We need a prisoners advocacy group. For poor treatment of prisoners and for wrongly imprisoned. So many changes needed. How can we help this young soul?
Uuumm from his narrative anenge mangange. I think akatungidza mwana ari under age vachiwirirana havo. Then, mubereki (waaita neya zvefodya ndekuzviziva or ndiye akatoteya riva racho) ndokuzvishandisa kuti iye achidya zvake mari yefodya yose.
hope the young man gets assistance. @slymedia for the first tym one convict has given u a hint on your question which always gets the same wrong answer... "munomu murikubatwa zvakanaka nemaOfficers here?' he said "yaaaa VAMWE VACHO takagara hedu navo zvakanaka" dai maizombowana mukana wekuinterviwer a released convict, you will get more info...
Shame haaa kune vanhu vanehitsinye kunze uku nemapurisa acho anehuwori hwakanyanya sad story will pray for you my brother it's so touching mkoma Sly pls do your level best mumubatsire veduwe
Inyaya yekuti vanhu vaida kumubira mari yake kwamunyepera. I wish if I could tell vana not to trust munhu because he/ she looks innocent or speaks softly. What you have to remember is everyone has two sides. The side that he/she wants the people to see and the hidden self. That hidden self only comes out when one drops their guard. This is when people would say "I didn't know or think that so and so can do such or able to do that". So careful especially us Zim people we are so trusting
As long vatongi vachipinda basa nehuori vanhu vacharamba vachifira mhosva dzavasina kupara macourts mazhinji muzimbabwe kana usina mumiriri even uri inoccent avakupe mkana wekutsanangura nekuenzanisa nyaya that's bulshit
I believe this young man, some law enforcement in Zimbabwe are corrupt . Talking from experience pakaipa.
I need maconeacts ehama dzake kwadziri tikwanise kubatsira mukomana uyu
God bless u
We need a prisoners advocacy group. For poor treatment of prisoners and for wrongly imprisoned. So many changes needed. How can we help this young soul?
yes want to help
Kutotaurachaiko arikutokundikana
100% correct. Its unfair for sure also the main problem is our JUDICIARY SYSTEM its rotten to ashes. Lets form a group on app then we tok fo justice
Please give us his details so that we can help him
Thank you so much please follow up dond loose heart
Ndakakura amai vangu vachinamatira varii mujerii zvesure mune vasina mhosva mwarii inzwaii kuchema kwevana venyu😭😭😭😭😭
Ndarwadziwa apa mwana mudiki dai mwari vapindira panyaya yake
Ndozvakaitwawo hanzvadzi yangu akaigadzirirwa nyaya yakadai vanhu vaayishandira vasingade kumubhadhara akatodzipiwa 10 yrs asi amai ivavo vekumunyepera ivavo vakasara vakatambura vari kumba kwavo vakadonha vakatyoka makumbo zvekuenda pa wheelchair pasina nguva vese nemurume wavo vakabva vafa
Zvakavawana. Utsinye haubhadhare
Hama hadzisikutoziva mwana arikujeri .mhuri yakasungisa mwana uyu mwari uyu mwari uyu uchakurangayi ndarwadziwa.
Yes Vakarangwa
@@ndinamundonde144 Chokwadi kananeni ndbatikana hangu kudenga kunaMwari
Kasikai Sly Media .... kasikai kutiudza how we can help him. Numbers, contacts etc. Thank you.
So sad zvorwadza
Mwari harisi fuza.Kupomera vangapomera vachida kuita advantage kusada kumupa Mari.One day is one day.Vachaonavo chicha arwadza mumhuri yavo.
But why vano vatema tineutsinye so but muchaita ngozi nekushandisi vana ve vanhu mahara
Kana chiri chokwadi Mai avo vakatobara munyama mulife yemwana wavo nekuda kwezvavakaita bad lucky chaiyo
Mukomachoto tapfumaneyi I know munopedxa masports panyaya dzakadai dankie zvamakaita ye vaye vekusungirwa nyaya ye kupa mwana murume please help he looks innocent kufunga kuti kushanfisa munhu mahara havanzwe hana kurova here Ndosaka misha mizhinji iiine ngozi ndidzo dzimwe dzacho idzodzi
We have so many people in jail for something they didn't do, human rights lawyers should help in cases like these.
Ndosaka ndichinamatira vanhu vari mumajeri , chokwadi variko vasina mhosva dzavakapara ,vane ropa mumaoko vachifamba havo panze vakadununguka Mwari rangarirai vana venyu😭
Chokwadii😭😭😭
Veduwe it's sad Zimbabwe vana vedu varikungo vharirwa kumaJeri vasina kutadza ndabatikana veduwe nemwana uyu
The boy is innocent you can tell with the way he is narrating the story
Problem iripo ukatadza kutawura uchipomerwa mhosva yawusina kupara vanokunyudza
Uuumm from his narrative anenge mangange. I think akatungidza mwana ari under age vachiwirirana havo. Then, mubereki (waaita neya zvefodya ndekuzviziva or ndiye akatoteya riva racho) ndokuzvishandisa kuti iye achidya zvake mari yefodya yose.
