NHASI NDEZVA DELROY SHEWE PA MAI CHISAMBA SHOW
HTML-код
- Опубликовано: 4 фев 2025
- FACEBOOK
/ maichisambashow
INSTAGRAM
/ maichisambashow
TIKTOK
/ mai_chisamba
SPONSOR A SHOW
CONTACT
077 235 4215
HOST: DR REBECCA CHISAMBA
GUEST: DELROY SHEWE
FILM DIRECTOR: DILLEMN MASUNGO
PRODUCER: TINOTENDA MAJOME
ASSISTANT PRODUCER: WISH MUSHANGURI
POWERED BY DANDEMUTANDE
SUPPORTED BY DARIRO MODE
PRODUCED BY CHISAMBA CHISAMBA PRODUCTIONS AND MEDIA CONSULTANCY
mukoma wangu iyeye ' Delroy Shewe ' well done🌹🌹🌹
Mwana anehunhu uyu uye anehuchenjeri wakadzama tinokutendai Dr Amai Chisamba nechikuva ichi chirikutipawo mukana wekuziva vana vevhu sezvavari
Amai is happy zvavo kamumhururu akoo. Ivo vana vanouya pano zvavo munodadisa pahunhu apa😊😊
Tinotenda Amai Chisamba nekutiunzira Delroy shewe, anogonesa plus he is very humble
He’s a very wise young man.
Ane hunhu hwakanaka Delroy.. sense of humour 👌
Tinotenda zvikuru mai ne program yenyu mufaro wangu kuona Shewe 🔥
Humble…intelligent guy
Waal munhu anofara zvake
I'm impressed Delroy
this guy has got talent
He's wise and cool
Anogona sure
Shewe is humble
Delroy the Tatsman anogona uyooo
Beautiful interview, i was smiling throughout, thank you amai, Delroy you are awesome..keep up the good work
Thank you for your kind words, we are so glad you enjoyed the interview!
Woooow very beautiful voice Chinogona chikomana. Mashoko ane udzamu. Maita basa mhama
Mhururu inemufaro mukuru
Maita basa mhamha nekuudza mukomana uyuu and anogonesesaa...chandafarira mukomana uyu matauriro nemakuriro aakaita akachosesa coz anotaura ainekutaura kunekurairwa zvakanaka pamashoko nemazvibatiro Ake.
Zvinofadza zvinodadisa 🫶
This episode is a time stamp , ngazviende mberi and mukuunza vanhu vanoita kuti titandare.
Delroy - Fona acoustic iyo haaa yandikomborera
Shewe
Delroy ane hunhu hwakanaka
Thanx mom big up Delroy
He is indeed the man. More guests coming soon.
ndafara chose nemashoko emukomana
Delroy muhombe
Munhu akabva kune vanhu
Delroy ane hunhu hwakanaka