(1)Sadza rinopinda here kana best friend yako yafa nhai sisi ve cap😂(2)ko makaziva sei kuti ndi nyarie ari kutaurwa kuti afira mucontainer (3)ko sei musina kumboita hanya yekunoona best friend yenyu ichirwara mukarohwa muno taura chokwadi imi
Vanhu nzwisisai,panhamo panozobikwa sadza,not kuti uchitambira msg yerufu paakutobikwaa noo,uyu musikana wecap akakwanisa kunodya sadza body yabesty isati yatobviswa mumba anga atopedza kuchema here,cz its sudden death kaiyi since arikuti akapedzisira kumuona the day before ari right ummmmmmm akaoma besty uyu😢😢
haaaa guys but why u are blaming sahwira kut ane chekuita ne death ye umwe wake mmmm musadaro kufeelah something akurambidzwe and panzi mu container ndoo mafira munhu it was obvious kut she knows sahwira wake anogara mu container achirwara musadaro guys
@@shingiraitrevormboto2105 it’s different, she said she went to buy sadza while waiting for the removal of the body ,so ask your self can u do the same? Knowing your friend is dead , waiting for the removal of the body , you decide to go and buy sadza abd eat ?
Ini hangu ndangouyao kuzopindura vanhu varikuti ungadya sadza sei wafirwa neshamwari kuti saka ukafirwa hauchatenderwi kudya here ende chamunofanira kuziva ndechokuti kuramba kudya nekuchema handiko kurwadziwa kurwadziwa kurimumoyo
@@albertmachinga6824 kkkk hakusi kuti pavakanzwa kt pane munhu afira mu container ye red vakabva vaziva kt ndi Nyari bcz vaiziva ka nyarie ari ye anogara mu container ye red
Guys best friend yako yofa woti its ovias ndiye ko why ..iro simba rekunodya sadza bhururu wako afa ava mai ava ngavatorwe statement zvakasimba apa she is not srs pakuchema vari kukwiridzira madzihwa here or vamwe vanoti kana vafarira or flue l cant understand ..wapedza kudhakisa munhu okurongera guys svagai shamwari dzine rudo pasi raipa akuchina chinhu chinonzi best ini best wangu vana vangu ne hunders dry
Sometimes people walk around looking healthy, but with undiagnosed diseases, like heart problems. Which might not have been helped with her lifestyle of drinking.
Umm mahure anoita rough. Kana paine vanoziva nekurangarira nyaya ya Marry wekupondwaku Hoply iye. Matauriro arikuita amai ve cap avo ummm? Kudya nekutoziva zvese kuti ndi Nyari. Ah vanoitana rough vanhu ava
Stella Muwusha is a giant. G.O.A.T. Her journalism is at another level rasiyana nevakawanda.
This lady Stella is a real journalist anogona basa rake
Kutowana nguva yekunodya sadza best friend yako yaunoti maiita semukoma nemun’ina afa uum pane nyaya apa
Vakanyatsobatwa necid vanotaura
@@MaryChiteveCID yei ipapa. Mai chaivo vafirwa nemwana vanodya sadza wani. Unochema sei kana une nzara ko ukafenda
@@MaryChiteve iwe akatonodya wena very same day uum ini harimbopindi kkk
@user-ey1qz6dv4e handisi kuti munhu haadye kkk but uyo akatonodya nguva yaakazvinzwa iyoyo
Shuwa pane nyaya
Top journalist in the world tete Stella
Idzo dzanga dzichiti uno chowa chowa dzakato namwa rough makuseni senior kudayi😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.😊
(1)Sadza rinopinda here kana best friend yako yafa nhai sisi ve cap😂(2)ko makaziva sei kuti ndi nyarie ari kutaurwa kuti afira mucontainer (3)ko sei musina kumboita hanya yekunoona best friend yenyu ichirwara mukarohwa muno taura chokwadi imi
Shuwa bestie yako wotoenda kunodya sadza aaa mother ava pane zvavanoziva
Nhamo yeumwe hairamwirwi sadza shuwa aaa ungatoenda kundodya sadza umwe wako afa shuwa shuwa.
@@maggiemuchemeri9704 sadza rinongodyiwa sisi dai raisadyiwa panhamo paisabikwa sadza ko akaziya nenzara ..kusadya sadza it's not a sign yekurwadziwa
@@ZodwaMarifandipamwe ndevapiritsi
Ndevemapiritsi kaava vakasadya vanodonha nenzara
Mahure kunyepa haaaa ma1 mai ine cap iyo kkkkk
Aunt Stella mogona basa❤
Nhyimi varikuty sei akawana simba rekudya sadza mubvunzo wangu kwamuri ndewekuty saka parufu hapadyiwe hre or munhu otadza kudya hr nhyimi sezvinonzi ndiye akauraya, nzara moiziva mushe hr imi😂😂😂
Uuuummm pakaipa kana yaive best friend yako wotowana simba rekudya sadza
Not all your family is your family and not all your friends are your friends it's only Jesus who does not change😢
Wakamuonepi jesus wacho?
