Vee Mhofu - Mucheka Weretso (Official Music Video)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 ноя 2024

Комментарии • 474

  • @tinossamutete3838
    @tinossamutete3838 3 года назад +185

    This is WHO WE ARE, my culture my people. Its music like this that connects us with nature, our ancestors and the real defination of OUR SOUL. thank you very much. tisu vanhu vacho.

    • @OutsizeWealth
      @OutsizeWealth 3 года назад +8

      Awesome music, how do I support the work you are doing? Where do I buy your music?

    • @ernestbonda9953
      @ernestbonda9953 3 года назад

      @@OutsizeWealth ìoóìììì

    • @gamuchiraietaruvinga9441
      @gamuchiraietaruvinga9441 3 года назад +2

      I couldnt agree more. Back to our roots👏👏 welldone Vee mhofu

    • @Nita9K
      @Nita9K 3 года назад

      No

    • @keithtafireyi8726
      @keithtafireyi8726 2 года назад +2

      Zvapindirana mbira nemazwi👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾Vee Mhofu watifungisa pasi chigare🔥🔥🔥

  • @fatimaa.k.astimy_stimelaa
    @fatimaa.k.astimy_stimelaa 4 года назад +132

    Well done Mhofu. Thank you for featuring me on your beautiful song. Always a pleasure working with you

  • @robertitaiclivebasvi9835
    @robertitaiclivebasvi9835 4 года назад +184

    Mucheka Weretso is perhaps symbolic of our culture and beliefs. It is a cloth of the pattern called retso at least as I know it. It is mostly common in the red/maroon shade but here Vee Mhofu has shown us that blue/purplish variant too. It is a cloth worn by those culturally revered for being the family Spirit mediums. This song is pregnant with the richness of our culture represented both visually and in sound. The vocals are superb as the harmonies and exchange are perhaps symbolic of the harmony of our culture and the beautiful environment with its flora and fauna chosen as a setting for this video. While the known costumes associated with this mbira sound have been aptly depicted, I like the fact that Vee Mhofu sought to appear clad in pristine looking suits and boe tie together with his double playing mbira embedded in madeze dressed in the red and blue/purplish retso. This is perhaps an admirable expression that mbira music is a smart genre embraced by the smart gentlemen too. It is unfortunate that our mbira is perhaps more appreciated by those foreign to our culture and perhaps viewed as demonic by some in our population. While musical greats like the Mansa of Mali (Salif Keita) and other West African musicians have perhaps popularised their Kora and feature it extensively in their performances, our mbira has remained somewhat subdued and yet from this superb song one can experience the fullness of sound produced by our mbira. I am fascinated here by the mbira ngoma combination with the mbira bass giving a stamping back up. Ambuya clad in the retso as a band across her shoulder, is initially pounding outside the hut in a typical Shona way of life and it is when she gets into the rhythm and starts dancing in the typical style associated with our mbira sound that she evokes the connection we have with this deep rooted cultural definition. Well done Vee Mhofu, keep churning this superb music of our Soul. We love it.👏👏

    • @feniakupeta6092
      @feniakupeta6092 4 года назад +5

      Thank you for your apt observations. We anticipate the entire world will truly embrace our African heritage with its richness

    • @kukibanda7583
      @kukibanda7583 4 года назад +11

      I am Malawian and use the retso reblue. In our culture we do not use red. It was such a pleasure seeing it featured here

    • @13daniel1974
      @13daniel1974 3 года назад +4

      Pretty and interesting to listen to. Thank you for the education.

    • @marianzimondi5811
      @marianzimondi5811 3 года назад +2

      Aptly said. Our culture is very rich.

    • @lyng7247
      @lyng7247 3 года назад +2

      Well said.

  • @carolinechiripa2335
    @carolinechiripa2335 4 года назад +8

    Hoshoooooo mapedza masports ....pane anzwawo hosho kurira mumoyo here?
    Ululululu

    • @veemhofuanddzivarembira308
      @veemhofuanddzivarembira308  4 года назад

      thank you!!

