Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
This is too good to be true only god knows if its true keep up the good work but if its fake and magic it must backfire on you in Jesus's name
😂😂😂 inini handichatsamire piro dzevanhu kna ndaenda kumba kwevnhu
Kkkkkk unotsamhiriswa zvidhoma zvevanhu wena haa vanhu vatema so ka tongoroya apa nechatinacho hapana kana hurombwa Hwacho usina kana chiripo
Ehe usabata klklkkkkl
Zvinhu zvacho zvine nharo.KwaTasvu kunobviswa zvinhu mumasagi uye ndekwezvidoma kazhinji nei nei weee.Then kwaKanengu kunobviswa zvinhu mumabag uye kunowanzobatwa Satanism.Mubvunzo wangu unoti iyo mishonga irkunzi tirkuchenura wakarimba haizonetsiwo dzinza here isu taperawo zvonzi akatora kwaTasvu naKanengo 😢😢😢😢
Sandiwe wega
Wataura zvakanaka,tichazviona mangwana izvi
Mune nhema umu
haaaa uweeee hoo nyarara mwana 🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌 haiwa munhu anoimba uyo
Live show ikuita kunge recorded song haaaa team re music 🎶 makapenga ❤❤❤❤❤
Voice racho manje kunge uya akaimba kuti mukadzi wangu wandakaroora inini ari kupakura zvisiri fear
Chidhori icho hachizi chikwa mbo manyepo
Unorwara iwe ndimi rimwe team rezvidhoma imi @@ernestmoyo4379
chikwambo chacho chinobata nyore kudaro🙆🏻♂️ inga vamwe vanombotandanisa wani
😂😂😂😂
Come lord Jesus Christ. Mai ava ndavanzwira hangu Tsitsi. Vatyisidzirwa varikututa, though innocent vainge vobvuma zvose
I like the music tasvu thank you for help people 🙏🙏🙏
Magic idzi inhema dzoga dzoga
In love nembira zvangu
Sekuru tasvu varikugona varoyivatitambudza isu takatadzei I'm watching you from cape town sekuru
Tinokutembai sekuru Tasvu ,,,plus team remusic makanyanya🤜🤛
I loved sekuru's dances❤
Kkkk hanzii ndiwuye mochida .kkk husiku achibvunziwe munhu kungoyisa.kkkkk zvakashata sherm
Sekuru tasvu kumberi🎉
Hoooyoooo vanhu ngavasiy zvikwambo ndiko kt vapinde denga
Ma dance agogo❤❤❤😂
Kunyepera vanhù kwega kwega ukuu
pane munhu agona kunabata Chikwambo so simply ,nhai really
I fake idzo
@@mbizi4573 nhai zvako vanhu vanoda madrama sterek
Fake
Mbira ñdadzid dzoo nyc 1
mai Rumbi vekubatwa vaya naKanengo vakazviramba pachena kkkkkkk
Pandakatanga kukuonai sekuri Tasvu ndakafara mum vangu vanoita zvechivanhu but kumusha kwavo yhoooo ma1 l hope nerimwe ramazuva tichangasanganawo kn mwari vatenderera but any way l like u energy nagogo Tasvu Chihera power love u gyz
I am of Ndebele origin ,l love this music though l don't fully get wat they are saying .nice music ❤
Ngizakufundisa ishona ayihlup
Well done sekuru tasvu
Thank God our Father who translate us into the Kingdom of his dear Son isu vana vake vaakatenga neropa rake izvi hazviwanike muKingdom yedu
Munenge musati masangana nedambudxiko muupenyu pakuzvika mapererwa
Chidhoma chaicho mochiziva imi kkkkkkk hapatambwi kudai imi vamwe vanoto kuvara musaite zvekutamba nechidhoma or chikwambo
Chako chakakuvadza ani nhai 😮😮
Kkkkkkk Ndaseka 😅@@cluesycollins5021
It all now depends with the spiritual power you possess not all are the same even though they're in the same line of work
Mturikuri arikusimba nemari yezvikwambo
Itawo kana zviri nyore
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂
Ndatamburaa ndokubata sei sekuru dzinza rakatiremedza
0784614908
This is true ❤vakabatsirika ndovaneumboo shandai basa sekuru
Ukaenda kwatasvu unodzokera vavakugona kuimba 😅😅😅
Rovai basa tateguru Tasvu
😂😂😂😂taura hako unodzoka uri muimbi
Good vibe pambira apoooo
Zimbabwean is very good action
Sekuru chinbouyai kwamurehwa tawa nevaroyi
Varume vanokwenya mbira avo vehosho sando dzavo
Haa music team makanyanya imi
Ahh iwe wachena 😂😂😂😂 makorokoto muzuku wachena kkkkkkk takurozova kuti munhu akayenda kwasekuru Tasvu akadzoka ayine zuda toziva kuti anezvi bwetu 😂😂😂
Yaaa munogona ku actor team
Munhu wengoma anenge anohora inomufadza 😂😂😂😂
😂😂😂
N’anga ipi inopa munhu mari?
