Vee Mhofu -Izwi Remvura

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 дек 2024

Комментарии • 185

  • @munyaradzichaunza
    @munyaradzichaunza 3 года назад +81

    Munamato mukuru tinzweiwo Dzimbahweeeeee. This is deep... well done MuHera izwi rinosvika kumatare well deserved 18 minutes

  • @samishava3725
    @samishava3725 2 года назад +8

    Shava museyamwa mhofu yemukono ziwewera ziyenda netyaka ......nyashanu vakapihwa vakadzi kuvanjanja

  • @ketayimtongwizo9472
    @ketayimtongwizo9472 3 года назад +12

    Tinotenda nemhere yamaitira nyika yeDzimbahwe. Tsika nemagariro, madhuna mutuna vanova vasinamabvi vakazviona kuti musimba mumhepo yenyika vakaita vana ganyamukaka. Nhasi tongonokora nevanenzara dzakakonona. Honai hosha hadzichapera iye mwana wevhu misodzi haiperi kupisikwa pamatama. Ngatisa dzungaidzwa netsika yemuuyi.

  • @paulinegonye8437
    @paulinegonye8437 2 года назад +13

    Ndaisa maoko Changamire 👏👏👏 Musikavanhu nevaripasi chidairaiwozve kuchema kwemhwere dzenyu dzeDzimbahwe nyika yaminama vakuru vangu.Zvinotendwa nekurisimudza manake Mwendamberi magonesa!!!

  • @morganmunzara1533
    @morganmunzara1533 2 года назад +11

    Ndinonzwa kusunungurwa mumoyo mangu. Powerful traditional music nothing will never be compared with this unique music. Zvese izvi zvakabva kuna Chaminuka , Nyatsimba Mutota , Chikura, Netondo, Changamire, mambo ,Goronga, Musonza Kakarakununa ,Benhura na cheza Gorekore makombwe.

  • @thepan-afrikanist1351
    @thepan-afrikanist1351 7 месяцев назад +2

    The deep spiritual content of the lyrics can never go unnoticed
    This is an Afrikan prayer from deep within, enchanting our ancestors to take their lead and address our issues
    A masterpiece, one of the best AFRIKAN SPIRITUAL SONGS I have come across
    A masterful prayer to the Most High!

  • @AngelineMatizanadzo
    @AngelineMatizanadzo 6 месяцев назад +6

    Makomo anoyera Mbiru kwaNyashanu gomo rine huyerwa riine gomborero ndatenda hangu

  • @nyachideona8584
    @nyachideona8584 3 года назад +11

    Yah apa pakarohwa nheketo apa 👏🏾👏🏾👏🏾

  • @martingapara2387
    @martingapara2387 3 года назад +15

    veduwe. this music is the sweetest. tirikusimudzirwa...tirikukumbira tsiye nyoro nemachena....

  • @laimonchapungu-darerepanaf5024
    @laimonchapungu-darerepanaf5024 2 года назад +7

    Mupiro muhombe uyu Mhofu, chipo munacho, uye Nyikadzimu rinemi.
    Ndaisa Manja 👏🏾👏🏾👏🏾
    Ndi Makweya, Shoko/Soko, Bvudzijena, Mkanya

  • @cynthiamungofa
    @cynthiamungofa 3 года назад +4

    Hekani Mwendamberi, Mvura yadzongwa, Matangakunwa, Gwenzi rakaviga Mambo, rasvika nyikadzimu izwi

  • @Angylngumashupa-gt3yz
    @Angylngumashupa-gt3yz Год назад +7

    uyu anogona uyu..pandinonzwa mhani yaVee mhofu pane zvinoitika muropa rangu kutonzwa kutanga kupinda mumatare chaimo nenziyo dzine hudzamu nekukwezva vekwangu..keep the fire burning.. ndakutogona kusuma nekupira vadzimu kuburikidza nekuteerera zvinoitwa namhofu panziyo dzvo dzese..havangotangi kuimba chete ..vanotanga vasuma kumidzimu zvinova izvo zvinowedzeresa kugona kwavo kutepfenyura..vana gwenyambira rambai makadaro munogonesa imi

