Murume akavhiya bere akatora nduru nemuswe // Amai vaigeza Mwanakomana akatarisa (4 July 24)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 26

  • @LodovicaKadhani
    @LodovicaKadhani 5 дней назад

    Haa bhozho usadaro musha wedu next time vanhu ngavakuudze kwavanobva usangoti mhondoro kwakadani vachisvibisa zita redu

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 3 месяца назад +1

    Uuuuuummmmm mhondoro zvakaoma hazvo kugeza mwana komana arimo

  • @HazvineiMacherenga
    @HazvineiMacherenga 3 месяца назад +3

    Zvikukonzereswa nemari yavari kupihwa saka hurumende aisi kutora matanho ndosaka mukuona nhau yemaextra lesson isiri kugadziriswa saka kungotsvaga mari yemalesson acho kuzvipedza utori huori munyika ahachapera

  • @EmmanuelSagwidzs
    @EmmanuelSagwidzs 3 месяца назад +2

    Chandiremera chekumhondoro 🙌🙌🙌🙌🙌🙌

  • @johanlaurence8455
    @johanlaurence8455 3 месяца назад +4

    kana usiri kuterera mbozho urikuitei ne nzeve dzako

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 3 месяца назад +1

    Aaaah iyo yaamai vekugeza mwanakomana akagara uuuummm zvakaoma

  • @HazvineiMacherenga
    @HazvineiMacherenga 3 месяца назад

    Mmmm chekumhondoro kadhani surender 🙌🙌 veduwe kuromba hre chii

  • @BossMukanya
    @BossMukanya 3 месяца назад +3

    Poooooooooo rikitivhu chamai wekugeza chakanyanya

  • @tawandaaloisgwenhere1192
    @tawandaaloisgwenhere1192 3 месяца назад

    zimbabwe changova chimwe chinyikawo hapana dzidzo ichirimo munyika medu yadhakwaaaaaaaa z

  • @stancelee
    @stancelee 3 месяца назад +1

    haa mkoma bhozho 17 minutes dzishoma

  • @CapableKatsidzira-k7d
    @CapableKatsidzira-k7d 3 месяца назад

    Bhozho ndatanga kusvikawo pano nhasi ndokuteera zvokuti

  • @stewartmazambani6772
    @stewartmazambani6772 3 месяца назад

    Love you guys 😂😂😂

  • @tracytakawira
    @tracytakawira 3 месяца назад

    Mhondoro yakanyany mishonga chaiyo

  • @EltonZvikonyo
    @EltonZvikonyo 3 месяца назад

    Ma teacher ayo ngaadzingwe Vazhinji vagere varikuda basa iroro

  • @tinashesauriri6834
    @tinashesauriri6834 3 месяца назад

    Hakuna chinonzi Chinjausi vakomana, zvinonzi 'Change House'

  • @HazvineiMacherenga
    @HazvineiMacherenga 3 месяца назад

    Kna kufona vanoshaya hre zvekutaura asi chavanoita apana how many years now ini vana vang vachiri kumagrade 4izvozvi akapedza form 4atove ne2yrs apedza zviri kungonetsa saka chii chakadaro

  • @AlsadiaMusekiwa
    @AlsadiaMusekiwa 3 месяца назад +1

    Yekugeza yandikunda haa nyika yedu inonaka veduweee😂😂😂

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 3 месяца назад

    ❤❤

  • @alexandremario-lu9yp
    @alexandremario-lu9yp 3 месяца назад

    Pa Chikorekore hazvishamisiri zvekutaura namai vachigeza

    • @TafadzwaMutsaru
      @TafadzwaMutsaru 3 месяца назад

      Aaa hoo chero mwana komana atogona kutaura namai wachigeza achiona mai wakashama

    • @JoyceMafukidze-u1l
      @JoyceMafukidze-u1l 3 месяца назад

      Mwanasikana ndiye anokodzera kudaro not mwanakomana aah hakuna zvakadaro nyangwe kuchikorekore kwacho

  • @AlsadiaMusekiwa
    @AlsadiaMusekiwa 3 месяца назад

    Nyika yedu inezvinhu zvayo hai

  • @YvonneNdlovu-z7t
    @YvonneNdlovu-z7t 3 месяца назад

    Yeku primary yanesta Dai hurumende yapindira kwedu kubulawayo zviriko kuNketa primary kune pie day nema jumping castle ice cream day

  • @nyaraisvova7639
    @nyaraisvova7639 3 месяца назад +1

    Hurumende pliz onayi zvekuita nezvirikuitika mizvikoro kwatanga zvemaunigorm kudhara taingoziva kuti mauniform anotengwa kwaenbee kouya mabhuku wakutotenga Kuna ticha nemari iri pamusoro kouya maxtra lessons mwana asina Mari haadiwe naticha zvakawandisa kani huori hwanyanya mizvikoro imi zii zvenyu

  • @HazvineiMacherenga
    @HazvineiMacherenga 3 месяца назад

    Ko nhau yaboss vekuda wiwi yevashandi iye yapapi bosho

  • @SibandaPatricia
    @SibandaPatricia 3 месяца назад

    Hahahaha panyaya yezvikoro please ve education itayi serious please