    • @carolinechiripa2335
      @carolinechiripa2335 4 года назад

      @@veemhofuanddzivarembira308 komborerwai Sekuru nekutidzosa kutsika dzedu ... Dare iri rinoda mucheka weretso

    • @gillianmusarurwa3707
      @gillianmusarurwa3707 3 года назад

      Shout out hosho guy 😍 I see he is also excellent with the mbira 💃🏾. Well done lads!

    • @carolinechiripa2335
      @carolinechiripa2335 3 года назад

      Still the best.... Sekuru please link me nemunhu wehosho and teach me how to ridza hosho 2021

  • @veemhofuanddzivarembira308
    @veemhofuanddzivarembira308  4 года назад +19

    I would like to extend my heartfelt gratitude and special thanks to all those who participated in the video, Dziva Rembira Afro Mix Band, all my fans, my family, and all those who supported me during this project. Thank you also to my peers in the industry for your advice and encouragement. This is my first music video from the Album Izwi Remvura (2020 production) and I would not have successfully completed this project without your invaluable support.

  • @jaisonmukiza2207
    @jaisonmukiza2207 8 месяцев назад +5

    Well done stimie kavoice Ako kanopedza masports listening hangu 2024

  • @timmyvibes6341
    @timmyvibes6341 4 года назад +12

    Mbira dzine ka that thing 🔥🔥🔥 surely this is really what we’re, we can refuse ourselves but it won’t work! I feel blessed when I listen to the song! Keep raising the flag of our identity! Special thanks 🙏 for the well gone job....

  • @MemorySibongileNdlela-xo9ru
    @MemorySibongileNdlela-xo9ru 4 месяца назад +6

    Ini ndiri munhu mukuru ndatumwa nevanhu vakuru zvakuda madhonza makuru

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 4 года назад +4

    True mhandu ihidi kupihwa mukana simudza .munezvipo mhofu mundisvitsire maoko kuna bambo nyakutumbura nice nemajaya avakabara.Mashcentral madaisa

  • @lynnettedaniels5131
    @lynnettedaniels5131 4 года назад +6

    Handikwanise kusvika kubasa ndisina kuterera mucheka weretso, mbira yacho yakanyatsokanyaniswa zvakafanira zvichibuda zvane hosho haaaaa mhani zvinofadza

  • @mindkachigamba4429
    @mindkachigamba4429 3 года назад +11

    Everytime I listen to this ndripa hustle haaa kuhwina chete

  • @tinashemupfudza4257
    @tinashemupfudza4257 7 месяцев назад +6

    2024 i'm still here

  • @MasterShekkor
    @MasterShekkor 3 года назад +5

    Ini ndiri Munhu Mukuru, ndatumwa neVanhu Vakuru. Izvi zvazveVanhu Vakuru. Hazvichada kutamba nemhuru. Zvaari matare makuru😎

  • @cleopatragumbo7656
    @cleopatragumbo7656 11 месяцев назад +9

    I used to be shy to be chosen bt now i have embraced it and asked to align with those tht grow and embrace me with me..❤❤❤❤love the song

  • @hugginnyanga2584
    @hugginnyanga2584 4 года назад +5

    Maita henyu basa sekuru Mhofu, ndanzwa kufara, ini ndoda chivanhu chedu ini ndatenda

  • @chutneykachena7138
    @chutneykachena7138 4 года назад +5

    Love you stimmy stemela vasimbisa apa murambe makabatana guys last tym ndakaona baba Tendai Gahamadze(samaita) pa video ra JP

  • @tawandaandrew5204
    @tawandaandrew5204 2 года назад +11

    Retso rine blue ndere vabvakure.Vabva kure ava vanobata matate vari Dzimbahwe ndosaka vane retso iro.Vanoshandisa zvakare hupfu pamatare avo

