Level re message iyi it's having a meaning ndiyani ayamwisa gona parable message inoda vazarurirwi veshoko kuhwisisa rambai mune studio yamuri vanoziva DJ ivava encouragement musaparadzane shandai zvakanaka musvike Canaan kuchipikirwa ikoko
I repeat this song uncountable times, ine mashoko anehudzamu zvkty ndikutombodonha misodzi zvesure nyika yaparara nemadrugs and I also thank God for favoring for me to know His word
So true drug and substance abuse is destroying our youths even some adults. Thanks for this song which is a prayer and asking society to be alert and help us. Yes fire from God to destroy is necessary.
Vanhu vakatadza havo kunzwisisa kuti muroyi airehwa ndeupi Say no to drugs ........ this was supposed to be tittle track zvayo iyi ......however these two song mvere dzabvepi , muroyi ngaafe they are more releavant to our lifestyle of today . Huroyi hausisiri mumakona hwakauya neimwe angle would like to research more on the scripture ndaita revelation ine tittle muroyi ngaafe .........
Well done tete. Unonzwa vmwe vachit aaah ihustle remumwe ummm imi achiuraya vana ere. Ini ndikangoziva kut uri kutengesa madrugs ndokutengesa kupolice. Madrugs arikukonzera zvizhinji so Mutoriro/Dombo Dealer ngaafe
Gore rino varoyi vese vanofa nezita reJesu moto moto 🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Uyu hamuna zera naye well done my love
Koiye muroyi anobuda anoregererei kufa muroyi wese anobata imba yangu akabata basarangu akabata chibereko changu ngaafe haaa muroyi ngaafe❤❤❤❤
Chokwadi ngafe muroe
Amai munotigonera.
Thank you for your contributions to us through preaching
Amen AMEN Amen AMEN Amen muroyi ngafe mharidzo yakakwana xx❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Level re message iyi it's having a meaning ndiyani ayamwisa gona parable message inoda vazarurirwi veshoko kuhwisisa rambai mune studio yamuri vanoziva DJ ivava encouragement musaparadzane shandai zvakanaka musvike Canaan kuchipikirwa ikoko
I personally play 6/8 Dorcas Moyo music in my playlist i love her music.
I repeat this song uncountable times, ine mashoko anehudzamu zvkty ndikutombodonha misodzi zvesure nyika yaparara nemadrugs and I also thank God for favoring for me to know His word
So true drug and substance abuse is destroying our youths even some adults. Thanks for this song which is a prayer and asking society to be alert and help us. Yes fire from God to destroy is necessary.
Mai Moyo you are a star to your music i love the msg chokwadi muroyi ngaafe
Ngaafe in mighty name of Jesus Amen
Muroyi ngaafe you never disappoint my Mom ummm powerful ❤❤
Weldone mom now tave kuziva manje kuti muroyi ngaafe ndeupi ...such a powerful massage kwatiri vechidiki
Ngaafe muroyi tatambura,powerful song❤❤❤❤❤
Amen muroyi ngaafe ndinotaura moto wedenga thank you mhamha Moyo🙏powerful song🔥
Hoyooo mhamha moyo zveshuwa ngauraiwe
Mama Moyo nhasi tatenderana kuti muroyi ngaafe ❤❤❤❤❤❤
mama moyo super talented munogona imi varoyi wese ngavafee🙏
Powerful message. God bless you Minister Dorcas
❤❤❤❤in love w this song shuwa muroyi ngaafe this song is fire hot moto chaiwo
Powerful song muroyi haafe in tha might God Amen ,Amen love you mummy ❤
❤🎉munozama chakanaka
Pamberi newe MaMoyo todegedzerwa hedu
Excellent songs
Bvere dzabvepi
Amen Amen powerful muroyi ngaafe AMEN AMEN AMEN AMEN AMEN AMEN AMEN
Well done amai keep it there send the mgs may God bless yu
Famba Dorca famba
Ahhh Dorcas you are blessed you change my life just by listen to your music
Chopisa chimkadzi ichi well done Doca muroyi ngaafe
Amen iyoyo pasi rashata nezvinhu zviviri izvi
Ayewa tiTende amai ...you are a good songwriter
amen 💗💗💗🙏🙏🙏🙏🙏 muroyi ngaafe
Wow 🎉🎉🎉🎉 ndazomunzwa muroyi wacho iiii 😂😂😂😂 well done mama good msg
Amen ngaafe muroyi thank you mama was waiting for it 💃💃💃💃🔥🔥🔥❤️❤️💯
Amen. Continue preaching through your music. We are blessed
You are an angel sent to inspire and revive our spirit . ..muroyi ngaafe....
