Vanhu venguwotsuku vobudapachena panyaya yekunzi vanouraya vanhu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 5 янв 2025

Комментарии •

  • @Hamu-e
    @Hamu-e  20 дней назад +4

    Mambo Mutize +263 77 107 4332

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 20 дней назад +7

    Kanyika kakaroyiwa aka!!!

  • @webbmuchenje9357
    @webbmuchenje9357 20 дней назад +2

    Munowanikepi uye munobhadharisa here

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 20 дней назад +3

    Mubvunzo ndimi here munoshandidzana nasekuru sithole vaparadzai

  • @HoraceHamilton-go1of
    @HoraceHamilton-go1of 15 дней назад

    Varoyi ava

  • @KudakwasheMudzamatira
    @KudakwasheMudzamatira 18 дней назад +1

    Vanorombesa here mambo avo

  • @RosemaryCharumbuka-t7d
    @RosemaryCharumbuka-t7d 20 дней назад +1

    Chero ukadzirwa sei kuuraya munhu hakuite mwari ndovanotsiva

  • @shebs2207
    @shebs2207 20 дней назад +1

    Pamanjuzu ndinotenderana nemi hazviko nyika yese heree haaaa njuzu dzacho dzazombodaro nei

  • @EddyKadira
    @EddyKadira 20 дней назад +1

    Most Maprofiter qkurombesa zvese hazvo ,kana makazvicherechedza

  • @EddyKadira
    @EddyKadira 20 дней назад +1

    Munhu anouraya muroyi😊

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 20 дней назад +2

    Zvamwari zvinogara muropa kwete mubakatwa hurombwa uhu akaripiwa nakafera kana nasithole

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 20 дней назад +5

    Huroyi.Kuuraya munhi uriMwari here?Endai zvenyu muchirohwa bag?New curriculum pakunamata here???😂😂😂😂

  • @siphidube9811
    @siphidube9811 20 дней назад +1

    X mas is around the corner🎉 Aseqalile amasela 🤦🤦
    Run 🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️

  • @Mpholosisndlam8675
    @Mpholosisndlam8675 18 дней назад +1

    Vese vakaita mwana ikoko kazhinji kacho ndivo madzibaba vanenge vachirara navakadzi ivavo

  • @TauraiSveto
    @TauraiSveto 20 дней назад +2

    Varipo paMedia havo asi nemuromo varikt havaende paInternet

  • @PaidamoyoMudzana
    @PaidamoyoMudzana 18 дней назад +1

    Makabudireyi kwamugodhi nhai mambo

  • @Dj3rdPastorTodman3d416
    @Dj3rdPastorTodman3d416 20 дней назад +1

    Mambo mambo ruclips.net/user/shortsz5GLFP27Qjc?si=DqukgWiARe9ykr9g

  • @georgebernardmmutanda311
    @georgebernardmmutanda311 8 дней назад

    Zinatha?Saka muri n'anga ka

  • @TauraiZimheni
    @TauraiZimheni 20 дней назад +1

    Nyedzi nomwe tinoisa muchikwa mutsvuku pamagenzi

  • @ChipoMpofu-hl2ll
    @ChipoMpofu-hl2ll 20 дней назад +6

    Team ya ekedhi maodzwa iyi makazodii neropa rekumagaro kwa evans

  • @ZechariaChimanikire
    @ZechariaChimanikire 20 дней назад +2

    Haaaa chibaba ichooo mambo mutize

  • @medrhochigande7240
    @medrhochigande7240 20 дней назад +1

    Kana muchiti munoita turn tables around meaning kuti anenge auya kwamuri ayine waari kupumha asi ari iye akauraya ndiye anozofa here or kunofa mupumwi

  • @undersongwati5504
    @undersongwati5504 20 дней назад +1

    Varoi vekunguwotsvuku vanoroya kwedu vaksdzingwa namambo havachada kuonekwa

  • @JulietGora
    @JulietGora 20 дней назад +1

    Itai zvinhu zvenyu mega

  • @IshungWeny
    @IshungWeny 20 дней назад +2

    Ngavataure chokwadi kt vanoda mari cz kuinbox vanochaja mari

  • @nozweloncube8788
    @nozweloncube8788 15 дней назад

    These tichafa

  • @AngelaMaseko-m6z
    @AngelaMaseko-m6z 20 дней назад +1

    Bathakhathi babantu labo

  • @ItayiGeorge
    @ItayiGeorge 20 дней назад +1

    Hapana secret apa munhu wamwari anotaura chokwadi

  • @BornfaceShumba-p6x
    @BornfaceShumba-p6x 20 дней назад +2

    Go back to sender bhoo zvekuti ukawona munhu asingadi nguwo tsvuku anenge anechakabata chete bcz nguwo tsvuku inodzorera huroyi kumuroyi

    • @Hamu-e
      @Hamu-e  20 дней назад

      Seem so

  • @lemsonKwenda
    @lemsonKwenda 20 дней назад +1

    rovai basa

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 20 дней назад +1

    Ndomai vechikuru here Ava???

  • @JoshuaManyoni-o7e
    @JoshuaManyoni-o7e 14 дней назад

    Hadzizi mbeu dzese dzinomera

  • @patrickmakausi4164
    @patrickmakausi4164 20 дней назад +4

    Poor Marketing na Journalist avo, mupostori uyo ngaatsvage imwe channel yeku advertiser navo, Mr presenter Mr Journalist maitiro enyu kunge mukuita ma skits henyu or zvinhu zviri scripted. Improve Mr Journalist

    • @TereraiMasunda-tj7bl
      @TereraiMasunda-tj7bl 20 дней назад

      Sure ungati idrama

    • @Hamu-e
      @Hamu-e  20 дней назад

      Vhura yako Chanel uitewo

    • @ChipoMpofu-hl2ll
      @ChipoMpofu-hl2ll 20 дней назад

      @@Hamu-e tsiurika iwewe gadzirwa paunenge wafonyoka

    • @patrickmakausi4164
      @patrickmakausi4164 20 дней назад

      ​@@Hamu-e haa handina kana one chandinotadza chainoita shamari kana 1 zvinombonetsa here ko zvine mapepa here zvehu Journalist izvi kushaya shungu nazvo chete. Ndotoita ndikatokukunda. U dresser zvakanaka futi paunoita Journalism yako wayenda ku show here or

    • @VincentChibaya
      @VincentChibaya 18 дней назад

      DJ unogona basa urikunyatsobvunza Nemo Nemo sando dzako

  • @Zex-u5s
    @Zex-u5s 19 дней назад +1

    Poresa vanhu chete