ZIM YASHATA MWANA ANE 15 YEARS ANOTAURA SEKA CHECHE |ANODYA MA PAMPER ANE TSVINA ANODYA IMBWA DZAKAF

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 7 сен 2024
  • IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
    follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
    EMAIL US trustysparks@gmail.com

Комментарии • 156

  • @takundasigauke9968
    @takundasigauke9968 Месяц назад +8

    Zimbabwe yayipa dai hurumende yedu yayita something nevaroyi this is too much, they are taking advantage kuti munhu hanangwe huroyi and they are making people suffer. This is beyond varoyi vanetsa hurumende ngayitonge vanhu Hutsinye wakadai Mwari dzorerayi because this is really touching. There is only one Name ,the Name above all names who can make this happen. Thank you for his deliverance.

  • @beautychitoro2207
    @beautychitoro2207 Месяц назад +15

    Ropa raJesu taura pamwana uyo aponeswe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥

  • @LatifaMusai
    @LatifaMusai Месяц назад +6

    Moto ngauende kunopisa nekupwanya zvinhu zvatete iwawo kana kutoti wafe vanhu wakadero hawafanire kurarama get well soon baby girl 😭😭😭😭😭😭🙏🙏🙏😭😭😭

  • @sibongiledube-zl6df
    @sibongiledube-zl6df Месяц назад +4

    Thi is so touching ummm Mwari ngavafukidzirewo vana vedu Satan nganyadziswe nezita raJesu

  • @MathaTDzinoreva
    @MathaTDzinoreva Месяц назад +1

    Yaaaa mwana uyo ndakamuona hakusi kunyepa anosvika nguva yekutobvisa henbe dzese oita zvevakuru chaizvo vazhinji kwaseke vanomuziva

  • @tsitsireasongaga4005
    @tsitsireasongaga4005 Месяц назад +2

    Thank you prophet she is healed in Jesus 's name

  • @LovenessGozho
    @LovenessGozho Месяц назад +5

    Ummm ndarwadziwa vanhu tsvagai Mwari

  • @adoremusadavatsva2703
    @adoremusadavatsva2703 Месяц назад +2

    Munesimba muropa raJesu. Mwari wenyu wakanaka❤❤❤❤

  • @engbuildersp56
    @engbuildersp56 Месяц назад +5

    Dj muno bvawo pamberi pescreen tonyatsoona, my D.J

    • @richmanmarwa3956
      @richmanmarwa3956 Месяц назад

      Zvirikuitwa for a reason,macoperight uye kuchinja the originality of the video asiyane nerekutanga

    • @SandisileNcube
      @SandisileNcube Месяц назад

      Kkkkkkk

  • @auntiechihera8665
    @auntiechihera8665 Месяц назад +1

    Happy to see my pastors Sis Carol Baba oversear Muzira and Team much love

  • @HamunyariMuchapondwa
    @HamunyariMuchapondwa Месяц назад +6

    Ndarwadziwa muroyi ngaafe nxaa

  • @rosahmavindidze6376
    @rosahmavindidze6376 Месяц назад

    Thank you Lord Jesus for the redemption of Rumbi's soul. Ndimi Mambo Jesu zvoshamisa. Tinodzorera mbiri yose kuGwayana. Thank you Prophet Jose for allowing yourself to be used to glorify the kingdom of Heaven. Stay blessed Rumbi.

  • @christieultd
    @christieultd Месяц назад

    Glory to God. Thank You Lord for restoring Rumbi to wholeness. Thank you prophet for being used of God

  • @user-cn2vx2sv6o
    @user-cn2vx2sv6o Месяц назад +1

    Shame looks like her dad😮😮

  • @abigailcharakupa8490
    @abigailcharakupa8490 Месяц назад

    There is power in the blood of Jesus, Amen and Amen Prophet, my God will bless you Man of God ❤🙏

  • @MoiraKuluzana
    @MoiraKuluzana Месяц назад +3

    Shem zvinorwadza izvii tete ava vakaomaa 😢

  • @tendaimakoni9918
    @tendaimakoni9918 Месяц назад +3

    Baba vakafanana nemwana wayo

  • @ClarahNyakabau
    @ClarahNyakabau Месяц назад +2

    Atete makaoma kwamuri ikoko hamuna moyo kuda Mari here

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa Месяц назад +2

    Aaaaaa ndabatikana tirikutambudzwa panyika jesu

  • @missmadas203
    @missmadas203 Месяц назад +1

    Nyaya yembwa dzirikukandwa any how kutadza kuita basa zvakanaka neve city council. The council must be sued