  • @jeanchihiya7647
    @jeanchihiya7647 3 года назад +10

    Tinokumbira huyerwa hwepasichigare Dzimbahwe👏👏👏👏

  • @paidamoyojoylinemunatsi6025
    @paidamoyojoylinemunatsi6025 Год назад +1

    Vari kudande zvamaireva takazvionawo,takazvionawo ,tazviona ,Hekani waro tobatanidzawo zvanza ndiwo musomo kunavakuru vakuru vari kumhepo 😭👏👏👏isu hatichina kuchena changamire ,kusagutsikana nezvamakatipa muzvanza atenzi ....

  • @faithchiyangadzokapondoro8419
    @faithchiyangadzokapondoro8419 3 года назад +9

    Taisa maoko changamire, izvi zvinovengwa nedzvoveramatondo chete.

  • @spiwemiti1802
    @spiwemiti1802 2 года назад +5

    Hezvo ka nhai Hungwee👋👋👋👏

  • @maslinechachona7500
    @maslinechachona7500 2 года назад +4

    Hekani machembere 👏👏👏hekani vepasi pemvura 👏👏👏hekani vedzimbabwe mbuya nehanda nyakasikana ndimika makanorwira nyika mati tifewo tichitambura here tusunungureiwo 👏👏👏👏👏kuona tauya kwamuri tapererwa vana venyu tapfugama 👏👏👏👏💃💃

  • @cleverkaseke3630
    @cleverkaseke3630 3 года назад +8

    Hero dzimbahwe tachema nyikadzimu👏👏👏

  • @SHUMBA013
    @SHUMBA013 6 месяцев назад +2

    ndaisa zvanza 👏👏👏 Mhofu .
    Vakuru vakati Hakuna musha une mushavi unorarwa nenzara .
    Vakuru vakati kufa hakuna gwenzi ,gwenzi guru idzimu rokwako 👏👏👏

  • @franciscampofu7294
    @franciscampofu7294 10 месяцев назад +2

    Ndiro Mhofu. Tinoisa mawoko tinotenda zwikuru 👏👏👏 ululululu ululululu ululululu

  • @Dzimbahwe2016
    @Dzimbahwe2016 Год назад +1

    In 2023 I'm still listening to this beautiful sound.Vee Mhofu is the best Mbira artist in Zimbabwe.

  • @Mama.chez800
    @Mama.chez800 Год назад +1

    Chi Shona chedu hatirege , ndaisa maoko changamire 👏🏽👏🏽

  • @georgechakaipa9644
    @georgechakaipa9644 Год назад +1

    Ngazvirambe zvakadaro muera Mhofu...tinotenda👌

  • @Tawedzerwa-vc3co
    @Tawedzerwa-vc3co 2 месяца назад +1

    Ichokwadi ichocho ❤❤❤❤🎉🎉 l love it 💓

  • @wendymafemomuza1604
    @wendymafemomuza1604 Год назад +4

    When ever I listen to this song it brings me closer to home. Been home away from home in a foreign land .It gives me strength and closer to my Ancestors and keeping me on the right track.❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤

  • @evans.k.mavunga4420
    @evans.k.mavunga4420 3 года назад +6

    Tinotenda Mwendamberi, Gwenzirakavigamambo, congratulations!!

