Ndinonyengerwa 2usd,Dai ndawana mari yekutanga Bnss-Bhishu Reality Show(BRS)- season(1)Episode(9)

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 8 ноя 2024

Комментарии • 67

  • @obediencekamutande949
    @obediencekamutande949 Год назад +10

    Aaah zviri Nani hangu ndidhiraivhe zvangu chikorobho ini kuno

    • @blessing4916
      @blessing4916 Год назад

      Shuwa kugara 10yrs uchirarama nechihure kuda uko

  • @lydiakhumbula7359
    @lydiakhumbula7359 Год назад +14

    Vamwe takarambwa tichirara muma street bt hatina kugara tatengesa muviri,seenzesai simba ramunorara nevarume iroro muite house girl ahhh 😮😮😮

  • @pelagiamuguti8693
    @pelagiamuguti8693 Год назад +9

    Simba rekuvata nevarume vanaro but rekutsvaga basa riri genuine Havana. 10yrs uchirarwa nevarume vari dfrnt wotoita vamwe vana futi zvakaoma.

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 Год назад +2

      Taurai zvenyu akadzungaira munhu uyu inungo dzekushanda hapana chimwe

    • @Kudzybae98
      @Kudzybae98 Год назад +1

      Nhyzvako

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 Год назад

      Taura hako ungada kubatsira iwe utove nesimba rekurara nevarume asi uchitadza kuwana simba rokushanda

    • @bosslimpopo8532
      @bosslimpopo8532 Год назад

      Ko iroro ringori basa wani musashore mabasa evamwe ma house girl amotaura vazhinji varikungorarwa nevarume zvakasiyana even vari formally employed chaivo

  • @AnnahMufumisi-ek3tx
    @AnnahMufumisi-ek3tx Год назад +5

    Tsvagai Basa remumba mhayi ISU vamwe tiri kutoshanda mudzimba dzeva

  • @mamoMangondoza
    @mamoMangondoza 8 месяцев назад +2

    Mazera enyu aya ndiwo arikutodihwa kuchihouse gero kunyanya and ndimi makuziva nhamo

  • @mamoMangondoza
    @mamoMangondoza 8 месяцев назад +1

    Ah ini ndazoiwana hangu mari yekubatsira ndinozotanga hangu zvirema nemapofu kwt munhu akakwana ..ukafamba uchitsvaga basa munevanemari dzavo uchidemba vanokunzwira tsitsi

  • @angelakaonza6168
    @angelakaonza6168 8 месяцев назад +1

    Pa10 years havasat vawana yestart veduuu

  • @thomasmundowa5319
    @thomasmundowa5319 Год назад +1

    Usimbe uhu

  • @JemimaBhobho-y1c
    @JemimaBhobho-y1c Год назад +4

    Vamwe tirima housegirl wani imika

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 Год назад +1

    Kunomira mustreet uchihura kuzviitisa chaiko nungo rudzii mukadzi mukuru kuda kuchengetwa nemhata endai munotsvairira vanhu mudzimba nekuita musika inga vamwe vakutengesa masweets wani,,inini ndiri kushanda mumba ndichitochengetq ndega vana asi mhata yangu ndinayo but kuhura hakuchinje situation kunouraya future yevana hazvinakidze kutukwa kunzi mwana wehure,,makura mai imi musadaro

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Год назад +2

    Mumba mayambutsa vanhu vakawanda mainini.mune nungo imi tibvireipo

  • @TaurayiVumbunu
    @TaurayiVumbunu 7 месяцев назад

    Nyope chaiyo ungashate plan kutadza kufunga uko

  • @kellymanjeya7947
    @kellymanjeya7947 Год назад

    Hanzi Anosiya akuita sue side

  • @MemoryKubarwa
    @MemoryKubarwa Год назад +4

    Makaremara here nhayi itai chi house girl muwane Mari ye start uko nonsense

  • @ellenchams9085
    @ellenchams9085 Год назад +1

    Mustreet hamudi ma ages ajo kani...40 yrs uum..tsvagai basa kumayard remumba

  • @ATIWERI
    @ATIWERI 5 месяцев назад

    Huyai kubasa

  • @josephchenjerai1075
    @josephchenjerai1075 Год назад +1

    Sekuri saint vanhu ava havadi help yemari vanoda kupiwa basa vashande apa munhu anotambura apa a anoramba achiita vana dai vachinja muitiro

  • @VincentDzimiri
    @VincentDzimiri 4 месяца назад

    Mugoshtokkkkk

  • @TendaiMaru
    @TendaiMaru Год назад +2

    Zimbabweans stop judging Zimbabweans stop judging if you can't help nyarara

  • @tinashekamhapa4803
    @tinashekamhapa4803 Год назад +2

    Next time pamoita program motibvunzirao ava kuti mahure ayo vanotio vakaona anoda kuvabatsira vanoda kutanga musika koda $10 mari kubva vatanga kuhura havasati vaibata

  • @shamisokarungaire
    @shamisokarungaire Год назад

    Kusarudzwa haisi nyaya yekushaya murume inyaya yekushaya mari

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b Год назад

    Zvimwe kungozviregerera Mai vakasvika kudai kubva mashaya zvimwe zvokuiita shuwa nemaoko enyu

  • @PaulineMuchochomi
    @PaulineMuchochomi 2 месяца назад

    Hure ihure hamufaniri kubvunza reason yechihure .munenge muchiita kunge movasapoya .hakuna rimwe bas hr besides kuhura

  • @melodychipata2518
    @melodychipata2518 Год назад

    Tsvagai basa vedu we house gal chairo kwete kuita zvekupusa kudaro mai vakasvika kudai

  • @mariazulu6805
    @mariazulu6805 Год назад

    Uncle. Ma program amakuunza la hana hunhu.chokwadi vangani vakadzi varikutengesa pamusika kana vanohoda vachitengesa vamwe vanotoshanda mudzimba vachichengeta vana vavo...sure kuita chihure kuda.vangani madzimai vadzidzisa vana vavo up to university nemari yepamusika kana ma freezits wani..kana uncle mavekukurudzira chihure.