  • @tapiwanashegatahwa8278
    @tapiwanashegatahwa8278 2 года назад +11

    Eventually, the culture wins

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 года назад +8

    Stimmy.Stimelea .My favourite Zimbabwean female dancer.So natural and unassuming.Masterclass.Zimbabwe need to have a diet of this everyday!!!🇿🇼🇿🇼🇿🇼💓💖💘

  • @victoriazimbao6756
    @victoriazimbao6756 4 года назад +5

    Mhofu makagonesa apo, I can't stop watching this Vedio kunzwa ropa rangu kumhanya mhanya no muviri wese uye zve ka smart ako ka ka makapfeka ndevemumvura avo vadawo kuti vabude wo PA Vedio iyi ngarisusukidzwe basa iri chokwad zvino da mucheka weretso

  • @Tammy_3_0
    @Tammy_3_0 3 года назад +10

    Im proud to be an African indeed #zimbabwe at heart

  • @benmadzura7581
    @benmadzura7581 3 года назад +5

    Wapedza ma sports ese Shava zvinotendwa Museyamwa. Ppl don't even realise how important is our culture bvunza ma academics ku USA, GERMANY, JAPAN etc about the Shona People ndopainona kuti culture yedu yakakora sei.

    • @chihwabonga7645
      @chihwabonga7645 3 года назад +2

      Ndafarira originality yacho at the same time maintaining the mbira traditional sweetness. Kozoti smart yacho it's defying the belief that vanagwenyambira havageze

  • @laktamstudios
    @laktamstudios 4 года назад +4

    Ma rasta ari smart

  • @marianzimondi5811
    @marianzimondi5811 3 года назад +5

    Dai zvenyu mandipa mucheka weretso. Ngoma ngairire, fambai nayo gwenyambira. Proudly African

  • @marimbaingoma1294
    @marimbaingoma1294 4 года назад +5

    Tinotenda varipasi

  • @rosie15615
    @rosie15615 4 года назад +3

    Hokoyo yorira ngoma ye gorekore! Ndatenda hangu!👏🏿🇿🇼👏🏿🇿🇼👏🏿🇿🇼👏🏿🇿🇼👏🏿🇿🇼👏🏿🇿🇼👏🏿🇿🇼👏🏿🇿🇼👏🏿🇿🇼

  • @osmanmapira5532
    @osmanmapira5532 4 года назад +3

    Well done team 🔥 magonesa. Playing for the 100th time. Vanoda mucheka weretso👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏👏

  • @mymotherschild8918
    @mymotherschild8918 4 года назад +7

    Came here after Tate's live. 🔥🔥🔥

  • @enocklungu87
    @enocklungu87 3 года назад +5

    Taisa manja Mhofu, basa rakabatwa apa. Haisingori ngoma chete asi ipfimbi yetsika dzedu kurangaridza isu vakabarwa pasi parohwa nenyundo munamatiro waiita vakuru vedu.

  • @DenyNechiora
    @DenyNechiora 6 часов назад

    Munohambire ndaa dzacho. Mogona zvenyu

  • @AddlightMakwarimba-dd2mn
    @AddlightMakwarimba-dd2mn 10 дней назад +1

    Matare makuru anotoda madhonza makuru.......😊love this song

  • @mitsuemishie4224
    @mitsuemishie4224 4 года назад +3

    Makagonesesa. Ndodada nechivanhu chedu 🔥🔥🔥

  • @TindoRams
    @TindoRams 2 года назад +6

    Makes my spirit soar this. Ndinonzwa hwuDzimbahwe hwangu hwuzere ndikangonzwa dzorira dzenharira tiri mumarimuka atakafamba tichitsvaga kurarama. Maoko 👏👏👏

  • @annamapureti5658
    @annamapureti5658 3 года назад +4

    Zvaari matare makuru, anotoda madhonza makuru.....well done team mhofu

  • @yassdussi8550
    @yassdussi8550 6 месяцев назад +4

    Magnifique cette splendeur naturelle.Dieu est grand et l'Afrique a de la chance d'avoir une nature et une culture si pure.

