Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Umwe musi ndakachema changu chikafu chapuhwa visitor😂
Haaaa izvi kana usina kupfuura neko wakakomborerwa. Zvaisvota and munhu aibva atogashira kana kunyara kt vana havachina chikafu.
😂😂😂😂😂😂taura hako
😂😂😂😂😂😂 i can relate zvaisvota shame
Nyaya ihombe kkkkkkk
Maida kuti aite sei iye ane nzara ahhhh 😂😂😂😂
Vabereki vedu isu vekuma90's zvchidzoka Mwari ave nemi😭😭😭😭😭
Mainini Mai vhai garai kudzimba kwenyu😂😂😂
Mama vee haaaa mundigonera , l like they u do may God bless u
😂😂😂😂😂😂 zvakaoma inzara iiiiii
Ichokwadi kunenzara
Hanzii ndodyira svoto😅😅😅😅
Haaa ini zvaindibhowa vana vadiki ndimi maisazodya aaah zvinorwadzasei
😂😂😂😂😂😂😂
❤❤good combination
Mama vee u always make me laugh i love you so much munondgonera
Mama vee haa surrend
that step mama Vee😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂Mai Vhai makubvunza muzukuru makuhwa apa makudyira svoto kkkkkk
Ini ndaichema ndigoti kuvenga muenzi iyeye
Kkkkkkk hanzi na Oriyano pose patinotanga kudya ndopavanouya mai ava kkkkkk varwadziwa shuwa Ruka sorry hako 😅😅😅😅
Good collabo there
😂😂😂😂apa tinenge tanonoka kubva kumunda nzara yakuruma 😢vamwe gogo vaibva vatoti ndogeza kupi maoko chikafu chichitorwa muma plates edu 😅
Mvura yacho yaramba kunaya ❤😅😅😅😅
Mama vee ndasurrender Iko kusanyara
Nhai mama vee kukotama uko hakuchadi😂😂😂🤣🤣🤣
🙆... Zvinonga zvadirwa jecha na Mai Vhayi... Kwakutoswera nenzara😢
😂😂😂😂 kaskiri aka, ndakamboramwa apa ndirimuroora,
Mama Vee nekamuzukuru😂😂😂😂😂
Kkkkkk l know the feeling Mai vangu vanozviita maplates enyu anopihwa vaenzi
Step bhoo here mai vhai
inga ndisikazi kupazwa, "ndandakaguta asi ndakuryire svoto" kkkkkkk
Yaitambik kwatete vangu
I never do that to my children. Lol .we share but not at the expense of ana Angu
Kkkkk ndava kudyira svoto ndsiva ndaiva ndakaguta
Ndanga ndakaguta but ndakudyira svoto 😂😂😂
Ge Ge ge ge step manyama
Amunawoye😂😂😂
Mama vee hiii nyangwe musana anhu yowee
i can relate maiweeee😂😂😂
Mai chihwa ndomunhu achandiuraya ndaka arairwa😂😂😂
😂😂😂😂😂 pain yacho ndoiziva hangul😂😂😂😂😂
Vabereki vaitibatira zvisingaite wena izvi zvaibhowa kani
😂😂😂😂😂kwaaaaaaaa I can relate
😂😂😂😂 kugara hre kkkk mai Vee ka
😂😂😂😂😂😂😂ini ndaizochema chikabikwa chimwe
😂😂😂😂😂😂 munu wese wakabve ngeyo 😂😂😂😂😂
Kkkkkk mukutadzisa mvura kunaya nekukwata
After all ndiwe unomasuka ma plates acho haiwaaa takabva neko 😂😂😂😂😂
😂😂😂😂ndanga ndakaguta ndakutodyira svoto
Haa munogona Mama Vee
🤣🤣🤣🤣🤣mama Vee kana yoooo
😂😂😂.ndakutodyira svoto
Zvayiitika shuwa mhamha Vee.
Sharing is caring 😂
Hanzy ndakudyira svoto 😂😂😂
Ndakuhire svoto kkkkk mai vhayi
Akangwara haana nhamo hanzi ndakutodyira svoto 😂😂😂😂
Chondishamisa ndechekuti vana ava vanenge vachiziva here kuti varikuita skit ngekuti vanogona zvavo😅😅😂😂😂😂
Mai Bhai step manje
Panyaya iyi ndinoti vazungu vanogonesa...If you pitch up uninvited wosangana nevarikudya you ought to wait for yo own menu...
Step iyo kuseri kkkkk
Hanzii ndodyira svoto 😂😂😂😂
Mai Sarah kupukuta spoon nerokwe hre uku 😅😅😅😅
Kuti muenzi arambe chikafu😂😂😂
Hanzi tutsirai 😅😅😅😅 mai vhayi madyirei ko ka lafu hanzi iiihiii vachitambira 😅😅😅😅😅😅😅😅
Kkkkk kunge kusada mainini
Kkk isu taizoti kuna gogo regai tidye nekukasika vana tisvikewo vasati vauya apa vaisatenderwa kudarika vasina kudya😂😂😂😂
Mama vee kunge kusada
Apa unenge wabva kumunda posvika mweni kudai kkkkkkkkk
😂😂😂
Mai vhai makutodyira svoto 😂😂😂
Mhamha Vee kaaa
Waiti wakanonoka kudya nyama ma visitor akawuya ...plate yako ndoyave 1st kubatwa
Kunyepa Mao vee mutori nemoyo😂😂
😅😅😅😅
Ummm mama Vee dzikamisai moyo
Kkkkkkkk haaa zvaibhohwa shuwa
Mai Vhayi munombozosvikireiwo chikafu chaburwa? 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂mwaba andifungisa kure chaiko
Mbuya mirako namirakoo
Zvaisvota sei apa kunobva kwabviswa zvenyu vadiki 😂😂😂😂😂
Trouser ra Marema its not make sure 😂😂😂😂
Mainini mai vhai kuzonyepera kuti hakuna mvura vachimirira chikafu😂🤣😂
Hahaha apo vambosvika vachiita kunga murwere mamaka
😂😂ndafunga mbuya vangu Mai chihwa ndozvavaiita asi ndaizobhoikana nearikuisirwa food wacho kuramba Ari zii.takapedzisira takunodyira kukora 😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ini ndaichema
😂😂😂😂
Zvakaoma
Pfacha mainini
Apa vanhu vamokwata havarambe haa
Kkkkkkkk takabve neyo kumhunga
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂mhuri iyi yakaoma dressing yaOriyano manje
😅😅😅 kudyir stvoto
Haha kwangu unozodya vaguta vana vangu
Kkkkkkk mbuya vangu vaizviita
Zvaindisvota shame I remember ndichitsiura amwe asahwira kuti y is it munouya pa tea time. Vanenge vakatochi master chai game chacho vanhu ivava. Kusvipira chaiko lol
😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂Mazuvano hazviko izvi
Kkkkk
Kkkkkkk
😂😂😂😂 kutaimira chikafu🤣🤣🤣
Takabva neko
Hona Mwana wako mama vee to the fullest munotovapa chete kunyangwe ukapopota kna kutaura hooooona ndakutodyira shoto unomudii mama Vee hapana
Uuuuuu this is too much
Kkkkkk
Ndirini ndaitiza nendiro yangu aaa hazi mvura yarambe kunaya kuvhara nyaya yefood kkk
@@ThandoNcube-xy2fo kkkkk ma1 kani
Maiguru namainini combination yacho kkkkkkkkkk Kkkkkkkkkk ndeye kungoroya nekunyeya basi
😂😂😂😂😂😂😂 Vaenzi vacho havarambe vanenge vachitochida