Shem ndarwadziwa home boi wangu shem
Asi how can they give a rule pasina medical report so sad 😭
Misodzi yangu yadonha umm akaremwera mwana uyu vanhu musadaro kubira mari mwana akukushandirai sly pls help him
Ndarwadziwa mufunge dai mwari ativanira nyasha
Shame vasina mhosva ndivo vanovharirwa munhu uyu akasungiswa kuti vasabhadhare mari yekushanda kwaakaita rape inhema chaidzo
hope the young man gets assistance. @slymedia for the first tym one convict has given u a hint on your question which always gets the same wrong answer... "munomu murikubatwa zvakanaka nemaOfficers here?' he said "yaaaa VAMWE VACHO takagara hedu navo zvakanaka" dai maizombowana mukana wekuinterviwer a released convict, you will get more info...
Magweta akasununguka batsirai mukomana uyu he is innocent kana munhu arepwa panodiwa humbowo hwakakwana , sekuru tipei maconeacts nekunowanikwa hama dzake mukomana uyu timubatsire
Asi chii neuyu nhai kana vanhu varikuda kubetsera iwe ukungo Isa zvisina basa
With GOD everything is posible introduce God to him
Hmmm this is sad, laywers revisit the case , he might be innocent
Well done Mukoma Robert. Kuburitsa nyaya dzakadai. Please ita pave nehomwe inoiswa ma donation to help. Shuwa mwana uyu needs justice. Achiri mudiki.
Achiri mudiki plus akutonhorwa mwanangu Mmmmmm ndarwadziwa sure
Shame hey ma1 sorry bro people take advantage of using vamwe vozovanyepera dzimhosva dzinosungisa
That's not fair people are heartless mwana uyu is innocent how can we help
Shame haaa kune vanhu vanehitsinye kunze uku nemapurisa acho anehuwori hwakanyanya sad story will pray for you my brother it's so touching mkoma Sly pls do your level best mumubatsire veduwe
Mwari pindirai veduwe kune vese vakasungwa vari mumajeri vasina mhosva dzavakapara
Ummmm we need light of God to shine and uncover every hidden secret
Ndarwadziwa mwanangu,vanhu varikutongerwa mhaka dzavasina kupara nekuda kweurombo vemitemo musadaro veduwe chokwadi kurarama uchidya uchiguta apa wakasungisa munhu uchimupimera mhaka yaasina kupara,musadaro veduwe kusvibisa munhu zvakadai
Our country need a proper lawyers guys 💔
Vabereki ngatiregeyi kushandisa vana vevamwe mahara .mapedza momusungisa haaa zvinorwadza mwana mudiki uyu arikunzwika haana mhosva yaakapara .vabereki dai arimwana wako wainzwacei aitirwa kudayi .msadaro vabereki kudenga kunamwari imwi vamhu .maLawyer mriko here nevanogona kubatsira mwana uyu abude .vanhu takaipa chose
This boy is innocent.but paita Nyanya dzinoda kushandisa vana mahara .but anyway God will wipe your tears . it's pain
This is painful mwari vakurangarire
JEHOVAH mwana wenyu murangarireiwo i pray for his deliverance i pray for his life deliverance
nhai sly media mwana makagona kumubatsira here. This boy is so innocent, he is a victim of cruelty. Please help this boy.
Havasi kuziva kuti vari Ku shurira mwana wavo nhamo
Mwana uyu achaita hure. Vari Pano batai mazvi angu
Hure rinoshandiswa pasina kana cent
Shem zvakaoma hazvo
😭😭😭😭 he needs to appeal
Vanhu vazhinji vanopikira mhosva dzavasina kupara veduwe
How do magistrates conclude cases before all the evidence has been verified?
Haaa please hana mhosva
Zvakaoma hazvo,life haisi fair sometimes
But why vanhu vanehutsinye so
Inyaya yekuti vanhu vaida kumubira mari yake kwamunyepera. I wish if I could tell vana not to trust munhu because he/ she looks innocent or speaks softly. What you have to remember is everyone has two sides. The side that he/she wants the people to see and the hidden self. That hidden self only comes out when one drops their guard. This is when people would say "I didn't know or think that so and so can do such or able to do that". So careful especially us Zim people we are so trusting
Uuuummm vedweeka zvakaoma, ndarwadziwa zvangu
Mweya mutsvene hero basa
Iii slymedia batsiraiwo mwana uyu ndarwadziwa munzwisisewo kuti ichokwadi here kutiwakazviita mwana uyu aaaa ndachema ini
Saka akazobatsirwa here mwana uyu yazoperepi😢
Please mukoma Robert Mukomana uyuu needs help.