  • @dmac6595
    @dmac6595 7 месяцев назад +5

    Ndatumwa nevanhu vakuru

  • @jabulanimushowe60
    @jabulanimushowe60 2 года назад +8

    culture ndobva ndanzwa ropa kumhanya mhanya

  • @zimbabwe_entertainment
    @zimbabwe_entertainment 4 года назад +4

    Chivanhu chedu ndicho chinotitsvairira zhira, chichikura makwara, nekushonongora chiedza kuti mhwere dziwane raramo, hupenyu, pfuma ne makwati. Ndizvo zviga zvakasiiwa nematateguru mu raramo, uri mucherechedzo wekuti tikacherechedza zviga izvi tarumbidzawo musikavanhu iri nhaka zvakare inozvimisikidza semufananidzo we rudo rwake iye Musikavanu akadai kuparura hupenyu hwese asina kurwadziwa ne pfumbamwe. Nekuti tikanzwisisa chivanhu tanzwisisa mafambiro ake Musikavanhu ne nyikadzimu yese iri pasi pe mbariro dze denga.
    Toti kunemi va Basvi, ramareva rakanaka hombarume. Retso mucheka we hushavi unongoratidza bedzi kuti une hushavi. Kusiyana kweruvara chirevo bedzi che nharaunda kana kuti nzvimbo yakashavira dzimu rinenge rakagara wenyama. Retso dzvuku ndiro retso remidzimu ye dzimbahwe. Retso reruvara rwedenga iretso re mabvakure, vanobva dzimwe nyika dze Africa asi vaine mutupo. Kunyangwe svikiro rinopoterwa nevakuru rinokwanisa kusimira iro retsonekuti vamwe vapoteri vaive vashavi zvakare pavaidya rinopisa. Semuenzaniso, unokwanisa kupoterwa nachangamire aivewo muvhimi saka ndipo paunoona pamafuko emupoterwi paine machira emhondoro ne e retso wo.
    Retso rinowanikwa pa chuma chiri che mbambunde kana kuti pa sengemu (kachira kanosungirwa muchiuno) nepa homo zvakare (ndarira yemugumbo). Homo dze retso mucherechedzo wekuti tateguru ivavo raive dzviti kana kuti jinda ramambo uye dzinowanza kusimirwa pagumbo rimwe dzese dziri mbiri. Kunyangwe mazuva ano shashiko kana kuti deze rembira ro ne retso, makare mavara awa aitemerwa nemuto we gavi re muti we ndyite (matsvuku) ne tsenhurwa ye mupangara. Mukacherechedza mbira dzevamwe ana gwenyambira munoonawo zvakare dziine bhandi reretso iro rinoiswawo panochenurwa mbira idzodzo pamuhacha. Dzimwe mbira dzinotovata muninga chaimo uri mucherechedzo wekuti ndedzamambo.
    Ukangoona warotswa jira reretso bedzi toti MANAKE kwauri zvisineyi kuti uri haranga kana kuti hombarume nekuti vekwako vanenge vakurangarira. Wobva wagadzirawozve chivanhu chacho kuitira kuti ukwanise kushavirwa pfuma nevekwako. Nekuti kazhinji retso haritaurwe mudare asi kuti rinotouya kumakope kana kuti ku hope.

