад

    Chihure chacho kusemesa

  • @brightonmushore422
    @brightonmushore422 Месяц назад

    Kkkkkk pakaipa

  • @angelinejeriwa9886
    @angelinejeriwa9886 Месяц назад

    Chireshe chemkadzi murume haarevererwi mhai

  • @TarisaiMutengo
    @TarisaiMutengo Месяц назад

    mahwani

  • @ConstanceKlaasen
    @ConstanceKlaasen Месяц назад

    Mwana aita mucheche uyooo panyaya iyi hokoyooo vadenha mangwiro amai havanongedzi ,kutofa nazvoo mumwoyo ,Amai maparira mwana nechihure sorry fani

    • @KudzaiManjengwa-bh2kk
      @KudzaiManjengwa-bh2kk Месяц назад

      Sure Mwana ndomunzwira tsitsi yaatanga iyi Ummm amai havanongedzwi

  • @marthachinyanga4664
    @marthachinyanga4664 Месяц назад

    Mambo dai mangoti mutongo uchauya mabva ku econet

  • @kizitomupunga5887
    @kizitomupunga5887 Месяц назад

    Saka ma green bomber chaiwo

  • @RayMarume
    @RayMarume Месяц назад

    Uyo ataura kuti inenga yatova company varikurongana kumba musamupe futi mukana ngaanovhiya mbudzi varongana papi Ivo vachitokakavadzana uyo bvisai nyenbe

  • @juliethundah7770
    @juliethundah7770 Месяц назад

    Vakuita business nemkdzi uyu.mkdzi ngaaende kumusha kwavo chte ndikupedza nyaya

  • @RayMarume
    @RayMarume Месяц назад

    Once mukadzi aravira chihure zvadhakwa

  • @MiriamChingodza
    @MiriamChingodza Месяц назад

    Mupfanha uyo ano witnesa chipfambi chaamai wazvikomola pachimalawi ndongozi straight

    • @Hungwe
      @Hungwe Месяц назад

      Hapana apo zvima belief zvekumama izvo. Mai ihure full stop

  • @MariamMuyambo
    @MariamMuyambo Месяц назад +1

    Haaa kamutongero kakadhakwa ahhh mombe 5

  • @RitaZulu-v6z
    @RitaZulu-v6z Месяц назад

    Ende mkadxi uyu idutye haanyare nxaaa

  • @ashleymargolis1867
    @ashleymargolis1867 Месяц назад

    Did he have a licence

  • @SithembileKambezo
    @SithembileKambezo Месяц назад

    Kamukadzi kechikomba kutsigira chihure chemurume nxaa. Fokofu

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Месяц назад

    Mambo 😅😅😅😅😅😅vachiita sei mutoilet 😅😅😅😅😅😅😅

  • @ChipoMakeke
    @ChipoMakeke Месяц назад +2

    Nyaya dzechihure musapinze vana

  • @MavisKawadza
    @MavisKawadza Месяц назад

    Muri pabarika askna

  • @mikematiza2181
    @mikematiza2181 Месяц назад

    Blaz vakungongidzirwawo ava ... Coz vakambozviita before but apa ndoona kut Havana kuipara ye this time

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 Месяц назад

    Madzokorora zvekare why?

  • @CarolinaMachipanda
    @CarolinaMachipanda Месяц назад

    Ruzha

  • @IanMadziwo
    @IanMadziwo Месяц назад

    Why take take namai

  • @Luciasithole-sy1xb
    @Luciasithole-sy1xb Месяц назад

    Arikuwedzera kuroora mkdzi uyo saka kuparadzana kwavo kunonesa

  • @mishydhliwayo6375
    @mishydhliwayo6375 Месяц назад

    poor picture quality

  • @emerginlynnmoyo50
    @emerginlynnmoyo50 Месяц назад

    How do you give evidence of your husband's unfaithfulness? She's silly, a real laughing stork in the community

  • @NashFondo
    @NashFondo Месяц назад

    Sungirirai imbwa yenyu iyo ichakuitisai Bp

  • @mc_martie
    @mc_martie Месяц назад +6

    Mai hamuna kukwana imi mungapupurira chihure chemurumee shuwa moreover kuita bestie nemunhu arikupa murume wako bota u r very stupid rega uitiswe nxiii. Mambo torai upfumi hwese hwebharanzi iro

    • @innocenthapazari8699
      @innocenthapazari8699 Месяц назад +2

      Asi tinogona kuanalayiza; tikasvika pakuti kune dzimwe nyaya dzechihure dziri kuseri btwn these two families. Sei amai vari kutorerwa murume vachisapota murume (yes, may be she just want to protect pfuma yaakabudira ziya); but why is she a bestie of that lady? Then, ko sei uyo murume asingangosiyani nemukadzi anetsa nechihure uyu (yes, may be ava kutoita kabhizinesi nechihure chemukadzi wake). So, think pane kaprevious kari kuita kuti avo vaviri varambe achiita zvekudanana; the spouses dziri kuhurirwa dzite behaviour yadziri kuita. My conclusion is these two spouses dziri kuhurirwa ndodzakatanga kubatwa vachidanana - vakagadzirisana gadzirisana. Saka ava vari kuramba vachinakirana vava kushandisa kuti ndimi makatanga kuzvikonzeresa. Uyo Matanga anongoudza mukadzi kuti ndiri dakadanana ne-friend yako becoz ndiwe wanga watanga kudanana nemurume wake; so-called friend can tell her the same too (haunga nditsamwiri nekuti ndiwe wakatanga kudanana nemurume wangu).

  • @ashleymargolis1867
    @ashleymargolis1867 Месяц назад

    ???