this is the best vanangu,tsamba yenyu yainge yakaverengwa kare na Nyadenga imi musati ndazviziva, so everything bcz so easy, ye Mwanakoma cn say ndaka risker but When God leads evrything bcz do able ,ndafarira history yenyu,but these days zva mwari chaizvo vanhu ngavazobatana pama business varoorana ,Rambai makabatira pana Ishe ,Thanx to muroora nhasi u wre taurai ,imi,not iwe nhasi wauya ne respct yakafanana neyaunopiwa,my pretty lady.❤❤❤❤
Haaa ini guys handife ndakatemba mwana waamwene zvachose🙌🙌🙌taisevha tese mari boom shasha bva ya withdraw cash yes from orange money kubotswana abva azvii endesa kuchikoro P 10 000 and mari iyoyo kuti ibude ndakatozoenda kupolice station and kubvira ipapo ndoita savings angu ndega❤handidi partner 🙌🙌🙌mwana waamwene nikisi bodo akanaka kana akafa coz m talking from experience
@@bridgetchanda4048 mfunge hako haaaa ndakaenda kuMochudi Police Station ini and kubvira ipapo handitodi kunzwa nezvekuchengeta mari nabhangu and ndakatombofunga kuenda kwasekuru Tasvu or sekuru Kanengo haaa kutokumura bhatye rekuchechi 🙌🙌🙌🙌
Isu toda zvinhu tanakidzwa and matidzidzisao thank you guys . I like worst part yamati kuRisk aah amana kaa l say NO to risk bcz unochema, hanzi naRyan ndamuTrust but iii Anesu ati handikutrust 😂😂😂😂. Guys as for me l think kuti kana wafunga kuita business nemunhu wako tanga wapfekedzwa ring bcz zvekuzodemba mulife mako iii it's not good plus zvimwe zvinhu zvekuti business toita naBae itai maroorana l like that maiChidavaenzi, Anesu you are like mai sister jealous hanzi makiss akwana amavapa muchagara ikoko 😂😂😊 lots of love guys ❤❤❤ deputy parents Thank you so much for this video tadzidzao❤❤❤
You guys mondiitira, zvekuita business with your partner zvoda calling and patience ini I worked for my husband then ari boyfriend I thought I was going to be treated differently from other consultants up until one day akafona achiti I'm not paying you because you under performed on your task 😂😂😂 I almost had a heart attack and ndoyaiva first time kunetsana zviri serious akati I don't mix business with pleasure, but takapotsa tarambana. Almost 5 years in marriage now ndakunzwisisa kuti apa tiri pabasa apa tiriku love and we have 2 ma numbers yebasa it's strictly business. Continue working together you will go far ❤
"if God blesses you with a partner like mine"🥰😄 wow, thanks for the advice especially pekuti tangai manyatsozivana before you get into anything serious
Haaa ini andife ndaka trust mwana wavamwene even to do business or save money with him ummm you will be committed kumunhu atori committed with someone...
😂😂😂😂😂as for ndaka risker . Ai guys. Hamuna kuzhangandira asi munotaura tumwe tuma facts tunonakidza makapora henyu. Esp pa video remiyedzo inosanganikwa nayo pakurorwa haaaaa i can watch it a million times. Musandisekese veduwe
Skin yawifey!!!🥺❤ I like I like I like👌 What's your skin care routine? Have you always had a flawless skin since growing up like suffering from acne and etc or it's always been like that👌 If you manage to have time...please give us a video of your skincare routine. Please please!!🙏❤️
To us who likes before watching thumbs up😊😊
🥂🍻🥂to us sure 😅😅
Manje nhasi takasika🤝🏾♥️♥️
Haaa isu we risked all the way😂 2020 we opened a preschool...got married 2023 and our 1st baby is still standing. ..pamberi neku risker kkk
Is this happening in Zimbabwe 😢
@@ElizabethManikwa😅😅
Kuroorwa it's indeed an achievement honai ma skin akuita kunonzi Ku glower 😍😍😍😍❤️😘🎉🎉🎉🔥🔥🔥🔥🔥
True neheart break mafuta haanzwire muskin
😂😂😂zvosiyana unororwa ukaita kuuparuka Face iyi this
Mai Chidavaenzi your skin is glowing
We only want one thing from you,,, you have to love each other till death. Love you guys ❤
0:45 Your “small shop” is not just a small shop but a thriving business. Itori interafrica don’t ever despise small beginnings you are doing well.
This❤
Mai Chidaz skin is skining 👌..mukuzorei
Anesu skin skin skin
l love her skin zvekuti
She is glowing 🎉
and the bible says a soft answers drives away anger 😊❤ , the part when Ryan says sorry babe 😂❤ l love that.