  • @MathaTDzinoreva
    @MathaTDzinoreva Месяц назад

    Haaaaaa ndafara imika mwana uyo angaasingaite zvese izvo vanogarepi profet ava ummmm

  • @user-yz2xx9oj5s
    @user-yz2xx9oj5s Месяц назад

    Thank yu so much Prophet I'm happy

  • @Rumbidzai-c9b
    @Rumbidzai-c9b Месяц назад +5

    Zvoda mukotsanjera izvi or tasvu mukotsanjera ,kanengo

    • @mmc307
      @mmc307 Месяц назад +1

      Ivava mavashoorei

  • @FrancisMutema
    @FrancisMutema Месяц назад

    Keep on updating us for more Dj Sparks

  • @easterdhlomo-fg6il
    @easterdhlomo-fg6il Месяц назад

    Thank you Lord for delivering the Girl

  • @Fadzai-ns4px
    @Fadzai-ns4px Месяц назад

    Mwari wenyasha zvoshamisa Jesu huyayi muparadze hondo dzakabata pamwana

  • @tinomzeni420
    @tinomzeni420 Месяц назад +1

    Ndarwadziwa uuuummm pakaipa

  • @Sibongilejambaya
    @Sibongilejambaya Месяц назад

    Uuum mdarwadziwa

  • @simonmazendame
    @simonmazendame Месяц назад

    Glory to Jesus🙌🙏

  • @royalfacty
    @royalfacty Месяц назад

    Woooow God is great

  • @user-sd2qr9gz7g
    @user-sd2qr9gz7g Месяц назад

    My heart is bleeding so much really painful 15 years old but not taking shame

  • @user-zt8by6lj5h
    @user-zt8by6lj5h Месяц назад

    Thank you Lord

  • @user-jq9xi6eh2p
    @user-jq9xi6eh2p Месяц назад

    I believe God is good

  • @sports916
    @sports916 Месяц назад

    Men of God is powerful 🙌

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa Месяц назад +1

    Mwari woye 😭😭😭😭

  • @Nyashachakanyuka
    @Nyashachakanyuka Месяц назад

    Thank you lor

  • @user-iy2tj2nh6p
    @user-iy2tj2nh6p Месяц назад

    Amen 🙏 Amen iiiiii zvinorwadza izvi

  • @user-vd7pz3ur4l
    @user-vd7pz3ur4l Месяц назад

    Thank you Jesus 🔥🔥🔥

  • @njabulobhebhe7145
    @njabulobhebhe7145 Месяц назад

    Ya God's power is there

  • @dumisanimakiwa1571
    @dumisanimakiwa1571 Месяц назад

    Chicheche chacho uye musiyano wavepo how do we prove. Imika imi

  • @user-hy1cp1ip9x
    @user-hy1cp1ip9x Месяц назад

    Nyaya dzakadai ndaimboti kuna sekuru Tasvi dzinopera asi now ndakuti Sekuru Mukotsanjera vanozvipedza izvi

  • @cleverratambwamugabe
    @cleverratambwamugabe Месяц назад

    Ndoda Kuti mutiratidze munemunhu wacho akarombesa Mwana tione zvinhu zvave nazvoo sekutaura kwaita baba vachoo kunyeba uku kutsvaka mbiri iwe

  • @user-cs3tg5lp3w
    @user-cs3tg5lp3w Месяц назад +2

    Nyasha ngadziwedzerwe kuna prophet kudakwashe ne mhuri yawabatsira mbiri kuna jeso

  • @user-pc7os2se4l
    @user-pc7os2se4l Месяц назад +1

    Zvakaoma shuwa uuuuum

  • @joycekariwo8146
    @joycekariwo8146 Месяц назад

    Serious case panoda vanhu vanotyaso namata zvine simba kwete zvakaneta

  • @ClarahMakusiro-nv9ue
    @ClarahMakusiro-nv9ue Месяц назад +1

    Tinotaura nyasha pana Rumbi totaura hurombe nekupenga pana tete kwavari ikoko kutsva ne moto

  • @tinymukwati7376
    @tinymukwati7376 Месяц назад +1

    Thank you Lord Jesus for the deliverance 🙏

  • @user-vu9do7rf6o
    @user-vu9do7rf6o Месяц назад

    Ummm ndarwadziwa nhasi.

