Long awaited duet.Ndaizviziva chete kuti dendera ichapindira .It was a matter of time.Booom! Apostle Sulu.😂.Amai Moyo you are a gift to the body of Christ.Ini ndoti muri spinal cord.Muri kuvanyukura muchakasara.😂
Munhu haatende chero umutengere ndege haatendi anotowana chekutaura mubatsire sei haatendi munhu ndeimwe mhuka ,MaMoyo Special always on point ryt time alongside Dendera zvakaendwa apa Thank you so much , so much Thank you❤❤❤❤❤
Mama MOYO never disappoint ❤❤❤❤ DORCAS MOYO funs let's gather here . Shout-out to KUNASHE STUDIOS 👊
Drop a like here ❤
Ndinomufarira hangu mhamha Dorcas
Jehovah ngavakupei njere moitazvinofadza mweya sokurumbidza kwamurikuita mamoyo💕💕💕💕ingoma zako mama ziyabusisa
Long awaited duet.Ndaizviziva chete kuti dendera ichapindira .It was a matter of time.Booom! Apostle Sulu.😂.Amai Moyo you are a gift to the body of Christ.Ini ndoti muri spinal cord.Muri kuvanyukura muchakasara.😂
Dendera perfect. Uuuuuuhm uku kubaker kana kubika 😅
Hanzi even muchero unovava unotoitao maruva 😅 haa combination ma1 iyi mhamha Dhoki n sulumani wekwaChimbetu. May God continue bless you
This women is blessed humble and talented
Chiri kutapira ❤❤❤❤
Amen to that.always humble
Yooo this song is very strong munhu haatende, gud combination of Dorcas and Sulu makagona
Ichokwadi munhu haatende. Ndibatsireiwo Mwari ndigone kutenda vakandiitirawo zvakanaka ndisave umwe wevasingatendi
Munopedza mhamha docas apa makandigonera zvangu sando kuti twaaaaaa. Nachibaba sulu sando dzenyu kuti pfooooooooooooo
🎉 word to the world keep.up guys Sulu and mama Moyo.welldone song
Haaa guys this song is the best pane mamwe ese iiiii irikubvira chaiko what a good combination Mama moyo na Sulu yoooh weldone mom
Munhu mutema haatende, ukaramba uchimuitira favour anoguma aijaira,ava kuiona sekodzerooo
macheso,sulu gone next mark ngwazi,nicholas zakaria etc
A gem of a song. Good combination there. Its flowing, i like the Dendera flavour❤
Heya heya !
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥great combination 💯💯💯well done makagonesa
Dendera alongside mama Moyo 💃💃💃💃💃💃💃💃heya heya💃💃💃
Padendera apoo sound somehow keep it up alongside Captain...... 🔥😊
heya yes dendera pagospel ipapo ipapo
Welldone makagona Sulu chibaba💃💃💃💃💃💃🔥🔥🔥❤❤
Dendera to the world 🎉🎉🎉🎉
Dendera paGospel..... zvayendwa great combination
Dendera❤❤❤
Yea haa pakabatwa basa apa
aaaaa aaaa heyaa heyaaaaa🔥
Heya heya si si
Huchi uyu mama moyo 🔥 🔥
Mbrrruuu father sulu😍😍
yes dendera🔥🔥
Heya heya
Waaaaaal what a collabo🔥🔥🔥🔥, thank you @Dorcas and @Sulu
This song haa irikumberi
Heya heya❤
That dendera fusion is par excellence ❤❤❤❤❤
Mbuuuuu kkkk sulu sulu kkkkkkk
My favourites mama Moyo n Sulu😍😍
Well talented bby girl 🎉 keep the fire burning 🔥
Chipo munachoo mhamha rambai makashinga musaneta basa mobata chaizvo
Good compination apo Dorcas and captain Sulu heya heya . Thanks so much 😊
Mbruuuu neDendera😂, good collaboration guys, wish you the best-oOo
Sure zino irema ❤❤❤❤❤❤❤❤ munhu akawoma
Nice song munhu zveshuwa hatende
Ngwarira zino regoridhe munhu atende. Mom Moyo this is perfect failing to rate the album this Time. Uuuuuuhm I love this song
Mhamha Dorcas Moyo muri huchiii🎉🎉
Aaahah mhino yangu handichaioni ..heya heya .see see 🎉😂❤wat a dou for cake best comb ever😅
I consider it as one of the best songs of 2024
Well mama Moyo, waal a good combination gospel songs to everyone. Zviri kwazvo munhu haatenda
Munhu haatende chokwadi .thanks mom❤
Huyaiiii tipfeke blue 💙 tese tongoti KO mvere dzabvepi
Dendera gospel 🔥🔥🔥
Mommy munopedza ma sports 🎉🎉🎉❤❤❤
I went through this album and it's too much guitar 🎸 than deep inner soul touching lyrics that I know you for. I hardly feel connected to this album.