".....nehanda wakafa, vakasiya vataura kwahi vanangu muchengete vana🎼🎶🏃🏿"
gud song kule neka dhadzi ako kema chembere🥰
Tasvu n'anga zvayo but anozvida shame😂😂😂😂😂
Nekuti anogona basa rake, hamude kuti anyadzise varoyi.
In'anga pabasa asi munhu akaita seni newe
Seni hangu handina tsitsi nemuroyi ,bhinya nembavha vanofanirwa kupiswa nematai rakacheka nyika
Kkkkk hanzi uuu wauya wega rega kurira is that song kkkk and u dancing 😂 yhoooo bsa renyu ronakidza but rotyisa
It's high time sekuru Tasvu wachiburitsa album
Ngoma munorova sure
Kkkkk kkkk ini ziii zvangu sendisina kuvona zvaitika
😂😂😂😂Tasvu itya Mwari
Ndezvekunyepa izvi
Vakadzii vayinakirwa vayirashwa usiku .mbuya iyi inenge yaiti ikarowa yayidonha nemanede.
Ndafarira song
Tsvagai Mwari aman
Iiii sekuru makatumwa , dai ndriiniwo ndinechipo chakadayi
Asi zvakaoma izvi. Such craftsman !! Inogona kuitisa mari nyika as a foreign currency earner.
Ndandichidakuona kamdhara karikushaura
Olk anonzi mwana panana gwenyambira ndiye wechikuru
team remangoma ma 1 ummmmm 🙌🙌🙌🙌 chamutengure
Tembo ndakauya yangu nyaya yama dhuwe maitadza here . Moregerera hanzvadzi yenyu.
Izvo zvidhuku izvo,zvaoneswa moto nepfiti.
❤WAUYA WEGA REGA KURIRA ❤😂😂😂
😂😂😂😂😂 nhasi nai ava vapinzwa busy chokwadi.
One tasvu pasi nevaroyi
Kkk munowanikwa nechepapi paZim apo Sekuru Tasvu
Vanhu ngatitye mwari shuwa
ha pakaipa mhuka inonzi munhu yakawoma sure
I love my caulture nzira yematateguru edu kwatabva
Sekuru makudzosera vanhu kuchikoro here😂😂😂
Ndonhema idzi ...