Vapfanha don't mess with under age girls, vazhinji don't believe kuti vanovharirwa.
Ndarwadziwa
But how come unopomera munhu mhosva yakadai ,unonzwa sei kana wazoona this program, vanhu ngativei nemwoyo
Frame work
Zvinogwadza izvi mkomana anoda kubatsigwa uyu ndapota akaitigwa utsinye nevanhu vanoda kushandisa vana vevamwe vanhu mahara
Yapapi nyaya yemukomana uyu
Ma medical reports ake akamawana here?
Tipeiwo #
Mwari varikuona wangu
Anoita kunge asina kuzviita...kana wakanyeperwa Mwari ngavakurangarire hanzvadzi.
Zvakawoma majeri azere vanhu vasina mhosva,huye vanhu bhadharai vashandi vamunogara navo
Vanofunga kuti vakangwara zvavo asi Mwari variko
Young man i know kt zvorwadza asi pamusoro pazvose kuna Mwari kudenga...ndanzwa tsitsi mwari muripi pasi richiitambudzwa kudai
Where is the low in Zim vanhuweee
Ndanzwa tsitsi mkomana uyu anenge ari jkunyeperwa
Haaa vanhu vane huwori chokwadi mwari Ave navo muchabuda mukoma kudenga Kuna mwari huye mwari Hava dhakwi
Taura zvako yangu hanzvadzi yakanyeperwawo mhosva inenge iyi akapiwa 10 yrs atosarwa nemashoma anobuda 2024 March vakamunyepera vakasara vachifa vese mukadzi nemurume
Judge na prosecutor vanofanira kudzingwa basa so sad 4yrs dzekugarira mahara mujeri
Why? What about his defence lawyer. Please don't be ignorant. Zimbabwe lawyers are well educated.
Kanzi yakatambika yakatambika, jere rinopera, is the most insensitive thing you could say to say to someone. For this guy its like a joke to him.
Our court systems are ridiculous a lot of innocent of people are in prison for crimes they never committed.
Zimbabwean justice system yakadhakwa vanhu varimujail vasina mhosvq
Mwana uyu ari innocent dai akawana rubatsiro vakaita hutsinye kumusungisa mwari ave navo
Mufana uyu sounds innocent but nharo hadzishandi dzimwe nguva
There is no justice in zimbabwe, this the pf you vote for
Aaaaaa sorry mkoma God knows
As long vatongi vachipinda basa nehuori vanhu vacharamba vachifira mhosva dzavasina kupara macourts mazhinji muzimbabwe kana usina mumiriri even uri inoccent avakupe mkana wekutsanangura nekuenzanisa nyaya that's bulshit
Haaa vanhu musazodaro Akomanaka zvakaoma
Homie vangu ko chii
Judge akaita case iyi haagone Basa he is unprofessional
M shading tears in life dnt ever crucify smne fr nothing kumhuri yakasungisa mwanakomana uyu karma z waiting fr you
He is even struggling to breathe
Mhandu yemunhu munhu, ari innocent mwana uyu, vanhu ngatisadye zvevapfupi nekureba
Zvino rwadza ma lawyers mazhinji vans Tingwall kuda mari maunhu opikira mhosva yaasina ku para
Ku tengwa
Shame we need to help these guys
Kuisa ngozi mumba
Kangangova kanonyepa aka
😭😭😭
zvakaoma veduwe
Zvongorwadza chokwadii
Dai waka bhadhara
Zvinourombo tisadaro vanhuwr
Aaaaaaa mapurisa hamuonii dengaaaaaaaaaaa
Uyu haana mhosva. Shame. vanhu vanoitirana hutsinye munyika umu.
Bhaibheri rinoti regai kutonga kuti musatongawo asi munhu akasungisa mwana uyu moyowakw wakaoma
Ummmmm zvakaoma mwari ngaakubatsire kukakama ndokwaita usanyatsonzwika nyaya yako
Zvosririsa arikuda kutochma mwana
Haah bodo mofunga pakadai nyika inganake tichiitirana utsinye so MWARI vanongoti hamusati mati kusvika mapfidza
Anonzwisa tsitsi uyu
Shame
Is this all true or his simply lying
Rape dzevanhu vane mari dzinongopera mudenga mudenga vasina ndovanongoconvictwa chete zvakaoma
Gj80ijk3
Once again this guy is guilty. Don't be fooled
@@chipogwatidzo5536 🤣🤣🤣🤣😂😂😂
@@chipogwatidzo5536 ndosaka uchirwara ne nyaya yekutengesa rotten thighs
@@cdechirume2979 urikudya maRutsi 🙉
Very controversial cde all yur comments always get a backlash 😂😂 are you still at ghetto crown king
Why you always your comments are opposite others ,ask yourself hakusi kungwara ba uku this is life ,how do you feel ari mwana wako anzwarwo,