Это видео недоступно.
Сожалеем об этом.

Giraffe rakatinha mombe parufu // Murume akakanganisa mhiko, akarovesa vanhu 3 nemheni (9 July 2024)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 15 авг 2024

Комментарии • 36

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika Месяц назад +6

    Vanhu vanombozivawo nezva Bhozho here kuti kune nyaya dzinoomesa mate mukanwa

  • @BothwellTonderayi
    @BothwellTonderayi Месяц назад +8

    I'm the first here bhozho ❤

  • @user-pc7os2se4l
    @user-pc7os2se4l Месяц назад +5

    Ungaswera kuchemera profile pic mukore uno here ,,aaàah idofo mukadzi uyu

  • @user-lr8ye2iz3q
    @user-lr8ye2iz3q Месяц назад +3

    Bhozhongora unondifadza hey mai kumagudhe chekesa musutu 😂😂😂😂

  • @lovenessbureya803
    @lovenessbureya803 Месяц назад +6

    Profile picture ine basa reiko….Mai avo isascum

  • @MoyoMawonde
    @MoyoMawonde Месяц назад +3

    Ko sei vanhu vachibhadharisa chikomba harisiri business here iri

  • @Shirimanhenga
    @Shirimanhenga Месяц назад +1

    Profile pic inebasa reyi ,kuisa munhu pa propic ndozvinoreva kuti munhu anoda munhu here

  • @medina3002
    @medina3002 Месяц назад +1

    Mai vekuratidza shanked avo very right vanhu havachavimbike kunyanya varume

  • @BeautyMugawa-wz5qd
    @BeautyMugawa-wz5qd Месяц назад +1

    Profile pic ine basa here. Mainini ngava saita shanje

  • @edmoretamanikwa1554
    @edmoretamanikwa1554 Месяц назад

    Baba Isabel handi kutembei

  • @NicolletteGariyawo
    @NicolletteGariyawo Месяц назад +1

    Mai avo vanopenga hazvina basa

  • @sidanisiwenkomo8505
    @sidanisiwenkomo8505 Месяц назад

    Ndinacho hangu chimuti🎉🎉❤

  • @emmanuelchaza2952
    @emmanuelchaza2952 Месяц назад

    bhozho wakunyepa iwe

  • @ruthgarwe
    @ruthgarwe Месяц назад

    Hallow Bhozho

  • @tatendachinwa5800
    @tatendachinwa5800 Месяц назад

    Kkkk dzimwe nyaya dzaBhozho ndoosaka ndichizodzidoubter... Giraffe kuita sei😂😂😂😂

  • @user-ej9iv6qk9g
    @user-ej9iv6qk9g 25 дней назад

    Tiri kutukana here 😂

  • @evrusikerusike8700
    @evrusikerusike8700 Месяц назад

    Mai avo vana kukwanabaaa kovangwadziwa ngemwana kuti adii aparei hake

  • @Smoyo
    @Smoyo Месяц назад +1

    Gore razvichaitika kumuyera shumba vanhu vanotyoka makumbo nekumhanya😅😅😅

    • @swtpie-mn2sb
      @swtpie-mn2sb Месяц назад

      😂😂😂😂😂ndaseka hangu panomhanyiwa

  • @NyikaCheva
    @NyikaCheva Месяц назад

    Mukoma bhozho deipi

  • @user-mc4rq2bs2h
    @user-mc4rq2bs2h Месяц назад

    Mai avo vaneshanje, kudai anga ari wavo vaizozvitaura here? Ndiwo mastep mother manyama, kumakunde........ Stepdhonoroshi chekesa musutu

  • @user-fz4sv4ps5n
    @user-fz4sv4ps5n Месяц назад

    Akaita mukadzi haasisiri Mwana hre

  • @user-ii3tp6qt9o
    @user-ii3tp6qt9o Месяц назад

    Pakapaka Guruve yatora mutora chimuti

  • @sandrasibanda2401
    @sandrasibanda2401 Месяц назад

    Bhozho 🫶

  • @nyaraichitatu7492
    @nyaraichitatu7492 Месяц назад

    Kkkkkkk cheguruwe chakanyanya

  • @johannesmumanyi2381
    @johannesmumanyi2381 Месяц назад

    Mwana wake igodo Mai avo

  • @alicejakachira9684
    @alicejakachira9684 Месяц назад

    Vanodireiko kuzvikwidza BP ne profile kkkkk inenge iri dady s daughter hazvina Basa izvi zviriko wena mwana wawo asi Dai ari wekumaraini taiti zvimwe vanodana manje mwana wake Rega aturikwe PA profile

  • @user-dy3mo8ko2v
    @user-dy3mo8ko2v Месяц назад

    Pic rine basa rei vanopenga Mai avo

    • @Chiherachashe2909
      @Chiherachashe2909 Месяц назад

      Pfungwa shoma ,akati profile pic ndokudiwa akavanyepera

    • @medina3002
      @medina3002 Месяц назад

      Various varikutiza misha yavo vachienda nevana vazhinji varikumajeri nekuraper vana vavo vavakabereka mukadzi uyo ane manner aakaita ari kutaura zvi pic kurerutsa rurimi

  • @portiagova
    @portiagova Месяц назад

    Pooooooo