    • @sandramambinge8580
      @sandramambinge8580 3 года назад

      Tinotenda toisa manja tinotenda netsanangudzo mashuma

  • @regisnyere2995
    @regisnyere2995 3 года назад +3

    Hecho Chamukwenjera chakoromoka! Chemabwe machena

  • @jacksonmadzimba2014
    @jacksonmadzimba2014 4 года назад +5

    @Stimela added to the flames 🔥 🔥 🔥 this video has. Thanks for bringing such music back to life. AnaMhofu Smart ndabvuma 👌

    • @nyashazembe2207
      @nyashazembe2207 4 года назад +2

      You can say that again. I absolutely had no idea she us this talented. This project gave her a chance to truly shine and show the world that she is a songbird. Brother Vee Mhofu you did a great job with this project from the vocals, instruments and dance. The video is spectacular

    • @nyashazembe2207
      @nyashazembe2207 4 года назад +1

      You can say that again. I absolutely had no idea she us this talented. This project gave her a chance to truly shine and show the world that she is a songbird. Brother Vee Mhofu you did a great job with this project from the vocals, instruments and dance. The video is spectacular

  • @lastfambisayi4848
    @lastfambisayi4848 4 года назад +4

    Stimela 🔥🔥🔥

  • @tonderaimugwendere599
    @tonderaimugwendere599 2 года назад +7

    U need to make this and all Ur music available on Spotify, so we can play Ur Great Traditional Music and U keep Earning and building on ur talent via multiple channels.....

  • @solomonnyakuchena6374
    @solomonnyakuchena6374 3 года назад +4

    Vee Mhofu, well done guys, rova mbira gwenyambira.....

  • @sipiwemashingaidze2347
    @sipiwemashingaidze2347 4 года назад +2

    Mhofu matigonera. Rumbo rwenyu runodakadza. Video inonakidza kuona. Muri kugona hanzvadzi.

  • @MsPammhone
    @MsPammhone 4 года назад +3

    Stimella 💃🏽💃🏽💃🏽

  • @trishmatambanadzo9608
    @trishmatambanadzo9608 4 года назад +4

    Gwenyambira vane moto am inspired spiritually with this powerful song, thanks munhumukuru mhofe tateguru

  • @sonia5678
    @sonia5678 Год назад +4

    Perfect representation of Zimbabwean culture mhofu ululuuuuuu

    • @judithkasowe4506
      @judithkasowe4506 Год назад

      Tisu anhu acho. Mhofu rowa mbira hama ❤❤❤❤

  • @massilineruvingo9058
    @massilineruvingo9058 3 года назад +4

    Ndizvozvo. Apa munogeza zvenyu anasekuru mucherere 🤭😍. Namuchembere avo haa zvazvinhu😜

  • @moilamagwaza1539
    @moilamagwaza1539 7 месяцев назад +1

    Panoda mucheka weretsoo. apaa

  • @IceCream-d1k
    @IceCream-d1k 19 часов назад

    What a collabo Stimella naMhofu munogonesa

  • @tatendaemmanueljumbe6162
    @tatendaemmanueljumbe6162 3 года назад +5

    I have been listening to hip hop and forgetting our culture, Love from Oxford Uk. Keep it up my bro and big up to Stimmy Stimela

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 2 года назад +5

    Mutungachuru nhasi vafara.Hondohwe yabva yati pfacha!Ngazviende mberi.Midzimu, mhondoro nemadzinza ese eZimbabwe farirai zvekwenyu kwete kungoita gundamusaira kungotevera nevakananga mudondo!!!👍🏾🇿🇼💖❤️👍🏾👍🏾👍🏾👏👏🏾

  • @rachelduve7942
    @rachelduve7942 4 года назад +3

    Ndanakirwa hangu ..i love mbira so much

  • @Vee_Diaries
    @Vee_Diaries 3 года назад +4

    Feeling proud of who i am. Proud of our culture. Well done guys

  • @annahmugabe7826
    @annahmugabe7826 2 года назад +3

    Bhoro mberi maZimbabwe woyeeee I like this traditional culture::::::: ANNAH MUGABE🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼🇧🇼❤️❤️❤️🌹🌹🌹

  • @masgeemasgee8462
    @masgeemasgee8462 4 года назад +3

    This is awesome and classic🥰🥰🥰Well done ana Mhofu amd team.I am impressed zvangu👏👏👏👏

  • @charlesmutabvuka
    @charlesmutabvuka 3 года назад +4

    Mhofu makarova apa.Good video and sound.The vocal are just superb.Keep up the momentum.

