Kana ndiine secret yako Dzikama 😳😭

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 15 мар 2023

Комментарии • 260

  • @nestermatunja84
    @nestermatunja84 Год назад +15

    Hanzi pamusoroi, handisi kuganza ndabva ndisina kudya🤣😂🤣

  • @tauraitatenda361
    @tauraitatenda361 Год назад +11

    Bocha hey kumusha kwangu chaiko. Love from England

  • @elizabethmwale9408
    @elizabethmwale9408 Год назад +8

    In love with the language i don't how times i have watched this video😂😂

  • @katereretanaka6166
    @katereretanaka6166 Год назад +9

    😂😂😂😂😂 Anyumwa bere nderake in mai vhai's voice kkkkkk

  • @lesleybvumah813
    @lesleybvumah813 Год назад +8

    😂😂😂😂😂😂😂 ndotanga ndaseka ndisati ndawona..hahah chero munhu achadziya 😂😂mai Vee zvakaoma 😂😂

  • @lawrencemandibatsira9214
    @lawrencemandibatsira9214 Год назад +6

    This one aifanira kuwana Award

  • @estherdeemakaluwa6282
    @estherdeemakaluwa6282 Год назад +24

    Kkkkkk aaah mama vee makambobvepi asi (in manyika tone) kkkkkkk ny daily dose of sunshine💖💖💖💖💖 kkkkkk hanzi mungati mune freedom ini ndakakubatai kuma garden😂😂😂😂😂😂

  • @priscillandawi
    @priscillandawi Год назад +10

    😂😂😂😂😂 kune ari kurwara akafa ndini ndinobika kkkkkkkkk

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Год назад +6

    😂😂😂😂😂 nhai mama vee mungabva matoti pane munhu arikurwara ndini ndichabika manzwa nani kuti anofa kkkkkk

  • @flymak1975
    @flymak1975 Год назад +27

    I am falling in love with the new "lady" is she a twin to mai vee

  • @patiencenyamushanya1879
    @patiencenyamushanya1879 Год назад +4

    Anhuweee😂😂😂... Hanzi kana varoyi chaivo havasi kuchaona nyama.. asi Mai Vhayi kaaa😂😂

  • @fungainemarare5252
    @fungainemarare5252 2 месяца назад +1

    Im watching and watching again and again😂😂😂😂

  • @stelladeredzai7792
    @stelladeredzai7792 Год назад +6

    Mama Vee 🙌🙌🙌🙌😂😂😂😂😂marufu achateera Ndini ndichabika

    • @mejurychimwai6086
      @mejurychimwai6086 Год назад

      Mmmmm mhamha Vhai kubvamatorera Mai Sauti chicken yawo here😅😅😅😅

  • @hillarymazibuko9236
    @hillarymazibuko9236 8 месяцев назад +2

    😂😂😂😂 ini hangu ndachema , mhamha Vee musadaro

  • @peekay3671
    @peekay3671 Год назад +4

    😂😂😂😂😂😂Mama Vee kaaa ayisarenda 😂😂😂

  • @user-kg1sf2vr1n
    @user-kg1sf2vr1n 7 месяцев назад +2

    😂😂 Mhamha vee u are the best solution of stress

  • @ltsikis9161
    @ltsikis9161 Год назад +3

    Aaah zvinoita hr ko akasafa ukafa iwe 😅😅😅😅😅😅😅😅😅movhiringa Mai Vhai zvinhu zvedu imi kkkkkkk

