Murume akabatwa arimumba memwana weGirlfriend rake akazotiza asina kupfeka, Mjolo Gone Wrong

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 27

  • @JuliusChiondere
    @JuliusChiondere 3 месяца назад +3

    Zvakaoma izvi paka paka Mwenezi

  • @jennifertsikayi
    @jennifertsikayi 3 месяца назад +3

    Bhozhongora auya nadzo dzinopisa 🎉🎉🎉🎉

  • @BeautyChiusakara-gj9xc
    @BeautyChiusakara-gj9xc 3 месяца назад

    Pachimuti ipapo ndopedu ndimi anhu acho😂😂😂😂🎉

  • @PettyMeky
    @PettyMeky 3 месяца назад +1

    Mutare vengizi ngavabate Mukotsanjera

  • @hatinachitiyo1669
    @hatinachitiyo1669 3 месяца назад +1

    Hakuna zvakadaroo. Vakaroovesa avana

  • @ChengetayiMurwira
    @ChengetayiMurwira 3 месяца назад +1

    Mmmm varoyi chaivo mainini vabereki venyu vakadya vana. Hama dzinoona kana murume anoona

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 3 месяца назад +1

    Mai ava Havana mhosva apa Havana murume benzi mwana sikana wavo

  • @simonmazendame
    @simonmazendame 3 месяца назад

    Vanhu vakuroya shuwa

  • @BrianChangaira
    @BrianChangaira 3 месяца назад +1

    Uyo wekwa Mutare rovai munhu ataure ngozi yavakaiita batai munhu musajaidze rovai. Ko kwa mambo akabvuma sei?

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 3 месяца назад +1

    Uuuuum nyika yatakura kurema. Zvunhu zvacho zvava kuitika unoshaya kt zvirikuda kutiendesa kupi

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 3 месяца назад

    Aa Varoi ngavasungwe Mhani 🙀😔

  • @MichaelPedzanai
    @MichaelPedzanai 3 месяца назад

    Ngavaende kwasekuru mukotsanjera vanozviburitsa ndokubasa kwavo zvengozi izvo

  • @TrishMakoni
    @TrishMakoni 3 месяца назад +1

    Zimbabwe yakatakura vanhuwe

  • @ProgressMazonde
    @ProgressMazonde 3 месяца назад +1

    Baba Isa🎉

  • @patiencechimwanda1204
    @patiencechimwanda1204 3 месяца назад

    Bamnn vekuuraya vana vemukoma ava ngavafevo varoyi marwadzo chaiwo

  • @BrianChangaira
    @BrianChangaira 3 месяца назад

    Ko iye aiisiya vana vachivigwa kumusha kwemukadzi sei, iye murume haagone kuendesa vana kumusha kwake here?,kudyiswa rudziiiko uko?

  • @AnnaMutaurwa
    @AnnaMutaurwa 3 месяца назад

    Ngavaende Kuna Mukotsanjrra anoyiburitsa ngozi yacho ichitaura

    • @TendaiMunyavhi-zb7mp
      @TendaiMunyavhi-zb7mp 3 месяца назад

      Kupedza nguva ukooo asiii hapana vana vakomana here ...ngawabate munhu kwakupisa masinhi neplastic kumurova corporal punishment

  • @TapiwanasheZhou
    @TapiwanasheZhou 3 месяца назад +1

    Pfeee pchimuti

  • @libertychivirika3541
    @libertychivirika3541 3 месяца назад

    Video harikuenderana netopic uye nyaya iyi yakambotaurwa kare.
    It's a huge disappointment for me😭😭😭😭😭😭😭

    • @tarisaimzira
      @tarisaimzira 3 месяца назад

      Remember pane ma updates

  • @tarisaimzira
    @tarisaimzira 3 месяца назад

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 haaaa varume hati guti zveshuwa kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  • @auxiliachitondwe1720
    @auxiliachitondwe1720 3 месяца назад

    Tsudzura😂😂😂😂😂

  • @MoreMuziringa-hj6sl
    @MoreMuziringa-hj6sl 3 месяца назад

    😂😂

  • @SIFELUMUSAHOVE
    @SIFELUMUSAHOVE 3 месяца назад

    Aaaaa