  • @user-Tyrone9love
    @user-Tyrone9love Год назад

    Iwe urikuitisa mahure unovapa help hre

  • @ngonidzashemadzivire6997
    @ngonidzashemadzivire6997 Год назад

    Mese vanhu munotaura zvisina basa murimhata ko kana akahura imhosva here handi akushandisa yake here anounganodza mari ye business nguvai pakuti nguva yaanowana dollar ndoyacho yekushandisa nguva idzodzo

  • @MemorySadowera
    @MemorySadowera Год назад

    Hunyope kusad kushnda ukoo

  • @josephlupiya6626
    @josephlupiya6626 Год назад

    Murimboko dzevakadzi ....tsvagai mabasa ekushanda mudzimba hamushaiwi

    • @JemimaBhobho-y1c
      @JemimaBhobho-y1c Год назад

      Nhai zvako iwe ini ndiri housegirl izvezvi ndikuvaka matanga ehuku nditange ma projects ava kutinyadzisa 10yrs uchiita chihure nxaaa

  • @Hungwe
    @Hungwe Год назад

    Motoziva henyu kuti kushaya murume hawuna respect ku family saka munonetserei muma marriage umu. Now you are reduced to $2

  • @cdechirume2979
    @cdechirume2979 Год назад

    Why is everyone saying varkuda kusiya this profession when it's the oldest job on earth. Even during Jesus times 😂😂😂😂.

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 Год назад

    Hurai mufee

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 Год назад

    Mainini kwanai in (Doctor Choga’s voice)mapindo mangani kuti muwane $60 yerent plus transport

  • @richardnyamunda679
    @richardnyamunda679 Год назад

    Chiregayi kuhura ndikuwanei vuyai ku Capetown

    • @iressemerson7468
      @iressemerson7468 Год назад

      😂😂😂vanokutiza vonotanga kumira kuStinos muna Vooltreker mahure haungamagone 🙌🏽

  • @rudomusami6508
    @rudomusami6508 Год назад +1

    Ngavatsvake mabsa emudzimba vashande nhai

    • @shumzaali714
      @shumzaali714 Год назад +1

      Vanoshanda sei maoko akaremara nekubata mbolisi dzakasiyanasiyana aaaa 10 years dzese uchingokwirwa ndakunyarirai amai

    • @Marvellous-b4n
      @Marvellous-b4n Год назад +1

      Kkkkkkkkk kutotsinzinira kunge muri kutaura zvine musoro, mai mwana musamiririra kupihwa endai ku chi maid mushande motengesa zvimwewo muripo pabasa. Chi maid chakareruka maybe rimwe i demon rakakugarai

  • @georgekarumazondo6414
    @georgekarumazondo6414 Год назад

    Vanhu ngavagare kumusha kani

  • @matildatuwe9846
    @matildatuwe9846 Год назад

    Veduwee kushanda hakuuraye kuzvishandira ndiko kunopedza dambudziko rako kwete kunomira mustreet

  • @successmike
    @successmike Год назад

    Regal ndingopostawo pamwe Manass angandimhoresa

    • @manasschibanda
      @manasschibanda  Год назад +1

      Greetings

    • @successmike
      @successmike Год назад

      @@manasschibanda thank you for the greeting. Am good next time you are in himbaland ndibatei ndikuendesei kugochgoch yavanoti kapana.

  • @blessing4916
    @blessing4916 Год назад

    Iwe enda unoshanda unoti 10yrs uchirarama nechihure uri kushaya mari ye start hr benzi iwe chero ma frizts chaiyo unosimuka uri kudzidzisa vana chii vachikuona pa tv uchipupura nungo satan wako

  • @TendaiMaru
    @TendaiMaru Год назад +1

    People don't judge maybe kuno yita house maid kwacho ku SA she doesn't have a link mu zimbabwe even vakada kuyita house girl vanopiwa mariii? munhu wese akawomerwa ku zimbabwe vane ma link acho you must have a Zanu Pf relative don't judge vanhu zvinopisa tsitsi izvi she needs help and love not judgment

  • @matichidanhamabwe184
    @matichidanhamabwe184 Год назад +3

    😢 suicide,,😮kukubaya nebanga

    • @gee9961
      @gee9961 Год назад

      😂😂😂😂😂 unozorora wani

  • @charitymakurmo3419
    @charitymakurmo3419 8 месяцев назад

    mabishu eyii tibvire uko simbe dzevanhu vakadzi vakuru ko kushanda mofa here . don't come here with your same old story yekuti maitambura tibvire uko ,last week there was two kids who where left with their parents vari vadiki they worked hard kumaricho havana kuita bishu until uncle saint vaenda kunovaona vakabetserwa ,imi motadza nei kushanda , that's your decision to be bishu not kunyepera situation

  • @t.m1222
    @t.m1222 Год назад

    Rubbish!!!!! Mysogyny!!!! Warume waripi apa.