@@shingiraitrevormboto2105Ayizvee😂😂
@@madamdelicious3183 kubvunzawo hangu.
Amen 🙏
Nyari apedza rwendo rwake rwepasipano afira muzvivi kwasarira isu vapenyu kuti tigamuchire jeso nguva yekuonekana nepasi rino hapana anoiziva unouya takavarairwa dai masahwira matsvaga jeso zvepasi pano hazvife zvakakwana asi ukava na Jesu unorarama ne mumufaro zvishoma izvozvo zvinounza rugare
Amen
😂😂😂😂😂😂
Ivo masecond wives mahure anozvifurira havo ndo gen's riri kunotsva vasingafungire
Pakati pekubvisa nhumbu or kurobwa nakumbulani 😢😢😢
Aunt Stella nyaya munodzifambira sure ndatenda hangu, musi uno makabva kuChitungwiza kwedu uko nhasi muriku Kambuzuma. Fambai Aunt fambai ndechenyu chinhu ichi 🎤 👏👏👏
But why vachizongouya vanhu vacho vatofa. Sei vasingambobatsiri vanhu vasati vauraiwa
Vanhu nzwisisai,panhamo panozobikwa sadza,not kuti uchitambira msg yerufu paakutobikwaa noo,uyu musikana wecap akakwanisa kunodya sadza body yabesty isati yatobviswa mumba anga atopedza kuchema here,cz its sudden death kaiyi since arikuti akapedzisira kumuona the day before ari right ummmmmmm akaoma besty uyu😢😢
Iyo mkadzi uyu akaziwa cei kuti nyari afa mmmmmmm imika
Hanzi ndatongoziva kuti ndi nyari kkkk waziva sei
Ah ndazvishayawo ko kuzonodya sadza
Aiziva kuti aigaramo mucontainer
Hanty aigara mucontainer imomu
Iyo ishamwari yenhema vanzwa kuti Nyari arikurwara votadzakunomuona shamwari yako usatinyepere iwe itakuti ndaingomuonavo kubhawa ko Nyari aigara muContainer here
haaaa guys but why u are blaming sahwira kut ane chekuita ne death ye umwe wake mmmm musadaro kufeelah something akurambidzwe and panzi mu container ndoo mafira munhu it was obvious kut she knows sahwira wake anogara mu container achirwara musadaro guys
Awa ve cap.. something fish😂😂
Zvinonetsa zvema hure pamwe anenge asiya zvake mapiritsi kt awane kugara nemukomana mucontainer, avawo sahwira vekunodya umwe ava vanogona vanga varova mbanje vasina kudya Yanga yotoda kutovatorawo nzara madrugs anenge otonga mudumbu pamwe iye nyarai aitorovawo futi
Imagine sadza kutodzika
Uyu shamwari paakanzwa kuti umwe wake arwara haana kuenda kunomuona
Anzwazve kuti afa oenda kunodya sadza aaa simba rekudya wariwanepi umwe wako afa pamwe ndiye wakamuisira muchetura uyo ndoo saka asina kuda kuenda kunomuona
Mmmmm umama we cap kabotshwe uyaze njani kuthi ngu Nyarie bamnani lomuntu uzalikhuluma iqiniso
Kutowana appetite beastie AFA assti atotakurwa ma1
Saka shamwari yorega kudya nekuti umwe wake wafa here haaa saka parufu vanhu vanobikireyi parufu
Ndayi zvenyu,,ko parufu vanobikirei
Iii sahwira aivee ne bhabharazi kaa saka Aida sadza vanhu weeee😢😢😢😢😢😢😢😢
Kutowana nguva yekupedza kuwacha 2 kuwana nguva yekuchinja hembe 3 kuzowana nguva yekudya sadza haaaa bestie uyu ndamutya...anyway vanhu imwai mapiritsi
Mune oxygen here mucontainer macho
Ndaona mawindow
Winky D akataura nezve Kambuzuma paRokesheni. Hupenyu hunotoguma
Love you stella from Amsterdam❤❤
Tete Stella munogona basa renyu
Presenter basa renyu morigona. Todada nemi. I love the energy
Simba rekudya sadza mumwe afa 😢zvakaoma, ko kuzoti haasi Nyarie here ? something is not right
Parufu pakagobikwa wani!!