  • @user-fv4ze5tb4b
    @user-fv4ze5tb4b Месяц назад

    Aka kuramwa uyu Musa muudze nhorowondo yake ano zviuraya.

  • @bensautopanelbeaters6254
    @bensautopanelbeaters6254 Месяц назад

    There is God in this church

  • @IrineMasese-pp3ro
    @IrineMasese-pp3ro Месяц назад +4

    Holy ghost fire holy ghost fire holy ghost fire

  • @LatifaMusai
    @LatifaMusai Месяц назад

    Fire 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥a consuming fire

  • @blesamblesam9535
    @blesamblesam9535 Месяц назад

    Yooo zvorwadza shuwa tete ava vane zvivindi nemoyo wakaoma shuwa nekuda kwemari kushungurudza mwana kudaro

  • @Margaret-b3c
    @Margaret-b3c Месяц назад

    Powerful

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Месяц назад

    Muroyi ngaafe Mwari

  • @SophiaMasuma-dp9ym
    @SophiaMasuma-dp9ym Месяц назад

    Part 2 pliz

  • @brasswellmudyiwa2046
    @brasswellmudyiwa2046 Месяц назад

    Ngavaende kwa miracle Paul kuchitungwiz

  • @Innocent-i7q
    @Innocent-i7q Месяц назад

    Hurombwa hwanyanya muZimbabwe . Musachiva hupfumi huzhinji hune vanhu ava

  • @Chrispen-b7g
    @Chrispen-b7g Месяц назад

    Pakaipa mhaiwe ifai varoyi

  • @margaretmunyanyiwa1269
    @margaretmunyanyiwa1269 Месяц назад

    Lets hope its not drama

  • @Ryanmatanda
    @Ryanmatanda Месяц назад

    Veduwe ndarwadziwa

  • @PatienceMachuma
    @PatienceMachuma Месяц назад

    Mwari pindirai

  • @user-fv4ze5tb4b
    @user-fv4ze5tb4b Месяц назад

    Iyo hazvanzi iyo inoda kuuraiwa ma sikati machena .

  • @TakudzwaTadiwa
    @TakudzwaTadiwa Месяц назад

    Endai kwamiracle Paul

  • @lorrainemazhawidza6790
    @lorrainemazhawidza6790 Месяц назад

    Nyika yakarema hamawee

  • @user-rq9kw6jv8x
    @user-rq9kw6jv8x Месяц назад

    Tete avo vanotembei nhai Mwari batsirai mwana uyu😢

  • @user-hr5pr6wh6q
    @user-hr5pr6wh6q Месяц назад

    Fire fire to the sender😅

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Месяц назад

    Amen and Amen

  • @clarahmucheka1331
    @clarahmucheka1331 Месяц назад

    Mwari makanaka nguva dzose

  • @margaretmunyanyiwa1269
    @margaretmunyanyiwa1269 Месяц назад +3

    But baba vemwana kutaura kwavari kuita havasi kuratidza kusurukirwa nekuita kurikuita mwana wavo. Energy yavanayo pakutaura haisi yekurwadziwa nezvirikuitika pamwana

    • @lulumuza
      @lulumuza Месяц назад

      Baba varikungotaura zvekuti hagute anoda chikafu too much

    • @evelinezalimba8741
      @evelinezalimba8741 Месяц назад

      They have been through a lot vanorwadziwa vakatomboenda kwa tete Tildah

    • @SandisileNcube
      @SandisileNcube Месяц назад

      Imi kaimi munhurume ka uyo moda adini in Ndebele we say okukhulu akula mukhosi njalo indoda ayikhali

    • @graceb7253
      @graceb7253 Месяц назад +1

      Manga muchida kuti vataure vachichema here. This is very situation ina baba ava and have learnt to live with this situation. Saka has to be strong.