  • @caltonbamba2617
    @caltonbamba2617 2 года назад +5

    hits different when you sipping doro riya remuhari uripasi pemuti uchiona vana vachingomhanya mhanya paruvanze

  • @pardonchiyoka8644
    @pardonchiyoka8644 4 года назад +3

    Well done this is a masterpiece,lrts preserve our culture..Welldone Vee Mhofu and Mono Mukundu

  • @melodynyamazana801
    @melodynyamazana801 Год назад +3

    Nziyo inokomborera zvayo iyi .my everyday song .chakaendepiko chinyakare chedu .proudly #shava

  • @tapiwachikuhwa1991
    @tapiwachikuhwa1991 4 года назад +2

    Ndipapo Mahombarume. Ngazviende mberi.

  • @peggytapfumanei7087
    @peggytapfumanei7087 4 года назад +2

    Well done mhofu.ndirikungoti ndikashanda shanda ndodzoka kuzoridza futi.

  • @lucymagumbo5845
    @lucymagumbo5845 2 года назад +5

    Chivanhu chedu maDzimbahwe, welldone Mhofu and the team. Vekwangu vabudawo nhasi for the first time as l was listening to this song. Pakudiwa mucheka weretso. This song heals mhani!

  • @swemarichardmakonope1532
    @swemarichardmakonope1532 4 года назад +2

    Homie wandifungisa kure nevedio iri pamunoita mbira mondidaidzawo plizz.midzimu ndiringe 💃💃💃💃💃💃💃dare rAngu rinoda mucheka weretso chukucha chukucha chukucha

  • @desiremuchara6779
    @desiremuchara6779 Год назад +3

    Manja angu anopisa aya kana ndikarisuma wekwangu wanodaira

  • @Carribbean03
    @Carribbean03 2 года назад +7

    knowing our roots and whatever that comes along with it as Africans helps us in our day to day living infact everything around us is spiritual and thats what we value when we say culture

  • @MollyCodro-qw9ti
    @MollyCodro-qw9ti 4 месяца назад +5

    Iyi song iyi ndinoiridza more than 10 times inondinakidza

  • @Mama.chez800
    @Mama.chez800 Год назад +4

    Zvava Vevanhu vakuru izvi , thank you Mhofu

  • @carolnokuthuladube9943
    @carolnokuthuladube9943 3 года назад +5

    mhamha filo you have such a voice

  • @rudojaricha8042
    @rudojaricha8042 4 года назад +3

    Munowanikwa papi tiite zvekuuyako timbodzana

  • @masgeemasgee8462
    @masgeemasgee8462 4 года назад +3

    Eagerly waiting😊😊

  • @Belmarketstv-Bm
    @Belmarketstv-Bm 29 дней назад +1

    This what reminds me where iam from, my origin. Proudly Hard Mashona Type. Mhofu yemkono , c
    CHAMKWENJERE CHAKOROMOKA

  • @josephkarata5242
    @josephkarata5242 11 дней назад

    Rambai uchifamba Loveness

  • @wadzanaim
    @wadzanaim 3 года назад +4

    Manja angu Mtenhesanhwa 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾 I love this song ♥️♥️♥️

  • @MaTt-pg9yl
    @MaTt-pg9yl Год назад +5

    Simba remuvhimi kunderereka🙏

  • @gameofnumbers3966
    @gameofnumbers3966 4 года назад +2

    Ndipapo anaMhofela. Pakadhonzwa tambo apa.🔥🔥🔥🔥🔥

  • @sokogoddess138
    @sokogoddess138 4 года назад +2

    Well done mhofu. Best mbira music video magonesa proud of you

  • @realitytalkzim5148
    @realitytalkzim5148 4 года назад +3

    nice one

  • @militaryangelx
    @militaryangelx 4 года назад +2

    Amazing talent Mhofu!👏🏾👏🏾 video definitely worth the wait👌🏾

  • @onlyksamanyanga9586
    @onlyksamanyanga9586 3 года назад +5

    mukatigare gare motipawo Collabo naJP, mbira idzo mmm kuseri

  • @martinamukanya1200
    @martinamukanya1200 3 года назад +4

    This is too wonderful.
    How is this music hidden from us.