  • @susandzingai
    @susandzingai Год назад +5

    My favourite mama Vee❤

  • @lydiamutangiri3525
    @lydiamutangiri3525 2 дня назад

    😂chero arikurwara chero arikudziya kwai ndinonga ndasvika😂

  • @eunicemkwidza9912
    @eunicemkwidza9912 Месяц назад

    😂😂😂😂"freedom meal musina freedom " Mai vai vanopenga chete

  • @nestermatunja84
    @nestermatunja84 Год назад +1

    😂🤣😂🤣zvekutsamwa dzangova nharo 😂🤣😂BBS ahoyi

  • @noreenmuzadzi1118
    @noreenmuzadzi1118 Год назад +2

    Haaa kwana Mai Mari futy😂😂😂😂😂 tofa ngekunakirwa rwendo runo anhuwoye

  • @rumbidzainerutanga8540
    @rumbidzainerutanga8540 Год назад +1

    🤣🤣🤣🤣🤣 nhy Mai Vhayi tombokutadzirai chii chaizvo zvomoda kutivhuna mbabvu BBS

  • @beverleymudawarima7951
    @beverleymudawarima7951 Год назад +1

    😂😂😂😂 Kuchemera kubika here

  • @propheticchannel8168
    @propheticchannel8168 Год назад +1

    Sarai mwechiita,Mai Mare atoramwa anhuwee 🤣🤣🤣🤣🤣

  • @norleenround1938
    @norleenround1938 Год назад +2

    Munhu akafa akambodziya here mai vhayi🤣🤣🤣🤔🤔🤔🤔🤔

  • @netsaimatarauka5323
    @netsaimatarauka5323 Год назад +1

    Mai vhai to the vhayorenzi🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @otilliamasikume-px5nd
    @otilliamasikume-px5nd Год назад +1

    E best actor 😅😅

  • @mashingaidzetaniabridget5007
    @mashingaidzetaniabridget5007 Год назад +3

    Kkkkkk baba iyo ine wig ine drama kkk

  • @user-gc5ee8bn9d
    @user-gc5ee8bn9d 4 месяца назад +1

    Hanzi izvezvi pane arikurwara apo ndini ndirikutobika akafa😂aah Mai vjai

  • @memorygoche2574
    @memorygoche2574 Год назад +3

    😂😂😂😂😂mai Mari avo vanogona maiweeee

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 Год назад +2

    Kkkkkk😅😅😅😅 kwazi bdinobga ndaapo munhu achikudziyq ndini mne mauraya yere Mai Vee

  • @nomattersabona2955
    @nomattersabona2955 Год назад +2

    BBS inebsa😂😂😂😂😂😂😂

  • @tanzagowe128
    @tanzagowe128 Год назад +1

    Bocha Bheriya Society 😀😀😀😀😀

  • @preciousmpofu1410
    @preciousmpofu1410 Год назад +1

    Kkkkkkkkkkk ko lava nevarume 2 vanozviita vakadzi 😅😅😅😅😅

  • @sekaimunvisi7112
    @sekaimunvisi7112 Год назад +2

    Mai Mari chiramwa makachiwanepi😂😂😂

  • @tabithanenzou3443
    @tabithanenzou3443 Год назад +2

    😂😂😂😂😂Masimukire enyu Mai Mari muno gura ngekudongorerwa nearume. Maiweeee ndafa ne kuseka.

  • @rumbidzaihazelmupandasekwa474
    @rumbidzaihazelmupandasekwa474 Год назад +1

    Marufu ese arikuteera ndini ndukubika😂😂😂😂

  • @Jaicee
    @Jaicee Год назад +2

    Chiso charamba kupenya,Mai mare varamba kuenda pasi petsoka Mai vee mazoita zveginya kkkkk

  • @sekaimuchanetagondo9119
    @sekaimuchanetagondo9119 Год назад +1

    Kkkkkkk mai mari avo havas baba vake hr ndozvandazoona kt ndibaba vamama vee

  • @user-fd3nn4rp3w
    @user-fd3nn4rp3w Год назад +1

    Kkkk pane arikurwarwa akafa ndini ndikupika😂

  • @paidabrenda
    @paidabrenda Год назад +1

    Munoti freedom meal munhu asina freedom munhu wandakabata kuma garden yatoinda huku nemachipisi