  • @PricillaChidhanguro
    @PricillaChidhanguro Месяц назад

    ❤❤❤❤❤Mhofu vanogonesa Mani Rinotendwa hombarume

  • @williechakauya39
    @williechakauya39 3 года назад +4

    Chipo chenyu Mhofu chikuru, keep up

  • @wisdomchuru3100
    @wisdomchuru3100 3 года назад +2

    Ayiwa rinohwikwa izwii rinesimba idikwaro masango ngaazaruke rive nemachema naivo machembere emadziva takatomisa huso

  • @gladysmutuswa9965
    @gladysmutuswa9965 Год назад +1

    Musumo kune vakuru varikumhepo. 👏🏾👏🏾👏🏾

  • @jeanchihiya7647
    @jeanchihiya7647 3 года назад +10

    Hunde👏👏👏👏 Achihoro vapfuura nepano❤️🇿🇼👏👏

  • @kevin_czirchiringa834
    @kevin_czirchiringa834 Год назад +1

    Am back for the spiritual healing this prayer gives.

  • @shumiraincube7709
    @shumiraincube7709 3 года назад +7

    Matare enyika ka aya . Mmm pane hudzamu

  • @spiwemiti1802
    @spiwemiti1802 2 года назад +1

    👋👋👋Pamusoroi nhai mukuru wee Yaora yateta👋👋👋👋

  • @samjoe2154
    @samjoe2154 3 года назад +6

    ndabvakuStar fm ummmm so deep

  • @letitiakunaka9742
    @letitiakunaka9742 3 года назад +2

    Ndipo mhofu. Makagona hakuna gona rinokunda midzimu yedu. Well said.

  • @drydanmapondera2061
    @drydanmapondera2061 3 года назад +6

    .....varidzi venyika,mhondoro dzenyika,makombwe enyika mochiita chirwirangwe kwete mazvake mazvake...

  • @munyaradzijuliusmunyukwijj
    @munyaradzijuliusmunyukwijj 2 года назад +5

    Mhofu well Done this is marvellous, Too deep and spiritually invoking our spirituality

  • @nevertekwani
    @nevertekwani 5 месяцев назад

    The intro for me 💎🔥🙌🙏 .Mhofu 🔥 Mhofu zvinotendwa makatumwa . Exclusive 🔥

  • @rosewinterruramaimatope
    @rosewinterruramaimatope 5 месяцев назад

    hands up Sekuru Hungwe misumo ine hudzamu...good combination with Vee Mhofu

  • @shezmatez
    @shezmatez 3 года назад +5

    Ndasvikawo pano Mhofu. Tazviona zvamaireva 🔥🔥🔥🔥🔥

  • @maguramagura5335
    @maguramagura5335 5 месяцев назад

    ❤❤❤🙌🙌🙌🙌pamberi nebasa kutidzidzisa kutaura nevakuru

  • @darlingtontonderaitanganyi8476

    Shava this is classic Hwata ndatenda
    Angu manyerekete haasi mapere mbudzi ndokumborao mazuva manomwe erunyengetero

  • @shezmatez
    @shezmatez 3 года назад +11

    My favourite track on this album

  • @febbiemukoyi
    @febbiemukoyi Год назад +2

    I can listen to this the whole day ❤❤❤

  • @esaumbanini8426
    @esaumbanini8426 8 месяцев назад +2

    Vee hauna Kimura mushe, apa watinyangira, wakazunza

  • @edithsweet8610
    @edithsweet8610 3 года назад +7

    🙏🙏🙏🙏🙏🙏❤️❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥🔥🔥🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏 Ndatenda Mhofu mandidzidzisa zvakawanda🙏🙏🙏

  • @lydiachipo2566
    @lydiachipo2566 Год назад

    So touching this song means a lot to me us ama 2k takuterera music dzisina basa ticharasha nekukangamwa kureva kwemavambo edu l love mbira music this 1 I discovered it today 🤝🤝🤝🤝🤝💘💘💘💘🙏🙏🙏🙏 tinzweiwo musikavanhu dei vamwe vezera rangu vachinzwa kureva uku tadzokera kutsika yedu taibatsirika zvikuru sekufunga nekuona kwangu denga rinotsamwa nekurasa tsika nehunhu kwedu dei mwari vatibatsira