  • @StellaNhema-lx4lb
    @StellaNhema-lx4lb Месяц назад

    Mwari pindirayi vatete ava ngavagare mujere ngavasabuda hutsinye hwavanahwo mwana wa satan tete ava nokuda mari sure inga cabbage rinonaka wani vakadini kuita wavo mwana

  • @cleverratambwamugabe
    @cleverratambwamugabe Месяц назад

    Zvirikuita baba vachoo kunyepa uku

  • @chiponyangwete6441
    @chiponyangwete6441 Месяц назад

    Ummm zvinorwadza izvi

  • @delenchiheya4016
    @delenchiheya4016 Месяц назад +2

    Ummm zvakaoma

  • @user-fv4ze5tb4b
    @user-fv4ze5tb4b Месяц назад

    Kwete zvendimi dzana twabamu ngeyi.

  • @lpmahlaba7577
    @lpmahlaba7577 Месяц назад +4

    Kkkkk fake prophecy people used

  • @user-kk6dz2ss1y
    @user-kk6dz2ss1y Месяц назад

    Nyasha dzedenga

  • @user-ud3yy7yh9o
    @user-ud3yy7yh9o 29 дней назад

    Mwana atadzeiko mari Yampa kni

  • @user-yt5jy7vg5d
    @user-yt5jy7vg5d Месяц назад

    Shem😢itai go back to sender profet.

  • @MelodyMbanje
    @MelodyMbanje Месяц назад +2

    15yrs kuita kunge ane 8yrs

  • @learnmoresilimau1044
    @learnmoresilimau1044 29 дней назад

    Bt fon Haina kufonwa wani aaaaa imika

  • @user-nh2iq2nm6k
    @user-nh2iq2nm6k Месяц назад

    Zvakaoma sure

  • @user-qm8oy3mo2n
    @user-qm8oy3mo2n Месяц назад

    Kwatasvu ndiye anogona zvidhoma izvi

  • @tinymukwati7376
    @tinymukwati7376 Месяц назад

    Uuum shame mwari batsirai pindirai

  • @user-fw6xf2ci8y
    @user-fw6xf2ci8y Месяц назад

    Mwari vanosunungura zvakasugwa poreswa nezita raJesu mwanasikana

  • @AgnesMaradzikwa
    @AgnesMaradzikwa Месяц назад

    Zvakatanga riini zvirozvii mahwani

  • @user-co9eb3zh2u
    @user-co9eb3zh2u Месяц назад

    Tudzei vari Zim ichokwadi hre

  • @BeautySawana
    @BeautySawana Месяц назад +2

    Nhai Baba vemwanasikana madii kuenda nemwana kuna Apostle Paul anobatsirika Same time

  • @Kete-rp6sy
    @Kete-rp6sy Месяц назад

    Chichatonyanye kumupengesa kudya madhodho uuuuuuuuu

  • @Martha-z5p
    @Martha-z5p Месяц назад

    Makanyanya prophet

  • @natashahweru9479
    @natashahweru9479 Месяц назад

    Zvorwadza aah

  • @manasamunodei8535
    @manasamunodei8535 Месяц назад

    Mudzoke nematestmony acho

  • @ClarahNyakabau
    @ClarahNyakabau Месяц назад

    Nyika yedu irikuendepiko haichina matyira

  • @user-iy2tj2nh6p
    @user-iy2tj2nh6p Месяц назад

    Ratidzai kubata kwenyu mwari

  • @kudakwashechikwiro3029
    @kudakwashechikwiro3029 Месяц назад

    Ngavaende kwaMiracle Paul uyo haagone uyo anongosasa

    • @user-bv3ve7db2x
      @user-bv3ve7db2x Месяц назад

      Taura hako Miracle Paul ka1

    • @mmc307
      @mmc307 Месяц назад

      Maiona yose here inga atorapwa anongoda nguva chete

  • @RumbidzaiMapondera
    @RumbidzaiMapondera Месяц назад

    🙏🙏🙏

  • @user-up1cn5vv7d
    @user-up1cn5vv7d Месяц назад

    Mwari makanaka

  • @ClarahNyakabau
    @ClarahNyakabau Месяц назад

    Amai vanehat yepink wanewakuda kuseka wani

  • @phillipmariwo1903
    @phillipmariwo1903 Месяц назад +3

    Vadii vamuvharao face

  • @christophermuzavazi147
    @christophermuzavazi147 Месяц назад +1

    Once people starting saying change in English it becomes nonsensical. Jesus didn't speak English.