The throwback pictures🥹growing together can be so beautiful❤
this is the best vanangu,tsamba yenyu yainge yakaverengwa kare na Nyadenga imi musati ndazviziva, so everything bcz so easy, ye Mwanakoma cn say ndaka risker but When God leads evrything bcz do able ,ndafarira history yenyu,but these days zva mwari chaizvo vanhu ngavazobatana pama business varoorana ,Rambai makabatira pana Ishe ,Thanx to muroora nhasi u wre taurai ,imi,not iwe nhasi wauya ne respct yakafanana neyaunopiwa,my pretty lady.❤❤❤❤
Amen ,zvakarongwa hapana. Chinopikisa
Mai Chidavaenzi you are glowing askana , looking very good. Keep it up VaChidavaenzi
Haaa ini guys handife ndakatemba mwana waamwene zvachose🙌🙌🙌taisevha tese mari boom shasha bva ya withdraw cash yes from orange money kubotswana abva azvii endesa kuchikoro P 10 000 and mari iyoyo kuti ibude ndakatozoenda kupolice station and kubvira ipapo ndoita savings angu ndega❤handidi partner 🙌🙌🙌mwana waamwene nikisi bodo akanaka kana akafa coz m talking from experience
Apa nekurwadxa koita pula
@@bridgetchanda4048 mfunge hako haaaa ndakaenda kuMochudi Police Station ini and kubvira ipapo handitodi kunzwa nezvekuchengeta mari nabhangu and ndakatombofunga kuenda kwasekuru Tasvu or sekuru Kanengo haaa kutokumura bhatye rekuchechi 🙌🙌🙌🙌
😅😅😅😂😂😂
Even akfa anoita chipoko
Can we take a moment to talk about Anesu's glowing skin
🔥🔥🔥
That glow on Anesu skin ❤
Anesu, girl. You are glowing. The skin is skinning. I love that.❤❤❤
Toda $1. Dollar as Anesu said ndikudzokorora kuona futi hope maviews anowanda ukadzokorora cause ndikuda kutoti awande shame ❤❤
My people my people thanks for this million dollar motivation❤
"my pretty lady" yhoo shem ryan kills me when he says that
Its the laugh for me Mai Chidavaenzi❤❤
Your skin is glowing mukushandisei askana
To us who followed you kubva kumadhaka 🔥lob you load Mr n Mrs chidavaenzi
Ku saver marii mese zvoda mweya mutsvene vataura it aint for the faint hearted
Truth
U guys are the best🥰🥰ndatozvimabata mromo ndakungosmiler ndega... thank you for the advice
We just want you guys to keep bringing these sweet vids ,we ❤❤ u so much
Isu toda zvinhu tanakidzwa and matidzidzisao thank you guys . I like worst part yamati kuRisk aah amana kaa l say NO to risk bcz unochema, hanzi naRyan ndamuTrust but iii Anesu ati handikutrust 😂😂😂😂. Guys as for me l think kuti kana wafunga kuita business nemunhu wako tanga wapfekedzwa ring bcz zvekuzodemba mulife mako iii it's not good plus zvimwe zvinhu zvekuti business toita naBae itai maroorana l like that maiChidavaenzi, Anesu you are like mai sister jealous hanzi makiss akwana amavapa muchagara ikoko 😂😂😊 lots of love guys
❤❤❤ deputy parents Thank you so much for this video tadzidzao❤❤❤
the way Ryan addressed Anesu
"my pretty lady"
haaaa i love you guys❤❤❤
Keep on we love uu guyz
Guys ndokufarirai marriage is a beautiful thing see how you are all glowing ❤
Ini I just wish kumbouya kumba kwenyu ndoswera nemi hangu kubvira pa tea kusvika kusadza manheru kana zvichiita ndorara hangu mu dining ndozomuka ndichidzokera kumba I'm sure nenge ndapedza shungu coz zvesure ndoshaya kuti ndoita sei ndokufarirai
Zvandinofunga chaizvo😅
I love this ❤❤ love is a beautiful thing
Just bring more content stay together and keep us entertained ❤❤❤❤❤
Look at them speaking with so much maturity 🥹 you're blessed guys. May you continue to succeed in God's grace ❤❤
I have been up for 3hrs binging on this content ,wow,very inspirational. Impressive
Kkkkkkk anesu haana kukwana hake kkkkkk hanzi kana izvezvi .lots of love power couple
You guys are sweet and makabatana👏,,,,keep it up!!!!!!
Wooow mai chidaz u r glowing shem...urikuzorei zvako..wawedzera kunakisisa
Wow thank Maichidavaenzi l'm learning ndiri kunyora manotes everyday pandoona video
You are glowing my people ❤❤❤❤
My fav catching up for the past weeks
You guys mondiitira, zvekuita business with your partner zvoda calling and patience ini I worked for my husband then ari boyfriend I thought I was going to be treated differently from other consultants up until one day akafona achiti I'm not paying you because you under performed on your task 😂😂😂 I almost had a heart attack and ndoyaiva first time kunetsana zviri serious akati I don't mix business with pleasure, but takapotsa tarambana. Almost 5 years in marriage now ndakunzwisisa kuti apa tiri pabasa apa tiriku love and we have 2 ma numbers yebasa it's strictly business. Continue working together you will go far ❤
Kkkkk uyu akaipa murume uyu 🔥🔥🔥🥰🥰🥰🥰haaaa that’s true though
Akakugona waida zvekuyema pabasa ka😅😅 kkkkk kana pakasatowanikwa 1 anodaro zvinhu hazvifambi
Kutoda zvako kuyema pabasa but that's good though 😊
I love you guyz...am motivated haaaa pakutongoda kurisker apa 😁😁😁
I can't believe I met you guys today! Made my entire day 🤗
I learnt a lot from you guys. Thank you
Anesu is gaining weight beautifully 😊
ihh just remembered mapics enyu makapfeka CJ haa takabva kure shuwa
Haaaaa Anesu skin iyo is giving 😊❤
Tanga tanzwa nekumirira here we goo❤❤❤❤❤
I like the way Anesu carries herself ❤
As young as yu are guys you inspire us a lot, thank you for sharing your experiences ❤❤
Nhasi ndabata nguva ❤❤
Shuwa zviripa 2.... Mai Chidavaedzi is right. Mari iyoyo ikazorooreswa munhu unofa... Not that vanhu vese are not trust worthy but zvinoitika.