  • @user-cp6vd3ko4r
    @user-cp6vd3ko4r Год назад +1

    😂😂😂😂 new lady avo ma1 is she a twin to mama vee

  • @primrosechikadaya297
    @primrosechikadaya297 Год назад +1

    Sekuru nemuzukuru munonakidza keep it up

  • @linetymabika9807
    @linetymabika9807 Год назад +1

    Cher varoyi vari kushaya nyama dzekuuya nadzo kuhope vanhuwee 😂😂😂

  • @Makiiiii.
    @Makiiiii. Год назад +1

    Well-done mam Vee ,chibocha munosota ndabva ndafunga kumba bocha

  • @enzymechigarire3414
    @enzymechigarire3414 Год назад +6

    😂😂😂😂😂U killed me ooo mama Vee u r too much my beastie actress kkkkkkk keep it up unondi itira mama Vee may God bless you

  • @tofadzwamasarira8701
    @tofadzwamasarira8701 Год назад +1

    BBS 😂😂😂😂

  • @beautymukonowriwi-chase2644
    @beautymukonowriwi-chase2644 Год назад +1

    😂😂😂😂😂😂 ndiri kutoda kutobika Mai veee🥰🥰🙈

  • @user-tc8mp6se2h
    @user-tc8mp6se2h Месяц назад

    BOCHA burial society. Iriko here cz ndingatoitangawo kkkk

  • @ivymurau1805
    @ivymurau1805 Год назад +2

    Akomana Mai Vhai inhubu ah mandipedza homie😂😂😂😅

  • @rodahmufuka6705
    @rodahmufuka6705 Год назад +1

    It's the sitting down for me

  • @NdauTribe13
    @NdauTribe13 Год назад +1

    Chindodha chimweni icho achisi musharukwa chepa wenera ere 😂😂😂

  • @jacquelinezhuwaki3936
    @jacquelinezhuwaki3936 Год назад +2

    Varoyi vakutoshaya nyama yekuunza kuhope 😂😂😂😂

  • @cornellianyatito8275
    @cornellianyatito8275 Год назад +1

    Mama vee you are the best

  • @mshereni9751
    @mshereni9751 Год назад +1

    Munogona mama vee keep it up

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 Год назад +1

    😂😂😂😂😂😂😂is mai mari pasi petsoka dzangu for me😊

  • @FatimaMukuta
    @FatimaMukuta 26 дней назад

    Kkkkk Mai Vaiiiii vayereswe kare uso nemunamato achapinda ereee

  • @millicentnzanga3322
    @millicentnzanga3322 Год назад

    😂 😂 😂 🤣 🤣 Mai Vhay kuseri

  • @tafamugari7430
    @tafamugari7430 Год назад +1

    Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk saka wamutorera nyamaere nhai mai vhai .....ndachema nhasi anhuwoye wandigure nhunji ngekuseka

  • @RosemaryRashai-rd7yf
    @RosemaryRashai-rd7yf 3 месяца назад

    Aaaaaaaa mama veeee hanzi ndokufumura 😂😂😂😂

  • @eniamukosera3012
    @eniamukosera3012 2 месяца назад

    Kkkkkkkk Mai Vhayi mai Vhayi ndakudaidza kangani

  • @chidolynngeorges5018
    @chidolynngeorges5018 Год назад +4

    Double Ads , woooow brilliant

  • @propheticchannel8168
    @propheticchannel8168 Год назад

    Mai Mare poooooo mune moo fire

  • @lovedalevimbai
    @lovedalevimbai Год назад +1

    Sei ndirikunzwa kuti bota burial society 😂😂😂😂

  • @summerrose9956
    @summerrose9956 18 дней назад

    Kana varoyi havasi kuwana nyama yekuuya nayo kuhope 😂😂😂😂

  • @MiriamMarufu-hh3qh
    @MiriamMarufu-hh3qh Год назад

    🤣🤣🤣🤣 huye futi Mama vee bodo

  • @MovenSikhomo-df1tc
    @MovenSikhomo-df1tc Год назад +1

    Kkkk mhamha vee asi Moroya 😂😂😂😂❤

  • @donsenhove79
    @donsenhove79 Год назад +1

    Kkkkk dzaangani meeting dazcho

  • @SarudzaiMuchinga
    @SarudzaiMuchinga 2 месяца назад

    Kkkkk zvakaoma ndaseka Mai V kuseri kwekuseri 😅😅😅😅😂😂😂😂

  • @user-yw7cw8vn7b
    @user-yw7cw8vn7b 6 месяцев назад

    Ana samas makapenga,plz keep it up

  • @gloriavera7863
    @gloriavera7863 Год назад +1

    Vane wig vane channel here vane yese kkkkk pliz give his channel link if he has one ☺️