Red flag pana sis avo
@@shingiraitrevormboto2105 panobikwa dear bt sematauriro arikuita sisi avo vaive close zvekuti vaisa tanga kudya sadza vasati vaa ne chokwadi kuti ndi sahwira wavo zve shuwa plus nekutyisa kunoita rufu unotombotora zvima hours usati wazvitambira so haungawani simba rekungoti wanzwa kunzi best afa otomboti regai ndimbodya sadza
@@shingiraitrevormboto2105 it’s different, she said she went to buy sadza while waiting for the removal of the body ,so ask your self can u do the same? Knowing your friend is dead , waiting for the removal of the body , you decide to go and buy sadza abd eat ?
Mariro ekudzimba dzenyu amubike??😂😂😂
Ko kwidzira dzihwa risipo makaziva sei kti ndiNyarie pakanzi kune munhu ari mucontainer
Uuuumm vanezuda avo mbuya avo vane zvavanoziva
The underlying issue is that she was a professional lady of the night, the container was her place of operation
Ende futi haa mahure haana pressure,unotorova sadza wopfuurira kuchema best yako
Ummm sei akaziva kuti ndi nyari ari mu container,uyu ane information
Cc ve cap 🧢 avo ngavambondorohwa nema black boots vanotaura chokwadi vanoziva zvakaitika Kuna Nyari
Nhamo yeumwe hairambirwi sadza akadaro maZezuru. RIP Nyari.sahwira wako ari kichema chaizvo
Ko sadza madya here pamaenda kunodya imi mumwe wenyu wepamoyo ashaya
Yaa nhamo yeumwe hairambirwe sadza shuwa. Nyari iwe wanga usina shamwari 😢
Rwenyu rwendo makapedza my sister zororai murugare 😢
Ini hangu ndangouyao kuzopindura vanhu varikuti ungadya sadza sei wafirwa neshamwari kuti saka ukafirwa hauchatenderwi kudya here ende chamunofanira kuziva ndechokuti kuramba kudya nekuchema handiko kurwadziwa kurwadziwa kurimumoyo
Ndinobvumirana nemi ipapo.Kana kuseka chaiko parufu panosekwa wani nekuita majokes chaiwo
Taurai henyu kune vanotodya asi vachirwadziwa pamoyo zvisingaite
Chokwadi ichocho unotodya + vamwe vanonwa mapills anonzi tanga wadya saka ukasadya uchiti urikuchema unomanwa sei
@@elizabethbvekerwa8140 chisingazivi vanhu ndechokuti nyakuuraya ndiye number 1 kuchema nekuramba chikafu kuti vanhu vati warwadziwa
Ndosaka panhamo pachibikwa 3 meals, vanoda kudya havo vanodya
Mai ava vane nyaya ava mai ngavasungwe ava kutaura chokwadi vanoziva mafiro anyarie ava
@@albertmachinga6824 kkkk hakusi kuti pavakanzwa kt pane munhu afira mu container ye red vakabva vaziva kt ndi Nyari bcz vaiziva ka nyarie ari ye anogara mu container ye red
@@masciemudumo but maya mom's iyo ine nyaya iyo statement ravo from A
@@albertmachinga6824 kkkkkk hausi kuichenesa mira tione kana akazoitwa postmortem
Imi siyanai nevanhu kana munhu afirwa nemunhu wepamoyo unoviringika pfungwa please unopindura zvausina kubvunzwa
Team racho rese rakaita zvigunduru😅😅😅😅😅
Haaa wazvinawo ummm kutoita house girl kuri nani
Vanhu saka kumisha kwenyu hamudyi here inga munotouraya mombe
Panhamo panobikwa sadza wani vanhu cachidya richito perevedza vamwe vachishaya. Saka munhu oziya nenzara nekuti munhu afa? 😂😂😂
Kkkkkkk ndaseka😅😅😅
Rest well Nyari 😴😴
Sisi ve cap pavamzwa kuti pawanikwa munhu akafa why amhanyira kuti ndisahwira wake
Well done mai Muusha
Hello Aunty Stella ko inga zvakaoma
Vanhu musati kuwana simba rekudya umwe afa imi hama dzenyu dzikafa hamudye
Nhai zvenyu
Ehe hatidye Tsungie😅😅😅😅
Mataura shuwa, fast thinking.
Taura zvako kudya unotodya ko afa aendaka
Y afungira Nyari panzi pane mkadzi akafira mucontaina
Zvakaoma pahushamwari panotika zvakawanda godo kutorerana zvikomba nezino irema unogona kufira mafufu segonzo ukaitwa kafira mberi. Hazvidzwisisike
Vanhu mukuda kunyepera kuziva, chikafu chinotobikwa parufu vanhu vachidya, Ko zvauyu zvashamisei
Nyarie was poisoned neshamwari dzake
You continue with your chores while your friend is not well 😢
Best friend mune bond yemasisters then wotadza kunomuona achirwara?
