Musikana uyu atambudzika ane two ma boyfriend vanoda haasi kuda kuroora ari kuda kurora hamude

Поделиться
HTML-код

Комментарии • 6

  • @TanatswaRuhukwa
    @TanatswaRuhukwa 24 дня назад

    Mwana uyu ngaamirire waanoda

  • @davidchikuku9548
    @davidchikuku9548 23 дня назад

    msakana uyu nyaya yake haitombode vanachipanga mazano,ngazive kuti mukomana waarikuda wacho atorinewo vasikana 2 iye nemumwe waarikuronga kuroorana naye .the way yaasikuda uyo arikuda marriage naye ndozvirikuita waarikuda uya anewo waarikuronga naye

  • @user-dg2ly5yu4s
    @user-dg2ly5yu4s 25 дней назад

    Musikana uyu the guy vaari kuda wacho asiri serious nehupenyu uyo anogona kunge ari kumutambisira nguva! Please ngaarege kupedzera mari nenguva kune ari kuda kuroora uyo atsvage hake anomuda cz ndoona marriage yavo ichizonetsa!

  • @davidmnglacha622
    @davidmnglacha622 25 дней назад

    Mune dzidziso yakanaka gogo

  • @RotaryMpofu-jl3rx
    @RotaryMpofu-jl3rx 25 дней назад

    Ngavasiy vese cz anozpinda ma1

  • @htzimcomedy4345
    @htzimcomedy4345 25 дней назад

    Ha gogo mapa mwana makore akawnda