  • @FutureGwenya
    @FutureGwenya 9 месяцев назад

    You are my favourite mama vee

  • @gaidzanwa2
    @gaidzanwa2 Год назад

    I receive AMEN

  • @bosslady8621
    @bosslady8621 Год назад

    The song eish guys Solution anoimba

  • @kingsleychitsike9755
    @kingsleychitsike9755 9 месяцев назад

    Hanzi pane akurwara uyo ndini ndikubika panhamo yake 😂😂😂😂😂😅🔥

  • @mskeak6956
    @mskeak6956 Год назад +3

    Missed Mai Sauti ❤

  • @graciousmaheya877
    @graciousmaheya877 Год назад +1

    Slogan manje 😂😂😂

  • @dorcasmushango4713
    @dorcasmushango4713 Год назад +1

    Kkkkkkk chero munhu achadziya ndinonga ndataapo kkkk kumwe kubara sooka😂🙌

  • @Maimhofu-nx9kc
    @Maimhofu-nx9kc 7 месяцев назад

    Mama vee aiwa munondiitira mhani mm❤❤you are the best

  • @sophiemafinyori5105
    @sophiemafinyori5105 Год назад +1

    Bocha burial sociéty kkkkkkk

  • @brendasatuku9216
    @brendasatuku9216 Год назад +2

    Hazi ndini ndirikubika pane munhu akurwara kana akafa Mai vee is available to cook guys 😂😂😂

    • @feli935
      @feli935 Год назад

      Imagine 😢😂😂😂😂😂😂

  • @AllenMushoriwa
    @AllenMushoriwa Год назад

    Kkkk haaa nyanyest mama vee

  • @carolineritsire853
    @carolineritsire853 Год назад +1

    BBS ❤

  • @tinotendazinyambe479
    @tinotendazinyambe479 Год назад

    BBS yacho haipere kutaurwa here😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @SadziJani
    @SadziJani 5 месяцев назад

    Mai veee streets free navo😂😂😂

  • @Amarie077
    @Amarie077 Год назад

    BBS. Bocha burial society. This new he she is on fire kkkkkkkkkkkkk.

  • @ngonidzashembuzani2154
    @ngonidzashembuzani2154 Год назад +1

    Background song👍

  • @ScottJr39
    @ScottJr39 2 месяца назад

    Asi Mai vee kaaa😂😂😂

  • @fungainemarare5252
    @fungainemarare5252 2 месяца назад

    Iyo skirt 😂😂😂😂 Admireka iwewe 😂😂😂😂😂

  • @lastchikodzongere8379
    @lastchikodzongere8379 7 месяцев назад +1

    Haa mai vhai vanondipedza kkk

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Год назад +1

    Dressing muri kuchena mama Vee 😂😂😂😂haha

  • @alliaalli7571
    @alliaalli7571 Год назад

    kkkkkkk😂😂😂 mama vee to e wee wee

  • @LifestyleAfrica403
    @LifestyleAfrica403 2 месяца назад

    Content yamama vee ndeyeuroyi 😂

  • @mildredchinhema3425
    @mildredchinhema3425 Год назад

    My day has started ndiri fan yamai vhai

  • @olivia.x7x961
    @olivia.x7x961 Год назад +1

    😂😂😂😂😂BBS

  • @lenahgotora7326
    @lenahgotora7326 Год назад +1

    Blackmail chaiwo mai vhai😂😂😂😂

  • @irenengozo439
    @irenengozo439 Год назад +1

    Mama Vee wooo u are toomuch

  • @user-zp4wk5oz8d
    @user-zp4wk5oz8d Год назад

    Aaa my wanhu kkkkkkk mutare woye😅

  • @WENZOUSTUDIO
    @WENZOUSTUDIO Год назад

    😂😂taurai muone
    Kkkkk ngaabike havo