Point wotombowacha
Nhym zvenyu vecap haisi best friend chaiyo ava kumborara usiku kumuka kuita washing umwe wako achirwar
Ko sadza ropinda wanzwa sudden death yeshamwari yako mmmm
Nzara yedrug
@@ellahkasiyandima6547 now it makes sense
Ska ndokona kudya hre nekut shamwari yafa
Kkkkk hanzi aingotii chuvachuva
Kuzim kwedu kungopa kuziva kwako chete paita afa unotozonzi ndiwe vanhu vachanyarara
Auntie Stella kadesign kari pafront kari kupedziswa neneckless pahembe bhoo here? Kkkk
Ko uyu why did she say ndi Nyari chete straight away without seeing the body first? It leaves vanhu vanemibvunzo ?
Pamwe fact yekuti container. Akawanda here macontainer acho panzvimbo iyi
Remember news mentioned area and container thats y friend suspected
Ku Zim kuuraya munhu hakuchatyisi chiiko nhai
Kwazviri kutyisa ndekupi kwamuri?
@@shingiraitrevormboto2105😂😂 asi chii nhai
@@madamdelicious3183 kutodawo kuziva wena kut ndekupi kwavari kusiri kuurawa vanhu tiendewo kogara ikoko kusina makuva ekuurayana kwevanhu
mapiritsi echirongwa.ataura wani sisi ane cap
Yowee kuwana simba resadza freand yafa
Saka manga musiri real friends ungatoti ndati regai ndindodya sadza kuseri umwe wako afa waunoti a friend
Amai ava asahwira vane nyaya
Mmm amai avo havana rudo ungatowana power rekuwacha mumwe wako achirwara n wozonzwa fut kt afa wotopedzesa bsa rako rese wotonodya sadza pama shops mmm
Poison yakashanda pamwe wanga akanaka kudarika vamwe
Sisi vecup handivachenesi kuchema zvavo
Wazivasei kuti ndi nyari iye anga anzi akurwara
Airwara munhu uyu
Imi mother wecap makafungira kuti haasi nyari hre maziva sei kuti wainge aine link necontainer
Musape shamwari dzake mhosva vanhu ava kungosangana kuma bar zvizhinji ratove drama
Wecup kaaa munga nanika hembe kodya sadza bhururu akafira mumba 😭😭
Ghetto rangu had been quiet for too long 😭
Guys best friend yako yofa woti its ovias ndiye ko why ..iro simba rekunodya sadza bhururu wako afa ava mai ava ngavatorwe statement zvakasimba apa she is not srs pakuchema vari kukwiridzira madzihwa here or vamwe vanoti kana vafarira or flue l cant understand ..wapedza kudhakisa munhu okurongera guys svagai shamwari dzine rudo pasi raipa akuchina chinhu chinonzi best ini best wangu vana vangu ne hunders dry
Zvakaoma
Nyarie haana kuisirwa poison pavainwa here?
Uyo wekunodya friend yake yafa akaongororwa anogona Ari ndiye akaura
Ko nhai maida kutanga manyatsodya sadza kt muone kt ichokwadi kt sahwira afa imika hamusi muri kudziwanza here mbanje dzacho
Post mortem ngaitwe chokwadi chubude
Vakamuisira poison
Ange achida kugutsikana kuti afa😢
Red flag
Mhamha vekepesi
Shamwari ye chi cap iyi inoziva zvauraya munhu
Joseph, my classmate
Sometimes people walk around looking healthy, but with undiagnosed diseases, like heart problems. Which might not have been helped with her lifestyle of drinking.
Chohwa chohwa ndochiiko?
Umm mahure anoita rough. Kana paine vanoziva nekurangarira nyaya ya Marry wekupondwaku Hoply iye. Matauriro arikuita amai ve cap avo ummm? Kudya nekutoziva zvese kuti ndi Nyari. Ah vanoitana rough vanhu ava
Mavado here
@@jaspernambala ehee mainzwao sei matauriro ayiitama shamwari acho
Heeee team Gutu Nyarii sham RIP
Design iri pamberi pehembe yainterviewer iyo ndeipiko 😂😂
Container yered yacho ndimo maiva muroom maigara hre why Shamwari yakakurumidza kuti hasi Nyari hre?
Hanzi aigara mucontainer imomo that's why akaziva
But vatodya sadza
Anga asina nhumbu here
WatopedzA
Mu container guys winter yese aigara mu container yooo anogona akapindwa nechando possibly akaita pneumonia
Amai vecap mamuka makuseni mukatombowacha muchiziva asahwira venyu varara vachirwara aaa
Nyari ayenda, one problem down. Munoshamisira nechihure kutoti tiri mahure. Mikosho yenyu mahure imi. Vasara ava vanoda kupiswa nema tyre nonsense
Vabatsiri ava munenge mune matestimony here kubva kune vamwe vavakabatsira or itora mari united