  • @rosewittermatsveru6150
    @rosewittermatsveru6150 3 года назад +4

    Taisa maoko Changamire 👏👏👏👏👏

  • @ndizvo06
    @ndizvo06 2 года назад +8

    The best 18 minutes of my day

  • @esaumbanini8426
    @esaumbanini8426 8 месяцев назад +2

    Yaora yateata!! haaa Shona yedu tinayo

  • @GashiraiKudakwashe
    @GashiraiKudakwashe Год назад

    Vee mhofu my friend , u bless me with your powerful music. Vadzimu vakutungamire kwese kwauchaedza

  • @thandekilendiweni8447
    @thandekilendiweni8447 3 года назад +3

    Aiwa manake, rinotendwa

  • @masgeemasgee8462
    @masgeemasgee8462 3 года назад +2

    Ndipo chaipo👏👏👏👏👏👏ulululululu maita sekuru vangu Mhofu iweee🥰❤❤❤

  • @maguramagura5335
    @maguramagura5335 9 месяцев назад

    Munogona mhopfu Rambai makadaro 👏🏻👏🏻👏🏻

  • @marshallmtshina2868
    @marshallmtshina2868 2 года назад +4

    Vee Mhofu is a class act. Terribly underated. This is a masterpiece

  • @innocentngwawaira882
    @innocentngwawaira882 3 года назад +2

    All we have willed or hoped or dreamed of good shall exist MAHWEREKETA VASEKURU ZVATAMBIRWA YAVE GUIDE ZIMBABWE 🇿🇼

  • @memoryrumbidzaimushapaidze5090
    @memoryrumbidzaimushapaidze5090 5 месяцев назад

    NdiNyamuzihwa here avo varikudzvova ava ndaisa zvanza Shumba 👏🏻🪘🪇

  • @TendaMudimba
    @TendaMudimba 8 месяцев назад

    Rarai murugare Svembere mhondoro yemvura ndokurangarirai asekuru vangu Afawanaka mhondoro yemvura 💔💔

  • @alexiorande2002
    @alexiorande2002 Год назад

    Nhapitapi yengoma yepasi. Tazviona Mwendamberi.

  • @richmondmanyora7415
    @richmondmanyora7415 2 года назад +2

    Spiritually inclined mufunge muteuro Mukuru uyu wakadzama ndakwidza maoko.

  • @mbk228
    @mbk228 3 года назад +3

    Hekani mhofu ndanzwa ndiri mukati mebako

  • @mtmuzh
    @mtmuzh 3 года назад +15

    Sweeeeet. Nice arrangement of voices and instruments. 👏👏👏👏

  • @thapelomaguri8698
    @thapelomaguri8698 3 года назад +5

    Apa makagonesa Mhofu yemkono ngazviende mberi

  • @angelagaranti8838
    @angelagaranti8838 7 месяцев назад

    Matendwa Mhofu💛💃👏👏

  • @kuvimbadzadagu5463
    @kuvimbadzadagu5463 3 года назад +5

    This is so good keep it up vee mhofu n dzviva rembira

  • @audiciousmakaure4884
    @audiciousmakaure4884 Год назад

    👏👏👏taisa manja vanjanja

  • @mimisoko1364
    @mimisoko1364 Год назад

    Izwi remvura👏👏👏👏👏👏👏👏

  • @nyaradzosimbi6169
    @nyaradzosimbi6169 Год назад

    Munechipo chenyu Mhofu rambai muchidzidzisa mwere rinotendwa vadyi venhapi

  • @fadzaikellymawuka8523
    @fadzaikellymawuka8523 3 года назад +3

    Ndipapo Mwendamberi Mhofu yomukono

  • @SinikiweMakundr
    @SinikiweMakundr Год назад

    Mhondoro Machembere Hombarume ratendwa 🙏

  • @knowledge4able
    @knowledge4able 3 года назад +5

    Matare achitekaidzwa , mudzimu yoturuka

  • @rumbidzaimafiyano7966
    @rumbidzaimafiyano7966 Год назад

    Hekani warooooo mhepohuru

  • @lililochingo985
    @lililochingo985 2 года назад

    Ndiri jeche renyu machangamire

  • @tiripanyanga3837
    @tiripanyanga3837 3 года назад +29

    You're so pregnant with talent I develop goosebumps each time I listen to a lovely piece of music.