Masshiripi awanoitisa vanhu.ko Vana Tsikamutanda wakazogumira kupi
Kkkkk sekuru zvoita hre kt nditengewo yangu hat yakaita seyenyu kkkk
Majaivhi asekuru Tasvu 😅😂😂😂
Inonzi money dance
Mwari tibatsirei
haa Tasvu chimudhara kasekuri kari kushaura mashasha.sando kule
Haaaaa hameno zvinongozoitka mushure mekunge ndanzwa mbira idzi vanhu vamwari
Kkkmenge mode kusvikirwa here
Ishe Jesu huyai
Seyi vanhu musinga neti nenganga nezviporofita venhema ndechake iye nganga iyo ndiye auya nechidori chake kuzopesanisa vanhu
Asi varikuzvitaurira kuti ndezvangu handichazvidi,,,,asi nemiwo mune something here
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂@@DonSiziba-rn8eg
Anonzwa kubaiwa nemhinzwa ndiye abaiwa nayo
Sekuru Tasvu ...Honde valley pliz yanetsa. Nemabhinya pamakunike apooo via hauna
Manja Angu kune murovi wengoma..Pamberi newe murovi wengoma
Mbuya ava Stella vakaoma moyo wavo . Saka vaida kuti zvizogumanei .kuda kupedza dzinza vagonekanwa
ko makuriro akaita chikwambo chacho 🙆♂️🙆♂️umm haa ndanzwa kutya
Pajaivhi ❤❤❤
Chemutengure vhiri rengoro.Mukanya chibaba
Arikushaura uyo anogona ❤❤
Ndiri kuuya sekuru tasvu
Haanetsi kùbata online anobatika prblm yotoenda
can you please post chamutengure song payo yega please ....dhara rakashaura iro
Kkkkk 😂😂😂😂😂 chekenyenye
❤❤❤mushauri
Khule Tasvu chimbosvikai kwachecheche Chipinge kunevavhiti vatinetsa
Mmmm vanhu vanoroya veduwe
Ndichivhayo here uyu wamunoshanda naye
Saka iri gen' a rotouraya pamadiro coz mutemo uri kuside kwawo ,munhu anobvuma kt akauraya vanhu 3 abva ipapa tonogarisana hedu naye kuma mana ,zvorwadza izvi
Ndochikwatur chichember ichi
Sekuru Tasvu munofanira kushanyira ku Hwange muzogadzira size
Kuzopfeka dhuku chena
Zvirikuita hufeki mukati izvi zvakanyanyisa
Makafanana nacho😂😂😂😂
Haaa team Rembrandt ma1 experience manyama❤
Vanhu vanoroya kugara ne chinhu chine mujobodo wakadaro
Tasvu ndofara mhani ndichikuonai sekuru
Saga nderani.why zvinhu zvacho xvichifukunurwa.???????
regedzai nyika irambe yakaoma vanhu vakatakura yhoo
Munopasa tateguru manyemwe basa sebasa Tateguru Tasvu very soon tirikuuya nefamily yedu mumbotasvura varoi vekwedu
Umm zvakaoma zviri mudzimba umu
Cey panobatwa nyoka panenge pane hembe dzakawanda
Saka iwe ungauya nayo wakabata mumaoko here
Ndihwo huwori hwacho, vanoisa chinhu Chavo mumbatya.Vanhu vanobvuma kuti ndechangu vanenge vaitwa hypnotized kuti vabvume everything under the witchcraft dark spell
Mazuno social media ma one, it's all drama pane family ingabvuma kuzvi exposer pa social media here
Kule tasvu🎉
Tasvu😅 ma1 uyoooooooo
Sekuru taswu shumba yeva royi
Pambira apo ingoisaiwoka pamadisc tototanga kujiver
Bvunza wakambopindana nazvo wanokuudza kutii..zviriko zvinhu zvakadai
This is too good to be true only god knows if its true keep up the good work but if its fake and magic it must backfire on you in Jesus's name
😂😂😂 inini handichatsamire piro dzevanhu kna ndaenda kumba kwevnhu
Kkkkkk unotsamhiriswa zvidhoma zvevanhu wena haa vanhu vatema so ka tongoroya apa nechatinacho hapana kana hurombwa Hwacho usina kana chiripo
Ehe usabata klklkkkkl
Zvinhu zvacho zvine nharo.KwaTasvu kunobviswa zvinhu mumasagi uye ndekwezvidoma kazhinji nei nei weee.Then kwaKanengu kunobviswa zvinhu mumabag uye kunowanzobatwa Satanism.
Mubvunzo wangu unoti iyo mishonga irkunzi tirkuchenura wakarimba haizonetsiwo dzinza here isu taperawo zvonzi akatora kwaTasvu naKanengo 😢😢😢😢