Heya heya, dendera zvee
Dorcas moyo munogonaa
Heya heya Fire
𝐒𝐮𝐧𝐠𝐮𝐫𝐚 𝐭𝐨 𝐭𝐡𝐞 𝐰𝐨𝐫𝐥𝐝
Gud combination mama Dorcas and Sulu❤❤❤
Munhu hatende shuwa what alovely vibe 💃💃💃❤️❤️
Sulu❤❤❤❤❤❤❤❤ chimhamha bt sulu ❤❤❤❤
I love mama moyo❤❤❤❤❤❤
This is one of the best combinations zvamhamhanje ❤🎉
Museve gospel music
Mai vemunhu well done
Kapururu🔥🔥🔥makagona 🙏🙏🙏
Munhu haatendi 😢😢😢😢 thanks Mom❤❤
You are the best Mama Moyo... Thank you so much for the album ❤👏👏
Chakanyanya ichi Mai Moyo kumberi
Well done mama
Mama Moyo rava Dendera iri.
Ko rkaipei
True munhu haatende
True zino irema
❤❤❤I like this song
Chipo munacho mama
Dorcas moyo uyo sulu haaiti haisi kufaya😢
He kinda spoiled the song
Ndimi mukuimbwa macho kuti hamutende 😂😂😂😂
🔥🔥🔥🔥moto
Excellent
Thanks you mhamha Dorcas
Munhu Haatende!!!
Heya Heyaaaaa
Amen
Haatende munhu
Mother Dorcas Moyo to the world. You are a blessing. May God Almighty keep lifting you higher. 🙏 ❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😮😮😂😂❤❤❤
Munhu haatendeee❤❤❤❤❤
Good blesses you my sister ❤
𝐇𝐞𝐲𝐚 𝐡𝐞𝐲𝐚
Heya heya
Song yakanaka chose pakuzoti prirrrrrr apo manje 🤔🤔🤔🤔
🔥🔥👌
I love this song..well done mama keep shining don't let the devol walk on your shoulders.
Haaa ichi kumberi
Munhu haatende shuwa,🎉🎉what a lovely vibe
Combination manyama
Ameni
Haaa team yacho huchi hunonhuwira ❤❤🎉🎉❤😊
Munhu haatende chero umutengere ndege haatendi anotowana chekutaura mubatsire sei haatendi munhu ndeimwe mhuka ,MaMoyo Special always on point ryt time alongside Dendera zvakaendwa apa Thank you so much , so much Thank you❤❤❤❤❤
❤❤chokwadi umungwarire munhu haavimbiki ,
Chizimbe ..
Ayewa munhu akamhanya nam hamha anopesa uyu sulu akamhanya basa uyu chokwadi heyaheya munhu atende
🙋🙋🙋🙋🙋🙋🙋🙋 ndizvo chaizvo ,munhu,munhu haatende bodoo🙌
great song from a great musician. mama Moyo to the world. trend setter
Nice❤
Munhu hatende chokwadu
Combination iyi yakanyanya kuita kupedza masports💃💃💃👌ummm chiri kubaka baka ichi🔥🔥🔥