  • @julietjarai8379
    @julietjarai8379 3 года назад +3

    Ipapo hombarume isu pwere takaterera

  • @farawaylodgebb376
    @farawaylodgebb376 2 года назад

    Rwiyo rwakadzama, tinotenda mhofu, mune chipo henyu

  • @michellemadzura5868
    @michellemadzura5868 Год назад

    Mazwi 👏👏👏👏

  • @regisnyere2995
    @regisnyere2995 3 года назад +2

    Mwendamberi unogona zvisiri zvekunyepa.

  • @Rastanyere
    @Rastanyere 2 года назад

    Ndizvozvo Mseyemwa, ndipapo Mhofu!!!

  • @zvevanjanjaizvitechnologie501
    @zvevanjanjaizvitechnologie501 19 дней назад

    Mhofu munamato mukuru uyu kune vari kumhepo kubva kwatiri madzimbahwe kwese kwitiri kushava

  • @michelleronicajinjika8504
    @michelleronicajinjika8504 3 года назад +1

    👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻 zvinotendwa

  • @edwintsvangirayi3001
    @edwintsvangirayi3001 2 года назад

    Mweya wacho uno yera ndiye holly spirit illuminating christ in you----------this is a cultural dimension which understood coccus and protocols. Its the past though the future is in coming is a new thing "Canaanian Estate", finally the future we yatinongo shuvirawo..............

  • @simbisomapfumorazzle6471
    @simbisomapfumorazzle6471 3 года назад +2

    Taisa zvanza 👏👏

  • @ruewainno
    @ruewainno 2 года назад

    Vari pasi 👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾👏🏾

  • @tafadzwamataruse3812
    @tafadzwamataruse3812 9 месяцев назад

    Mhofu, muriwadi ere, kana makambonere henyu, izwi remvura ma1 ekwa bla modza..........

  • @assinmagwenzi5984
    @assinmagwenzi5984 2 года назад +3

    This is a well crafted song ,,it takes us down lane of our tradition,,keep it up Veeee

  • @chanachaHumbaMakombe
    @chanachaHumbaMakombe 3 года назад +4

    ndaisa zvanza Mwendamberi

  • @waverlychinemungu5731
    @waverlychinemungu5731 Месяц назад

    Hah aya Ma one 👏😂🙌

  • @nnnsandra
    @nnnsandra Год назад

    I can not put into words how I feel. Muvhu hamuna gwenzi.

  • @patricksiyawamwaya6223
    @patricksiyawamwaya6223 2 года назад

    Dziteererwe Gwenzi iweee!!! Chakatanga Izwi!

  • @simbaitsikayi4989
    @simbaitsikayi4989 2 года назад +1

    Love. The mbira music

  • @ModestarChigwaza-ic3dm
    @ModestarChigwaza-ic3dm 4 месяца назад

    Rinotendwa muyera Mhofu

  • @AshleyMuponda
    @AshleyMuponda 7 месяцев назад

    Iove this song.❤

  • @mdkt1097
    @mdkt1097 3 года назад +2

    Zvaonekwa Chinerembe ululululuuuuu

  • @lyng7247
    @lyng7247 3 года назад +5

    Truly, a holy, sacred masterpiece

  • @edithsweet8610
    @edithsweet8610 3 года назад +3

    Mad Love❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️🙏🙏🙏❤️❤️❤️❤️❤️

  • @emilytagwireyi2400
    @emilytagwireyi2400 2 года назад

    This is deep 👏👏👏 ndaisa maoko Mhofu

  • @netsaisimbanegavi93
    @netsaisimbanegavi93 3 года назад +5

    This is a beautiful song 💗

  • @julionyazamba619
    @julionyazamba619 Год назад

    master piece