Mbuya vanouraya vanhu 7 ku Mberengwa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 18

  • @rowenamangweni1809
    @rowenamangweni1809 2 года назад +1

    You do such a beautiful job bringing every story to life. May God keep strengthening you and your team. I never miss an episode 😊

  • @robertchauke584
    @robertchauke584 11 месяцев назад

    Viva Bhozhooooo

  • @faithnetone3234
    @faithnetone3234 2 года назад

    Muzukuru haana kutakudzwa na gogo here

  • @dorcaszulu4870
    @dorcaszulu4870 2 года назад +1

    Ambuya ava vanoda kunorepotwa Kuna sekuru tasvu

  • @ruvachazika1223
    @ruvachazika1223 2 года назад +1

    Vanodii kuuraya chemberi iyo haa pane kuti irambe ichipedza vanhu

  • @EthelMidzi
    @EthelMidzi Месяц назад

    😢😢 mbuya iyi

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 2 года назад +1

    Pakaipa ambuya imbinga vapedza vanhu, ko vadiniko kupedza rimwe team so ratinetsa nxa kupedza wrong people. Ngavareurure vasati vafa vatende Mwari. Yooo nyika yaipa

  • @EvelynTsitsiSatumba
    @EvelynTsitsiSatumba Год назад

    Vanhu vanodada nehuroyi shuwa😢😢😢

  • @tendaiauthorchikata9632
    @tendaiauthorchikata9632 2 года назад

    Wekuroverwa mwana na mbuya ve Mberengwa avo anoroya kudarika mbuya avo

  • @bridgetchilapula2058
    @bridgetchilapula2058 2 года назад

    Zvakaoma pakaipa

  • @cosmastapera1845
    @cosmastapera1845 2 года назад

    Ko nhai mkoma bhozhoo , August AVE kupera Ka uyu. Gombwe riri kuti kudii nemvura yarakavimbisa,

  • @shingiraikambarami1274
    @shingiraikambarami1274 2 года назад

    Zvakaoma wena

  • @SimphiweVoyiya
    @SimphiweVoyiya 10 месяцев назад

    Makazviona sei kuti varoyi havana pilo mumba

  • @hazvinandava3565
    @hazvinandava3565 2 года назад

    KBusanyepa hauendiko kana zviri kuside rako unofa

    • @nyaraimlambo2160
      @nyaraimlambo2160 2 года назад

      Vaudzei Mhuri iyo iende kwa Sekuru Tasvu ,kana kuti kwa Kanengo or Gogo Chihoro coz kuchasara dzimba chete vanhu vose vauraiwa na Gogo ava.
      Ummmmm wakataura kurema .
      Vanotoita hwekuvhaira naho .kwashaya Aida demo

    • @EvelynTsitsiSatumba
      @EvelynTsitsiSatumba Год назад

      ​@@nyaraimlambo2160kusada nehuroyi