  • @flamboyantqueen4763
    @flamboyantqueen4763 4 года назад +2

    Hululu mazadzikisa MaChangamire 👏👏👏👏👏👏👏👏👏

  • @cathbertnkeete6083
    @cathbertnkeete6083 Месяц назад

    What a beautiful song 🎵
    As a zambian from the southern part I approve this 👌 song it's part of my culture ❤

  • @charmainebvunzawabaya4965
    @charmainebvunzawabaya4965 2 года назад +6

    I'm at your show as we speak at Mashwede 18/05/2022

  • @tsitsimatika9712
    @tsitsimatika9712 3 года назад +3

    My Mentor!!! Keep Representing !

  • @BeTheImpactMediaFamily
    @BeTheImpactMediaFamily Год назад +3

    Hazvimbofa zvakachinja kuti tiri wechiwanhu.

  • @tanakagono8179
    @tanakagono8179 4 года назад +1

    beautiful video...lets continue embracing our African culture🎼🎼

  • @zvikomboreromariyacha6435
    @zvikomboreromariyacha6435 4 года назад +2

    Superb work stimmmy stimela i see you girl ...this song is lit

  • @mosopologoletlalo-ks6hg
    @mosopologoletlalo-ks6hg Год назад +2

    Humu humu hondende iye hohai iye hondende hondende iyaho iyahohoho ....mucheka we hanga ndipeiwo mucheka we hanga,mucheka we matendere x5.

  • @sharonmazise1005
    @sharonmazise1005 4 года назад +3

    my culture my pride...you nailed it ......keep it up

  • @nomuhlekachuwa1721
    @nomuhlekachuwa1721 4 года назад +2

    Mhofu munondigonera ndatenda hangu changamire,,,,I watch n listen to this song everyday..

  • @maslinechachona7500
    @maslinechachona7500 4 года назад +3

    Welldone mhofu 👏👏👏👏👏

  • @thomasjames4138
    @thomasjames4138 Год назад +2

    Nyamuziva 🦁 varizdi vemasango vasinga fure sora vashavi,,,mucheka weretso ndipeiwo nhai Shumba nyamuziva 🦁🦁

  • @shupikaiziwange3079
    @shupikaiziwange3079 4 года назад +4

    Hevoi machangamire

  • @belindanyakurwa6931
    @belindanyakurwa6931 Год назад +3

    Mucheka weretso❤❤❤

  • @JudgeMharadze
    @JudgeMharadze Год назад +1

    Vee Mhofu ummm mucheka weredzo makanyanya ndandisingazivi kuti mbira dzinonakidza kudai love you guys.

  • @thatchristianmimi
    @thatchristianmimi 3 года назад +3

    Well done love this song

  • @nyashazembe2207
    @nyashazembe2207 4 года назад +2

    Everyday I am viewing this video. I am proud of being of the Mhofu totem and seeing my brother Vee Mhofu and Dziva rembira going the miles. Definitely my favourite mbira song and video. I love the album too. Superb!

  • @providenceruvengo8026
    @providenceruvengo8026 Год назад +2

    " kana maramba ndichaenda ndega " ❤real music with a strong spiritual connection mondiisa kure kumasango anoyera yera

  • @MelisaMamu-p9x
    @MelisaMamu-p9x 10 месяцев назад +2

    Hakuna mudzimuwakadaro kugarondishungurudza😢