Ko ini ndaifunga kuti muroyi royi chaiye kkkkk haaa you are the best mom, uyu muroyi anetsa ngaafee
Yes muroyi ngaafe... Iwewe neni huya tironge hondo tiparadze zvinodhaka... Well done Mama Moyo
Taneta nekushungurudzwa nevaroyi isu 😢 muroi ngaafe gore rino ,thank you mom for this song Ndokutemdai zvikuru
🥰🥰🥰🥰🥰🥰 YOURE THE ONE DORCAS GOD BIESS U
Great messages from most of your songs keep moving with the ministry
Kambo kanonaka aka yuwi zvangu 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Fambai mai dorcas drug ngariper muroy ngafe uyo
Hit song of the year
In love ne new album rese you nailed it ❤
Mhamha@Dorcas moyo,,totenda kutsiura kwamurikutiita neshoko,mukomborerwe nashe
Amen strike iyi yekuurayiwaaa kwevaroyi ngaiende mberi
Weldone mama Moyo what a powerful message 🙏🙏
You are the best mama moyo ❤️❤️❤️
Well Done mom muroyi ngafe icho ichokwadi maridzo inesimba
Well done my sister. Muroyi ngafe
Well done mom moyo❤❤❤❤❤❤
Powerful message ane nzeve nganzwe.
Mai vanogona zvavo Ava♥️♥️♥️♥️
Yes yes yes, ngaafe muroyi thank yu❤❤❤
Amen muroyi ngaafe uyoooooo anonzi drugs auraya nyika
Muroyi ngaafe🔥🔥
Chokwadi varoyi vese ngavafe 🔥🔥🔥🔥
Tinotenda keep the fire burning mama
Amen muroyi ngaafe thank you mama
Powerful 🔥🔥🔥
Patiently waiting for the next 3 tichinzwa the master piece 👏
Well done mother munogona zvakarongeka
Amen muroyi ngaafe
😢😢muroyi ngaafe shuwa, problem anosiira vana vake seNhaka
Ngaafe muroyi, powerful song
Power full muroyi ndaatile 😊
Pasi ne drug abuse, thanks Dorcas
Vanhu vakatadza havo kunzwisisa kuti muroyi airehwa ndeupi Say no to drugs ........ this was supposed to be tittle track zvayo iyi ......however these two song mvere dzabvepi , muroyi ngaafe they are more releavant to our lifestyle of today .
Huroyi hausisiri mumakona hwakauya neimwe angle
would like to research more on the scripture ndaita revelation ine tittle muroyi ngaafe .........
Amen amen muroyi ngaafe sure
Well done tete. Unonzwa vmwe vachit aaah ihustle remumwe ummm imi achiuraya vana ere. Ini ndikangoziva kut uri kutengesa madrugs ndokutengesa kupolice. Madrugs arikukonzera zvizhinji so Mutoriro/Dombo Dealer ngaafe
Muroyi ngafe shuwa haa thank you Dorcas
Amen Amen powerful song 😢
Ndataura moto wedenga muroyi ngaafe thank you mom
Amen Mwari pindiirai
Amen Muroyi Ngaafe shuwa❤
Ameeeeeeeeen munogona mhai
well done amai moyo munopedza masports
Maita henyu muroyi ngaafe pasi nezvinodhaka.
Muroyi anoraramireyi must goo 6 feet down
Minister Moyo minister eish yaaa
Amen chokwadi muroyi ngaafe
Ámen thank you for this song inondiitira ❤
Amen Amen muroyi ngaaafe
Well-done Mama Dorcas
Ndaafe muroi nezita raJesu
Amen. Muroyi ngaafe
Welldone Mummy ❤
Mwari une vanhu vake. Full stop.
Mativi mana ose musoro pamwe ❤
holy Ghost fire fire fire fire fire fire fire
powerful💖💖💖💖
Amen powerful
Amen ... powerful
Powerful words
Amen muroi ngafe❤❤❤❤
Well done Ma❤❤❤
muroyi ngaafe
well-dome mama Moyo
Amen,muroyi ngaafe
Wooooooooow wat a song
Sure iyoyo muroyi ngaafeeee