Anesu you are glowing ❤
"if God blesses you with a partner like mine"🥰😄 wow, thanks for the advice especially pekuti tangai manyatsozivana before you get into anything serious
Mai Chidavaenzi your skin is glowing.
Haaa ini andife ndaka trust mwana wavamwene even to do business or save money with him ummm you will be committed kumunhu atori committed with someone...
Anesu anonakidza😂🙌🏾 zvanzi ingahenyu makundi truster
Ini ndanonoka kuuya I was preparing my popcorn so that I watch this primiere musatoite henyu video re30 minutes
Engl accent yaRyan yakaenda kuHarvad....I like the way you relate with each other..mutual respect n stuff😍💯
Inin hngu ndikungoda kuya kumba kwnyu mundibikire 😅😅😅😅
Mai Chidavaenzi looking so beautiful you are glowing amai mwana ❤❤❤😊
It's giving glowing skin....I love you guys ❤😊
Patiently waiting ❤😊
Vanoda zvinhu let's 🎉😅 gather here😅
Love you guys ndokudai imimi
Well done guys , everything big starts small and I’m sure with God Almighty all things are possible
Stay blessed
Anesu you're glowing ❤
I risked and we making it😊
looking adorable keep it
Exactly ,i think it's wise kuzobatana maroorana .Not all guys are like Ryan ,mmmh vamwe vacho tinozochemedzwa😂
We also appreciate you guys posting the videos ndozvandingatodewo sereward kuti murambe muchiposter tichivarairwawo hedu
❤❤❤ you are mature guys shame
I love you guys thanks nedzidziso anesu shanje nekiss yemunhepo hr amana hatizive uyu Ryan 😂😂😂😂😂😂😂😂
Anesu looking good
You look beautiful Anesu. Zvakakaufita zvawakaita nhasi. The hairstyle, the eyebrows and skin care routine. Haa zviri kubuda 🥰
Thank you for sharing as well tinokudaiwo vabereki❤😂
My fvrt couple ahewa munondiitira .May the dear Lord continue blessing you ❤
you are glowing today dear sis. am loving the glow mangweee❤❤❤
We thank you for these videos every Monday ❤❤
Aiwa senyika tinotenda sending love from Namibia 🇳🇦 ❤️
Anesu taura hako une point ini ndozoita together taroorana ❤❤❤
Great advice. Anesu you are looking good
Awww this is ❤❤❤
You guys makabva Kure. I love your old videos and photos ❤❤. May God continue to bless your union🙏
this is a lesson,,,trust is essential zveshuwa ,thaank you
😂😂😂😂😂as for ndaka risker . Ai guys. Hamuna kuzhangandira asi munotaura tumwe tuma facts tunonakidza makapora henyu. Esp pa video remiyedzo inosanganikwa nayo pakurorwa haaaaa i can watch it a million times. Musandisekese veduwe
You guys are the sweetest.
What you can do for us? - stick together, stay together like that and post more videos. Thats all.
Thanks you so much ne advice yenyu
Mai Chidavaenzi igentle magic here iyo tipeiwo manotes asikana kana kuti ukuchengetwa zvako navaChidavaenzi ❤
I love this ❤
Haaa ndokuzivayi mhuri yangu haa makabva mese mumadhaka❤
Woooow im impressed shm ,uuuuu makabva kure neRudo rwenyu yoo ,inshort i can say you are too blessed to have each other rambai makadaro❤❤❤❤
My pretty lady😊
Skin yawifey!!!🥺❤ I like I like I like👌
What's your skin care routine?
Have you always had a flawless skin since growing up like suffering from acne and etc or it's always been like that👌
If you manage to have time...please give us a video of your skincare routine. Please please!!🙏❤️
I've been meaning to ask for the same thing too
Thank you for sharing this video ❤
Mai Chidaz muku glower ,,Dad vakuratidza kuti vakubikirwa chaizvo naMai
Anesu you are glowing yoo
Anesu l love your hair❤❤❤
Everytime l come hear l start say hey guys welcome back home😂❤
Thank you for the advice guys. We recently got engaged and we have also started our own youtube channel and we are sure we gonna keep on growing.
Love the hair 😍 Anesu